Ndinonzwa tsitsi nekusuruvara kuna mai avo zviri kuonekwa pameso pavo varume munozviiterei kutora vana vevanhu movashungurudza dai wakamusiya aitorwa neanomuda
Kunze uko kune varume vasina kurongeka zvachose very evil this man he has a car and mwana z sick nezuva ririko iri mwana ofambiswa muzuva what a shame a sycopath
Ndakutonzi sisi vekwaNyamaropa kuno joni 😂😂😂❤
😂😂😂😂😂😂haaa chief manyama
Rure rure ,hai uyu ndiani azvara mwana gaka 😂😂😂😂❤
😂
Kkkkk rure rure kkkkk chief munemusikañzwa
Nhasi Nyamaropa azoseka😂😂😂
❤❤❤❤❤❤ ipa bhebhi bonde rake wakamutorerei ❤❤❤❤wonyadzisa mhani❤❤❤
Saka mofunga kut kuramba kuitika kwazvo isarudzo yake murume wacho here?
Dai ari mukadzi ari kutadza kuita nhumbu maitii?
Ini ndakarambirwa kupa murume bota.
😂😂😂rure rure hayiii
Rure rure here chief😂😂😂
😂😂😂😂😂hanzi ruree ruree
Inzwai
Hebo Chief Bhishu
Nyamaropa
Ava vanonzi Chief Nyamaropa
Rure rure hii😂😂😂😂
Kkkkkk kedebhu ngaitwe uko
Kkkkk turee ruree
Ndinonzwa tsitsi nekusuruvara kuna mai avo zviri kuonekwa pameso pavo varume munozviiterei kutora vana vevanhu movashungurudza dai wakamusiya aitorwa neanomuda
Haaaaaa mash central ndabvuma zvangu
😂😂😂😂😂😂 rure rure
Rova munhu mhata neshure uyo,😅
Chief munogona henyu kutonga
Imi baba kana musingachada mukadzi muudze mukadzi arikuda bota uyo
Nematombo 😂
Kunze uko kune varume vasina kurongeka zvachose very evil this man he has a car and mwana z sick nezuva ririko iri mwana ofambiswa muzuva what a shame a sycopath
Apa kuda vakadzi hobho
Shatronics uyu anopasa manyazi chaiwo😂
Ndokumbirawo nmber dzamambo
Apa chief maseka pamati rure rure
Kkkk
Uyu ndomuda uyu
Ani wacho? Kkkk
Murume asingasvireka@@shingiraitrevormboto2105