I encourage baba ava kuti vaite DNA test nemwana wemukadzi wekutanga cause hasha dzavo dzekuda kuuraya dzinoshura hadziitwe nemunhu anozvara. Vanodero vachichengeta mwana asiwavo. Dare ramambo rakatsiga and mune order. Long live mambo
This men should go for DNA, mukadzi atleast we know kuti anozvara hapana fungidziro she got 3 children. There is one misconception with zim men, buying the stand or house and living with your married wife ipapo doesnt mean in case of divorce imba ndeyako, looking after imba, iwewe wacho and development yapamba is seen as contribution as well which can aslo reach to be said 50% contribution. Just imagine kuti all the effort that your mum put mumba menyu, them becoz baba ndivo vakatega, mai walks away with nothing after eg 10 years of marriage. It wouldnt make sense, it would mean that your mum was an unpaid maid, baby making machine and sex slave. Varume lets think deep
Musha/imba ndeyomurume chero toozogara. Mukadzi atorivo whom you brought in but if the marriage contract is terminated she must go back to her roots. But nekuda kweudzvanyiriri mave kudzinga vanhu pamisha yavo which is bad
@ funga wangu, iwe your mum put an effort to built that house eg over 20 years, then she goes back empty handed. With your reasoning it means would a child making machine, sex machine and maid. She wouldnt abe show off what what she has worked for and worked on for the past 20 years
Some issues should be resolved ku high court especially ma properties. Attempted murder yekupotsa mkadzi nemota hazvisi zva mambo. Zvegupuro ndoozva chief.
Unoziva sei kana uriwe usinhaiti mwana mudhara iwe. Mukadzi uyo anotori nevana vake. One wauinaye iwe mudhara anogona kutenge asiri wako mudhara. Plus you are too violent, kucheka mwana nebanga. Une mhosva mudhara. Share ma property. Musagara nemhondi iyo, tinokuchemai mangwana. Tizai nehupenyu hwenyu.
Aka ndiko kamkono kesvosve mukange chaiko aka. mwana wake ngaatestwe anogona asitori wake. Now he wants to push the wife out of the house achiti he bought it himself.
Amai awa vane Zvembeu izvi kuda kuramba mhosva muchinyararire zvemba havasi kuda but zvishandwa ne vana vawo ,why mwana kupinda mukunetsana kwa baba na amai nditete here ko kana iri nyaya yebonde ndiye aida kupa baba vacho here amai vakunakirwa nechikomba cheku Mozambique
Kambamuri wakapenga how come mwana involved munyaya dzevabereki.. ok zvembeu ummm ivo vari kuti vane mwana baba ava umm.. vataura zveimba no.. chete rudo icamera dai... Munamatireo Mozambique veduvee crisis
PART 2 ruclips.net/video/RLVxr9QnG28/видео.html
I encourage baba ava kuti vaite DNA test nemwana wemukadzi wekutanga cause hasha dzavo dzekuda kuuraya dzinoshura hadziitwe nemunhu anozvara. Vanodero vachichengeta mwana asiwavo. Dare ramambo rakatsiga and mune order. Long live mambo
Chief ava number 1 vanondigonera
Ana Soko Murehwa vanoziva zvavanoita kani,haaaa murehwa i number 1
This men should go for DNA, mukadzi atleast we know kuti anozvara hapana fungidziro she got 3 children. There is one misconception with zim men, buying the stand or house and living with your married wife ipapo doesnt mean in case of divorce imba ndeyako, looking after imba, iwewe wacho and development yapamba is seen as contribution as well which can aslo reach to be said 50% contribution. Just imagine kuti all the effort that your mum put mumba menyu, them becoz baba ndivo vakatega, mai walks away with nothing after eg 10 years of marriage. It wouldnt make sense, it would mean that your mum was an unpaid maid, baby making machine and sex slave. Varume lets think deep
Musha/imba ndeyomurume chero toozogara. Mukadzi atorivo whom you brought in but if the marriage contract is terminated she must go back to her roots. But nekuda kweudzvanyiriri mave kudzinga vanhu pamisha yavo which is bad
@ funga wangu, iwe your mum put an effort to built that house eg over 20 years, then she goes back empty handed. With your reasoning it means would a child making machine, sex machine and maid. She wouldnt abe show off what what she has worked for and worked on for the past 20 years
pakuda vamugabe baba havazvare avo. zvakashandwa ngazvigovanwe mambo mune wisdom
I like your headlines munonyatsoisa pfungwa pazviri kwete zvimwe zvatinoona mumaraini umu.
