Baba is a good man , Va MUGABE tokumbirawo Kut mugadzirise ma T shirts 👕 moma printer then motengesera Botanation mari yema donation iwande mubatsire vanhu vanenge vaakugumirwa nehupenyu saizvozv 😢😢😢....mhama musasiye mwana cz mnoziva pain yekugara pasina Mai ...panongodiwa counseling cht apa life yotoenderera mberi❤
She had a troubled childhood. The man is intelligent, he knows how to answer questions paTV asi haagarike naye. Mai said it all. I hope anowana kwekuenda
Troubled childhood, yes, but you also forgot to mention kuti mwana ipfambi uyo. It's a huge setback when people are always quick to look for psychological excuses. She knows who she slept with, she chose to settle down with the other guy because of ruchiva, she simply thought the married guy was better than the village boy. She only went back to this current guy coz haana kwekuenda.she doesn't want this guy not because he abuses her. She doesn't want him because she never loved him right from the beginning. People need to be careful with such women who play the sympathy card. A boy child needs to be empowered too and be told, young man, you're too young to marry mvana. Let her go and restart your life. I wouldn't be surprised if the second child isn't his. I nyoka kamukadzi ako
Haaa uyu akamitiswa nabamunin kuye kwaakanzwi ukudanana nabamunini and she is keeping it as a Secret.Another issue arikutozviita Reject already ukatarisa the way yaairondedzera nayo aiita sekunge akamanikidzwazve kuuya pamurume uyu uye atori nepfungwa dzekudzoka kune uya waaigara naye after all these 3yrs..... Thank you Baba for all yr Effort..nyangwe dai abuda ari wenyu maingova paSafe Side
Ndinoona sekuti kupererwa plus ukararama life yekukandiranwa chokwadi hauwane dzidziso so unenge wakunhofunga kuti marriage or ndikangowana anondipa sadza it's fine she needs canceling
Iam very disappointed in you mainini kumbirai ruregerero kuna baba muchengte chi I don't care attitude icho hachishandi moda kumhemhaira nemwana here 😢😢😢😢😢
This is really sad, this girl has lived a troubled life, hupenyu hwekungokandidzanwa kandidzanwa right from when she was a child, and she is still experiencing that spirit of rejection. I pray that God heals and blesses her so she get to settle down with someone for life pasina anomusairira kure.
I feel so sorry for tht young lady,She is ever innocent,Nekuda kwehunherera hapana hapo anonzwa kna kuziva life chaiyo zvainenge iri, Zvese zvaaita aitira kut pamwe angawanawo pekugara paanowana chikafu asi hapana paakaona rugare,Zvinorwadza, Murume iyo mapretenders ayo,Chokwadi chehunhu hwake ndicho chataurwa nemukadzi uyo,Kuti haagarike naye,Saka zvese zvaari kuita apo,ari kuitira isu but the bottom line is haagarike naye
This beautiful young Lady must learn to be responsible and not play victim, They are a lot of orphans in worser situation who actually did good. I don't believe all the blood relatives would chase her away for no apparent ' reasons'. I would believe the Aunt's doubts leading up to her not finishing school 24:30 not chiBrasho version, she never loved the today's alleged father he was just the last option was not even plan A or B. The actual father of the child would be the Masvingo couple she worked for's Husband then this old Masvingo one minute ago she says he said he won't be able to sleep with her before her menses 39:34 the following minute she is pinning the pregnancy on the same man who didn't sleep with her before her menses 40:07. His current husband is a wise young man is she have to stay she needs to come clean and repent lying will only dig her grave deeper and deeper. If she stays she will start a family and form new relatives.
Mface uyo ane huturu chaihwo😢 akungonyara camera😂 but they are denying mwana kuziva rudzi rwake - Mr Mugabe itai plan for Botanation patsvagwe baba vemwana coz song inoti kodzero dzemwana kuziva dzinza
If your heart is not willing to stay with him, walk away the beatings will be more wesi akuto ziva kuti mwana haasi wake 😢, don’t be his bunching bag, walk away uchiri kukwanisa kuzvichengetera vaba vako .
mainini vane dambudziko... nyaya yavo haina kutwasanuka ngaagarwe naye pasi anyatsotaura zvaaisangana nazvo pese paigara... makumbo vanenge vavhura zvavo mainini... this guy seems to be a good person
I think the best for this couple is councelling. Mwana musikana endures so much mukukura kwake without parents. I hope this family will find true love again
She got a bit confused with results and was muddled up. She is in abusive relationship…Hubby not the nicest person Kane Hasha and he try to hind it, mental Health challenge iripo. … kanorova and he is not going to stop DV… Kane machallenges, let’s wait for next results maybe hakazvare who knows… she is right kuti hapachagarike, she knows best… Turkey knew it all and was very uncomfortable and sensitive to every word being said.
