Mukadzi Uyu iBishu Akarara Nemafriends Angu 3 Ndichangobva Kumuroora

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 15 янв 2025

Комментарии • 799

  • @abednigondlovu4096
    @abednigondlovu4096 9 месяцев назад +3

    One of the wise Leaders in our country

  • @salomsalo1346
    @salomsalo1346 Год назад +25

    Imi mukuti mukadzi ihure mukwane akati munhu akaita single ahure ndiyaniko,,, akati vanhu vese vekumbare mahure ndiyani musadero imi,,, iye pashadagura nyini yamai ava ayitu ndezvemahqra hre handiti ayiwachirwa ayibikirwa musadero

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +2

      True
      ... Apa he is a divorcee saka haasi hure sei??

    • @chitovamadyira1481
      @chitovamadyira1481 Год назад +2

      Ko hanty hanzi akakwirwa na Brain, na Goronga na Banda saka ibhisvu 😂😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +2

      @@chitovamadyira1481 when a man don't want you he will trump the go to bishu card...to tarnish her. Kana akakwira navo iye murume uyo what did he want with her mad how many women did he have.

    • @freemanchichetu8401
      @freemanchichetu8401 Месяц назад +1

      Ihure iro unoramba uchataura nababa vevana seiko

  • @darkskinneddutchess4007
    @darkskinneddutchess4007 9 месяцев назад +15

    This lady was my senior in highschool she is a good person and free spirit.

    • @tyn874
      @tyn874 6 месяцев назад +9

      Ku high sku almost everyone was a good person but people change

    • @uncleTee2023
      @uncleTee2023 6 месяцев назад +6

      Hi. what do you mean by a "free spirit"? That can mean a lot of things because she seems "very free" with different men. Married in 2 weeks? She certainly gives things "freely"

    • @faraimutandwa8809
      @faraimutandwa8809 4 месяца назад +1

      So uri kuti ihure here in other words

    • @FadzaiChawira
      @FadzaiChawira 3 месяца назад

      @@faraimutandwa8809😂😂😂

    • @SNNZ-s5r
      @SNNZ-s5r 3 месяца назад

      saka ndotora hangu here?

  • @ZvinatseyiManenji-s8m
    @ZvinatseyiManenji-s8m 2 месяца назад +4

    Chief tinoshuvira upenyu husingaperi kwamuri.magona kutonga zviripachena tinotenda ❤

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Год назад +22

    Mambo vangu munopedza dzungu ndazvida izvi love yu chief❤❤❤❤

  • @ColleenChikanya-h5c
    @ColleenChikanya-h5c 2 месяца назад +3

    I have learnt something today.. Mhinduramuriwo

  • @lincolnyoung3519
    @lincolnyoung3519 Год назад +41

    This Chief was blessed with wisdom, he's unbiased and always vanotonga zvisina any emotions

    • @mucherorichard4670
      @mucherorichard4670 8 месяцев назад +3

      andione.wisdom paari chief uyo but anotodzavanyirira chief uyo

    • @gidzawagidzaldo8415
      @gidzawagidzaldo8415 4 месяца назад +2

      Wisdom yekwaani achidzvanyirira munhu zviri pachena. Ndiyani anoroora mukadzi ooma chikomba after weeks onzi wakagara nemwana wevanhu saka imwe mari haidzoki. A bully of a chief kunyepera kuziva mutemp iye akatodzima hake, hapana chozikanwa apa

    • @muchabaiwakuvarega9888
      @muchabaiwakuvarega9888 3 месяца назад +1

      Dai zvaibvira pamboitwa competition tione best Chief pakutonga ❤ uyu arimu top 3 iye na Chief Bushu so far they're the best.

    • @MrBC-san
      @MrBC-san 3 месяца назад

      @@gidzawagidzaldo8415 hadzizive kani

    • @josephkagura8255
      @josephkagura8255 3 месяца назад

      ​@muchabaiwakuvarega98i think hamusati maona vese uyu chief anongowanza hasha chete88

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 Год назад +13

    Sophia watch your back my sister...gunners vane hasha .tinogona kuzokunzwa mu news

  • @ndisie912
    @ndisie912 Год назад +23

    Dare raNyamaropa rino gara rakazara😂. Vanhu vanoda nyaya dzepa bonde. Bhlaz vari emotional ava

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 Год назад +1

      Akuna mabasa saka vanotoswera vachivarairwa nyika yakanaka auoni vanhu vasina basa mumacourt aya

  • @SeanMorgan-y2y
    @SeanMorgan-y2y 10 месяцев назад +6

    😊munopedza dzungu mambo

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +36

    Musoja kaa yaa the face is saying it all
    Aiwa masoja dananai nawo at your own risk 🙌🏾🙌🏾. Ndingatofa ndagara ndiri single zvangu

  • @stanfordmakwengwere2008
    @stanfordmakwengwere2008 Год назад +8

    Kuramba nemari yemkomana kushedza Nyaradzo funeral policy. Mukasamupa mari muchifurirana anofa ndiwe mskana.

