Chief Mutasa wouldn’t have allowed that Gupuro at his court. Apo Chief mabhaiza dai masiya zvarambana kumba kwazvo kwete kuti ndimi munorambanisa vanhu. Muripo pakuvaka not parting dzimba. Learn from Chief Mutasa
@@nicholasfungurani9677 mazuvano ukapfimba mukadzi iwe uine umwe kare, anototi iwe kana uchigutsikana nemukadzi wako urikutsvagei kwandiri. Saka haamborambe as long as uchimupa mari, problem inozotanga waakugara naye..best way varume gutsikanai mosiya kupfimba pfambi otherwise ndimi mofa nezvirwere or kupa mukadzi wako wekutanga anenge ari faithful asi hamunzwe
Very eloquent man
Saka murume uyu ane munyama wekuhurirwa nevakadzi here ?? Aaaah kana murume uyu handimuchenese ini.😂😂
Chief Nyamaropa ka 🤣🤣 11:07 🤣🤣🤣 nhasi ndazoseka nhamo serugare kkk l swear Mambo
Irombo rakanaka kuwana Mudzimai akavimbika. Zvinotoda kutendwa. Ukaita ropa rakashata unobata zvikwari zvega zvega kusvika wafa. Apa chikwari chikwari chinotsidza kufa nezhara pane kuti chidye chikafu chepamba, Kunyange chikafu chikatengwa chakanaka cei hachibati coz mweya wemusango ndowakatanga
Vakadzi vavekuda kungoitwa veConract chete kuti vana 4 womuendesa wosara nevana chete iye wondozvariswa kumwe
😂😂😂i say no a million times handidi
Kkkkk😂😂😂 kurwambwa FOREVER kkk
Kkkkkkk
Unosvika rinhi uchichinjanisa vakadzi, musatambise vana vevanhu?
Excellent ❤❤❤
Kkkkkk chimudhara hachisi kuda kana kunzwa zvisina basa chakadya nduru
Haaaaaaa unobva vatotanga kunyarira mnhu ko kuzotambira Mari mnhu achisekerera Mai awo vakaoma
Ambuya boe here
Haaa chief shandisai wo water glass
😂😂😂😂
Rinoiswa nduru yengwenavvakafa it's good vanwire mubhodhoro chances are less. Arikuzvichengetedza
Hooo@@BlaSolo153
😂😂😂kusada kupa vamwe
@@ChishongoMadhuve tese tirikupada panyanga apo pane mari nemota dzemahara so be careful kana uripo hauzive anokuuraya
Ambuya vanopenga avo
Kuseka kwavari kuita zvoratidza vaitojairira murume...baba awo vaimbenge vakadyiswa ne pfambi iyo asi vasunungurwa
Baba imbavha mashoko chete. Kusapota loud voice inhema dzega
Uyu ndiye murume wekutanga anonzi murume chaiye ,,, murume akaziva kuti mukadzi ari kuuhura ngaarambwe ,,kwete zvetwumwe twurume twunoswerodhonzera zvikomba kumatare kuda kubhadharwa Mombe asi wobva woti mukadzi wangu ndomuda ,,,
Vaye vanenge vari pabussiness vanenge vachituma vakadxi kuhura 😂😂
@@RoseFombe kkkkk haunyepi ipapo ,, coz ndidzo dzazara nyaya idzodzo ,, unonzwa karume kacho kototi ,, ndoda kuripwa ne Mombe 5 asi mukadzi wangu ndomuda
True 😂😂😂😂
@@ChauChaururaipapo ma chief havad kuona kut imwwe team ndeye bizznes
@@natifmobile2923 chokwadi vazhinji rave business kumanya kuti ndoda mombe ma chief dai achiti mukadzi ripawo
Mai avo ihure chairo makawanaumwe mukadzi hr bba tifambire nyaya dzacho 😂😂😂😂
😅😅😅😅😅
She's young kumdara uyu ndoprob😂😂ama 18kkkk mdara aripabusy pretty lady😂mamkaseidaddy pakaipa
😂😂😂😂ungavagonewo here vanenge vanotaurisawo futi ava
@@it3788mwana mudiki wamukure Va ndeupi
Ndozvandatoonawo futi. Baba vanotaurisa ava ahhhhh. Just that mukadzi haana ma points @@cleofay9346
😂😂 kutambisa rusambo kupfimba gamu wenafaira 😅
Haiwawo ambhuya vane dzungu avo
Amai maigarirei kumba kwemkwasha imi,honai makuzoona magalfrenz emkwasha
I feel sorry for him. Kune varume vanoita munyama vekutoroora mahure one atter the other. Sekuru vangu vakasangana nazvo izvi.