Same story dear be strong 1 day God will remember you lm now 20 years and life is not easy for me bt l thank god handina Mwana hamdina kumboroorwa may God give me a humble husband 😢
Veduwe ndarwadziwa ne 0% mhayihweeeee hangu Mwari todiiko nenherera yenyu. Apa vana vokumusha kwangu kwa Chivi. Kudai mai ava vawanikwa . Huterera hwakaoma ini ndagwadziwa. Please Bota family, i wish to support mwanasikana uyo.
@dadiraichabvonga8760 I understand but self-defence as no one will stand by her. She suffered emotional abuse. That's my take anyway. We are all right, pamavonero edu
Yaaa. This lady is a canning smooth talker! Let's hope anochinja hunhu hwake in future. Apazve avakuti haachadi murume; yet nyakutadzigwa ari kuti let's try. Saka ndochiivo nhaii ichocho? I think; mainini vaya vambonzi kandidzingira kuti ndaidanana naBambo mudiki vairevesa; saka zvafumuka becoz uyu achada kuziva baba vemwana; of which amai havangadi kuti makunakuna avo abude pachena.
Musikana uyu aiva nherera but iyewo munhu asinganzwi.....akandya mafreezits akarasa brush . There is more zvaiitwa nemusikana uyu.Zvese tinomuregerera because of her background yehunherera.Akambotuka employer wake achiti haana mimba....munhu ane rough anoda kubatsirwa.Ngavaende zve kuHIV test futi
tingape edu murume prblm yekurova bt mukadzi anotaura nemumwe murume zviri linked kurudo pari trick mface akaita wrong choice and it will haunt him for the rest of his life or till amusiya
Chaiko chaiko kana achirohwa there's no need for her keep staying with this man,asivo kuva nherera haisi passport yekuvhura makumbo pese pese. Deep deep anoziva zvake baba vemwana
Baba Garai nemukadzi kwenyu, dnt worry. Vangani varume pano vakaroora madzimai ane vana vavo. Madzimai ivavo vakatombotizirawo vamwe varume. Only kuti nyaya yako yabuda pa Tv
Brother Tinashe you can assist the lady to find the father of the child by testing that second boyfriend. it might be possible kuti ndiye muridzi wemwana because of mwedzi wakazvarwa mwana. the lady thought that she was pregnant, but by that time aive asitorina. nhumbu yakazotobata ikoko. Menstrual cycle inochinja with the environment unogona kutojamba your period but that doesnt mean wave nepamuviri. please assist the child kuwana family yake.
He is lying..he was hitting her before he knew the teuth..what about now?...the man is not good but the woman knows not to say a lot...i wish i could bring her here....
Paatanga kutaura musikana my tears couldn't stop flowing but as she kept on explaining yho panébasa varume vachamushandisa akati shoes uummm baba ava vane sense of humor
Mmmmmm rudo rwechokwadi here urwu, hachizove chituko vanetsana here mukugara, already he is suspecting kut wechi2 haasi wake,, Vane kakushusha baba ava
There is pain mumaziso emusikana upenyu hwenherera hwakaoma, asi kudenga kunaMwari ndoti akuchengetewo mwanasikana, zvakaitika ndizvozvo ngazvipfuure hazvo, dai mai vako vadzora moyo vauya kuzokuonawo😢
Paakasara pa church akamboshanda ku Harare akadzoka zve pa church ndipo pakaitwa nhumbu , bcz madates ababa vaitarisira August but yakazodarika kusvika October....
