CHIKOMBA CHAKAFONA FONE INE MURIDZI WEMUKADZI NDIUDZE KUTI TICHIRI KUDANANA HERE HAUSI KUDAIRA FONE

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 433

  • @elliotmap5318
    @elliotmap5318 6 месяцев назад +22

    For the first time Chief Marasika kwete mbichana, pazongoitawo kuti pane mwana wenyu, the least Chief could have done kutsiura mwana wenyu, makurukota enyu aratidza kuti mwana wenyu imharapatsetse, mukadzi wekuhura anoda kutsiurwa as well.....What a big miss from Chief Nyamaropa

    • @juliuschakupewa
      @juliuschakupewa 6 месяцев назад

      Chief was defending chikomba from the word go ..he was bent on dismissing every available evidence

    • @LoraineManyika
      @LoraineManyika 6 месяцев назад

      😢Nyamaropa warasika

    • @BlessingMapiwa-fn9et
      @BlessingMapiwa-fn9et 6 месяцев назад

      Nyamaropa warasika nyaya yako nekuti pane mwana wenyu

    • @DephineManamike
      @DephineManamike 6 месяцев назад

      Ichokwadi mambo varikuvharira mwana wavo nyaya

    • @DephineManamike
      @DephineManamike 6 месяцев назад +1

      Nyamaropa tokuziva uchitonga chaizvo asi apa watadza uriureverera mwana wako

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 6 месяцев назад +18

    Chief varasika apa it's very clear vanodanana ava

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 6 месяцев назад +9

    Munyika medu chiiko nevakadzi vevanhu varikubhishura haaaa salendi🙌

  • @NorestMutasa-uk6he
    @NorestMutasa-uk6he 6 месяцев назад +16

    Chief tongai nyaya zvezvairi kopai chief mutasa the legendary

    • @KnowledgeNcube-y3v
      @KnowledgeNcube-y3v 6 месяцев назад

      Chief ndokuziva muchigona musakasire ku posponder nyaya fambai nayo zviripachena

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 6 месяцев назад

      Haaa ava vanogona musanyeperwe, vese naMutasa vacho

  • @blessingchiripayi4412
    @blessingchiripayi4412 6 месяцев назад +15

    10:25 10:26 mambo is selfish haadi kunzwa zvinotaurwa nevamwe

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 6 месяцев назад +31

    Nyaya iripachena mkomana akabata chikomba uyu mukadzi akahura uyo akazopwanyireyi foni kurasa humbiwo

    • @LoraineManyika
      @LoraineManyika 6 месяцев назад

      Mapedza neni ndobvumirana nemi

  • @pamelamurambiza
    @pamelamurambiza 6 месяцев назад +10

    Mambo Dai muchidzinga vanhu vanoita noise mudare renyu kuti vanhu vadzidze kunyarara kana zvauya kuzonzwa zviri mudare

    • @djwaxxyzimbabwe2164
      @djwaxxyzimbabwe2164 6 месяцев назад

      Zvinoratidza kuti kuTonga kunonetsa vakuru ava

    • @darkskinneddutchess4007
      @darkskinneddutchess4007 6 месяцев назад

      Vanhu vanga vachiita noise paanga achitadza kutonga..they know thus man and zveshuwa vaona kuti chief vakuzama kurerutsirawana weshamwari yavo😂ndosaka vanga vachiita noise .ndosaka aramba kuitonga..pasina those people dai nyaya yavharwa vharwa iyi

  • @DouglasMasaiti-v2b
    @DouglasMasaiti-v2b 6 месяцев назад +9

    Chief mosigona tisidada nemi but apa matongera mwana wenyu Prim not nyaya marasika apa mosidadisa but apa favour

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 6 месяцев назад +20

    Vakadzi vaviri avo hushamwari hwechihure hazvishamisi vese vanezvikomba

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 6 месяцев назад +1

      Ndozviripo akutya kuzobvondorwawo kuti naye ane chikombawo haaa Zvakawoma

  • @concilliamandaza3732
    @concilliamandaza3732 6 месяцев назад +10

    Changamire musaite favour

  • @promiewarrie8341
    @promiewarrie8341 6 месяцев назад +2

    Haaaa mambo ka 😢,apa nyaya iri clear .....apa vavakuda kuvhara nyaya fut haaaa Zim ma1.....