Chief chinamhora padomboshawa apo
Ava chief varinani..asi mutasa chibaba zvacho
Haaa Mutasa anombodhomoka zvake dzimwe nguva plus nyaya zhinji dzake ndedzengozi nemiganhu yeminda
Mutasa is good but anotonga ega manje,vadare vake havasi involved
Mutasa akatanga zvakanaka but now ava corrupt
@@nomsanyika151😂😂😂😂😂 hanzi ngozi nemiganhu ueminda
Amai ava is a good narrator haachada murume akuda vagovane zvinhu hake ,plus anenge aitobaiwa depo
Ahhh my favourite Mambo
You are the best. Mambo. Unogona. Kutonga. Rambawadaro. Very good. Chief. 🇿🇼🔥🔥🔥🔥🔥💥💥💥🛖🙏
Baba varikuchengeta mwana asiri wavo. Mr Bota hero basa
kkkkkk. Mr Bota
Panonz pa Bus stop Tv takateerera
Mambo ava vanogona zvavo young chief vane full of wisdom.
Pane vabuda manje manje vanonzi chief ngorima haaa madrama chaiwo.kkkķkkkk
Amen
Baba avo mwana ndewavo here🤣🤣🤣
😂vakutoda kumupa nhaka. Dai hama dzamu advisor aite DNA
Mac d anengematiraburu zvataurwa apa mac d haanakuti simbei pavana.apa😂😂mambo atii ndeee trying to see kuti mac d panechimuko here.
Hakazvare aka karombe kabenzi kamukono katsambara FUTA
Baba imimi hamuzvari full stop.wamunoti mwana wenyu haasi mwana wenyu.
Mambo anoziva zvaanoita havo. He is intelligent.
Murume uyo haazi mhofu here
Mbereko baba Havana havo .... Ndopanobva hasha dzavo
😮murume haabereki bcz zvataurwa nemkadzi ndizvo, uyo mwana wemurume haasiwake,
Nov ngaachipera veduwee ndasuwa chief Mutasa ini hanzi (inzwaika bambo hamuna ruramiro yekudzinga mukadzi)😂
Varipiko it's been long ndisikuvaona
@@ericamarekwa1990Vakavhara matare , November, tozovaona December
Some issues should be resolved ku high court especially ma properties. Attempted murder yekupotsa mkadzi nemota hazvisi zva mambo. Zvegupuro ndoozva chief.
To bustop TV it's batter kwality today try to do this always
Mukadzi uyo anopenga ndiye akarambisa mukadzi mukuru mai vatafadzwa arikunyebera dare
Murume haazvare uyu ngaaende naTafadzwa wacho kuDNA
Chokwadi Amai avo vakangwarisa varikuda stand nyaya dzavo ndedze nhema anoda kudiuraya what what kun'nga kuti ndife
Kana vanhu vorambana it's painful 💔
Some women, aah the lies, the obfuscation, the duplicity with straight faces! I got out early on, unscathed; after huge investments!
Sorry to hear she hurt you. Sometimes munenge muri oil and water: it's noone's fault
These are wicked men to run away from empty headed man now she has permanent scars he should rot in jail this guy
Tafadzwa wacho ndewepo here futi
Mambo uyu anolacker confidence
Kakutu kemurume bvaapo hauzvare full stop...eheka kuMoza aishandira mhuri yake wakut ndiwe wakachengeta vana tsek
Baba Itai maDNA Plz mwana anogona asiri wenyu😢
Rambanai ....hapana rudo apa ....nhema dzegadzega
Mwana wavari kuti ndewavo ngavaongorore
Chinonzi kuroora irusambo nedanga not tuverengeto tusina basa twuya.😅
Baba hamuzvare endesai tafadzwa kuDNA
Amai tizai neupenyu baba avo vachakuurai
Mr Mugabe vanodiwa apa
Mudhara enda kwa Tinashe, you will be surprised.
Baba aba havazvare
Mambo makadini ne bsa
Akabata pen uyo ne jacket ummmm anotaura zvine uchenjeri ndimambo Solomon chaiye
Ko nyaya yababa vekudonha mudare yakazopera here🤦♀️
Headman vaya haisati iya
Zvakaoma
Saka unosungwa warobwa sei; Iwe muchinda iwe ka iwe? Bvuma kuti uri munhu weViolence iwe mhani!
Tiza nehupenyu hwako mwanasikana
Murume uyu ari violent, mukadzi anonofa uyu akadzokera uye ari greedy stand yavaka vaka vose haachade kupawo share mkdzi. Mwana haasi vake haazvare uyu ngaaende Kuma DNA.
Mukadzi itsotsi aisada kuwedzera vana
Mazera acho achiri kuita here kuti mai vaite pamuviri vadii kungochengetana pane kunetserana vana vanhu vatoti kurei kudai
My crush Chief Chinamhora😊
munoripiswa kudare heheheeh
@BUSTOPTV kkkkk ndobhadhara hangu
Tirikukuda mudare muno😂😂😂
@@learnsonmuparadzi2116 ndouya riinhi lol ndipei number yamambo
Baba avo ngavaite DNA nemkadzi wake wekutanga waari kuclaimer kuti akaita mwana naye, it could be 0% pamwana uyo😂😂@@BUSTOPTV
Ndimambo ani awo wanotonga zvine ungwaru awo?
kamurume ako kanonyepa chihure chega chega
Mai avo vanongoda kuti vatore stànd plus vakaita chikomba ku moza
Baba ava ngavaite dna nemwana weku1st marriage wavanoti ndewavo cz sure mbeu yemvura haizvare.