Baba is a good man , Va MUGABE tokumbirawo Kut mugadzirise ma T shirts 👕 moma printer then motengesera Botanation mari yema donation iwande mubatsire vanhu vanenge vaakugumirwa nehupenyu saizvozv 😢😢😢....mhama musasiye mwana cz mnoziva pain yekugara pasina Mai ...panongodiwa counseling cht apa life yotoenderera mberi❤
Hakuna good man anorova mkadzi,,,,,yemaT-shirts it's a good idea 🎉🎉
Atove confused mukadzi uyu, whe needs help
Kanzenza ngakarohwe@@gracekhoza5289
😅😅 34:12 i@@gracekhoza5289
Ma t shirts bhoo zvekuti
the young man is so much for a 25 year old, God BLESS YOU
he is too much actually..logic dzakawandisa
That shows kuti ane zviripaari kkkk
SILL YONG MAN
Mukomana ano respecter haana kumbobvira avati mukadzi uyu hanzi mhuri yangu I love the respect he gave his wife and kids
He is a narcissist that one....he is very sly
L 😅😅@@maiyeukai9346
P⁰
@@maiyeukai9346 that I picked it also
@@maiyeukai9346Chero zvaanga achitaura it was meant for the audience not mhuri yake
AMAININI mune hunhu hwakasunama in doct choga's voice......dzimwe nherera dzinochengeteka iwe waisanzwa chiiko naama 2k
Team domestic issues lol. Andisvota mukadzi uyu
Kuchenama apa iri nherera
😂😂😂
Mwanasikana hunhu chaihwo APana Haas honest,kusada fut kutsiurwa kungotsiurwa waktotiza Kumba kwaaigara kwaGogo akabva atofamba neka I dnt care kwamainin kwaakambogara
Tinashe kutya garikuni here uku
She had a troubled childhood. The man is intelligent, he knows how to answer questions paTV asi haagarike naye. Mai said it all. I hope anowana kwekuenda
Troubled childhood, yes, but you also forgot to mention kuti mwana ipfambi uyo. It's a huge setback when people are always quick to look for psychological excuses. She knows who she slept with, she chose to settle down with the other guy because of ruchiva, she simply thought the married guy was better than the village boy. She only went back to this current guy coz haana kwekuenda.she doesn't want this guy not because he abuses her. She doesn't want him because she never loved him right from the beginning. People need to be careful with such women who play the sympathy card. A boy child needs to be empowered too and be told, young man, you're too young to marry mvana. Let her go and restart your life. I wouldn't be surprised if the second child isn't his. I nyoka kamukadzi ako
That is true, akangwara zvekuti buy I don't support kuruva mukadzi.
the man itsotsi,anogona kutaura to gain love from the public but behind closed doors hes a monster
Wataura iwe
@@mbizi4573True my guy
0% yandirwadza may God bless this man
Kana neni yandirwdza shem
Haaa uyu akamitiswa nabamunin kuye kwaakanzwi ukudanana nabamunini and she is keeping it as a Secret.Another issue arikutozviita Reject already ukatarisa the way yaairondedzera nayo aiita sekunge akamanikidzwazve kuuya pamurume uyu uye atori nepfungwa dzekudzoka kune uya waaigara naye after all these 3yrs.....
Thank you Baba for all yr Effort..nyangwe dai abuda ari wenyu maingova paSafe Side
Never , the dates are not sync
mainini dzungu nemunyama zvofambirana,nherera dzikama uchengeteke kwese kwaaidzingwa something chaasina kutaura mukutiza nemukurara mumasango ndomaakabatwa aikaita mimba taura chokwadi ubetserwe past is past ,vana vakutoda kuchengetwa,unoti unoendepi,musoro utikuratidza wani kuti murikuchengetwa chero ganda oda kutiza futi iweka Dai ndanga ndiripadhuze ndakudzemura nherera ita hunhu,rongeka,pfugama unamate mhepo inongokusimudza pese pese ibve,paunoda kubatsirwa iwe gotsi ngii chii ichocho
Arikuda kudzokera kumurume waakambogara naye uya ndoona ndopfungwa dzake
Ndinoona sekuti kupererwa plus ukararama life yekukandiranwa chokwadi hauwane dzidziso so unenge wakunhofunga kuti marriage or ndikangowana anondipa sadza it's fine she needs canceling
@@sharainhundu6070 yes that's wy arikuda kusiya mudiki wcho btnits not good kusiya mwana anoda kty akure achiita hupenyu hwaakakura achiita iye
Iam very disappointed in you mainini kumbirai ruregerero kuna baba muchengte chi I don't care attitude icho hachishandi moda kumhemhaira nemwana here 😢😢😢😢😢
She was young and naïve. She still is.
This is really sad, this girl has lived a troubled life, hupenyu hwekungokandidzanwa kandidzanwa right from when she was a child, and she is still experiencing that spirit of rejection. I pray that God heals and blesses her so she get to settle down with someone for life pasina anomusairira kure.