  • @takudzwashumba6976
    @takudzwashumba6976 6 месяцев назад +1

    Mambo aratidza kunyatsopusa chaiko aremerwa nenyaya benzi ra Chief😊

  • @lloydshumba359
    @lloydshumba359 6 месяцев назад +2

    Mambo ane dzungu hawadikunzwa pfungwa dzewamwe wanozviti nekuti ndirimambo nyaya hadzidaro.

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 6 месяцев назад +2

    Ndaitotemba nemi apa mavhara nyaya iri pachena. Murume clearly explained. Mabhabhadharwa here nhai ex GVT employee

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 6 месяцев назад +1

    Ma V11 ose akakwana apiwa apo. Confidence dzanga dzine chikomba icho ummm very suspicious. Very good mivhunzo yavhunzwa nevachuchisi. Shiri yangozofa hayo asi ndofunga Mambo vakaita reflection vachapaona pasina kufamba zvakanaka.

  • @EvelynNgombe-c2c
    @EvelynNgombe-c2c 6 месяцев назад +1

    Ummmm chief chief usazodaro tese tiri vana Venyu

  • @IanMuchabatei
    @IanMuchabatei 6 месяцев назад +2

    Chief nyamaropa anomborasa big time plus favouritism ari kutotsikirira munhu akadyirwa mukadzi

  • @MichaelMakayi-ro6nl
    @MichaelMakayi-ro6nl 6 месяцев назад +1

    Chief ndaivimba neni kubva kare asi apa makutora side aedza kuburidza humbowo mukomana

  • @SydneyChimbadzwa-bp6vf
    @SydneyChimbadzwa-bp6vf 6 месяцев назад +4

    Muridzi wemukadzi akamhanya dai akapfavira ngoma akabata vanhu zvakanaka

  • @kayvee364
    @kayvee364 6 месяцев назад +2

    Kudare hakunababa mambo ndimambo marasika chief Nyamaropa mwana wenyu ihure riri kufurira nekuziva kuti baba vanomira neni

  • @tichaonatembenuka256
    @tichaonatembenuka256 6 месяцев назад +7

    Nyamaropa aita corruption apa

  • @natifmobile2923
    @natifmobile2923 6 месяцев назад +1

    Haaaa mambo apa mabhaiza big tym,dai mangoirndesa kwa bushu,haaaa makubhaiza plus hamudi kutongaa nevadare venyu

  • @abiotmoyo6435
    @abiotmoyo6435 6 месяцев назад +3

    Mambo vanyadzisa 😂apa. Nyamaropa usadaro please 😢

  • @hopetinevimbo2197
    @hopetinevimbo2197 6 месяцев назад +2

    Chief Nyamaropa mumoita partial application yemutemo. Apa makonewa zvisingaiti yet manga magona pamamboti moiendesa kwaBushu. Bushu haaite zveukama, anotonga zvazviri uye Ari calm anoterera zvinotaurwa nevanhu. Bushu haputike putike nekungotuka tuka

  • @AleckDube-iu6nv
    @AleckDube-iu6nv 3 месяца назад

    Chief nyamaropa u r the best

  • @zackesshinyira
    @zackesshinyira 6 месяцев назад +1

    Chief vakatengwa apa

    • @eriesiyo2445
      @eriesiyo2445 3 месяца назад

      Mari yehwai yakabviswa apa ndachwma zvangu

  • @TineiDodo
    @TineiDodo 6 месяцев назад +2

    The chief should not preside over the case because he is an interested party. He is a close relative of one of the conflicted witnesses. He therefore has an interest in the case. In law they say in sua judex in sua causa, which means one cannot be a judge in their own case.

