Anopenga mfana uyo. At that age wotogara nemunhu just 6 months, womuramba wotoonda kupera muviri wobva watoroora fut chinguva ichocho. Apa hama manje kutora masides. Team rechidiki iririnokugarisai pasi mari supporter
Chief Chinamhora cool, handsome,educated,collected and full of wisdom. May God bless him with more fruitful years. Bamkuru ngavadzikame vakamboona wise akavata pasi here or it was just word of mouth.
and he is stupid too. These people are becoming menaces and not help to the family set up. If a person confesses to a husband or wife and reject the story in court, he or she will appear stupid thanks to the stupid leadership like this. Stupid courts lead to stupid rulings. Why doesn't he call another Ishe, a lower rank, to verify matters, like other chiefs do? Then we call him humble
Baba vevana vanotadza kutengera mwana chinhu nhaika nekuti vanemukadzi? Stupid chief this. Kupi ikoko? Father stays father and should supply everything for the child.
You are a wise mna Chief. your patience is the tool pamatare enyu kana Wiseman anga akutoda kudzokerana nemkadzi nekuda kwemashoko anovaka amaburitsa. Long Live Chief
True wangu. Ma DNA are good but pane pandiri kuona kuti nzara muZimbabwe vanhu vave ma gold diggers. Look now family involvement pushed to the divorce vopiwa mombe. Kachahura futi vopiwa dzimwe mombe kana ka 15. Thats not fare. Ana mambo varikutadza kuona.
Aaah in Domboshava they don't want to leave their village vasikana vanoroorwa imomo havaendi kure ini ndigere na tete vakaroorwa pedyo kunetsana chete vaenda kumba kwavo uuummm
To the current wife you might think you won. But you will not withstand this family. Next time it's your court. What goes around comes around. Karma ichawuya.
Well done Mambo mutongo ndaufarira stereki. Aroore kaviri kunamaimwana plus mukadzi munyowani iye Waizi uyo akapusa. Kurasa chirimumaoko nekuda kuombera.
Asi Mambo udzai madzimai vasataure mashoko ekut mwana ahasi wako kunyange varwadziwa zvinengei. Chikonzero chiri chekut zvinokonzera kurambwa, yes murume anorwadziwa and the next step will be to pursue the alternative(kutora umwe mukadzi) In the end mukadzi ndiye anozorwadziwa more. Ikozvino musikana yave mvana at 24 kubudikidza nemashoko. Ehe anogona kuzowana mumwe bt akutowanao ane vana vake or kungorohwa chiweti mumaraini.
Family iyi madofo chaiwo kuratidza kufumuka kwenyu paruzhinji kudai . dai patomboita 1anodzigira mwana wavo kwete musha wese .zvitopachena kuti hapana anoda muroora uyu. Ko mai vanonzi vane suger varikuwanika pese pese sei ivo vachinzi tikuvaprotecter uuuum
Mwanasikana summarised events leading them to court chinhamhora fluently,and extremely understandable,while the dude struggles and attached to chihure chete. Uchas*** Ra Hama dzako mujaya
@@stbassanio9220murume ndiye muridzi wemwana pasin kupikisa haasi kuramba mwana wake he knows but pressure from vabereki Manje chaagona hapana 2000 yekwasabhuku plus 5 mombe apa itori tsuro yemubhuku irikuhwanda nasisi vakaroorwa nembinga
Wise can appeal judgement to higher court. Gomba rine mwana. Current laws of the country makes roora not enforceable. So he has to appeal and this thrown out
Mutemo iwoyo futi, unobvumira musikana to claim compensation for time wasting coz he promised to marry. Also appealing will not remove the jidgement but may lessen coz apa haana kunzi roora, arikubhadhara damage and time wasting and nekushandisa munhu. Then panozobvunzwa futi kuti if there is anything acquired vari vese must shared futi.
