Chief Mutasa ndimutongi gava maenzanise chaiye, he is just wise when it comes to settling disputes.. chibaba ichi we need more leaders like these not vamwe hatitaure mazita vanoita kutonga ne🪓⚒
Zvakaoma ko kungosiya henyu mvura dzacho ...its not like anyone chooses that ka ...zvakafanana nekushata pachiso hapana munhu anosarudza hake @@mikemaestromangara5176
@@mikemaestromangara5176not realy, ndiri murume as well. We men tinoita mashura chaiwo. Chero zvese zviripo mukadzi achinaka asi hatigutsikani chete. Tinongofunga kuti maybe the next ari better yet atori mvura worse than wekumba. But still tichingoenga to the next.
Mambo Mutasa makanyanya.
Humambo hwenyu hunobva kana Mwari
Bless you Mambo Mutasa
Apa mukadzi wake akanakisa n smart
Kkkkkkkkk ko wati vanhu vanohura nezvinhu zvirinane than zvavanazvo here kkkkkkkk unotoshaya kuti aishorei pamukadzi wake
neni ndazvionawo
Ehe, ndozvawanoita.
taura hako
Chakafukidza dzimba matenga wangu kunaka hakuna basa uko
Please go and get tested cause wooooow it’s a love circle chaiyo maihweee 🙌🏾🙌🏾🙌🏾
Mazuvano zvashata unopihwa edzi yabva kuhanzvadzi yako
Thank you Chief Mutasa for wise guidance and counseling.
Please greet camera man for me ndawona achi Zuma tsoka yemurume watete 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂 tiri tese ipapo
Good quality picture wow 😊
shuwa picture quality number 1
Picture quality yavo kuseri❤
Better than zbc
Yh
A man of truth chief Mutasa you are the best
Chief Mutasa ndimutongi gava maenzanise chaiye, he is just wise when it comes to settling disputes.. chibaba ichi we need more leaders like these not vamwe hatitaure mazita vanoita kutonga ne🪓⚒
Thank you karanganda nice video quality
Imi firingi yewarume watatu muri kuionepi😂😂😂😂chief Mutasa for the people
Chief havatozive kuti 3 vashoma...muroora ibhishu
@@ROGUE406true. Ibishu chairo.
Chief is brilliant pakutonga ndatenda hangu. Nesolid advice isina tsvete
Ndokuti chief uku vane wisdom ,madzimai enzvimbo iyo wanogeza
True
Manakiro akaita mukadzi wacho❤❤ambuya kuita chitupwanyi chaicho puu
Kunaka hako hakuna basa pane secret maybe imvura
Zvakaoma ko kungosiya henyu mvura dzacho ...its not like anyone chooses that ka ...zvakafanana nekushata pachiso hapana munhu anosarudza hake @@mikemaestromangara5176
@@mikemaestromangara5176not realy, ndiri murume as well. We men tinoita mashura chaiwo. Chero zvese zviripo mukadzi achinaka asi hatigutsikani chete. Tinongofunga kuti maybe the next ari better yet atori mvura worse than wekumba. But still tichingoenga to the next.
🎉wazukuru wacho wakanyanya
King Mutasa you're the best, dzidzisai Headman Chigodora
Thanks BaTaps munotenderedza camera kune wese anenge achitaura that's good zvinoita kuti zvinakidze
Great audio, great visuals, so clear. 👍
Vazukuru❤❤backup team yagogo
never had listened to this. Great video and excellent voice and video quality. Zbc should copy from these...
Na Chief Nyamaropa kune noise kudare kwavo 😢😢😢
Menopause inotowedzera zemo, chief. Ndibvunzei ini...
😂😂😂
Chief Mutasa , aiwa apa vabata basa rasekuru nambuya ,kana tete😂😂 ❤❤ ndabvuma hangu
Coming from tiktok 😂😂😂😂😂😂
How was there😅
Me too
Me too 😂😂😂😂😂
Me too 😂😂😂
Me too😂
Vakadzi vakadzi vakadzi Madaidzwa kangani vakadzi namambo Mutasa .😊😊😊
She can be an actress/comedian ❤
Chief even confirms the word of his vadare and those listening. In love with the freedom of speech and expression
Zviro zvacho uuuuum pakaipa no coment
ahhh camelaman kkkk makapenga kutora makumbo emurume kkkl mapush
Yellow push nemazvinzwara.