Ummm ane kahutsotsi uyu... Anorakidza kusachengeteka futi ane kahu rude
But it's not an excuse kuhunzenza hwainahwo!!! Inhubu iyi!!!
Spirit of rejection yekurara nevakomana vakawanda here. Pakanoshanda get the man tested, and the man he lived with again.
Hapana troubled life she is a cheat
I cried nhai..life yake hainakidze
To us who never miss any episode..we like all the time🎉❤❤
Mazuvano ndiri behind time ikunetsa
@nyaradzomtizira715 ..😘😘
To us we are reading comment section why we are watching late gather here❤❤❤
You my name and my young brother's name: Elvis and talent?
I feel so sorry for tht young lady,She is ever innocent,Nekuda kwehunherera hapana hapo anonzwa kna kuziva life chaiyo zvainenge iri,
Zvese zvaaita aitira kut pamwe angawanawo pekugara paanowana chikafu asi hapana paakaona rugare,Zvinorwadza,
Murume iyo mapretenders ayo,Chokwadi chehunhu hwake ndicho chataurwa nemukadzi uyo,Kuti haagarike naye,Saka zvese zvaari kuita apo,ari kuitira isu but the bottom line is haagarike naye
Very true katsotsi chaiko nyaya iyi haiperi. Kamboti mwana mumwe handina doubt naye zvino achinja futi anoshusha uyo munhu wepi anorova mukadzi mukore uno?Ndarwadzwa ini Mwari pindirai mwana uyu awanewo rugare.VaMugabe help this young woman please.
Tinashe dzinorova serious pamafight but garikuni arikurikwata😂😂😂😂
😂
😅😅😅😅😅
😂
😂😂😂
Anga achida kutiza😂😂😂
Mainini kumbirai murume ruregerero mogara pamba nemwana, zvagara kana munhu akatsamwa anotaura mashoko anorwadzwa plus vakadzi toda zviri zvedu murume akamitisa waroorwa kashoma vakadzi kutambira mwana wakasununguka inenge ichingori nyaya .
Aaaaaah zvekupenha izvo ngaaende kumuridzi we mwana.mwana kudzinza rake, hatidi zvekusiya taparirwa ngozi isu
Eish! I really rooted for the 99.99%...this guy is just good! Keep the good heart young man.
Vafarira dhadha richipuwa bota let's gather here😂🎉🎉🎉
Kkkkkkk matove kudhadha Kare 😅
This beautiful young Lady must learn to be responsible and not play victim, They are a lot of orphans in worser situation who actually did good. I don't believe all the blood relatives would chase her away for no apparent ' reasons'. I would believe the Aunt's doubts leading up to her not finishing school 24:30 not chiBrasho version, she never loved the today's alleged father he was just the last option was not even plan A or B. The actual father of the child would be the Masvingo couple she worked for's Husband then this old Masvingo one minute ago she says he said he won't be able to sleep with her before her menses 39:34 the following minute she is pinning the pregnancy on the same man who didn't sleep with her before her menses 40:07. His current husband is a wise young man is she have to stay she needs to come clean and repent lying will only dig her grave deeper and deeper. If she stays she will start a family and form new relatives.
Itsotsi zvake mkadz uyu ahagone kutaur chokwadi
Thank u very much .ndanga ndakanyatsitererawo ufunge kqnhubu kqmwana aka imajini 1am uchidyiwa musango ,anoratidza Kuti aisatitsiurika nekusaterera kuvanhu vaaigara navo zvehunherera ratove drama Haro hupenyu ndiwe muridzi wacho
Wataura chokwadi mai vaya vaiti hauna nhumbu here iwe ovapindura rough ndoona sekuti murume wavo ndiye muridzi wemwana airiwanepi simba rekupindura boss rough kudaro aitova nebitterness yemurume waboss
@@VioletMdlongwa hapana kubasa kwakaendwa munhu aitove kumurume nguva yese
Baba ava vanonyepera kuda mukadzi pamberi pevanhu but deep down achiziya hake kuti anorova mukadzi mukadzi uyu haana kusununguka uyu mumba umu
Sure, ndazvionawo... Kunyepera kunzwisisa pavanhu
Anomuda zvinongobhowa kunyeperwa zvinhu zviripachena, plus munhu learn to leave your past , musikana itsotsi
ndiwe waona chokwadi. vanhu varikuvharwa nemurume uyu. muskana anoziva kuti acharikitwa
Ndazviwonawo but sis vacho vanovhura hombe
Very true murume uyo itsotsi anotora advantage yeunherera wemukadzi uyu akangwara arikunyepedzera pamberi pecamera ndovaziva vanhu vakadai
So sad sorry manini it's breaking my heart life so pray 🙏🙏 God is good and will bless you
Chokwadi unavailable nherera ukarasikirwa nehupenyu uye hapana anokuda especially wakaudza murume masecrets eseanokutora kunge dzisimo
Mwari anobatsira anozvibatsira, ako ndiko kanonzi kanhubu ako.