Wise haagare nemkadzi imba inotongwa ne family yake iyi. Akutsvaga nyaya hake. Ini my husband akambondisiya ndikatotsamwa ndikamuti mwana haasi wako it doesn't mean haasi wake but it was the pain speaking. Akatosekwa kumba kwavo kuti mwana iphotocopy yako ungaudzwe izvozvo. Aggie said all those things out of hurt and anger zvinowanikwa.
Iye Wise karume kanotaurisa kunge mukadzi , this family yakaronga tsoro vachiteerera one side raKamukono too much yep yep munhu wemurume .Agnes you are very lucky kusiya kamboko ako .
Mambo awa uuuuum ndabvuma,munondigonera hangu but kutonga kwenyu seems like pane zviri pamuri zvinokutungamirirai mumatare enyu nekuti zvamunotaura zvinobva pamuromo wenyu uuuuuum itsvigiri kunaka uyezve Shona yenyu huchi hunotapira.Munotonga according nenyaya iripo musingatarisi mativi.Mambo wangu,Mwari nevadzimu wakutungamirirei-my respect kwamuri mambo watching from United Kingdom
😂😂😂😂😂I hope he sees this comment
He is very humble, luv u mambo wancu
Vanonzi ani mambo avo. He is a cio straight
Kkkkk haaa mavakuza wena
Mambo vakadzikamira ava
Anopenga mfana uyo. At that age wotogara nemunhu just 6 months, womuramba wotoonda kupera muviri wobva watoroora fut chinguva ichocho. Apa hama manje kutora masides. Team rechidiki iririnokugarisai pasi mari supporter
Mapiro angu magumbeze angu, murume rudzii anotaura zve bedding kuti ndezvake its a shame to us man.
😢Ko isimbekaa haana chaagona kuachiever muupenyu kunze kwekuchinja vakadzi Saka mapiro nemagumbezi means a lot kwaari kkkkk anongofunga kuvata
Mambo u r one of my favorite chief. You hv wisdom and so articulate and it shows that you are a learned person kwete zvekumwe kwatirikubva uko
Kwa nyamaropa here😅
Kwana Makoni kunongonzi mombe mbiri dzamambo ne1 yemumhangari, i think makoni ane purazi rinozara mombe dzake
Mukadzi anokuhurira ugoshaya evidence hauwanike zvekumhanya
@@djflubby1172 kkkkkkkk
@@frankmoyo7267 kkkkkkkkk
Ibvapo iwe babamukuru rabish ndiwe waputsa musha ibvapo benzi, mambo ndokutendai you are next to mambo mutasa❤❤❤❤❤
Mutasa haasiye wekudzvanyirira Cadwel here
Mutasa harisi dare riya; anotonga ega nyaya from start to finish - no role for the other members of his court. That's a shame coz he is otherwise good
V@@ROGUE406kkkk inga pane vamwe vanenge vachidairira wani and I think anotonga ega coz he was once a judge
Chief Chinamhora cool, handsome,educated,collected and full of wisdom. May God bless him with more fruitful years. Bamkuru ngavadzikame vakamboona wise akavata pasi here or it was just word of mouth.
and he is stupid too. These people are becoming menaces and not help to the family set up. If a person confesses to a husband or wife and reject the story in court, he or she will appear stupid thanks to the stupid leadership like this. Stupid courts lead to stupid rulings. Why doesn't he call another Ishe, a lower rank, to verify matters, like other chiefs do? Then we call him humble
Kamukono ketsambarafuta 😂😂😂😂😂😂😂chaiko itwo twumikono kutaurisa fut huye don't
Chinnamhora good chief!
Baba vevana vanotadza kutengera mwana chinhu nhaika nekuti vanemukadzi? Stupid chief this. Kupi ikoko? Father stays father and should supply everything for the child.
