Babamunini veSwag kungomwa 1 Hunters Makutorara naMaiguru kkkkk Siyai doro iri

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 95

  • @lucksonmangana-ho1oc
    @lucksonmangana-ho1oc 4 месяца назад +4

    Musatambisirwe nguva Madzimambo nemahumbwe awa,muroora uyo haasikudiwa mumusha,that was a trap iyi,paida kungotsvakirwa muroora mhosva yekuti aende

  • @clemenceranso8768
    @clemenceranso8768 5 месяцев назад +8

    Ishe matadza kutonga apa dai vavhiya nyaya zvakanaka mukadzi uyu haasi kudiwa pamba apa chete amwene vakaronga zvese

    • @proactiveafrica323
      @proactiveafrica323 День назад

      thats the truth chandaonawo apa, asi Mabo vambotaura kuti panechitsotsi asi vazotadza kutonga. amwene is at the centre of playing this bcoz how canshe encoraged her son kuti go and drink ubvise stress? all this plan was amwene ndivo problem and why sleeping at the door kuda kuwona kuti why?

  • @fikilesilombe7242
    @fikilesilombe7242 5 месяцев назад +11

    Camera man wanhasi 😂 l think ndocamera man wedu wekuBota family 😂😂😂😂😂😂😂

  • @CaroleTembo
    @CaroleTembo 5 месяцев назад +4

    Nyaya haina kutongwa mushe. Mambo vambunyikidza uhure husiriwo pamukadzi uyo. This was a set yavamwene.

  • @TonderaiGwabada
    @TonderaiGwabada 29 дней назад

    Ummmm justice for muroora plizzzzzzźzzzz

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Месяц назад +1

    Apa mambo marasika kkkk vamwene havade muroora ....

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 5 месяцев назад +3

    Wamwe hawadie muroora mukuru wanonyepa kuti wakarara wese ndiwo wakaisa mwanakomana wawo imomo sezvo anga asingagoni kana chinhu kana kuziwa kuti arikuitei

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Месяц назад +1

    Vamwene muroi zviripachena ivo vamwene ndivo vaitokurudzira muroora kuti endai kubar zviripachena kuti muroora akasesekedzwa kubva kudhara naamwene ava.

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 5 месяцев назад +3

    Haaa l don't think they did anything people where just drunk,haa muroora uyu unenge uri kuframerwa hako murume namai vake vane rimwe haavachade mukadzi ,amwene havadi muroora,havana kurarara vese please

  • @TonderaiGwabada
    @TonderaiGwabada 29 дней назад

    Mambo makadzvanyirira muroora uyo makaitiswa drama iro rakatorongwa naamwene

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Месяц назад

    Mambo marasika amwene havadi muroora ava nyaya ndaiitwe appeal

  • @melodymutsvairo
    @melodymutsvairo Месяц назад

    Zvinopenya penya😂😂😂

  • @MemoryMagodi
    @MemoryMagodi 5 месяцев назад +2

    Munositonga nyaya zviri fair but apa mabhaiza big time cz this was a setup iripachena iyi

  • @kevinmakumbe
    @kevinmakumbe 5 месяцев назад +3

    This was a set-up from the mother in-law.She forced the lady to go kubhawa to set her up.

  • @FaraiChirombe-x3e
    @FaraiChirombe-x3e 5 месяцев назад +3

    Mambo hamuna kuona set up here iyoo

  • @JacobNdhlovu-v2g
    @JacobNdhlovu-v2g 5 месяцев назад +2

    Only two chiefs in Zimbabwe ava na Mutasa vane zvipo varume ava wisdom chaiyo kkkk mandipedzera pa maona kuti mukoma nemunin'ina vaida kubata mwana uyo ka kkkkk mapedza

  • @mablango
    @mablango Месяц назад

    mambo Bushu mambo Bushu ndakudeedzai kangani? Kutonga kwaakukunetsai, nyaya dzamaporonga dzati wandei

