CHIEF NYAMAROPA MURUME NDOTOKIKIRITSA TIITE BONDE ANONDINYIMA ANOVIGA NHENGO YAKE PAKATI PEMAKUMBO

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 ноя 2024

Комментарии • 60

  • @Zimquiktv
    @Zimquiktv  9 дней назад

    chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 9 дней назад +16

    Kusatenda huroyi chokwadi mukadzi anoratidza kuti mukadzi chaiye anoda imba yake uye aka chenjera kumeso

  • @MedinaGatsi
    @MedinaGatsi 9 дней назад +9

    Best Chief ever Mash Central inezvinhu zvayo aiwa zvaitwa Shava

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 8 дней назад +3

    Apa mkadzi ngaanake hake...Thank you my best mambo❤❤❤

  • @auxilliarkutama9934
    @auxilliarkutama9934 9 дней назад +8

    Chief vanotonga nehungwaru👏👏👏

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 9 дней назад

      Yes haunyepiba. Vanopinda munhu nepaanga asingafungire vanomunhonga ipapo.

    • @afronews7034
      @afronews7034 4 дня назад

      Pretty woman kushaya murumechaiko😮

  • @MarvisMukwiri
    @MarvisMukwiri 9 дней назад +5

    Young brother ngaabude muupenyu hwemukoma

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 9 дней назад +1

      Kune hama dzevarume mhutsa chaidzo. Vanofara kuona hama yavo isina mukadzi vachimudaidza kuti rombe. Coz hakuna kwandakambonzwa kuti babamunini vanopindira munhau dzemumba memukoma. Maiguru ndimai pamusha. So arikurweiko muramu uyo. Kabenzi kemunhu.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 дней назад

      Kune hama dzine shanje nekuroora kwehama mhunza musha, nundira patsime dzana babamdiki

  • @EnergyericMashandaVengesaiGura
    @EnergyericMashandaVengesaiGura 8 дней назад +2

    She is a beautful lady

  • @thandojijita3865
    @thandojijita3865 5 дней назад

    Even the chief is shocked😂😂😂😂😂😂

  • @JacquelineJohannes-f9t
    @JacquelineJohannes-f9t 9 дней назад +2

    Yaaaaa chief manyama tongai munhu rambai makadaro

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 9 дней назад

    Best ever,marova marova mambo

  • @libertychipere7498
    @libertychipere7498 6 дней назад

    Kkkkkk mface uyo idofo ungaramba mukadzi iwe wafa kudaro😊

  • @meanskodzwa6592
    @meanskodzwa6592 4 дня назад

    Hezvo ko zvaari mwana wangu

  • @lmstrong
    @lmstrong 9 дней назад +1

    Chief chief my best best

  • @sibonokuhlesithole1844
    @sibonokuhlesithole1844 8 дней назад

    Tinotenda Chief ❤

  • @gramiomashanda4257
    @gramiomashanda4257 7 дней назад

    Happiness happy come

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 7 дней назад +1

    Mambo politics munadzo ko kutonga saMutasa haatauri mazita ana president every corner

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 7 дней назад +1

    Amai varikumashure kwemkadzi arikutongwa ndavada.

    • @Mukoma1
      @Mukoma1 6 дней назад +1

      Wakasira kubatwa nemweya wehunzenza uri mwana mudiki

    • @markgamanya3084
      @markgamanya3084 4 дня назад

      @Mukoma1 She's my age that one kkk

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 6 дней назад

    Mambo uyu yes ndomupa 200/100 anogona kutonga zviri pajekerere ndokutonga uku

  • @meanskodzwa6592
    @meanskodzwa6592 4 дня назад

    makatadzirweiko mbizi inga mai vakazvinakira wani

  • @cliffferemenga9532
    @cliffferemenga9532 4 дня назад

    Irombe chief uyo

  • @SekaiMhlanga-t3c
    @SekaiMhlanga-t3c 9 дней назад

    Matonga zvakanaka chief 🙏

  • @MuneniMutsatsa
    @MuneniMutsatsa 9 дней назад

    Chief ndizvo🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure 8 дней назад +1

    A girl child is not safe at all in our society!! Hanzi gara kusvika adzoka..😢

  • @thulanimpala1513
    @thulanimpala1513 9 дней назад

    best chief munotonga nemazvo

  • @ClaudiusKurungedje
    @ClaudiusKurungedje 8 дней назад

    Magona kutonga mambo wangu matonga zvandafarira😂😂😂

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 7 дней назад +1

    Munin’ina imboko😅

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 9 дней назад +1

    Magona matsiura munin'ina asapindire nyaya dzamukoma

  • @cliffferemenga9532
    @cliffferemenga9532 4 дня назад

    Munhu uyo akurwara Mari anoionakupi

  • @pamelakepekepe2473
    @pamelakepekepe2473 8 дней назад

    Chief Nyamaropa vanondinakidza zvangu😂

  • @andrewtaderera9791
    @andrewtaderera9791 7 часов назад

    Ndosaka vakadzi vachizohura zvavo

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 9 дней назад +2

    Uyu ndomuda uyu

  • @b1nice923
    @b1nice923 9 дней назад

    Chief Bushu kwenyu hakusi kwanyanya nyaya dzechibishu here ?

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 8 дней назад +1

    Zvaanenge anorwara murume wacho. Pamwe Mwari ari kutonzvengesa mkadzi uyu.

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 8 дней назад

    Tembo you have let us down.

  • @lynglobal
    @lynglobal 7 дней назад

    So mambo is saying this lady must just stay without a man and wait for the husband he might come back.

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 7 дней назад

    Idzi dzogona idzi
    Ihasha hadzo😅 munhu chaiye…

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 8 дней назад

    Magonesa Mambo

  • @LindaMaradzika-ik8po
    @LindaMaradzika-ik8po 8 дней назад

    Asi chief munotongotongamaure chete

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 9 дней назад +1

    Kana asina kuuya kumba enda unomutora wofamba uchimurova kusvika adya bota

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 дней назад

      Kumumhura chaiko kuzvambaradza benzi woriudza kuti uchandiita chete kusvika ndaguta

  • @Alice-q8y3f
    @Alice-q8y3f 9 дней назад

    Hanzi 300 yekutipusira inouya rini. 😂😂😂😂

  • @priscillatembo6760
    @priscillatembo6760 8 дней назад

    Tembo my brother

  • @Faffie2424
    @Faffie2424 8 дней назад +1

    Apo mai ava vakasvika veduwe zirume iri mxxxxm

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 7 дней назад

    Marriage haisi nyore zvayo

  • @sheltonschirongo3753
    @sheltonschirongo3753 9 дней назад

    Chief hamuna fervor munogona mhani

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 7 дней назад

    Stop interfering in the affairs of your brothers marriage bamnini.

  • @EnergyericMashandaVengesaiGura
    @EnergyericMashandaVengesaiGura 8 дней назад

    Apa akanaka amai Tembo vacho

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 9 дней назад +1

    Murume kunda kushaina iweee wakafa makumbo

  • @jimizinhumwe3834
    @jimizinhumwe3834 9 дней назад

    Tembo musadaro