Dai madzimambo ese achitionga saMambo Nyamaropa dai misha yakamira isingaputsike sando dzenyu Mambo tokudaiwo kwedu imi kana kuti imi chiiitai teacher weMadzimambo ese emu Zim SANDO DZENYU
Amai avo vanofanirwa kungo siya zvese midziyo hembe vaende kumusha kwavo she cn start afresh new life she seams to be e hard worker togona kuti kaharahwa ako Kano ita hupenyu hupi nezvinhu izvozvo
Ukuita kunge ma funnies ..but kana mave bhurwa mudzimba mochema futi..hapana chinosetsa apa, I pray that karma finds you, umamiswe stereki ne munhu wako uwone kuti hasi funnies, back to sender
Kana uyine airtime teera nyaya dzepano. Panedzimwe dzinoshamisa baba vachirara nevanasikana or brother and sister for ritual purposes. Haudziwane mufilm idzodzo.
Varume vamwe kungova lusting for multiple females yet mabarika acho hamuakwanise. Kungoshungurudzana especially kwemadzimai acho. Domestic violence is no no. Munhu ramba munhu kana muchitadza kukugadzirisana mukutaurirana chete. Kurwa ndekwe nakudo vanhu munotaurirana. Otherwise separate pane kushungurudzana. This is from a someone against barika.
Is barika an achievement haaa dzumwe nhamo tinozvitsvagarira vakadzi ve mash central dzidzai kuzvishandira musiye zvekuparikwa izvi tarisa hw u are abused kasiye unonozvishandira
Chief i love you ndauya pano kuzokuudzai kuti munodiwa chief panyaya yekutonga nyaya dzemudzimba muri mbambande chibaba che tsambarafuta chaiko ndakatozviona kuti ukaona chief vachiti kumunhukadzi ndiwe uri wrong havanyepi pakutonga nyaya dzevarume nevakadzi nndopandinokudirai ndopabva shoko rekuti i love you ndati nditsvake word riri special pane kuti i loke you aiwa mambo makazodzwa muri kuramba abuse kuvanhukadzi nekuti munoziva kuti imi muve zvamuri muve handsome mugare pachigaro ichocho munhukadzi rambai makadero makomborero hobho kwamuri mambo
Martha ndoda kukusvira
@@Hamainyoka aaaaah ndochii ichocho
Aaah rubbish iwe chiiko ichocho nhaiwe imbwa iwe@@Hamainyoka
@@cronwellmukodzo mukosho sewechidhambakura
@@MarthaMapako inbox
Mambo Nyamaropa...Gokwe yapindira munodiwa mambo wangu...munotonga zviri FEYAH❤❤❤
😢😢😢i feel for mama but mama she's strong and humble 😢
A true king with great wisdom
This is justice ⚖️ 🙌 pachokwadi ndokutongakauku mambo nyamaropa this is well done 👏 ✔️ 👍
Mukadzi uyo is a very good and reasonable woman.i think she is genuine,she was under abuse.
A true king is born tinotenda mambo nebasa hombe ramurikuita
Thank you Mambo, rombe remurume and do you think your kids will respect you in future?
Long live chief ✊✊✊ varume ava vanotikaganisira tikafa tichamuka chete
Vakadzi are going thru a lot veduwe
Ndarwadziwa kuona mwana wekumusha achishushwa nemurume shuwa
Haaa dzimwe nguva vakadzi ngatidzidzeyi kuti abused is not good tiza nehupenyu whako😢
Vaimbodei pamurume wemunhu. Rega vanzi ndivo vakauraya maikuru
Shaya kuoma nekushusha
Dai madzimambo ese achitionga saMambo Nyamaropa dai misha yakamira isingaputsike sando dzenyu Mambo tokudaiwo kwedu imi kana kuti imi chiiitai teacher weMadzimambo ese emu Zim SANDO DZENYU
Maita basa Chief matonga zviri fair.
Saka mhosva yake ndeyekuti mainini vapenyu here
Wavanani iye zvino chief usawanze hasha wakanzwa totenda. Famba naro nero😅
Chief mwari vakuchengetei muwedzerwe njere dzekutonga
Barika 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 atlist this man they are testing their own medicine 💊
Madzimai ngatisamirirai kuzobvunza kuti muchiri kudiwa here. Takurai twenyu muende hama.
