CHIEF NYAMAROPA: Tezvara Vakafamba Vakashama Mumba MuneChitunha Chemukwasha

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 ноя 2024

Комментарии • 80

  • @divinecomputers2789
    @divinecomputers2789 9 месяцев назад +5

    Tamirira part 2 yacho, personally i want to draw lessons from this case. Thank you for bringing up such life stories into the public domain ❤❤❤

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 9 месяцев назад +7

    I'm very sorry my dear. You are going through a lot because of greedy in-laws. HuShirikadzi hwakaoma. Be strong my darling for the sake of pregnant.

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 9 месяцев назад +5

    Chief ava havavharwe zvekumhanya, he already knows kuti this sabhuku is biased and that the in laws are a greedy lot.

  • @Innocent660
    @Innocent660 9 месяцев назад +6

    Vanhu ngavadzidze kuzvishandira kwete zvenhaka izvi😢

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 9 месяцев назад +4

    Dambudziko renyu hama hamudi kushanda munoona sekuti vakadzi vakasiiwa nanyamufa vakaipa ko vanogokunakurai musirimi makavatsvaga chii.

  • @ssam1430
    @ssam1430 9 месяцев назад +2

    Hudyire une hama dzemushakabvu is unbelievable, magora anamacheka dzafa, zvishandireyi, asi mambo dai masiya sabhuku blackmamba vapedza nyaya yatezvara vaifamba mariseche parufu pane urombwa neuroyi unotyisa apa 😢

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 9 месяцев назад +1

    Sabhuku muri mwana vaSatan huku akadzichengetaka from 2021.uye vakadzi vakaenda vachapinda sei mumba mavakasosiya kare.vakadzi vatatu vei musadaro akatenga zviro nemurume aripo.

  • @Ellen-z8e
    @Ellen-z8e 9 месяцев назад +2

    Vanhu vanotouraya hama kuti vawane nhaka vanhu vachadzidza rini kuzviitira zvavo

  • @EffortKwinika
    @EffortKwinika 9 месяцев назад +4

    Vape kaa handi ndivovakakupa hr kozvevamwe unei nazvo bmnn mudzikame

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 9 месяцев назад +2

    Mmmm Sabhuku you know too much of family personal life

  • @Clubber_Lang_
    @Clubber_Lang_ 9 месяцев назад +1

    How can the brother-in-law accept ATM yeshirikadzi. These people are heartless, she is pregnant and already has a child. Pane kuti vagare pasi and see vochengeta sei vana vemukoma vari kutorwira ATM card.

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 9 месяцев назад +2

    Sabhuku mukwane mukawana nguva kushata kwenyu zivai zvekumba kwenyu

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 9 месяцев назад +2

    Amai ava vanga vakataimira kudya mari ya mudhumeni . Zvino vakurumidza kumhanyira mberi kwehama dzemurume .

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 9 месяцев назад +1

    Sabuku munopenga imi bedzi chairo

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 9 месяцев назад +3

    Avo vatengwa vane trouse re worksuit rabishi remunhu

  • @tawanda7257
    @tawanda7257 9 месяцев назад +2

    Enda unovhiya mbudzi wakadhakwa

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 9 месяцев назад +3

    Amunoti madrum aya anenge arimadrum erudziiko anenge anezvinhu here or angori madrum basi anoiswa muroad nepolice

    • @ssam1430
      @ssam1430 9 месяцев назад +1

      Madrum iwawo madrum

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 9 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂iwayoooo eporisi

    • @PatriciaPatricia-t1c
      @PatriciaPatricia-t1c 9 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂 pano soo iwayo ma drum angu

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 9 месяцев назад +1

    Inoroya mhuri iyiiiii 😢😢😢😢😢

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 9 месяцев назад +2

    Sabuku sabuka sabuku dzikamai kwanai

  • @MaudyMatura
    @MaudyMatura 9 месяцев назад +2

    Zvinoshamisa kuti vakadzi ava caienda vachisiya zvinhu zvavo
    Sabhuku ngavazive pavanogumirawo
    Bamunini imika shandayi zvenyu