Youngman, you need to run for your life. Mukadzi uyu haakude arikugara newe because haana option. Pfungwa dziri kumurume wake waakasiya.
Mface uyo ane huturu chaihwo😢 akungonyara camera😂 but they are denying mwana kuziva rudzi rwake - Mr Mugabe itai plan for Botanation patsvagwe baba vemwana coz song inoti kodzero dzemwana kuziva dzinza
Respect ye tsotsi ndoziva hangu, hapana nezvimunhu apa murume uyu
He is a narcissist period. How can one use physical violence on a person and claim to love the person at the same time. That's not it at all.
Very true mfana itsotsi and akaonesa mwana wevanhu nhamo achishushiwa
Sure this girl's in danger with this guy
Respect yepaCamera
ndazvionawo zvine kahutsotsi mukati
If your heart is not willing to stay with him, walk away the beatings will be more wesi akuto ziva kuti mwana haasi wake 😢, don’t be his bunching bag, walk away uchiri kukwanisa kuzvichengetera vaba vako .
People let's learn this kana urimwana uchigara nevanhu vasiri vabereki vako vachikuchengeta' iwewe semwana chichengetekawo wogarisika zvakanaka uchiteererawo vanhu varikukuchengeta"
Nherera dzimwe hadzichengeteke
True ..shuwa munhu anodzoka na1 dzehusiku obviously hazvipere mushe
This guy is one in a million ... but listening to the mother ... ITSOTSI iri. Growing up, she was lying all the time. No surprises in the result.
Very true,,she needs to repent,
😂 Camera man kwa ku recorda bota rehuku 🤣 🤣 🤣 🤣 44:57
Imagine kkkkk
Nhaimi nhaimi
mainini vane dambudziko... nyaya yavo haina kutwasanuka ngaagarwe naye pasi anyatsotaura zvaaisangana nazvo pese paigara... makumbo vanenge vavhura zvavo mainini... this guy seems to be a good person
Mwana sikana ane big secret, anoda kubatsirwa, my thoughts akabatwa na bbamunini vke, paakabva kwagogo. Go deeper Mr Mugabe
Chokwadi ichocho nekuti pane paamboti mainini vakati urikudanana nababa vako ibva pano
True
True
Ndokwamhanya pfungwa dzangu but pama calculations mathes hadzizobude zvadzo saizvozvo
@@winnetchikuwa2457plus ataura fty kty even murume wechi 2 ichangobuda iro zero percent so she knows the truth
Bota racho rinongopihwa wese akumbira here aaaaah
Yes urinherera but makumbo kumavhura is not the answer to fix your problems
Taura hako
Taura hako😊
Taura hako bota harisi rekungopa munhu wese ati anokuda
😂😂😂
Haaaa nhamo ichidai bota racho ropakurika here akomana azvizodi
It's about that time it's going banenes.. Wakhe behind the camera 🇿🇼🇸🇿🇸🇿
You never know maybe this is the last hug
King ginger😂😂😂😂
Baba ava ndanga ndichimbovafarira kubva kwekutanga kwese, asi pazonzi AKAMBONDIROVA haaaa respect yangu hamusisina baba. NO to GBV.
But kuchengetesa munhu mwana asiri wake it's GBV futi consider that.
Sisi got to much information 😂😂 anyway you are a blessing this guy's are same what's up group 😂😂😂😂😂
Inini ndichatono printing hoody rangu ndega hangu coz m in love with this show,watching you from Gaborone Botswana 🇧🇼 Botanation❤❤❤❤❤
Hie cc,where do u stay in Gaborone
@lydiachaitezvi7772 phakalane cc and u
I think the best for this couple is councelling. Mwana musikana endures so much mukukura kwake without parents. I hope this family will find true love again
She got a bit confused with results and was muddled up. She is in abusive relationship…Hubby not the nicest person Kane Hasha and he try to hind it, mental
Health challenge iripo. … kanorova and he is not going to stop DV… Kane machallenges, let’s wait for next results maybe hakazvare who knows… she is right kuti hapachagarike, she knows best… Turkey knew it all and was very uncomfortable and sensitive to every word being said.