Eish, this man
Mmmmm baba cn talk yoh kunge munhu wemkadzi
Kna uchitaura zvechokwadi hautye plas hauna nguva yekubatanidza kungoisa zviripo paground,,,vane confidence chete
Tipei kuno varume ava 😂😂😂 muende kmjolo amai 😂😂😂
Murume bhoo anowana mukadzi benzi and vice versa
@@ltm454 haunyepe ipapo
Nhai Hako iweee😂😂😂😂
Ipaiwozve Chief cup vadire mvura vanwe, vakunwira muchigubhu
😢😢😢 hapana ane cup pakati pawo
Kkkkkk
😂😂
Chigubhu chakanaka kune vanhu vane chigaro
Uuuummmm pasi raminama shuwa
Parohwa nenyundo idii zvakutyisa😢
Tinoda chaizvo kuteerera nyaya dzenyu mambo asi noise ye vanhu vari mudare tinenge tichiinzwawo
Avo Mai vanoda murume akarongeka ndipewo # dzenyu purizi 😢
Ambuya dzikamai
Mkadzi benzi anoputsa imba yake nemaoko
Kunze hakuna chiriko uko uchaifunga imba iyo wakunyengerwa dollar benzi remkadzi nxaaaaa.
Ndiri mai vako handaiuya kudare kuzonzwa nyaya inonyadzisa kudaro
Chokwadi
Imi amuzive matsotsi imi bba ava ndivo hure mukada kunzwa nhawu yacho mukadzi ahana kumbobatwa nechikomba asi murume ndiye ayibatwa nemahure saka mai avo vaputsa imba yave kupi iye murume ndiye benzi pfambi kuda.kuzwita munhu akangwara nokuti anogona kutawura
@@AlbertDlamini-x6o saka woda ndinobvunza murume wacho here ukutiiii koiwe
@@AlbertDlamini-x6o ndikutonga from zvataurwa mudare mamessage aionekwa mufn yemkadzi dai dziri nhema haaitambira mari
@@AlbertDlamini-x6o kuhura kwemkadzi even ka1 zvotaurwa life time yese asi kwemurume zvonzi akatadza takaitaura zvakapera wani asi mkadzi everyday
😮anhu ari kuhura
Ndanzwira tsitsi mai avo sometimes ana mai vedu tinovarwadzisa nemabasa edu its nt tht easy ..
Haaaa vakatsamwa mudharaaaa😅😅😅
Manje new rule yaiswa namunyangadza muchatongeyi chihure chakubvumidzwa
Mash Central yakazara nepfambi dzevakadzi vari mudzimba.
Nyika yemahure. Mambo wemahure pfambi nemhombwe
Vakura vega here
Huyai sisi mutijoine kwatiri uku mugoona kuti kunze hakuna chiriko
Ndokurambiwa manje uku chihure chakaipa kkkkkkk
Hure ihure finish waribata ngariende kumba kwaro deal sealed 🎉
Mahureeh
Baba vakaita kutsamwa yowee
Ambuya trained mwana wavo chihure
Noise please
Million times 😂haaaaaaa apo maramba sure
First wife kuhura, second wife kuhura izvozvi vane wechi3 aah. Baba ava idambudziko
Asi mukadzi uyo ihure kunyangwe asina kubatwa redhead
Ambuya zvavakapiwa zvakawandisa ava.
Chief Mutasa wouldn’t have allowed that Gupuro at his court. Apo Chief mabhaiza dai masiya zvarambana kumba kwazvo kwete kuti ndimi munorambanisa vanhu. Muripo pakuvaka not parting dzimba. Learn from Chief Mutasa
Mapudzi anowira kusina hari shuwa
Ndokurambwa uku
Witness inyama
Aiwa anonetsa siya
Vakasangana mahure iye mudhara uyo kumhanya kuburitsa gupuro hanty ava neumwe mukadzi
Murume akangoita 1 mukadzi akaramba 2 oramba haaa tarisai nyaya baba ava ibenzi ava
Kunyepa ikoko. Munhu akahura ngaaende, ndinganyengerera kuti munhu agare nekuti i2nd marriage here iye ahura
Sound umm
Nyaya yema bum shorts ma ladies kuma gathering inenge inorwadza varume iyi
Zvimwe hazvinzwiki neruzha
Karikukwirwa nemangonjo maviri
Pachihure igaro ziva kuti hwani anobaiwa chete 😂
Apa ukahura urimukadzi unoti zvinosvika kupi nhai kutodzokera kwamai vako murume osara pamba pake
Murume akatengesa stand Mota anopa mukadzi
stand mai avo vakaona iripo, havana chawo pa stand
Uku chihure
KwaMutasa minda
pasi nemahure
Chienda kumendenenzi kucivil court zvipere yako neyevana
Mahure mobhowa mahura hamuzodi kuenda musina chamakabata mumaoko munenge muchihura kuda kutora zvinhu zvemunhu here itai mushe rasta
Chinonzi hure chiiko ,iye murume arikungochinjanisa vakadzi harisi hurewo here?