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 5 месяцев назад +1

    Nyaya ngaidzokere mudare please ,and hear muroora out

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke 4 месяца назад +1

    Mwana akana uyo

  • @ChristianMukwasi
    @ChristianMukwasi 3 месяца назад

    Shoe zooming 😂😂

  • @TinasheChingwende-n6b
    @TinasheChingwende-n6b 5 месяцев назад +1

    NYAYA YEKUGADZIRA IYII MAMBO RIPISAYI MHURI IRIKURAMBA MUKADZI IYII

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki 5 месяцев назад +2

    Amwene vakaronga dhende Ava

  • @stanfordmakwengwere2008
    @stanfordmakwengwere2008 4 месяца назад +1

    Vakarongera mkadzi uyu kuda kumuramba, mai ndovari pa forefront padhiri iri

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 Месяц назад

    Bhora rakarongwa iri

  • @josef.c
    @josef.c 4 месяца назад +2

    Apa paita hudzvinyiriri chinyaya hachina kunyatsonzi dyoooo chivindi chaamai kurara padoor pemuroora shuwa husiku hwese chii chakadero chinenge chikwambo ichocho?? Mai havadi muroora vataura vega kuti mwana wavo akanga asingakwanisi kana kugara zvino bota rodyiwa nemunhu akadero here??

  • @iam.lordtroy.of.peacelazzi9927
    @iam.lordtroy.of.peacelazzi9927 3 месяца назад

    Mai ava hatingavachenure.

  • @colletormadzivanyika5586
    @colletormadzivanyika5586 2 месяца назад

    Ummm hamuna kutonga mushe mambo.Vamwene vari dangerous avo,vane moyo wakaipa

  • @SerbiaChangambika-bn3et
    @SerbiaChangambika-bn3et 5 месяцев назад +1

    Apa chief makabhayiza pamuroora
    Siyayi muroora ataure chokwadi kt nyika izive chokwadi chiri panaamwene nemuroora kt vaisada muroora

  • @kikiri383
    @kikiri383 5 месяцев назад +2

    Ko kusatya kwavamwene kuti ndikataura izvi vana vanourayana. Set up iri pachena iyi

  • @KudzaiMagombedze
    @KudzaiMagombedze 5 месяцев назад +4

    amweneka kurara padoor 🚪 here ??????? Wakarongerwa muroora

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 4 месяца назад +1

    Havina basa izvo mune sem ropa Chero akamitisa mwana Wachovia ndewenyu

  • @TryphineMuchezana
    @TryphineMuchezana 5 месяцев назад +1

    Ko vamwene sei vakati kumuroora endai kubhawa kunonwa doro chii chakadaro chinenge ngozi shuwa vakadzi vevanhu vanononwa doro chaii

  • @thomasmarimo5141
    @thomasmarimo5141 4 месяца назад

    Kumusha ndekema hombwe aka😢😢

  • @HazvineiMutenha
    @HazvineiMutenha 5 месяцев назад +1

    Amwene nemwana wawo wane dhiri rawakaita hawasi kuda munhu

  • @CharityChiganze
    @CharityChiganze 2 месяца назад

    Haaaaa murora sorry waitwa set up

  • @ElteeZindi
    @ElteeZindi 2 месяца назад

    Haina kutongwa mushe nyaya iyi

  • @Slyqueen-e4j
    @Slyqueen-e4j 5 месяцев назад +1

    Kkkkkk cameraman manyama 😂😂😂😂😂

  • @charlienize4635
    @charlienize4635 5 месяцев назад +1

    Vamwene encouraging muroora to go to bar in the name of distressing????