My analysis too. Im soo scared for that woman. The man is sly and uses violence to ' mould ' the woman. Veduwee kaa
True
Chero murume achirova kana kuita rough ari soft ,mukadzi akadhakwa haagoni kukumbira ruregerero ,anenge ane umwe murume nxaaaa
I feel like this girl hu desperation ndohwakamupusisa
Kana ini mdururani inohwanda nekuva nherera
Ava sisi vanenge vaneka prblm kukusagona kugarisana nevanhu
I'm not trusting this man, ndiyo type Iya inonyepera kuita munhu boe kune vamwe but mumba achipfidzisa mwana
Ipapo ukurevesa ini ndakambovegwa nehama nechitsotsi chakadaro kunze ndimwari mumba ndisatane iwe unogara naye ndiwe unoziva zvese
I'm afraid he might take advantage of her vulnerability 😢
This girl is genuinely honest, please help her get out of the relationship, murume talks a lot
Murme uyu dai mwari amuitira nyasha ane moyo wakanaka dai angoiitavo mwana wake veduwe hiii ndarwadziwa
Haana he was acting for the camera
Vanaye mwana vese hanty vati vane two
Our gal child shud learn to tell the truth...i salute mkhwasha wedu arimature kutokunda amwe a50 year old men..may God bless the young man
Ask me why am I crying 😭 ndarwadziwa
Coz she is experiencing DV and you know its going to get worse now the results are out! 😥
I was praying for a positive answer...coz hey musikana uyu akakura life inorwadza...ochizodii manje afta this😢
Kanoshusha kamurume ako ndakaona matauriro Kuti kutaura kwekuda kuzviita semunhu bhooo but zvinozobatwa ndozvisingaite kanoshusha ako mukadzi achagara achitukwa Kuti Mwana haasi wangu
Waonawo seni dear katsotsi ako imbwa nyoro
Murume uyu anoda dzvene paTV anoona vamwe vaimbosipiwa chipo chemari ku tinashe foundation, he thinks anogona kupiwa wo😂😂
Kkkkk kamuvhitori
😂😂😂😂😂😂😂😂 asi va Tinashe mugabe soooo kkkkkk kwanzi ko chembere iyaa yekwa Chivi 😅😅😅😅😅😅😅😅 yekubika mabwe ikasvuta muto. 😅😅😅😅😅😅 haisi hama yenyu here kkkkkkkkkkkkkkk haaaaaa nhace. Zvanku inii 😂😂😂😂😂😂😂 ndimbuya vangu. Vaye😊😊😊
Tinashe nyaya yekwa Chihera yakakutyisa ka kkk waakupfeka bhutsu dzeku 1Commando
😂😂😂
😂😂😂 ndeye kurova pasi nayo kana fight yatanga.
😂😂😂 Tinashe akadzidza kuti chinogona ku color anytime
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
The guy is so good but behind closed doors anoshusha hake nd with this result andione marriage yacho ine peace
Komadhadhawo lkkkkk ❤😂
Yoooooooh I have been looking for this comment thank 😂😂😂😂 madhakisi bhooooo here bota ranakidza cameraman😂😂😂😂😂
It's va Mugabe for me kutya garikuni 😂😂😂😂😂 vakutya kurumwa
Ndanzwira tsitsi mwanasikana wangu, murume ane kakushusha kainako
Kamaona papi ipapa?
Mkadzi uyo ane kahunhinhi kaainako, ndiko kaiita kuti asanyatsoudza murume chokwadi kuti nhumbu haisi yake. Mkadzi iyeyu anotoziva muridzi wayo, apa aingoda kuchengetesa baba awa sezvo anga aona sekunge akange akaita seakapusa sezvo aingobvuma zvese sezvo akambodyawo bota.
😂😂😂😂@@shingiraitrevormboto2105
Same story dear be strong 1 day God will remember you lm now 20 years and life is not easy for me bt l thank god handina Mwana hamdina kumboroorwa may God give me a humble husband 😢
Even mr mugabe hesitated to read the results 😢, I was really hoping for 99.99%
I applaud this young man for his ideas I just hope baby number 2 is his.