    • @ChristinaMatayaya
      @ChristinaMatayaya 3 месяца назад +1

      Mazimucare munhu asinakugara newe mofara muchidya mariyake iye achichema mambo iduzvi

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c 2 месяца назад

      ​@@ChristinaMatayayadai akamubata red-handed nechikomba aidzoserwa hazviite kti pfuma idzoserwe njeee ko akatanga kuita game rekuroora for 2wks onoclaima mari yake every time oroora nhasi Dec anoti handichada mkadzi ndipei mari yangu Feb oroora odaro fti... Akamubata nechikomba akabudisa evidence anodzoserwa madhongi achikuma... Zvakafanana nekuclaima roora nekuti mkadzi ashaya mbereko

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour Месяц назад

      @@ChristinaMatayaya wapedza ma sports....there are many deserving women vanozosangana nevanhu vabirirwa nematsotsi iwawa, moti varume vakashata izvi kwabviwa ndizvozvi.

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour Месяц назад

      @@ColleenChikanya-h5c asi unongodyirwa musaga kani urikutoratidza kuti hauzivi chinonzi kuroor(w)a....vanhu vakajaira kungochaiwa monetsa bitterness too much

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo Год назад +4

    Mambo munhu uyu anoratidza kuti ahana respect uyu arikutoshora dare mupengo

  • @maxwelldhlamini7071
    @maxwelldhlamini7071 Год назад +8

    You will see rimwe fuza remukadzi rinonomhanyira ipapa futi. Munhu aratidza fair fair kuti is sooo violent!! Hagarikikeeee

  • @TatendaSylvetserMapulango
    @TatendaSylvetserMapulango 11 месяцев назад +2

    ❤ respect Chief you are straight

  • @AronMadomba
    @AronMadomba Год назад +6

    Musoja ari right pakugumbuka nekuti akanyeberwa ngaapiwe mari yake nana tezvara vanofanirwa kuripa vakaroodza mwana kaviri

  • @BarlettNcube
    @BarlettNcube 2 месяца назад +2

    Mambo ❤nyamaropha siyakhala

  • @kudakwashemujeyi9248
    @kudakwashemujeyi9248 Год назад +7

    Much respect chief.

  • @claitosverengera117
    @claitosverengera117 Год назад +14

    Magumo acho sisi munofa
    Your days are numbered

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Год назад +26

    Gunnerz.dzungu mukuriwanza musadengezera plus respect dare raChief .

    • @KunofiwaJetro-bu1sx
      @KunofiwaJetro-bu1sx Год назад +1

      Ndo type yema soja atinawo here munyika

    • @patiencemaunga3679
      @patiencemaunga3679 Год назад +1

      dzungu rega rega hapana chinoziwikanwa

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад

      Dai vachidai nekumabasa uku ma soja Aya ungadai Ed vakamubvisa​@@KunofiwaJetro-bu1sx

    • @NelsongabrielChitsva
      @NelsongabrielChitsva Месяц назад

      Dzungu bamboo awo hautaure uchinwizanwiza minwe kumeso kwachangamire iwe Gunners hakusi kuDRC dzikama ichi chawe chivanhu

  • @devotedgombakomba1903
    @devotedgombakomba1903 Год назад +7

    "aikuitira mukati imomo"-Chief vauraya masports

  • @vivianmasamha9111
    @vivianmasamha9111 Год назад +22

    Uyu I type inozogona kukuuraira vana usipo

  • @kudakwashemujeyi9248
    @kudakwashemujeyi9248 Год назад +19

    Problem iri PA government inongo employer may grade 7 ku army, understanding yacho hapana, respect zero, confusion 90%,speed 180km/hr. Nekukura ikoko kutochena imvi dzekumidhidhi haritozivi kuti unomboonawo munhu wako for a long span not a week watoroora shame

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Год назад +13

    Ummmm imi Mai imi tizai nehupenyu hwenyu nehwevana apa

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 10 месяцев назад

      Haunyebi baba avo ummmmm pakaipa

    • @obertdube6165
      @obertdube6165 3 месяца назад

      Mukadzi uyo ngaatize belife yake otgerwise vanozomuona akaurawa or kyzvisungirira kuti regai ndizorore

  • @joshualunga1113
    @joshualunga1113 Год назад +1

    Excellent chief

  • @tavongarmunangwa-chiwanza46
    @tavongarmunangwa-chiwanza46 5 месяцев назад +1

    Mhindura muriwo,,, thank you, tadzidza!!!