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 6 месяцев назад +1

    Only chief mutasa is the best nekuti human humambo Hwawo ndeve dzidza not Aya ma chief e zanu pf nxaaa ndagumbuka fani

  • @wilsonsantu2830
    @wilsonsantu2830 6 месяцев назад

    😂😂 since I started following Chief Nyamaropa, the issues he is solving mostly vakadzi wevanhu

  • @zackesshinyira
    @zackesshinyira 6 месяцев назад

    I think chief was pressurised with a lot of evidence saka vanyara.Chief apa matadza zvenyu kutonga

  • @eriesiyo2445
    @eriesiyo2445 3 месяца назад

    Haa Chief kaaa zvitorinani mubve pachinzvimbo nyaya iripachena iyi aah, musadero chief tokuzivai muchishanda basa nemazvo but apa nyembe tokubvisai chief

  • @eriesiyo2445
    @eriesiyo2445 3 месяца назад

    Mmm nyaya iri pachena iyi Chief msadero

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 6 месяцев назад +1

    Kkkkkkkkk kwaaaaaaa mmmmm 😂😂😂mambo vaita humharapatsetse chaiwo ,icho chikomba chaicho ende chichatoyenderera mberi chichidya bota revanhu munharaunda

  • @RebeccaRebs-v3x
    @RebeccaRebs-v3x 6 месяцев назад +1

    Chief tongai zvakanaka imi 😢😢😢😢

  • @WilliamGumi
    @WilliamGumi 6 месяцев назад +1

    Witness iyo muputsi chaiye anotoita madhiri itsotsi

  • @SavaChinyowa-k2u
    @SavaChinyowa-k2u 3 месяца назад

    Nyaya iri pakuti ndewe kwako Chief,ndiNyamaropa so haahure nhai

  • @tinashetembo1628
    @tinashetembo1628 6 месяцев назад

    Haaa chief mabhaiza apa murimboko ndaimbo kufarirai but hakufunge

  • @ALICESomanje
    @ALICESomanje 6 месяцев назад +3

    Uri mbodza matongero ako chief

  • @killabplayn754
    @killabplayn754 6 месяцев назад +2

    Vachaora nemukoma vari kudya bhabhurigamu here kana tumidzi😅😅

  • @dumezwenimabuza4784
    @dumezwenimabuza4784 6 месяцев назад

    A proud chief. A chief who prosecutes. A chief who knows everything.

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 5 месяцев назад

    Aaa chihure chiripachena ichoo chief tongayi zviripamutemo kwete kutarisa side

  • @AbigalNgwenya-x1c
    @AbigalNgwenya-x1c 6 месяцев назад +1

    Munosigona mambo .. Apa matadza maita favour

  • @control2elite81
    @control2elite81 6 месяцев назад

    Apa Chimambo ichi charatidza hudyanyiriri chaiwho .
    Lucky vagara vaziva kuti chief vachatonga nefavour sezvo vachinamata vese .
    Big up machinda achief.

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura 6 месяцев назад

    Mambo ava havasi straight panyaya iyi , vazama nepavanogona napo kuda kuitsikatsika , vanenge vanozivana na Chaora

  • @swayhill
    @swayhill 6 месяцев назад +1

    Integrity ya mambo is now questionable after the involvement of his relative in this case

  • @TrustMacheyo
    @TrustMacheyo 23 дня назад

    Ndokufarirai chief bt apa marasipa fo the first time nenyaya yekut panewenyi

  • @elliotmap5318
    @elliotmap5318 6 месяцев назад +2

    vanhu havangauye nudare kuzonyeba kuita nyaya yekubika, then Mambo to only let them off the hook.

