HE COULDN'T HANDLE IT AT ALL: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP1

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 янв 2025

Комментарии • 1 тыс.

  • @mrskay866
    @mrskay866 Месяц назад +13

    Muchinda uyu the way yaakuudzai zvese VaMugabe musina kumbobvunza zvinotaridza kuti ane stress and he needs someone to talk to. Mubatsirei neCounselling

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha Месяц назад +12

    AMAININI mune hunhu hwakasunama in doctor Choga's voice

  • @lloydmpofulodzapower8739
    @lloydmpofulodzapower8739 Месяц назад +8

    Shoko randafarira panababa nderekuti munhu akakuudza kuti dzikama anokuda😢😢

  • @mymotherschild8918
    @mymotherschild8918 Месяц назад +10

    The truth is kana uchigara kulocation kana komboni vanhu vanotaura zvinenge zviripo. Ukanzwa vemakuhwa vakukuudza zvinhu usamhanye kuti manyepo...panenge pachitori nenyaya.

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 Месяц назад +5

    This man is very good and such a wonderful words should be a guidance for her and others in life

  • @GTSN9sev7
    @GTSN9sev7 Месяц назад +11

    The guy is deeply hurt😢

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Месяц назад +4

    Mr Mugabe thank u for giving this man time to say it all, his hurting, he let it all out of his chest , so sorry mwene , move on and God will give u a good women apa ummm let her go.

  • @SaselamaniMax-rm6nw
    @SaselamaniMax-rm6nw Месяц назад +3

    This thing yokuvona top comment before u view the show ndo the only thing chinobhohwa nokurwadza pama shows e DNA 😢😢

  • @tysonmataula5042
    @tysonmataula5042 29 дней назад +8

    D-- dai
    N-- nyakutunda
    A-- azikanwa

  • @gideonmanyusamcips3310
    @gideonmanyusamcips3310 Месяц назад +8

    Pane chinhu chatinofanirwa kuonesana varume, mukadzi haagone kuda munhu waasina respect naye. Ini ndatanga kuona error pakuti murume anoti "imi" kuratidza respect, mukadzi achiti "iwe". Chechipiri panga pachinzi inini kana munhu akaita zvandisngade ndinomunyima bota, you could tell kuti mukadzi arikuona sekuti akaitira murume favour. Chechitatu, the audacity yekuti hanzi uyu anotova nani pane zvandaiitira wekutanga. The disrespect is on another level. Dambudziko murume aidawo mukadzi nemwoyo wake wese, asi history has taught us kuti vanhukadzi havadi munhu ari weak kwavari kana kuti good boyfriend/husband. Ukangodaro you're pushing them away. Move on my good brother. That woman does not deserve you at all!

  • @ZinyatiZinyati-o2r
    @ZinyatiZinyati-o2r Месяц назад +3

    Plus kamukadzi. AKa hakana. Respect

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 Месяц назад +7

    The drone is doing a great job. Vanhu vasina kuvimbika havo asi nyika yedu ine nzvimbo zhinji dzakanaka.
    Please like my comment for the DRONE. 🎉🎉🎉🎉

  • @jeniphermadyangove6140
    @jeniphermadyangove6140 Месяц назад +6

    Aslong muchigara mukomboni hapana hapana kkkkkkk😂😂😂
    VaMugabe siyai matester komboni yese hapana ane mwana wepo 😂😂😂😂😂

  • @FayRue
    @FayRue Месяц назад +2

    I've never seen vaMugabe getting frustrated as he did when the lady said he stays in Mvurwi 😂His face😂if he could aida kumborova mai ava mbama chaiyo

  • @patrickmavhura6035
    @patrickmavhura6035 Месяц назад +5

    Thx to my brother mune shoko redzidziso ndanyarira mainni

  • @mukudzeishemurwira5578
    @mukudzeishemurwira5578 Месяц назад +3

    This guy is so sweet and anoda mukadzi uyu veduweee ma2k chiiko mhepo yekungovhura huru

  • @soko4329
    @soko4329 Месяц назад +5

    Strange situation.
    Mudhara wekuoffice ndiye akadya bota nemukadzi wemunhu nenyaya yemba.
    Its highly likely kuti at the same time his own daughter aidyisa bota nehusband iyi.
    I can see nyaya iyi ichisvika kure.
    Hukama hwekure waitaurwa is nothing compared to zvavepo manje.
    And what if the daughter has a child wirh this heartbroken guy - a distinct probability.
    Mukomboni mune nyaya