Mambo you are the best dai nyika yedu ikawana varume vakawanda vanemoyo nemaitire seenyu hataitambura munyika
You are a wise mna Chief. your patience is the tool pamatare enyu kana Wiseman anga akutoda kudzokerana nemkadzi nekuda kwemashoko anovaka amaburitsa. Long Live Chief
Kana uchida kuzogara wakafara pamba pako akuna shoko rinonzi mwana hausi wako never mwana iyeye haazofa akawirirana nababa vake kunze vatoinda DNA
Even dna anogara achiti aita wangu but waihura
Mambo munongona basa renyu mutaura zvinyoronyoro henyu❤❤❤❤
1dare risingabvumirwe zvinyadzi 🔥 panekakudzidza karimudare umu
💯 video quality
Yeeesss Mambo thank you. Ngapaitwe DNA tizonzwa kuti zvirisei
True wangu. Ma DNA are good but pane pandiri kuona kuti nzara muZimbabwe vanhu vave ma gold diggers. Look now family involvement pushed to the divorce vopiwa mombe. Kachahura futi vopiwa dzimwe mombe kana ka 15. Thats not fare. Ana mambo varikutadza kuona.
You will never understand anything kana usingazive pazvakatangira never so don’t comment zvisirizvo
True
Good Chief and well educated
too much family involvement, when couple get married, get off the nest and go far away
Well said
Yah
Extended family
Aaah in Domboshava they don't want to leave their village vasikana vanoroorwa imomo havaendi kure ini ndigere na tete vakaroorwa pedyo kunetsana chete vaenda kumba kwavo uuummm
True
To the current wife you might think you won. But you will not withstand this family. Next time it's your court. What goes around comes around. Karma ichawuya.
True Shiri inemuririre wayo hairegi
True and what a shame of a family, sies
Very true mai vacho vanenge vanotoshusha ivav
Young woman, walk away and dont look back zvirume kind iyi kushushira pasina. Rega ndigumire ipapa
Imagine
Well done Mambo mutongo ndaufarira stereki. Aroore kaviri kunamaimwana plus mukadzi munyowani iye Waizi uyo akapusa. Kurasa chirimumaoko nekuda kuombera.
Mukoma waWise haana kukwana.
Iye wise akajaidzwa ..kurererwa pachinema
Asi Mambo udzai madzimai vasataure mashoko ekut mwana ahasi wako kunyange varwadziwa zvinengei. Chikonzero chiri chekut zvinokonzera kurambwa, yes murume anorwadziwa and the next step will be to pursue the alternative(kutora umwe mukadzi) In the end mukadzi ndiye anozorwadziwa more. Ikozvino musikana yave mvana at 24 kubudikidza nemashoko. Ehe anogona kuzowana mumwe bt akutowanao ane vana vake or kungorohwa chiweti mumaraini.
Mambo ava vakadzikama. Mambo bhoo.
Mutongo bhoo chaizvo 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Mambo and his council are just wise men and women. Keep it up mambo and your team
Wise ukawana nguva ukwane wanzwa
My other favourite Mambo
Thank you Chief Chinamhora
25:40 ndabatikana but mukomana achazvidemba mukadzi akanaka uyu akadzikamira. 33:13 Mambo mune chekwadi
The family is too controlling. Vachadzokerana mukanyara. You need to think like adults. Bamukuru makamuwona here akarara pasi?
Chief Chinamora wisdom zazaza👏🏾👏🏾👏🏾
Wise aida kuita wise pasingadi kuita wise asi pachida cash yeroora or damage…?
Mambo ne dare ravo manyama❤
Dai nyika yese ikadai, vanhu vano twasuka
Family iyi madofo chaiwo kuratidza kufumuka kwenyu paruzhinji kudai . dai patomboita 1anodzigira mwana wavo kwete musha wese .zvitopachena kuti hapana anoda muroora uyu. Ko mai vanonzi vane suger varikuwanika pese pese sei ivo vachinzi tikuvaprotecter uuuum
Wise itsotsi
Amwene ava vanopeengesa
Vaiendepi nehembe
Vanojaidza mwana nhema
Matataz emunhu amai imi
Ko wise akaroroorerei kana muchida muroora
Idzo hembe dzinowachirwa kwaambuya munobhadhara mvura here
Mooda kurohweswa imi
Mwana ngaaasasaootwe zvemaratarata
Vamwene avo vanoda kuripiswa mombe
True ko iye munhu akaxvitakura nhumbu Yoda kuzvarwa ndiye anoigirwa washen here hanzi nemagumbezi zviriko here izvi
Zimukoma zirombe iro
Good chief 🎉
Mambo, you are wise. may you live longer
Mambo munotonga pamadzimambo ese muri number 1
Ko iyo order mudare racho. I am afraid Mutasa has to make his court look like a court . Too many people talking at one go
Uyu mkomana akutsvagira muskana mhosva nekuti ane mumwe waaida kugara naye
I don't trust that gal ngapaitwe maDNA tests
Zvagara munhu anofanira kugara nemunhu waanoda bonga iwe
@@Hamainyokakounomutukirei asi
Bvunzawo@@julietchivhanga3054
Mwanasikana summarised events leading them to court chinhamhora fluently,and extremely understandable,while the dude struggles and attached to chihure chete.