  • @petronellamabhachi5274
    @petronellamabhachi5274 9 месяцев назад

    Favourite chief

  • @chikarashumba-cy1pt
    @chikarashumba-cy1pt 9 месяцев назад +2

    Shanda mukadzi shanda anoshandepi nhy nesituation yenyika ummm vanhu soo moti pane asingade rugare here ko kana zvikuramba apa ko mimba ikumurwarisa ummm vanhu sooo ngativei nerudo ko kana vaishanda

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 9 месяцев назад +1

    Very emotional

  • @margaretmarewo6959
    @margaretmarewo6959 9 месяцев назад +1

    handisati ndamboona vanhu vane hutsinye nehudyire hwakadai ummmmmm imhosva here kufirwa

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 9 месяцев назад +2

    Waizopera mari nekuti waiziva card ramukoma vako kuti rine mari unogarirei necard risirirako nxaaa.

  • @Talent-q8r
    @Talent-q8r 9 месяцев назад +2

    Hama dzemufi shandai veduweee

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 9 месяцев назад +1

    Roore rambe roore rambe zvauri moto unopisa nhai

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 9 месяцев назад +2

    Babamunini imi dzikamai kwanai

  • @DudaibethaMadzivadondo
    @DudaibethaMadzivadondo 9 месяцев назад +1

    Tsotsi hama yemurume

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 9 месяцев назад +2

    Why did you put the card pa mota

  • @FelistasMuzuva
    @FelistasMuzuva 9 месяцев назад +1

    book bank here mambo

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 9 месяцев назад +2

    Sabhuku imbwa yemunhu

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 9 месяцев назад +1

    Vanhu shandai kwete kumirira nhaka

  • @kudakwashengwenya4005
    @kudakwashengwenya4005 5 месяцев назад

    Chero uri mambo haungasheedze mudhara wese uyo kunge ukutaura nendumure nxaaaa!!!!

  • @ClaraBingura-hg3rh
    @ClaraBingura-hg3rh 9 месяцев назад +1

    Aaaaa vanhu ava vanehutsotsi chaizvo

  • @EffortKwinika
    @EffortKwinika 9 месяцев назад +1

    Sabhuku mugozivazvose hr mukwane imi

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 3 месяца назад

    Kunyepedzera kuchema imi muchirwira zvemufi. Hamunyari

  • @lilyosarnyakudya6176
    @lilyosarnyakudya6176 9 месяцев назад +1

    Sabhuku avo havana kukwana vane hudyire nxaaaaa

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 9 месяцев назад +1

    Baba ava manyepo ese kana mukadzi uyu aiwepamurume.murume aifanira kunge akavapa phoneka varimupenyu.why kuzoramba nephone yemunhu .nelaptop kudaudyire nekuvenga .Mutemo hauchazvibvumiri izvi.brother avo kunyepera kuchema ndisatan mukuru

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 9 месяцев назад +1

    Bamunini muroi ava shandai zvenyu makambomuona kupi murume anochema kunge maimuda mukoma venyu ava nxaaa.

  • @YvonneSiwela
    @YvonneSiwela 5 месяцев назад

    Ko nzwara dzabamunini bho here😢

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 9 месяцев назад

    Hama dzemurume hudyire nehutsinye chaihwo.

  • @Mamaangie2024
    @Mamaangie2024 9 месяцев назад +6

    Ndovenga vanhu vanoda kuzotora zvinhu zvemufi vanhu dzidzai kuzvishanrira,ladies be your own boss zvishandire kwete kumirira kuzoenda kwachief murume afa shanda mudzimai shanda handifunge kuti kana dai wanga une zvaunoita ungadai ugere padare apa kudai dai uri busy kubasa kwako kuti mwana ararame usingafambire card rine martgs

  • @Clubber_Lang_
    @Clubber_Lang_ 9 месяцев назад

    This is Neria in 2023. This is very sad.