  • @Allthingsluxury12
    @Allthingsluxury12 Месяц назад +2

    She is comforting herself, hanzi zvinowanikwa

  • @rutendosopa6550
    @rutendosopa6550 Месяц назад +3

    Mainni maida kubatwa red handed kaa 😂😂😂hezvo mabatwa kwatinashe mugabe

  • @sylviadodo4530
    @sylviadodo4530 Месяц назад +8

    Nhai Sisi ava vakakwana here, murume ari kupopota iwe wototi zvapera zvinhu izvi zvinoitika, kana ndimiwo.😂😂😂😂 Kungoti achiri mudiki hake 20yrs pfungwa dzichiri kusiya.

  • @rutendosopa6550
    @rutendosopa6550 Месяц назад +3

    Tese tinonzwisisa kt vatinashe mugabe vaktumwa asi chinokutadzisaio kungoisa like pashow ino chii nhy

  • @zvikomborerozihanzu1313
    @zvikomborerozihanzu1313 Месяц назад +10

    that guy is emotionally damaged now you can feel his pain

  • @sandrachenaidozva8615
    @sandrachenaidozva8615 Месяц назад +4

    DNA man and crew tinokudai pamwe chete nezvemunotipakurira pamashows ❤❤.However in your interviews focus mainly on what led to partenity doubt nepakajiwa bota pacho ndipo pane nyaya.Kwete kuti 40mins tichiudzwa nhoroondo yehousing allocations nezvimwe zvisina basa , veduweee the man was jus beating about the bush aaah.Ingawani pamkadzi u were brief on point.

    • @Gogoof2boys
      @Gogoof2boys Месяц назад

      Ndatombobatwa nehope panhau dzemba idzib😊

  • @hazvineizvavamwe8014
    @hazvineizvavamwe8014 Месяц назад +2

    Amai hawana respect kuna baba🙌

  • @gâteauauchocolat557
    @gâteauauchocolat557 Месяц назад +4

    Mainini zvechihule hule zvinoda munhu anoshambawosoka. 20 years, two baby daddies plus sugar daddies mamhanya. Garai pasi, mogeza, mochengeta vana. Ukaona ichidiwa stereki nevarume, it doesn’t mean you are cute it means you are easy and they can see it.

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 Месяц назад +1

    This brother is a good man. Well spoken, decent. You can tell he has a natural intelligence that most of us dont have. Hupenyu chete husiri fair, but he should be somewhere else with his life. Anoda anokwanisa kugara naye pasi chete omudzidzisa kuti mukadzi akahura, you forgive wosiya aende. Chihure hachipihw 2nd chance. Mashura hwaiko aya nhai abiyangu

  • @learnergutsire152
    @learnergutsire152 Месяц назад +6

    Bamnyn ngavanake; difference yezviso zvavo yatove long distance relationship chaiyo😂

    • @Malimum
      @Malimum Месяц назад

      😂😂😂

    • @comfortdodzo2777
      @comfortdodzo2777 Месяц назад

      😅😅😅 haaa nhasi comment section ikunakidza manje

  • @rue5548
    @rue5548 Месяц назад +4

    Hands down Tinashe ane patience PESHENZI chaidzo. Kuterera baba avo vachitsanangura nguva yese iyo ini ndingadai ndarara kare

    • @goddess6379
      @goddess6379 Месяц назад

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @preciousmachaka7148
      @preciousmachaka7148 Месяц назад

      Ndatombosiya ndichiita zvimwee ndodzoka ndoona nguva diki ndosiya zve 😂😂😂

    • @MakahManiki
      @MakahManiki Месяц назад

      Ndokuti basa uye inganakidze hre DNA yacho kungoti taure motopinda pama results

  • @PerfectMoyo-pp3cv
    @PerfectMoyo-pp3cv Месяц назад +7

    Iyewo mkadzi wacho tsvina iripachena mumusoro ..kunge Vanchoga😅

    • @gibsontoringepi9365
      @gibsontoringepi9365 Месяц назад +1

      haisi tsvina vanotogeza ndolife yacho mumapurazi unotchenuruka chete

  • @Gracedmamoyoe
    @Gracedmamoyoe Месяц назад +6

    Ndivava ana team natural vanozarura huru !!! No nose ring no tattoo but chihure vadhara !!!