Uchas*** Ra Hama dzako mujaya
Nice chief maenzanise
Kamurume aka mari yacho yakanotaura iripapi apa haana kuroora kkkkkk kapenzi
Thank you so much mambo
Kadare kekumama aka we need change in Zimbabwe to remove all these nonsensical laws aaaah 7 months mombe 4!!!!
3 years wasted 7 months marriage then divorce. Varume vanodada
DNA inogona kuita zero apo
Sure
@@stbassanio9220murume ndiye muridzi wemwana pasin kupikisa haasi kuramba mwana wake he knows but pressure from vabereki
Manje chaagona hapana 2000 yekwasabhuku plus 5 mombe apa itori tsuro yemubhuku irikuhwanda nasisi vakaroorwa nembinga
Wise can appeal judgement to higher court. Gomba rine mwana. Current laws of the country makes roora not enforceable. So he has to appeal and this thrown out
Thank you for the advive. Vana Mambo ava varikumanikidza roora on traditional laws of which mutemo wakachinja
the courts are actually referring these traditional civil cases back kuna Mambo, there are many cases, ungatochinja Mambo
Hapasi kutongwa mwana ega, mhosva ndeye kugara nemunhu asina kuroora
Mutemo iwoyo futi, unobvumira musikana to claim compensation for time wasting coz he promised to marry. Also appealing will not remove the jidgement but may lessen coz apa haana kunzi roora, arikubhadhara damage and time wasting and nekushandisa munhu. Then panozobvunzwa futi kuti if there is anything acquired vari vese must shared futi.
@@Truthwillalwaysbetruth2024time wasting based on which law?
Bmnini voice ravo rine chirevo mmmm vanenge vatovawo mkadzi wemunhu 😂😂
Was waiting for this comment ,bamnn avaka umm pane zviri kuseri
Ndatozvionao
Pamunoenda kunoshandirwa Nana madzibaba munenge muchinyatso shandirwei chaizvo😂😂
Munyama 😂😂
Bvunzawo 😂😂😂 kunzwa husimbe hwekunamata wega
1 murume ahana kuroona
2 akazvarirwa vana 2 vose
3 akaudza mukadzi kuti andichakudi
4 mukadzi akaita move on
Chii chikuitika apa murume iduzvi azivi zvanoda ndovarume vanopa vakadzi confusion ava
Musha dai wapiwa mukadzi nevana
Vana 2? Zvabvepi?
Wise itsotsi benzi remunhu
Mambo makatoveka mhani well done
Nxaaa ayiti anoda kuzviuraya cz ayida kuunza umwe mukadzi
Am one of the viewers who like listening to this channel
Quality yema video ngai improve
Babamukuru na mai vawo havadi makoti dzemu bedroom mevana hadzipirwe
Musikana anogona kutaura
Ane chironzo
Thanks mambo sando dzenyu
Bustop tv kuseri ndaona zambiya kumurora wedu uyo
Mambo Ava ndovafarira
Soo soft and fair
Wise haagare nemkadzi imba inotongwa ne family yake iyi. Akutsvaga nyaya hake. Ini my husband akambondisiya ndikatotsamwa ndikamuti mwana haasi wako it doesn't mean haasi wake but it was the pain speaking. Akatosekwa kumba kwavo kuti mwana iphotocopy yako ungaudzwe izvozvo. Aggie said all those things out of hurt and anger zvinowanikwa.