Dai Nyakutunda Azivikanwa hupenyu hwenherera please guys if we devorce our wife let's think about children
I have so much respect for the young man...mukadzi uyo ane mhepo dzekwamai vake
Veduwe ndarwadziwa ne 0% mhayihweeeee hangu Mwari todiiko nenherera yenyu. Apa vana vokumusha kwangu kwa Chivi. Kudai mai ava vawanikwa . Huterera hwakaoma ini ndagwadziwa. Please Bota family, i wish to support mwanasikana uyo.
Sure mwana wezhira zvogwadza
Thanks for your wish to support her
Nherera yenyu yawanza kunyepa
@dadiraichabvonga8760 I understand but self-defence as no one will stand by her. She suffered emotional abuse. That's my take anyway. We are all right, pamavonero edu
Yaaa. This lady is a canning smooth talker! Let's hope anochinja hunhu hwake in future. Apazve avakuti haachadi murume; yet nyakutadzigwa ari kuti let's try. Saka ndochiivo nhaii ichocho? I think; mainini vaya vambonzi kandidzingira kuti ndaidanana naBambo mudiki vairevesa; saka zvafumuka becoz uyu achada kuziva baba vemwana; of which amai havangadi kuti makunakuna avo abude pachena.
That girl had a difficult life and now to beating husband with 0% Its sad.
Mmmmm kumamisha masango anzwa butter veduwe. Angoda kutsvaga pachikoma yatova lodge ngirozi dzese dzakatarisa dziri mudenga
😂😂😂😂
Respect yababa ava ine ma questions
Itsotsi..I know these types
They act like they care pamberi pevanhu mapinda mumwena wotsondokodzwa
Tsotsi chairo good munhu pavanhu asi vave Vega ma1
Itotestai varume vese vaakarara navo coz haachazive. Lets hope bamunn havana kumubata chibharo uye murume wemwana wavatete
Musikana uyu aiva nherera but iyewo munhu asinganzwi.....akandya mafreezits akarasa brush . There is more zvaiitwa nemusikana uyu.Zvese tinomuregerera because of her background yehunherera.Akambotuka employer wake achiti haana mimba....munhu ane rough anoda kubatsirwa.Ngavaende zve kuHIV test futi
Kkkk ayah
Misikanzwa inowanika kuvana generally wani kana vedu chaivo vanotoshereketa kudarika ipapo
Mr Mugabe muite follow up mozotizivisa kuti zvakafamba sei .
tingape edu murume prblm yekurova bt mukadzi anotaura nemumwe murume zviri linked kurudo pari trick mface akaita wrong choice and it will haunt him for the rest of his life or till amusiya
Nhasi bota father makwatiswa ne toki
Mwana ngaazive dzinza rake tangai nemurume waari kuramba iyiye
Chaiko chaiko kana achirohwa there's no need for her keep staying with this man,asivo kuva nherera haisi passport yekuvhura makumbo pese pese. Deep deep anoziva zvake baba vemwana
Mwana ndewa 1st employer veku Masbingo vakazotora musikana Kumusha or the last boyfriend who lasted a few weeks
Or the first boyfriend. Point is sisi vaive vasina kuomera makumbo zvavo
1:08:59 hakuna chinhu chinonzi kugadzira nhova,its just dehydration ipa mwana mvura,simple.
I wish Mai vake vadzokewo vatsvage Mwana wavo.i thought she would say mama vangu kana vachindiziva ngavanditsvagewo
Eish 0% yandibaya. My brother, may you be blessed. You are a Gentleman
Baba Garai nemukadzi kwenyu, dnt worry. Vangani varume pano vakaroora madzimai ane vana vavo. Madzimai ivavo vakatombotizirawo vamwe varume. Only kuti nyaya yako yabuda pa Tv
Anonyepa muskan uyu munhu anonyepa anosvota
Mukadzi haachadi zvake kwato kumanikidzira
Again ngapaitwe imwe test kune vaakambo sangana navo or ndewe hama iya vainzi bamudiki chirongwa chino sunungura ichi pamberi nacho❤
Ummmm ndarwadziwa ne 0 percent iyo 😢😢😢😢😢
This man is a man amongst man
Brother Tinashe you can assist the lady to find the father of the child by testing that second boyfriend. it might be possible kuti ndiye muridzi wemwana because of mwedzi wakazvarwa mwana. the lady thought that she was pregnant, but by that time aive asitorina. nhumbu yakazotobata ikoko. Menstrual cycle inochinja with the environment unogona kutojamba your period but that doesnt mean wave nepamuviri. please assist the child kuwana family yake.