Dai muri Tete vangu tasvikako tambobatabata babamukuru 😊
Mambo ava vanogona kutonga, nuff respect
Barika rinonetsa iri 👐👐
😢 pasi ne abuse yekurovana
Mambo handina zvakawanda zvekutaura haaaa munotenga henyu
Muchiitirei barika usingarigone apa uripombi yadonha
Karume ako kuwonda nekushusha chaiko aiwawo amai endai kwenyu. Siyai mboko Iyo
couple iyi vakafanana zviso
Amai avo vanofanirwa kungo siya zvese midziyo hembe vaende kumusha kwavo she cn start afresh new life she seams to be e hard worker togona kuti kaharahwa ako Kano ita hupenyu hupi nezvinhu izvozvo
Pakaposheka apa hapana vakadzi vachasheya bedroom vaifanira kuparadzanisa dzimba umwe neumwe ave nechivanze chake.Saka pachivanhu richazosarira ani bedroom iroro pavana vebarika.2 barika rine makuva uye mazino pasi nemaziso kurwiwa chete hapana chakanaka pabarika Shame.
Mambo Komborerwai nekutaura zvakanaka kwete kukachakacha varikutongwa.
Is it true under Matrimonial Causes Act [5:13] of 2022 kuti ma properties aukaita uri mukomana or zvaukaita ne the other wife you share equally?
Ini handingabvepoba ndisina mazino shame ndogara ipapo nxaaaa
Unogumisira vafa
Love yakaoma...unoshaya kuti vanhu vakange vachiti 'I love you sweetie' vanozosvika pakurovana sei 😢
Moda kuzobva mamubvisawo zino here 😂😂😂😂
@@RememberNyamus😂😂😂😂 kunyengedzana chete anozove masandikongonya kutarisana kwevakarambana.I love u yekuuya pabarika ruchiva
Mambo munebasa pa dhariweni
Nyaya yechi pari yakaoma sure
Zera racho rinorwisana isu vana tozodii
Vana mukanetsana tokuzvamburai musina kupfeka chaiko 😂😂😂
Seuruavokuonda uko kupenga ka mhengera mumbabig time😂😂😂
Kana aenda vanatezvara ngavauye kudare ramambo varipirwe mazino mwana wavo
Kamukono ketsambara futa kuonda nekushusha
Barika ragara rinonetss
Mwana tamuona kudare, maita henyu Mambo kuti rwirawo madzimai kana tisisadiwe mumisha umu tinobatwa sematissue paper
😂😂😂😂😂 mamiswai stereki coz varume vanofarisa
Ukuita kunge ma funnies ..but kana mave bhurwa mudzimba mochema futi..hapana chinosetsa apa, I pray that karma finds you, umamiswe stereki ne munhu wako uwone kuti hasi funnies, back to sender
Ndatangawo nhasi
Kwazivai
Kana uyine airtime teera nyaya dzepano. Panedzimwe dzinoshamisa baba vachirara nevanasikana or brother and sister for ritual purposes. Haudziwane mufilm idzodzo.
Zvakawoma chaizvo
Dharuweni surrender
Ko imi amai makadii kuvaka renyu
Ko kadhara why kasinawo kupfugamiswa kachipa mukadzi gupuro mukadzi opawo hama Yake yauya nayo sezvatinoona vamwe vachiita
Kuonda nekushusha satan amai endai zvenyu Muri mupenyu
Kurovana pazera iri here veduwe
Varume vamwe kungova lusting for multiple females yet mabarika acho hamuakwanise. Kungoshungurudzana especially kwemadzimai acho. Domestic violence is no no. Munhu ramba munhu kana muchitadza kukugadzirisana mukutaurirana chete. Kurwa ndekwe nakudo vanhu munotaurirana. Otherwise separate pane kushungurudzana. This is from a someone against barika.
Kamukono ketsambarafuta
Veduwee musapinde mumabarika umu. Mune kuroyana nekudyisana umwe anofa chete. Tsvagai venyu varume vasina vanhu vavo.
Kamukono ke tsambarafuta kababa aka
Ko ivo amai avo vayivinga mumwe mukadzi mumba make kuti varume vanga vapera hre kuda kurwadzisa umwe munhu nhasi wazviwana zvawayitsvaga
Mai vataura zvakanaka vakati koo zvatakashanda tese mukuti kudii? Kwete nhoroondo
Hapana musha usingarwiwe ndokusimbisa musha
Murume uyu anehutsinye
Ayas zvinotangira pabarika apooo hapana rugare runobuda
Is barika an achievement haaa dzumwe nhamo tinozvitsvagarira vakadzi ve mash central dzidzai kuzvishandira musiye zvekuparikwa izvi tarisa hw u are abused kasiye unonozvishandira
Ko iro zimukadzi racho kushata kudaro. Rega ŕinangwe huroyi. Munenge muchinodiiko pavanhu vakaroorwa vanemisha yavo.
H
Ko kadhara kanoramba mukadzi at that age?
Saka wogara mu stress just coz of age? Munourayana ka, that relationship yave toxic iyo. Zviri nani zvatoitika apa
Regai zvinofira mberi 😮
Imagine
Kanopenga karikizviona Kari kamukomana ke chidiki