Nhimbe thank you very much for posting videos. I'm a die hard fan of Karanganda but he's letting me down by not being consistent. You are very consistent and your videos are of great quality. That's the reason why I subscribed to your channel. Please don't let us down maakuita zinyeke nyeke pakutipa ma videos. Like ipapa ndiri pa weekend off mandigonera ku poster nhasi. Ndamuka ndichitsvaira tsvaira neku aina hembe, ndaakuzorora ndichiona ma video ese. Mangwana ndinenge ndave busy kubika zvesvondo rese. Muri kundigonera. Well done and thank you.
@Pinnycode79 inogona yakakujambai shuwa because Mukotsanjera aive pane umwe musha achitoita basa so nyaya ye family iyi iri neche kunoperera video yepamusha peimwewo family just like yatete vaye vekutuma vanhu kunochera mushonga was ku end kweimwe fsmily video. So Family iyi yakazokumbira kubatsirwa. It was a very sad narration. Mwana wacho wekuita bofu uyo aitotaurawo zvishuvo zvake. Tete avo vapera mari vachifambira nyaya iyi. Baba vemwana avo fainted after vanzwa zve rape.
Chakatiuraya brain kufunga kuti weropa ndiye hama, kune veropa not deserving not be near you and vekure who deserve to be close to you. Kana zveropa zvaramba siyai hamuna hukama
Plz musa kurudzire zvisingaite. Baba ava vasiyeyi. Ane zvamunetsa ngaazvionere.coz vava kuzviita too mch muma porofita. Tete vari too mch. Tete vano taurisa zve bata bata
Vanhu vema church mune dzungu. Wakutobatwa batwa ne zvinhu simple.. Church haasi mwari. Church vanhu vakuru.. Saka kutadza kunowanikwa.. Anyone can say things about church
Mwana uyo said she was TOLD by muporofita kuti she was raped on the other episode, now she is stummering and saying as if she remembers it, haa varume.
@@TheChekas Did you notice that ZRP was available paDare? Chief vakangoti mapurisa nyaya yenyu iyo and ZRP ndoyakazoisa macuffs not security yachief. Mukatarisa zvekare imwe nyaya iri pano yemurder yakaburitswa nengozi, ZRP ndoyakauya zvekare ikatora vanhu vayo yega.

Your comment made our day, we are very much humbled by it 👏👏. Thank you very much for subscribing and supporting us.
Nyaya yamufundisi wepa lodge makazodii mambo
Ichadzoka muDare
I like this chief he protects our girl children thank you Chief Mutasa long live our Chief
👏👏👏👏
Kari kunyepa kamwana ako
Hamusi kumira, weekend yangu yochifamba zvino👏👏👏👏
👏👏👏 tinokukoshesai zvakanyanya
Mai avo ndovaifanira kuita murume mumusha uyu vaneMoyo wekubatanidza
Mmmmm veduweee pahukama hapadi kudai ..ishe makutonga nyaya dzekuporofitwa...
Family ndaiziva iyi from Mukotsanjera
Yes thats true hamurevi nhema
Ummm yakandijamba iyi
@Pinnycode79 inogona yakakujambai shuwa because Mukotsanjera aive pane umwe musha achitoita basa so nyaya ye family iyi iri neche kunoperera video yepamusha peimwewo family just like yatete vaye vekutuma vanhu kunochera mushonga was ku end kweimwe fsmily video. So Family iyi yakazokumbira kubatsirwa. It was a very sad narration. Mwana wacho wekuita bofu uyo aitotaurawo zvishuvo zvake. Tete avo vapera mari vachifambira nyaya iyi. Baba vemwana avo fainted after vanzwa zve rape.
Asi zverape mwana uyo aiti akaprofitwa wani ummm.àana kujeka apa
Mwana arikunyepa akambot akaporofitwq kut hausisiri mhandara wakabviswa nabamkuru Haa veduwee vanogona vavhiroya zvavo asi izvi zvazvekunyepa
🤔🤭
Chakatiuraya brain kufunga kuti weropa ndiye hama, kune veropa not deserving not be near you and vekure who deserve to be close to you. Kana zveropa zvaramba siyai hamuna hukama
Mutasa respect vanhu vakuru kwamuri you can't say iwe kuna baba avo, don't abuse chidanho
Futsek
Well done vanhu ngavasungwe
Vatosungwa
Jehovah kuziva kwamwari new in my eyes
🥲
Kkkk..machechi ayakaaa...yangova wada watanga kkkk
Kuvakadz vamunotoresa nhau avo ngavadzidze kubva kuna Tete tilder .munhu ngaataure sezvaakazvarwa achiita ,chisalad chinoda unemari kwete uchipemha
Nyaya yemufundis makaitonga dondo mambo atinyararw kusvika yatongwa zvakanaka
Enda unoise appeal.