  • @TonderaiGwabada
    @TonderaiGwabada 29 дней назад

    Amwene ndovakaronga game iro kuti vawane kudzinga muroora

  • @tinochikowore1463
    @tinochikowore1463 4 месяца назад

    Muroora uri wron
    Muroora asina mwedzi wakutoenda kubhawa kare chengetedzai hunhu asikana

  • @roslynebhibhie252
    @roslynebhibhie252 4 месяца назад

    Nxaa ndezveku murmur izvi

  • @ChipoMateka
    @ChipoMateka 5 месяцев назад +1

    Imi murikumanidza mwana vamwene ndivo vakarongera muroora

  • @InnocentMakonese-s3g
    @InnocentMakonese-s3g 5 месяцев назад +1

    One mnth mkadzi akutoenda kubhawa fresh makoti .amwene havadi muroora mkuru

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 5 месяцев назад +5

    It was a set up iyi amwene wari involved hawasi kudawo maigru awa wakuda mroora mudiki

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 5 месяцев назад +2

    Vamwene havadi muroora ndochokwadi makai matauriro avo

  • @josephinezata7529
    @josephinezata7529 2 месяца назад

    Pane chitsotsi amwene vane plan

  • @stellamunyuki3356
    @stellamunyuki3356 5 месяцев назад +1

    Haa apa pagadzirwa nyaya apa

  • @OwenMapuranga-we9vq
    @OwenMapuranga-we9vq 5 месяцев назад

    Kkkkk hezvo... mazuzulu monakidza

  • @tafadzwamusonza2011
    @tafadzwamusonza2011 2 месяца назад

    Ko vakadii kungorara nemwana mai avo ngavabvepo

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 4 месяца назад

    Mai ava ibenzi bcz vanokonzeresa kuti vana vatemane kuurayana chaiko Dai arimunhu wekunze btr

  • @peternhemachena7267
    @peternhemachena7267 2 месяца назад

    Mai ava ka

  • @Ceciliamapiramapiracecilia
    @Ceciliamapiramapiracecilia 7 дней назад

    Zvakaoma

  • @JDGeneralServices
    @JDGeneralServices 5 месяцев назад +2

    Ambuya wanegodo nemhuri iyo

  • @shupimatava6108
    @shupimatava6108 5 месяцев назад +1

    Amwen vaisada muroora finish

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 5 месяцев назад +1

    Bamunini vanochena havo

  • @Ceciliamapiramapiracecilia
    @Ceciliamapiramapiracecilia 7 дней назад

    Kkkkk

  • @tawandatakabvakure103
    @tawandatakabvakure103 5 месяцев назад +2

    Kwamambo kunenge kunonakidza

  • @blessingmagonz867
    @blessingmagonz867 5 месяцев назад +1

    Gegege dzakutanga 😂 nyaya idzi ma l

  • @kennedymsengezi718
    @kennedymsengezi718 4 месяца назад

    This was very unfair for muroora. Haadiwe navamwene these young ones were drunk and it was easier to place them side by side. The last gentlemen to speak was the one in the know how. Haaaa this was very unfair. Isu tomboitawo black outs zvekusatoenda kutoilet kwacho. And you fail to remember what happened the previous day

  • @blessingjona8682
    @blessingjona8682 5 месяцев назад

    Chief muri kuseri kwekuseri. Ndatenda hangu.

  • @TryphineMuchezana
    @TryphineMuchezana 5 месяцев назад

    Imba iyi hakuna kwainosvika shuwa mwedzi chete vanhu vototanga kunetsana 😂😂😂😂😂 vamwene havadi muroora

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke 4 месяца назад

    Mai havadi muroora kkk

  • @JosephVhirizhi
    @JosephVhirizhi 5 месяцев назад

    Amai guru ava vasuwa bonde , uye baba mudiki ava vainzwira maiguru Bata , sei Mukomana akadaidza maiguru kubhawa... Aida kuvadya bota Ivo Mai guru vachidawo kukwenywa

  • @OctahHKD
    @OctahHKD 3 месяца назад

    This was a setup ambuya ayo vaizorara padoor husiku kuti zvidini?