Haaa bamkuru ndihumanai chaiye. Wise afarira n'anga yamubatira mai huroyi. 🔨🔨 dzenyu mambo nedare renyu.
Bmkuru hamuna kumira mushe
This will end in tears .mark my words😢
Chief Chinamhora is like me. So cool
Chekutanga baba wemusikana varikupi
Marigona Tsotsi.... family iyi idambudziko hombe
Ava ndoanonzi mambo ava ndokutonga pachivanhu chaipo uku
Umm apa mhuri yemurume ndiyo yakabatira mwana uyo remote yeupenyu aripo futi achangorova pasi
Hongu Mambo Chinhamhora muri mupepeti we nhau moi bvondora mozoi rapira nemutongo wakafanira.
Wiseman is not wise
Well done chief
Mukadzi nyangwe utsamwe sei, hazvitaurwi. Kuti mwana haasi wako ummmm apo manyepa. Nyangwe udhakwe sei , hazvitauriki
Good Chief
DNA ngaiitwe apo Wise must be 100% sure nezviri kuitika mazuvano tichitevedza DNA show
3yrs ummm pakapinda ma poucher mwana aasi wake uyo
🔨🔨🔨🙏🙏🙏 Dankie Chief Chinamhora
Pamwe zvavari vechirudzi pamwe Havana mari😂😂😂
Vakadzi hatina zera navo
Amai vemukadzi vane mari dzavo shem just that mukwasha anotaurisa so arikugadzirira vanhu nyaya
Big up mambo
Chief muri huchi.vamwene vakadii kurwara sezvo nyaya vakuiziva imbomirai drama
Kkk zviripa 2 unogona kuudzwa kuti haasi wako achida kukurwadzisa iye ariwako or zvinogona chirichokwadi kungoti vabereki havafanirwe kupindira marriage dzevana.
Slogan yekuti imbobudai panze iriko futy kwaNyamaropa regai vati tinenge tarasa nyaya zvokwadi panenge pasina nyaya svinu.
Zvichimbotaurirwei?
Chief magona❤
Magona Mambo kutonga🎉
Bamunini hamusi mave kungotsvagira mudzimai wenyu mhosva hre?
Mambo thank you
Family yana wise munehutsinye ndimi makarambanisa vnhu
Wise anosvikirwa naniko
Unenge uchidi uneshamarwi uchireva Cecilia anemakuwa ne jealous. Kuenda kunoratidza murume weshamari message yakashata kudaro shuwa😮, surrend.
Dzawandisa mambo kk
Family yemkoma uyu inosupporter unhu husina kunaka cz vaifanirwa kuvaka vana vese veukama umbai dzimba dzevana not kut anamai nehama dzinopindirira
Ndokurudzira wiseman kuenda kuDNA befr paying anything kuona kwanguwo mai nemwanasikana wavo vanenge vakati ngwarise
Thank you chief
Kabamukuru ako katsambarafuta kemunhu....
No mambo will force me to pay a dime kumukadzi andihurira hazvigone
Ashaiwa umboo and family yavo inotaurisa vaingoda kt atore umwe
Vanhu ava vese vanotaura zvinonaka... Chiiko imike here kana kti they're from UK
This is a warning dont date for too long you will no longer enjoy as munenge makuzivana in and out and they will be nothing to look forward to....
Iye Wise karume kanotaurisa kunge mukadzi , this family yakaronga tsoro vachiteerera one side raKamukono too much yep yep munhu wemurume .Agnes you are very lucky kusiya kamboko ako .
Very true i second you man onzwa munhu hnzi aiabuswa
Mambo for mie
Mambo mukuseri.imi namambo mutasa bhoo
Babamukuru munotaurisa kupfuura mainini hamuna zvamakaudzwa kana kuona direct zvese igossip
Yekuti mwana ndewani inopedzwa namaDNA. Those questions in the recording are leading.