  • @Jesika-vf7ob
    @Jesika-vf7ob 6 месяцев назад

    Chief vakanyanya

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 9 месяцев назад +1

    Hama dzemurume dzimwe dzacho dzinorwadzisa

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 9 месяцев назад

    Makashandisa mari yemunhu akafa imhosva. Pamakaita swipe makadii kudzosa card.

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 5 месяцев назад

    Hanzi taura Guhwa rese kurehwa Sabhuku

  • @Fchidawaya
    @Fchidawaya 7 месяцев назад

    Vanowanika kupi mambo ava ndigosvikawo ikoko motonga zvandinoda

    • @RosariaKanengoni
      @RosariaKanengoni 6 месяцев назад

      Vanowanika kumadziva iri under shamva kumashonaland central

  • @NyasharMpofu
    @NyasharMpofu 7 месяцев назад

    Pfuma yacho iri kurwirwa rtgs matoki huku haaaa vana baba ngatishandirei mhuri musangorora muchisiya

  • @RumbidzaiMuganga
    @RumbidzaiMuganga 4 месяца назад

    Problem akaroora kakawandisawo uuuum

  • @chimuriwophoebe4440
    @chimuriwophoebe4440 9 месяцев назад

    ZWL200000 ere weduwe inoshandei chokwadi

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 9 месяцев назад

    Ummmm sabhuku ityai Mwari imi

  • @msdee2017
    @msdee2017 9 месяцев назад

    If you could learn from karanganda todawo kuona face yemunhu akutaura than to focus on one person

  • @ThembaniGumbo
    @ThembaniGumbo 9 месяцев назад

    Ahhh zisimbe remunhu

  • @DudaibethaMadzivadondo
    @DudaibethaMadzivadondo 9 месяцев назад

    Yakapeaseiko kusiya makatihanger

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 9 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂ibvapo wange wakamwa doro

  • @KumbieChakanyuka
    @KumbieChakanyuka 9 месяцев назад

    Aaaaa tezvara zvaiva zvakasitsa ..

  • @JosephGurudza-oe8wo
    @JosephGurudza-oe8wo 9 месяцев назад

    Dzimwe nyaya dzamunoisa kudare pedzai kumba

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 3 месяца назад

    Kamuchinda ako kanga kaakutochemera nhaka yamukoma hakanyari here? Ko kadii kushanda zvinhu zvako kutadza kuzvishandira. Ndoovanouraya hama nekuda pfuma ava. Nonsense

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos8475 9 месяцев назад

    Bamudiki munongoti mazoromo shandazvako ,kunyepera kuchema nhema ,kudakunzwira tsitsi

    • @Jen-o5g
      @Jen-o5g 9 месяцев назад

      Havana kana musodzi

  • @BesinaiNgapasare-d9b
    @BesinaiNgapasare-d9b 9 месяцев назад +1

    I noe bamnin zvekutodaro munhu uyo ane Mari zvkt 260rtgs irikutaurwa iri mucard ndeye madomas hmnowo vamwe vane nhamo yekuda zvinhu zvemufi uyo imbinga

    • @EffortKwinika
      @EffortKwinika 9 месяцев назад +2

      Saka akudei ngaarege kaa mukadzi wemufi atore

    • @tatendakadiki5828
      @tatendakadiki5828 9 месяцев назад +3

      Anogona aine mari nehutsinye zvese

    • @Faith23798
      @Faith23798 9 месяцев назад +4

      mbinga inoshaya 2 dhoraz ye tollgate haiwawo

    • @pelagiamuguti8693
      @pelagiamuguti8693 9 месяцев назад +1

      Mbinga inoshaya pondo ye tollgate

    • @DudaibethaMadzivadondo
      @DudaibethaMadzivadondo 9 месяцев назад

      Mbinga dzehutsinye manje

  • @TredaPomo
    @TredaPomo 3 месяца назад

    Sabhuku vano ziwa zvese nekuti zvabvepi

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 9 месяцев назад

    Sabhuku idako remunhu chairo