Kkkk ma airtekie mbiriyarhodes kkk
@@fosterthole5757😂😂😂😂😂😂😂😂 ayas kokureba dot
Mambo chikwapuro shasha chaiyo
Ambo ask majokie ayo kuti ivhu vairidii ,uyezve if anything bad happening Kuna Mai avo first suspect ndidzombudzi idzo kkk
Kkkk vakadzi murikunwei chirikuita munzwe mafeeling akanyanya😂😂😂,hanzi kambucha 😅😅😅
The chief is a good teacher, well done
Makaoma baba , coming from TikTok
Haaaa Chief uyu muhombesa👌🔥🔥
Haa mambo you are wise. Ndosaka vari 2 vasina muviri. Too busy nezvekuba.
Camera Man On.point Mukwasha uuuuuu zvimwe siyai zviende boyz 😢
Ndozvazviri😂😂😂😂😂feeling yacho inoda dare rose
Mutongi unotokokotawo bota
Sorry mafuns was very busy but im in nenekusupport basa tinenge tichitera kumashore help me mutenda vamutasa and baba taps by liking
Chief makanyanya from SA watching
Hey,camera man wati
tidii netsoka idzo kkk.Murume murume zvisinei netsoka 😂😂😂
Camera men wacho ayitora netsoka netsoka kkkkkkk camera men musadaro
Iiii ndatya nazvo kwandaiona veduweka vakadzi ngatirespectei varume vedu, kana waona haugutsikane siya unohure zvakasununguka. Kunze kunezvirwere uku. Sorry tete mombe 3 ishoma idzo dzidzisai vanhu chihure pamurume hachibhadhare,
Baba vekubata chikomba vazobata zve😂😂😂😂! Drama chaio. This husband deserves better. Mai ava nekungwara vanogara sei nemurume akadai🤔🪤
Try post fast before ana Manassi wanotikuwadza paquality your quality is best
Hatiendi kwese uko. We wait.
Very true
😂😂😂😂 pa fair
True kutoita adolescents wa kumonopause nyere yacho yakaoma
Chief Mutasa magona kutonga asi muonero wangu ndewekuti hanzvadzi sikana nehanzvadzi rumen vakatovata vese ndiri kuti nhengo yamukwasha inopinda mumudzimai wake ndiyo iri kupinda kuna ambuyawasha nhengo yemuroora irikundwa nemurume wake ndiyo irikupindwa nemukwasha saka hanzvadzi nehanzvadzi vakaitiswa bonde nemhombwe mbiri idzo. Mukwasha anofanira kuitwa castration mukadzi pfambi iyo inofanira kudzingwa muprovince yese yeManicaland ihoromori uye muroyi mukuru. Baba muridzi wemukadzi pfambi iyo vakabikwa nemazimushonga nemuroyi kadzi wavo hama dzavo ngadzifambe navo vanorutsiswa vakaitwa fuza chairo. Mvura inonaya seiko veduwe.
Mukadzi wacho nganake, karume kacho kunge kahuku kari worried
😂😂😂
Uuuum wanyanya Monika hanzi kahuku kkkk
@@jamesketelogurupira8869😂😂😂😂
Kkkkkk
Kari worried here🤣🤣🤣
Kkkkkk chifi bota rine age here 😅😅😂😂
Kkkkk 📷 man Mwari ave newe
Skunk yacho yakazo hodhwa here ndopega pane worry yangu 😪
kkk camera man haasi bhoe kubva anyatsorova nzondora here😂😂😂
Regai kuchinzi varume imbwa,tarisai runako rwaamai varikudyirwa bota avo mugotarisa karikuvadyira kachoo😂😂😂,different colours one pple kkkkk
Good quality pictures
Chief my chief keep it up
Mambo mandiuraya Sando yenyu
Mambo wangu anogona ❤❤❤❤❤
Quality picture haaa zvikubuda sweet ndaona bhutsu dzanga dzichinyatso buda 😂😂😂😂😂😂
Kusiya murume ane suit imagine kuda mukwambo akatosauka zvake
Mukadziii akanaka uyo
Murume ndowaasinaa benzi romunhu
Kikikikiki muroora wanyadzisa uyu mmm ini ndaifunga chipfambi chinoitwa nevana vadiki chete kaini, izvo nechembere dzinotovaviwawo kdai
Karanganda Good picture quality please go back to Headman Chigodora as well then bring back Order mudare and Guchi we really miss them
Chief mutasa for president
coming from tik tok😂😂😂😂😂😂natanga nakaita nikazoti rega niuye pano kuzokaona😅ndanakidzwa
CMunogona Shumba sando dzenyu. Toda part 2 yenyaya dzese neya Wilbert yekasekuri kanopindira nyaya ya mukwambo
Gore ring Changamire munonzwa nekutonga nyaya dzepabonde puhwayi n'ombe mudye.