Unoziva sei kana uriwe usinhaiti mwana mudhara iwe. Mukadzi uyo anotori nevana vake. One wauinaye iwe mudhara anogona kutenge asiri wako mudhara.
Plus you are too violent, kucheka mwana nebanga.
Une mhosva mudhara. Share ma property. Musagara nemhondi iyo, tinokuchemai mangwana. Tizai nehupenyu hwenyu.
Abari baba awaa ngaende kwamugabe
Murisei zvenyu pano
Mambo munogona kutonga sando dzenyu
Mwana washe muranda kumwe namutasa aupamiri
Hasha dzemurume uyu anotozviziva kt haazvare
Aka ndiko kamkono kesvosve mukange chaiko aka. mwana wake ngaatestwe anogona asitori wake. Now he wants to push the wife out of the house achiti he bought it himself.
Baba ava vane mwana wavo here kunze uko maybe ndivo vane problem ye in fertility
Kwanzi semen yake iri weak and watery....😂😂😂😂 pakutoda medical examination
Mmm mac d ndo kusadharara kuchengeta vana vevene something wrong na mac d😂😂😂😂😂 pambeu apa😂
Ndiyeka anzi Tafadzwa weku1st marriage
Amai ndovaneyese ,ende munhu akazvibata zvokuti aidayi akaita nhumbu mukunge vatsvaka chikomba.
Ndoona sekti baba avo mwana wavarkunzi ndewavo uyo anogona asiri wavo ngavaende kuDNA
Mmmmm murume uyu is dangerous. Ko kungotsvaga umwe mukadzi uone unobara hr
Mmmmm madam vanogona vakavharwa mbereko cause 3 vana wobarazve vanwe bodoo
Murume wachovonmupengo zvake mmmmm
Plus vanenge vati kureiwo, kuchatanga kuita zvana now?🤣🤣🤣
Kamukono ketsambara futa
Mukadzi itsotsi cazen
Murume uyu shungu dzehurume huzere mvura akudzipedzera kumukadzi
Haaa baba avo havazvare avo. Ngavaende kuma DNA vakanyeperwa mwana haasi wake
My fav chief...kwete zvaMutasa naChigodora naMakoni
Ummm handizvo amutasa anotonga zviripo zvabva muwanhu
@LuckmoreChokoto Mutasa anotonga ega... doesn't involve his machinda. That is my only criticism of his dare
Amai awa vane Zvembeu izvi kuda kuramba mhosva muchinyararire zvemba havasi kuda but zvishandwa ne vana vawo ,why mwana kupinda mukunetsana kwa baba na amai nditete here ko kana iri nyaya yebonde ndiye aida kupa baba vacho here amai vakunakirwa nechikomba cheku Mozambique
Kambamuri wakapenga how come mwana involved munyaya dzevabereki.. ok zvembeu ummm ivo vari kuti vane mwana baba ava umm.. vataura zveimba no.. chete rudo icamera dai... Munamatireo Mozambique veduvee crisis
Inga zvanzi akafonerwa nenext door akauya hazviite kuti uregere kuuya vabereki vachirwa ko vakafa in the name of kusapindira dzivo revabereki.
Regai varambe kuzvara cz baba avo vari violent unozvarira mwana nhamo
baba hazvare avo vakuchengeta mwana asiri wavo
Mukadzi akangwara aida kuchengeterwa vana vake chete achishandisa murume uyu
Murume uyo haazvare. Mwana waanoti ndewake akatoitirwa neumwe. Ngaaende kuDNA uyo anotunda mvura murume uyo
Umm ma1
Murume uyo ngaaende ku DNA nemwana wake ,zvimwe iyeye haasi mwana wake
Pic quality seriously poor
Taura hako ...very poor...
Mukadzi uyo aingoda kukudzirwa vana vake haadi zvemba
Chief uyu akangopusapusa l still remember achitongerwwa nyaya neumwe mkadzi Soo
This was an abusive marriage not worth fighting for. Serious dzaChief umm, regai tiende hedu Manicaland kwaMutasa
🎉🎉🎉❤
Mukadzi uyu itsotsi
Ko aitasei hanti baba semen iri weak here
Baba havabereki seyi vakangoita mwana 1 . Tafadzwa ndaende kuma DNA test
Misikanzwa yeizve aiva oda kukutsvakira mwanazve waunodai kuchemera
Murume uyu ibhinya plus haazvare fokofu
Liar