  • @chikwayancube2369
    @chikwayancube2369 6 месяцев назад +1

    Chief huwori siyayi basa ropera mukada kuvakiridza chakaipa nemhaka ihama dzenyu manyadzisa.huchief chinhu chinopera musarivara

  • @eriesiyo2445
    @eriesiyo2445 3 месяца назад

    Yoh ko matsengero hwai ayo, mudare amyna order umo moti noise, huwori nekutsenga bubblegum kume mbudzi ikudya mashamba kdero😂😂😂😂

  • @darkskinneddutchess4007
    @darkskinneddutchess4007 6 месяцев назад

    Haaaaa nyaya iyi yatadziswa nemacamera otherwise dai sisi avo vatobuda vachinzi avana mhosva😂.. vavachizama kuda kumurerutsira but vanhu vanga vachiita noise pavanga vachiona pachutadzwa na chief😂

  • @SylviaSavanhu-il2tr
    @SylviaSavanhu-il2tr 5 месяцев назад

    Chief iyi ndoinonzi rough Dai vari vamwe matonga zviri fair musadaro manzwa

  • @leahgushu
    @leahgushu 6 месяцев назад

    I love chief nyamaropa zvekutodaro

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura 6 месяцев назад

    Chief vari kuda ku protector Chaora wekunyenga mukadzi we mufanha

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 6 месяцев назад +1

    Nyaya iri pachena Nyamaropa anotengwa nevanhu

  • @tafirenyikazirobwa3224
    @tafirenyikazirobwa3224 6 месяцев назад

    Aaah Chief apa maiita bias because pane mwana wenyu. Marasa nyaya pachena

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 6 месяцев назад +2

    Mai ava ihure foni iripi

  • @TanakaMwariwa-y1j
    @TanakaMwariwa-y1j 6 месяцев назад

    Chief dzidzai kunzwao mashoko evamwe vakuru ava musawanze hasha pasingade hasha

  • @IanMuchabatei
    @IanMuchabatei 6 месяцев назад

    Dare rine noise iri plus chief ngaanotora manotes kuchief mutasa he is always accurate and judgment yake always bhoo

    • @eriesiyo2445
      @eriesiyo2445 3 месяца назад

      Yaah vanofanirwa kuenda kunodzidziswa navaMutasa

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 6 месяцев назад +3

    Ibatai munhu kumusha uko nenyaya dzemujolo kkkkkkkkkk vanangu nyaya dzemumagumbeze dzinokusiyai kure idzi

    • @DouglasMasaiti-v2b
      @DouglasMasaiti-v2b 6 месяцев назад

      Chief chief apa musadzvanyirire mkomana uyo chikomba icho teedzai nyaya zvairi anechokwadi uyo fn ykakandwa sei mutoilet kuviga umboo

    • @eniakaduwe3554
      @eniakaduwe3554 6 месяцев назад

      Chihure chega chega mudhara

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 6 месяцев назад +3

    Varasa nyaya yese mudondo

  • @MarjorieMantoni
    @MarjorieMantoni 6 месяцев назад

    Chief maramwa bt gadzirisai wenyu vhihure hachisi rytmwana wenyu arikuona kt ndirikutongwa nababa

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj 6 месяцев назад

    Munotsengeiko mudare.haa dare renyu mambo mitemo Mishoma chii chKadai

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 6 месяцев назад +4

    Mambo batsiranai nemakurukota enyu kuita ɓasa iri please nyaya iri pachena iyi ko sei muri kubhaiza. Ipai vamwe mukana vakubatsirei kuona zvimwe

    • @davisonjanhi3864
      @davisonjanhi3864 6 месяцев назад +1

      Ndiyo problem huru yaNyamaropa kusapa dare makurukota mukana .You cant ruĺe alone

    • @marvelouszinyemba9736
      @marvelouszinyemba9736 6 месяцев назад

      @@davisonjanhi3864 chokwadi anotadza ipapo

    • @chenjeraichipiti1603
      @chenjeraichipiti1603 6 месяцев назад +1

      Iyo witness yechikadz ihama yavo . Thats y vanga vachingotsika tsika. Then neuyo arikupomerwa, vanozivana ft

  • @Nyax4Real
    @Nyax4Real 6 месяцев назад +3

    Nyamaropa idofo.