Nhimbe haaaaa sando dzenyu pakutipa dare iri. Weekend yakuendeka manje.
Tinokutendai nerutsigiro rwenyu, makatikoshera.
Chief nemachinda vose vakarohwa neflu uyo murume anogara left hand kwa mambo ane maroon anobata mapoints mnje munhu achitaura akachimaster
But dzinomborasika kķkkkk but his voice ma 1....haana flue lol😅😅😅😅
Wevoice remasese ndozitsotsi😢
Tiripo pa Live ❤ probably the best show in zim right now
👏👏👏 thank you very much for the support...
Viva Nhimbe Viva 🎉
Takavaona kwa doc haasati akuoona here musikana
Baba vanonyora avo well done
👏👏👏
Dai vatsvakirwa laptop
Mauya kudai weekend unongoona yapfuura muchitipa zvozipa
❤️👏👏 tinoedza, makatikoshera.
Secretary anogara ari serious handisati ndambomuona achitaura
Mwana akataura ega ndakamuona achitaura uyu
Used to play football with the elder brother at Chisuko Primary school.
Charle
Am hurt about this story
Church inotoda vatadzi kuti vacheneswe. Manyeba Mambo
🤭
Iyo ma church avanda vakomana amazuva yekupedzisira
Pakaipa
Mambo Mutasa chibaba, mhosva hairovi
Apa atonga mudhosvo. Hanzi mbuya vaitonga nyaya semuroorwi, yet dare rake ririkutora testimony yemumvana against vanababa. Rubbish
Mupurisa wamambo akangwarira uyu
Hahaha ane huchenjeri zvekuti.
Kana tisingagutsikane nezvataurwa apa ngavaende kwa Miracle paul chokwadi chinoenda pachena or Kwa T Freddy
👏👏👏
Musanyanyeo ku believer ma Conman
You're a dull idiot. You believe in nonsense dza Freddy na Fake Miracle paul the sorcerer. Mvura haingambonayi tine vanhu vakadzungaira soo
Tinoraramiswa naMWARI sure ummm dzatosimuka mhepo munhu akutoenda mukatii
Atoenda mufunge
Tovaziva vanhu ava vakamboita muchato wakanetsa pachisuko pedzepo tozwazve kuti bamkru varara mkadzi wemunin'a wavo akaenda changamire vabatsireiwo tete avo havana kutoroorwa zvamurikutovaona ipapa musha wakarema uyo
Mukoma vari kuda mudzimu kuti haunga gari pa mwana sikana
Atorwa ne Mahendra 👏
Vakatakurwa zvedi
Ndavepo number one Taurai nyaya yenyu chaiyo
Kkkkkk tiripo wena
Tinokutendai 👏👏👏
Thank you very much for the support
10:56 10:56 10:56 @@GladysRumbidzo
Zvorwadza kudaona wakura veduwee. Samai na baba vomwana zvakaoma hazvo uuuuu
Plz musa kurudzire zvisingaite. Baba ava vasiyeyi. Ane zvamunetsa ngaazvionere.coz vava kuzviita too mch muma porofita. Tete vari too mch. Tete vano taurisa zve bata bata
👍
Excellent
👏👏👏
Ukaona mambo vakuvhura book ravo vakuzvinyorera vega haaaa zvadhakwa
Hahahaha
Taura hako. Anyura uyooo
A lot is happening behind that we really don’t know and the girl child is in danger
True...
Haaaa mukoma zimuroyi iro
Pakaipa
Cooked store nxaa
🤔
Tete murivahombe mumhuri magona
👏👏
Musa manikidza munhu kuita zvechi vanhu iye achida kunamata nonsense mhani
Iii dear hausi kuziva iwe..chivanhu first wozonamata hko....makakomborerwa henyu kna makakurira mumadzinza akanaka hko...