Camera man sando dzako😂😂😂😂wataridza zvigubhugiya zvemurume wacho apa mukadzi wake machenero akaita😂😂😂
Ba Taps chimuti makabata. I did'nt like headman took over your intiative.
Uuuuh Chief ndinokukudzao zvikurisa pavose vandoona pano asi nhasi maporonga mbichana. Kurongedza munhu paBed woita zvauda naye inonzi sexual abuse 😢
Ambuya vakangwarisa haaa kuvhurira mkwasha mmmm ndavasvodera
Mkadz akanaka kupfuura baba asi baba vanodiwa nevakadzi kupfuura vmwe kkkk
Chief Mutasa is the best
Haaaaa makoti ingozi mudzinza ngadzoserwe zvake kumusha kwake asati apa village rese zvirwere
Uli hule lomfazi Lo makoti ndini😅
Thank you mambo Mutasa mukadzi uyu anonyadzisa
good picture quality and visuals on point
Kkkk camera man kuZoomer shoka dzegwendo
❤❤❤❤❤❤ Karanganda ne pressure nhasi 🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂😂nhasi shumba wazondinakidza kkkkk hanzi kana uchida 30mins murongedze pamubhedha wochimuita zvaunoda
Kobhutsu iyoo yakapfekwa neane suit uyo shld will just ignore abt it😂
Those woman are glowing
Camera man whay pama push ababa awoo 😅😅😅😅
Yoweeee yoweeee. Ndatya nazvo.Ndiwo anonzi Makunakuna or Mashura padunhu. Tsika dzedu dzechivanhu dzakaendepiko?😢😢😢😢😮😮😮😮
Mutasa the chief 👏
Camera man ukaita mushe haumbofi kubva watiratidza tsoka kudaro kkkkk
Kkkkk arikuda kuti tione stoka dzinofambira mashura😂😂
@@SibusisiweZhou-ik3xq zvakaoma kumwe kuhura ritori shavi
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Ukamarwa nababa ava ne nzwara yavoiyo pachidya muri pabonde unoita Tetanus chete
Well said mambo Mutasa
Gumbo tariona camera man 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 thanks though
Nditore here foni iyi …ndakati ahhhhhhh kuchurch kwakanzi….😂😂😂😂😂😂tora iweee😂😂
Filling yenyu mbuya ikumbobva kupi isingapare kkkkkk🙌
Jacob Zuma wandaona ere uyo green shirt
Bota rinopakurwa weduwe kunze uku kkkkkk muroora arikudya rine dovi nerine margarine😂😂😂😂😂😂😂
Mambo mutasa ndapa kutemda hamgu itai basa❤❤❤
Camera stability remains an issues , good content though
😂😂😂😂 baba Taps musazodaro kuburitsa shangu yemukwambo anodya bota kuna ambuya
😂😂😂😂😂😂
The lady who is talking is very beautiful. Why that man leavsuch a beautiful woman, shame on that man
Maoko kuna secretary he does not stop writing
Anenge achinyorei
@@oliverchipoyera minutes of the dare I think
Well-done Mambo
Wisely judgements Chief thanks a lot
Picture quality and sound chii chii🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂❤❤❤❤ chief mataura chokwadi 🎉🎉🎉🎉
Camera man kuseri 😂😂😂😂😂, tsoka yechikomba kuita elephant foot
Camera men bhoo here pama nyangira gora apo 😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂Mapaonawoka
@@Washieoficial gaya shaa kkk
Cameraman matiiko nemabhudhi uri wanga
Ndazoseka hanzi murongedze pamubedha 30mints oita hako zvaunoda 😅😅😅😅
Vanamai vaburirwa kkk havadi kuidzwa vanhu vacho both mukwambo nambuya vanopengereka avo
This sad, murume wepfambi iyi anosiririsa
Cameraman hausi bho ,,, ndaona wananga pa shoka ya blaz uyo ,,, ko mukadzi uyu zvaanengezve akapfumbira pfumbira ,,,,, asi vanenge vanotaurisa uye kakudheerera nekutarisira murume pasi ndosaka vachihurirwa nemurume
Honai shoka yakacheneruka yemurume kkkk