  • @takaedzakatuka8438
    @takaedzakatuka8438 6 месяцев назад

    For the first time apa Chief matipotsei makurukota enyu aona pane nyaya mazogona henyu kuti aende kune umwe chief paita ukama thank you

    • @robyphiri
      @robyphiri 6 месяцев назад

      Pfambi dzega dzega mazibhishu kufurirana zvisina basa

    • @LeahNdanga
      @LeahNdanga 6 месяцев назад

      Munonyadzisa

    • @LeahNdanga
      @LeahNdanga 6 месяцев назад

      Dare renyu Harina order

  • @brightonskawisa3869
    @brightonskawisa3869 11 дней назад

    Mambo mavhara nyaya apa pashanda chikama apa mabata vanhu kumeso ....hanzi next case ngaiuye imi matadza kupedza iri mumaoko

  • @godfreyzwidza1543
    @godfreyzwidza1543 6 месяцев назад

    Mambo ava vanzvenga nyaya iyi zviri pachena,muridzi wemukadzi ngaaite appeal

  • @tobiaswashaya8495
    @tobiaswashaya8495 6 месяцев назад

    The case was clear primrose adzoka oita wemudanga saka mambo vatya kuripisa munhu

  • @cronwellmukodzo
    @cronwellmukodzo 6 месяцев назад

    Aaaah chief warasika apo nxaaaa

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 6 месяцев назад

    Full of i know,mambo zvese munoti ndiri mambo hapana zviripo apa

  • @Codza-pg1zu
    @Codza-pg1zu 6 месяцев назад +1

    Chief ava ndinosivimba navo pane dzimwe nyaya buh apa vandi rasisa semaonere angu nyaya iyi yaiva pachena icho chikomba zve sure,,,kana econet ichit number dzaitaura dzese sterek it's one of the exhibit,,,kas yazoita yemudanga Kani chikomba

  • @godfreychiduwo1139
    @godfreychiduwo1139 6 месяцев назад

    Ma chief Aya bhoo here 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @LoiceZuze-u2f
      @LoiceZuze-u2f 6 месяцев назад

      Chief avo vachatodyawo bota futi kumukadzi uyo

  • @noelbanga7072
    @noelbanga7072 6 месяцев назад

    Mutonga matoto chief kkkkk nyaya iri pachena iyo

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 6 месяцев назад

    Mmmnn chief and hamumbonyare kana

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura 6 месяцев назад

    Chief apo mati potsei , nzverai nyaya mushe apa ,, blaz akanyenga mukadzi we mufanha uyo

  • @NyashaTembani
    @NyashaTembani 6 месяцев назад

    Favor favor change changamire nhasi makoniwa

  • @takudzwashumba6976
    @takudzwashumba6976 6 месяцев назад

    Moti corruption ingapere muzimbabwe ma Chief achidai nxaaaa

  • @it3788
    @it3788 6 месяцев назад +1

    Heshould have recused.fromthis scrap😂😂😂😂😂

    • @wellingtonmagare1286
      @wellingtonmagare1286 6 месяцев назад

      He recused himself and forwarded the case to chief bushu.

  • @michaelmuzondo1556
    @michaelmuzondo1556 6 месяцев назад

    NOISE yakanyanya

  • @nelsongarikayi2079
    @nelsongarikayi2079 6 месяцев назад

    Iyo nyaya yekugadza vana vadiki humambo iyi mambo kuita favor zviripachena kudai kanopenga aka kadako

  • @bhururachivi3953
    @bhururachivi3953 6 месяцев назад

    chief vakabhadharwa vanopinda church nechikomba tazviona

  • @TsitsiChidoko
    @TsitsiChidoko 6 месяцев назад

    Nyaya iri pachena Vanhu Vanhu vanodanana tarirai meso avo chief Itai zvamunosiita matongero enyu chaiwo

  • @GetrudeMachingauta
    @GetrudeMachingauta 6 месяцев назад

    Chief matadza kutonga apa nyaya inongova pachena wani aaaaah musadaro imi .ummmm it's not fair corruption

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 6 месяцев назад

    Iiii mambo murikumhanya asijani mashandisirwa mushonga ķkkkk nyaya iripachena iyo mukadzi akahura uyooo

  • @ColumbusChivasa
    @ColumbusChivasa 6 месяцев назад +1

    Mambo , ipai judgement, not prosecuting .