Bamnini is very matured❤❤❤
Gara pamurume iwee uchengeteke mese nevana, hona iwe wakakura hupenyu hwenherera
Unoda mrume ane moyo wakanaka wakadii, ndokumbirawo kti udzikame mwanasikana gara pamba pako hiweeee...munhu wacho anorema cy iye akakugamuchira right now it's 0% ingonzwisisa kti marriage inema ups and downs...inga mrume wako akutsanangura zvakanaka wani...regai vakuru vakati mapudzi anowira kusina hari...well said mkoma usachinje maitiro enyu.
Well-done bamnn mwari achakukomborerai chengetai nherera muchakomborerwa
He is lying..he was hitting her before he knew the teuth..what about now?...the man is not good but the woman knows not to say a lot...i wish i could bring her here....
Wato bliva?
Kkkk hanzi hapana munhu anorova munhu waasingade!! Imikaaa!
Uri nherera thats not excuse kungorarara newese wawadanana naye you were reckless .
Hope you will respect this man
And value your body
To respect a man who hits her? Are you for real? The man is not good at all. He has been doing reverse psychology
Ndi Bholato kkkkk
Taura hako funga remangwana usati vapnda mazviri
Mwana akakwana here uyu. Ini ndazvitadza kkkk
God bless this young man he is a goodman
Goodman iye achinzi anorova mkadzi....this guy z a good man paTV uyu...but i thnk off the camera hez an abuser😢
Mkadzi face yake iri kuratidza unhu hwemurume hwese kumba hakuna rugare uko
Mai makagara musingade kugara naBaba Ava. Moti zve mosiyya wechitwo apa nenhamo yamakaona kugara pasina Mai musadaro imi kurai mhani
It is sad mwanasikana uyo ajaira life yekungotiza chete.
It runs in the family wakasiiwa naamai hauzive kwavari wakudawo kusiya vana eish life ma1
Uncle vake ndivo muridzi wemwana.....murume wamai ve brush vaya
Ndambozvifungawo
Chokwadi ndazvifungawo..hanxi mainini visiting ndinodanana nabmunini
@@kerrymusakwa4652madates ekuzvarwa kwemwana haaenderane nezvamuri kutaura
Hey saka panenge pakaipa
Paatanga kutaura musikana my tears couldn't stop flowing but as she kept on explaining yho panébasa varume vachamushandisa akati shoes uummm baba ava vane sense of humor
Hanziiko na Chanakuvangu vebhama re 50 ma song😂1:05:45
A very sad story indeed, I love both, the lady has all it means to have suffered,
DNA man vari kukwata toki iro and often losing focus… neniwo ndoritya zvangu 😅
Toki rine album rine 50 ma song😅
Hunherera tahunzwa but zvekuzo hvura makumbo pese pese
Taura hko vanhu vaarara navo vawandisa
Ndoda kutenda Mai vangu nekudzoka vachindiona pavaka siyana Na baba vangu❤
Mafana wakatora snooker kuisa paden hautambi wega
thats true kudyara muti wemusango pamusha that lady is not rependent just looking for sympathy iye ari mambara haachengeteki uyo
God bless this young man
Shame this man is soo loving 😢❤
Mmmmmm rudo rwechokwadi here urwu, hachizove chituko vanetsana here mukugara, already he is suspecting kut wechi2 haasi wake,,
Vane kakushusha baba ava
Itsotsi uyu kuramba kurikuita mukadzi anonatsa kumuziva
There is pain mumaziso emusikana upenyu hwenherera hwakaoma, asi kudenga kunaMwari ndoti akuchengetewo mwanasikana, zvakaitika ndizvozvo ngazvipfuure hazvo, dai mai vako vadzora moyo vauya kuzokuonawo😢
I was waiting kuti vhitoki icho chimbomhanyisa Tinashe😅 angaachichitya
😂😂😂
Kkkk
Kkkkkkkk haa wakanyanya
Paakasara pa church akamboshanda ku Harare akadzoka zve pa church ndipo pakaitwa nhumbu , bcz madates ababa vaitarisira August but yakazodarika kusvika October....
Madhadha abva atora advantage yeCamera😂😂😂bota family 🔥🔥🔥
Dhadha haadyiwe musoro kkkk aah cameraman pamadhadha heyi kkkk all corners achitora hake
😅😅😅
Haasi madhadha imi 😂😂😂
Ngarikuni not dhadha😂
@@prayermswapa5681madhadha aripo wani 😂😂😂😂 hauna kumaona here