But tingati here bamukuru vakarara nemwana uyo or dzinongovawo mhepo or mishongi yabamukuru yakuvapandukira
Bamkuru uyu ndamuona kubva paasumuke kt akatakura kurema ndiye muroyi
🤭
Nhimbe murikumberi
Dai zvichiita maingoita dare everyday Mambo mutasa nyaya murikugona kutonga
Hahaha regai tisvitse
@@nhimbetv munotendwa nyaya dzenyu rambai makadaro ngazviende mberi
Tiriwe lower court wese uruda yamfundisi endai kusupreme
Tofamba sei toudzeo zvizere
@@MoreMdekekuenda kupi?
Chokwadivqmwevebloid ndomuroyi wehama dziyo ya mashave😂
@@MoreMdeke makatononoka appeal is done bfore 21 days
Nhimbe nhasi madiiko ...matiregerera
Idzo dzinonjema dzadzatochena 😂😂
Haaa kutaura kuno vave mukati
Nhimbe ikati hatingaswere takarara weekend ino
Hahaha hamufanirwi kurara. Kusvika yapera weekend tichingokupakurirai chete
Zvakaoma hanzvadzi ine hutsinye ndiye akakonzeresa msikana asaone chief mutasa hawanonoke hanzi bvisa bhutsu
🥲
Ndimi makatanga ku muroora chaiwai too mch
🤭🤭🤭
Mutasa is overrated, dare rake rinomborasika.
Tirimo mudare
Tinozvikudza👏👏👏
Chief zbeChurch zvomotaura mave kurashika. “Ku church kunodiwa vanhu vakachena, ku church kune vanhu vakachena hakusi kuChurch”. Morashika Shumba.
🙂
Vanhu vema church mune dzungu. Wakutobatwa batwa ne zvinhu simple.. Church haasi mwari. Church vanhu vakuru.. Saka kutadza kunowanikwa.. Anyone can say things about church
Unochena sei iwe uchienda usina kugadzirisa zviri kumba mako , family, kana kumba kusina kugadzirisika iwe uchienda kuchurch hapana zvauri kuita.
Mwana uyo said she was TOLD by muporofita kuti she was raped on the other episode, now she is stummering and saying as if she remembers it, haa varume.
Inhema idzi
Chokwadi ndechipi
@@nhimbetvndechekuti inyaya yekubika. And mutasa is committing an illegality of arresting to investigate- he should investigate before charging.
Zvichida pamwe taona zvakasiyana, asi maonere ataita ndeekuti mambo vati sezvo pabuda nhau yeRape havasisina masimba ekuitonga ngaichitanga yaenda kumapurisa yozodzoka hayo kana ikoko yapera. @@TheChekas
@@nhimbetvkana asina jurisdiction then he shouldn’t be charging, which is what he has done by putting cuffs on the man and putting him in custody.
@@TheChekas Did you notice that ZRP was available paDare? Chief vakangoti mapurisa nyaya yenyu iyo and ZRP ndoyakazoisa macuffs not security yachief. Mukatarisa zvekare imwe nyaya iri pano yemurder yakaburitswa nengozi, ZRP ndoyakauya zvekare ikatora vanhu vayo yega.
Yamufundisi veku lodge ikuda kty muyinzwe futi mabika mbodza paya
Haisati yapera iri kudzoka mudare
I hope this rape case hausi mubikirwa. Mhuri ine ma1 iyi
Regai tigonzwa zvichabuda kumapurisa
Ko vasungirwei
Vakabata mwana chibharo.
Aaaah asi mamusingateereri
Enda kwatichkach kwamukotsanjera ndokwazvakabudira zvekubatwa chibharo kwemwana
Waivapo here zvawato conclude
Tisvikewo.
Svikai svikai
Tiripo padare
Thank you
haasiye mwana wekubuda chiro kudzasi here uyu?
Maybe problem yakabva pakurepwa kwaakaita sezvo asina kutaura problem yacho yakadzamara yakura .
Pakaitwa forced entry apo
Chief Mutasa❤ number 1, dzemapurisa munodziziva mambo. Munogona chaizo
👏👏👏👏
Apa panyepewa apa
Nonsense!
Tikuda hungu kana kuti kwete
😋
Singenile
👏👏👏
ko baba vemwana kutaura nyaya ye rape muchidimbu kwakutaura zve munda argh. Vamwe vanhu so kupusa here? Kutya mukoma.
Haaaa zviri mudzimba zvakaoma
Iyazve dzatochena masikati machena kudaro here😮? Inga jere haritani wani
Anodzoka mudhara, hakuna magistrate anotonga ne heresay yekwanaMukotsanjera
@@TheChekas taura hako vana mukotsanjera vakuda kupedza vanhu vachivaisa mumajeri