  • @lindiedhaki5100
    @lindiedhaki5100 6 месяцев назад

    Apa the chief dissapointed me 😢😢nyaya yanga iri pachena zvayo iyi … kunyepedzera havo kunge vasiri kunzwisisa…

  • @MufaroMuchakubvura
    @MufaroMuchakubvura 6 месяцев назад

    Ava chief idofo chairo vanowanza hasha dzisina njere mukati

  • @JuliasMaponga
    @JuliasMaponga 6 месяцев назад

    mambo apa manyadzisa apa haaa maratidza kukundikana vanhu vakahura zviripachena humboo hobho gadzirisai ipapo makurasa chiremerera.

  • @Jealouschitongo-oz2zs
    @Jealouschitongo-oz2zs 6 месяцев назад

    Haa makurukota nyaya vaiona kare bt mambo atadza kutonga nhasi

  • @TalentGawa
    @TalentGawa 3 месяца назад

    chief awo ngawanodzidzire kutonga kubva kuna chief mutasa na headman chigodora ngawadzikame kana munhu achitaura

  • @LilianGwezuva
    @LilianGwezuva 6 месяцев назад

    Zichief iri zibenzi nxaass handione fty nyaya dzavo favour

  • @NeverChimedza
    @NeverChimedza 6 месяцев назад

    Chief tongai nyaya sezvairi musaite kunga mabhadharwa

  • @eriesiyo2445
    @eriesiyo2445 3 месяца назад

    Mmm zvikadzi zviviri izvi zvozivana izvo, zvimahure

  • @guidemorenyazembe
    @guidemorenyazembe 6 месяцев назад

    Nyaya ipa Chief Mutasa or Chief Bushu yakatozvitonga kare, Chief Nyamaropa munopa judgement most of the similar case 😂😂😂😂. I'm shocked chief havana kana kumbopopota kana kutukirira vanhu vanga vachiita ruzha.

    • @wellingtonmagare1286
      @wellingtonmagare1286 6 месяцев назад

      You are right Prim nyamaropa mwana was chief that's why she failed to nail his daughter who is the chief witness and protecting the infidels. That's why he recused himself and forwarded the case to chief bushu.Nyaya iripachena iyi.

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 6 месяцев назад

    Chief warasikawo apo mamhanyawo nyaya iripachenawo kani

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 6 месяцев назад +1

    Nyamaropa arengwa uyu inga zvakaoma but musazodaro apa vanhu vauya kuzobatsirika musadaro

  • @FanazDema
    @FanazDema 6 месяцев назад

    Mambo makapihwa chiioko muhomwe hre
    Mukadzi akahura uyo avo mai vane Chicago vanohura.fut mavhariro avarikuita nyaya itsotsi

  • @MaiA5Gwatsvaira
    @MaiA5Gwatsvaira 6 месяцев назад

    Chief marasika henyu mudzimai uyo anohura uyo. Chikomba chakashandusa mushonga icho.iwe murume ramba hure iro riyende usachengeteswa hure iro nxaaa pakashanda mushonga ipo...

  • @CleopasChiruka-nz9je
    @CleopasChiruka-nz9je 6 месяцев назад

    Chief vakatambira pfumba muromo panyaya iyi 😢

  • @LilianGwezuva
    @LilianGwezuva 6 месяцев назад

    Uuuuummhh chief anopenga uyu