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 Месяц назад +10

    Dai mashoko emurume uyu akabatsira vakawanda. Kana munhu achikuudza kuti dzikama, zvinoreva kuti anokuda.

  • @MargrethPurazi
    @MargrethPurazi Месяц назад +1

    MR Bota ndapindira ndiri kuona zvangu ndiri Botswana 🎉🎉🎉

  • @JoeDzingo-g9r
    @JoeDzingo-g9r Месяц назад +4

    Can't wait to see WAKANDIRUMA 😂😂😂
    Who else? 😅

  • @veechik9
    @veechik9 Месяц назад +6

    I just wonder how many fathers are raising vana vasiri vavo! I feel sorry for this man but I feel she will not stop her behaviour

  • @graciouskasanga9345
    @graciouskasanga9345 Месяц назад +3

    Ma statement aDude
    Kuchereswa mbeva pabva kubiwa mbambsirapanopfungaira pane moto kana pasina zimbe imhute 😂😂😂😂😂
    Nyaya yacho yanga yatotekeshera kunge covid 19

  • @charlesmagagada5044
    @charlesmagagada5044 10 дней назад +2

    As blacks it's very difficult to say "I am sorry " when I watched the mixed woman from Masvingo it was straight to apologise

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 Месяц назад +6

    Gore rino😂👐 Christmas totambira pano

  • @lindamutyambizi955
    @lindamutyambizi955 Месяц назад +4

    Vakadzi ngatidzikamei if you come across a man who is considerate, loving and understanding. At 20, 2 children with different fathers. Girl child 😢

  • @JaneChiutsi
    @JaneChiutsi Месяц назад +5

    Tendai mumvurwi umo tirikuuyako😂

  • @phill0209
    @phill0209 Месяц назад +2

    1:30:38 l saw Mr Mugabe vachitura befu,ndarwadzirirwawo this guy shame, very sorry hanzvadzi .hopefully counseling ichakubatsita to heal fast.

  • @peace6296
    @peace6296 Месяц назад +3

    Haaa woti kurorwa uine mwana wako woitira murume mwana nechikomba, veduwe kunevanhu vasingatendi😢😢😢

  • @ThandoSithole-o1z
    @ThandoSithole-o1z Месяц назад +2

    Apa urimwana mudik 20yrs matone 2🙌🙌🙌🙌

  • @TrishyMutovoni
    @TrishyMutovoni Месяц назад +8

    Mrume iwewe urikudanana wega zvimwe wonawoo wega

  • @julietmusweweshiri7485
    @julietmusweweshiri7485 Месяц назад +1

    Yoo i feel for this man😢 i am sorry hanzvadzi siyana nenjapisi iyo Utsvage munhu anode zvemba

  • @ThembelaniMgutshini
    @ThembelaniMgutshini Месяц назад +4

    Dna man vanobva vanyarara havo😂😂😂😂

  • @BeautyMolepo
    @BeautyMolepo Месяц назад +2

    Murume arwadziwa uyu 😮😮

  • @ree1993
    @ree1993 Месяц назад +5

    20, married and divorced twice... mwana wamai vangu chidzikama... hazvina chimiro chakanaka izvi.

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo Месяц назад +1

    Mr Bota's face for me 😂😂😂

  • @irenechiguvare3142
    @irenechiguvare3142 Месяц назад +3

    This is very painful I felt for the father gumbo mumba gumbo panze zvakaoma hazvo

  • @preciousmuzanago4564
    @preciousmuzanago4564 Месяц назад +1

    What a humble young man,,,,,

  • @MagretSamuneti
    @MagretSamuneti Месяц назад +4

    Ama 2 k muri kuhura chaizvo hamusikumira 😊

  • @TawandaMatutanhewe-xb6jq
    @TawandaMatutanhewe-xb6jq Месяц назад +2

    Akadyisa muriwo mukadzi uyu 😂😂😂😂

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 Месяц назад +5

    Tinashe bho here after results silent 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Kunge asipo zvake achimwene vachipopota

  • @agnesmurefu3209
    @agnesmurefu3209 Месяц назад +5

    Vaisaziva kty ma orange ane ma type huyai pano😂

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 Месяц назад +5

    😢😢😢 haaaayas
    I give up shame
    Iye ukangonzwa CCTV yemuraini yataura don't put a doubt