Mabatikana hanti?
@@OphirZw handina kubatikana asi ndotoona vanhu vachipemberera chihure chevarume zvikaitwa nemukadzi onzi hure ,Kuda kuziva kuti murume harisi hure here?
@@Chidhuwa hure vakadzi, murume anonzi bhuru
@@josephchenjerai1075 😂😂😂🤣😂
Ameeen! Baba ava is not make sure. There is something wrong navo.
Mjolo Mjolo
Zvakaoma mapudzi anowira kusina hari ** hure kumba kwaro nxaa vamwe varikutsvaga dzimba vamwe varikutambisa mkana nxaa
Mudhara akagumbuka uyu
mukadzi uyu ihure chairo ndaende kumba kwavo no 2 ways chihure hchibhadhare zvachose both sides get me write
Ihure chinhu icho, reaction yaita after apiwa gupuro tells the whole story.
Maonero anguwo
Murume musvinu arikutambiswa
Muno pindireiwo pane mumwe mukadzi muno funga kuti ndimi muchadiwa se chocolate
Guys chihure chinenge chinonakidza uko
Try chihure kana vakuda kurambiwa kana kufa 😅😅😅😅😅
Mai vanonyqdzisa vachapera muto havo
Vakatopera kare avo
@@shingiraitrevormboto2105 🤣🤣🥰🥰
Ndipeiwo number dzababa dakutamba nawo hnk😮😮
Iwee kaaa..kkkkk
Uyo mdara akura unomutyorra musana torra ddzangu😂
@@natifmobile2923 🤣🤣🤣🤣🤣
@@NatashaHwerundikutoda😂
@@natifmobile2923 ✨️🤣🤣🤣
Hure rinonetsa kugarisana naro
Baba vakagwarisa avo
Vaifanira kupusa here?
Vanotaurisa
Mkadzi ihure uyu mrume aneta nechihure chomukadzi
1 murume wandaona kwachief Nýamaropa mukadzi anorambirwa chìpfambie😂😂
Mukutambisireiko varume veduweeee,nhy dad are u stl single
Kutosek uchiita chihure
Kurambwa kwakadayi kunorwadza sure asi zvave kutoda naiyewo mukadzi azvibatewo pamberi apo
Pasi ne hoto
zihure zimwana iri apa ririkutonyemwerera nxaaaaaaa chii chinosetsa ipapa mukongonyini wakazara mvura
Chief dzimwe nyaya garai mapedza mhan😢
Isusu tiri mabhachura vamwe varikuita mabarika. Nhaimi vakadzi tioneiwo musiyane nevane vanhu vavo
Kazhinji pabarika hapashaye one mukadzi ano cheater 😂.. Coz kumirira ma duties imika, zvinongoda wako anouya kumba every night
Angova mahure ega ega azara hama saka kana uchingodawo hure haushaye asi kana uchida mudzimai chaiye vanonetsa kuwana
@@ltm454 yaaa pakaipa
@@delightmhukayesango2093 but handiti madzimai acho arikutopinda mubarika achiziva obva atanga kuita chihure. Wambopindirei
@@nicholasfungurani9677 mazuvano ukapfimba mukadzi iwe uine umwe kare, anototi iwe kana uchigutsikana nemukadzi wako urikutsvagei kwandiri. Saka haamborambe as long as uchimupa mari, problem inozotanga waakugara naye..best way varume gutsikanai mosiya kupfimba pfambi otherwise ndimi mofa nezvirwere or kupa mukadzi wako wekutanga anenge ari faithful asi hamunzwe
Mutemo wakuti munhu haamanikidzwe kubvisa pfuma especially usasade munhu zvavharana
Munoisa jambwa mumhuri nekuvana imi. Musateedze zvimutemo zvekupenga izvo!!
Saka murume uyu ane munyama wekuhurirwa nevakadzi here ?? Aaaah kana murume uyu handimuchenese ini.😂😂
Amai maigarirei kumba kwemkwasha imi,honai makuzoona magalfrenz emkwasha