  • @edsonmapuranga716
    @edsonmapuranga716 5 месяцев назад +1

    Mainini avo vakarongerwa nefamily nokuti havachamude

  • @conceretejungle1150
    @conceretejungle1150 5 месяцев назад

    Camera man MANYAMA😂😂

  • @maibamaiba6128
    @maibamaiba6128 5 месяцев назад +1

    Hie Zigo ndiri kuda fence ndipe number

  • @MunyaradziMukamo
    @MunyaradziMukamo 5 месяцев назад

    Ama2000

  • @providencemanavira5473
    @providencemanavira5473 5 месяцев назад +1

    ko ma #tag ese ayo ari necessary hawo here😂😂😂

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 5 месяцев назад +1

    Camera man anemusikanzwa, good video capturing 😂😂😂

  • @MummyKuchenga
    @MummyKuchenga Месяц назад

    UYU mukadzi uyu akarongerwa zvake vamwene avamidi varievil mai avo

  • @phillipmaswanise5906
    @phillipmaswanise5906 5 месяцев назад +2

    Vamwene imharadzi.

    • @DadairaiMamwoyo
      @DadairaiMamwoyo 5 месяцев назад

      Yaaa pane kakurongerwaa sezvo vakawanana mubhawa Amai havade mkadzi uyo

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 День назад

    vamwene imhata

  • @sarudzaizvoma7569
    @sarudzaizvoma7569 5 месяцев назад

    Cameraman bhoo here 😂😂😂😂😂😂😂

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 5 месяцев назад +2

    Muroora akangwarisa zvisingabvire and mukoma wake arikufungisisa zvisingabvire nenyaya yakaita nemuninina ndaona kufemereka tisadaro shuwa hapasisina pic yakanaka vachavengena sezvakaitwa naJacob naEsau kusvira mukufa

  • @JDGeneralServices
    @JDGeneralServices 5 месяцев назад

    amwene ndiye nhunzva mutunzva

  • @collenmkulichi
    @collenmkulichi 5 месяцев назад

    tinashe haaizodye bota akadhakwa

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 5 месяцев назад

    Doro rakutonwiwa nemadzimai zvekudaro pa Zim ,nyika yashata

    • @keith_slice8875
      @keith_slice8875 5 месяцев назад

      Doro haribike mukadzi ..nerimwe rutivi doro harina kuipa

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde 5 месяцев назад

      @@keith_slice8875 zvekuipa harina haro asi kana wakt baba namai mese kubhawa guys panenge paipa ,better amai wanwire pamba pawo,apa zera racho haasati atoita mwana

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 5 месяцев назад

    Ende yazobuda yetsoka iyi haaaaaaa

  • @EniahMahwengwaE
    @EniahMahwengwaE 5 месяцев назад

    Haiwawo

  • @viratkuntawong5953
    @viratkuntawong5953 5 месяцев назад +1

    Mambo sando vanogona kutonga

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 5 месяцев назад +3

    Plus mama vedu havaskuda muroora uyu

  • @MummyKuchenga
    @MummyKuchenga Месяц назад

    Set up chaiyo sorry hako mwanasikana

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 5 месяцев назад +1

    Don't repeat pliz

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 5 месяцев назад

    # tonje# fertiliser # mukuyu# hohwa# peturu# zhizha# Mufundisi # hove# mucheka# dotito# chimbambaira# Gweru# chifumuro# reza# Chimina# mutorashanga# zvapupu# rekeni# zigo

  • @OctahHKD
    @OctahHKD 3 месяца назад

    😂😂😂inga amwene avo zvabuda pachena vainorara padoor kut zvidi vaiziva munhu wavo achabuda ka

  • @AshleyMasamba
    @AshleyMasamba 5 месяцев назад

    Nzenza kumusha kwadzo Kato tanga kuparadza musha wevanhu

  • @ChipoMateta
    @ChipoMateta 2 месяца назад

    Amwen benzi unokurudzir kt murora adhakwe