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 Месяц назад +6

    Is Tendai a real person 😢😢😢😢😢. Just leave this lady alone nenyaya dzake

  • @gmurapa
    @gmurapa Месяц назад +3

    Munhu haufanirwi kugara nenyaya dzakawanda so dzemunhu 1 😂😂😂😂😂

  • @rumbimasekesa1593
    @rumbimasekesa1593 Месяц назад +1

    😢haaaa vana vevana wangu..DNA first

  • @judithsakadzo2365
    @judithsakadzo2365 Месяц назад +6

    Glen ndale hamusi kukuziva baba vemwana varimo mukomboni imomo

  • @aezean5618
    @aezean5618 Месяц назад +4

    This guy should leave this woman. I know exactly what these types of women do to decent men like this guy. He should find another wife who respects him

  • @emmaculatemujaka7156
    @emmaculatemujaka7156 Месяц назад +3

    Ndokumbirawo ruregerewo, zvinhu zvinongowanikawo, what an apology 😂

    • @goddess6379
      @goddess6379 Месяц назад

      😂😂😂😂😂😂

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya Месяц назад +1

    Cameraman kutsoka never disappoints

  • @HiltonChimbizi-hy2rn
    @HiltonChimbizi-hy2rn Месяц назад +2

    Yellow T-Shirt for Mazowe Oranges.

  • @nenaniphiri9760
    @nenaniphiri9760 Месяц назад +2

    Vakadzi ngatiregei chipfambi please thank you

  • @AnsonMlambo
    @AnsonMlambo Месяц назад +3

    Murume ane puroburemu, arikutoda kugara nemunhu uyu fut🫣🤦🏿

  • @tariemahachi9213
    @tariemahachi9213 Месяц назад

    I'm always here for the beautiful view❤❤❤❤

  • @monicaParirehwa
    @monicaParirehwa Месяц назад +4

    20 years and already a mother of 2..speed yanyanya askana

  • @RuthHotera
    @RuthHotera Месяц назад +1

    Ma2k hatina zera navo 🙌🙌🙌

  • @PamelaRukata
    @PamelaRukata Месяц назад +6

    Mainini siyai zvehubishu mugeze muviri wenyu mutaridzike semudzimai akakwana😅😅

    • @neliakupara
      @neliakupara Месяц назад +1

      Wataura chokwadi munhu ngadzikame

    • @PamelaRukata
      @PamelaRukata Месяц назад

      @@neliakupara aaa chii chadero nhy

    • @NomakhaNcube
      @NomakhaNcube Месяц назад

      😂😂😂😂 ndaseka

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 Месяц назад

    I lovel this guy, very humble

  • @ethelruzvidzo7775
    @ethelruzvidzo7775 Месяц назад +3

    Its Tinashe blinking 3 times after hearing kuMvurwi kkk

  • @faithmarvis
    @faithmarvis Месяц назад +2

    Team rekukomboni ronetsa kudzikamisa injake njake chaiyo vamugabe baba vanoda counseling varwadziswa shame anga akanyarara akamirira ma results ndokududza zviri mumoyo

  • @ProudTendaiKarumekaye
    @ProudTendaiKarumekaye Месяц назад +5

    Vanenge vawana varume vanovada vanobva vavaitira matakanana murume uyu anga ari munhu bho but yoooo 😢

  • @coneliusmudzingwa
    @coneliusmudzingwa Месяц назад +1

    Mr bota vry smart

  • @elizabethmugwise976
    @elizabethmugwise976 Месяц назад +3

    Apa hakagezi futi😂😂😂
    20 years mbuya vakadai😅 plus 2 ma baby dad😂😂😂😂

  • @lloydmpofulodzapower8739
    @lloydmpofulodzapower8739 Месяц назад +7

    Baba vatsamwa shem very sorry my brother it's part of life now u have peace in ur mind😢😢

  • @primrosevliyachasakala3746
    @primrosevliyachasakala3746 Месяц назад +3

    Aka ndokambwa kemunhu ,so sorry to allerged father .....siya munhu pachipedo unozadzigwa imba nevana vevamwe vanhu

  • @machayaropafadzoblessing8546
    @machayaropafadzoblessing8546 Месяц назад +1

    Ndaona kuzhandukira ndikaziva kuti finish Mai beans yakakwizwa kusango neumwe murume 🤔🤔anyway tseki kajoki

  • @misheckbanda1307
    @misheckbanda1307 Месяц назад +6

    Apa kuhura apa kusageza

    • @gmurapa
      @gmurapa Месяц назад

      Hamutye ka 😂😂😂😂

    • @misheckbanda1307
      @misheckbanda1307 Месяц назад

      @gmurapa ndaionera pa RUclips pa TV u can see dirty yese haaa ma1 tsvina dzega dzega

  • @giregrace317
    @giregrace317 Месяц назад +2

    People are not aware kuti tirikupakurirwa bota 5 days per week

  • @TavongaChinamasa
    @TavongaChinamasa Месяц назад +6

    I don't think the mother is right..right upstairs

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Месяц назад +3

    Kutekeshera kunge covid 19 chaiyo, nyaya yacho yaimhanya faster faster

  • @Rhambo485
    @Rhambo485 Месяц назад +6

    Mface abatikana uyu

  • @tandiwetshuma3021
    @tandiwetshuma3021 Месяц назад +1

    Uyu haukude uyu my brother find someone who is faithful and respectful life is too short

  • @THERONDEBOSCH-xc8hz
    @THERONDEBOSCH-xc8hz Месяц назад +4

    Karikunyepa Ako. Munhu wemunharaunda uye wekuziva

  • @Becca-Trending-Beauty
    @Becca-Trending-Beauty Месяц назад +2

    Karingo karingo apopota😂😂

  • @JoyousGonga
    @JoyousGonga Месяц назад +6

    Mumakombon munhu anogona kutoita varume5 achitogara navo vese but vasingazvizive😂

  • @VirginiaMashiri
    @VirginiaMashiri Месяц назад +5

    Arwadziwa murume uyu apa anoda mukadzi wake but mukadzi ndochireshe

  • @Rufaro-14
    @Rufaro-14 Месяц назад +4

    Haaa ndohupenyu hwemumaprazi munoitwa chihure shame..apa murume anonzwisa tsitsi hake ndikamugezesa ndikamupa gd6 anoita chaizvo ka handsome

    • @Trabablas
      @Trabablas Месяц назад

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @YonathaMakanda
    @YonathaMakanda Месяц назад +1

    Did she just say ndizvo iye chaarikuda kunzwa iresult😮🤭

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 Месяц назад +5

    If relaxed was a person....aiwa baba yellow vanorondedzera shame

  • @joycemabanga488
    @joycemabanga488 Месяц назад +2

    What if Mr DNA man goes to all the compounds in the farms and test every child😢 coz ummmm Mweya wandiudza kuti Vana varikungo sanganiswa sanganiswa 😂

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 Месяц назад +4

    This guy may never heal. He really loved this lady nemoyo wake wese.
    This lady haana kana nemoyo. You may not tame a stray dog.

  • @nyashamtoma5829
    @nyashamtoma5829 Месяц назад +1

    Hanz zvapera sorry zvinowanikwa😂😂😂😂😂😂

  • @mymotherschild8918
    @mymotherschild8918 Месяц назад +6

    Zvagara vakadzi hatidi vanhu vanotida asi toda vatinoda vasingatidi😂😂ndosaka tichinyiswa nemjolo

    • @rutendosopa6550
      @rutendosopa6550 Месяц назад

      Ndozvandoita chaizvo and ritori dambudziko

  • @FranciscaMdoka
    @FranciscaMdoka Месяц назад +3

    Kunofana kungoitwa ma DNA munhu wese mwana achizvarwa 😂

  • @judithngureta3941
    @judithngureta3941 Месяц назад +4

    Saka zvekuti heee chibereko changu achinyima baba bota kunyeba vaitopa Tindo bota zvavo sisi ava 😢😢😢so disappointing .

  • @fortunefortune6608
    @fortunefortune6608 Месяц назад +3

    Mai ava dzirimo here, hanzi uhmm zvisinei shamwari zvinowanikwa... vandityisa mai ava, masaikusarohwa,

  • @PromiseMakichi
    @PromiseMakichi Месяц назад +3

    Kutsvaga kurarama hako but Komboni haisinzvimbo yekugara nekuroorera

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 Месяц назад +2

    Munhu iyeye ndanga ndisingambomufungira pamwe hezvooo