  • @lauraveva3940
    @lauraveva3940 Год назад +5

    Ehe zvimwe tingataure hedu mukadzi iBhishu uyu

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 9 месяцев назад +1

    The best Chief ❤❤❤

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 Год назад +3

    Mambo vanoziva zvavanoita ,sando dzenyu chief vangu, dzungu munoripedza mambo ,anotonetsa murume uyu ibhinya even vana vaakagara navo vakava mubuse

  • @swiss_made5487
    @swiss_made5487 Год назад +3

    Zvikanzi chief kunenge kuchirehwa ava.
    Masoja kupusa so…😂 chinorongerwa munhu ibasa not babe mdara 😂 makazungaira sterek dyirwai bota ne friends dzenyu 🤦🏽‍♂️🤣🤣🤣🤣

  • @johanneschisasa1141
    @johanneschisasa1141 Год назад +4

    Varume tichagara tichirohwa baga left right and centre. Mhosva yedu chaiyo handitoizive

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. Год назад +5

    Cheaf matadza kutonga apa munhu ngaa puhwe mari yake. Nyaya ine makuva iyi. Bisho raka roorwa riine mumwe murume. Vari kuda kubirira munhu ane murume ane umwe murume

  • @LukeGumende
    @LukeGumende 3 месяца назад

    Chief youre the best in zim thankyou

  • @700Quince
    @700Quince 2 месяца назад

    What’s the name of the chief

  • @NCNC-lr1wt
    @NCNC-lr1wt Год назад +4

    Mutsikirira musoja Uyo imi vavhuavo mahure Ayo

  • @NyikoHeavymanMabasa
    @NyikoHeavymanMabasa 3 месяца назад

    A wise chief you are great

  • @PhillipChindendere
    @PhillipChindendere Год назад +34

    It seems this was a fast tracked marriage

  • @BybitJakobe
    @BybitJakobe 10 месяцев назад +4

    Ma soldier matyei mucharangarira hr uya wekuuraya mkadzi nanasisi 2 vemkadzi iye ndokuzvi shudha achibva aremara

  • @jabulanimpango4562
    @jabulanimpango4562 Год назад +3

    Chief ruled on character ya Gunners. His case has merit, angomaka ma emotions emurume. Mukafzi nevekwzke are out of line!

  • @MunyadziChikandiwa1
    @MunyadziChikandiwa1 8 месяцев назад

    I love u chief Nyamaropa u do things ini good ways

  • @MarshallAlbert-o5x
    @MarshallAlbert-o5x 4 месяца назад

    Nice one chief

  • @JoyTaateya
    @JoyTaateya 3 месяца назад +1

    Mambo zvaita mwana mudiki
    Murume uyo angangotora mukadzi nemvana kana akafirwa nemurume
    Mukadzi uyo ipfambi siyana naye zvakare mambo uyo anenge akabhadharwa

  • @maxwelldhlamini7071
    @maxwelldhlamini7071 Год назад +9

    This case really opened my eyes.This is one case I have really embraced from these Traditional courts. Kudzidza hakuperi.🙏🙏🙏

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 9 месяцев назад

    Long live chief Nyamaropa you're the best 👌 😊

  • @DannwellZimbwedza
    @DannwellZimbwedza 11 месяцев назад +1

    sometimes we don't have to be too emotional when dealing with such issues mudhara we've to be calm while resolving the problem

  • @ssam1430
    @ssam1430 Год назад +14

    Dzungu racho ummm chamupupuri chiri nane, hazipele mushe apa panofe muntu baba 😢

  • @itaichinguwa3907
    @itaichinguwa3907 3 месяца назад

    This chief is intelligent he he should be a judge

  • @MoreblessingGumbeze
    @MoreblessingGumbeze Год назад +3

    Ngaauye handiroore hake inini ndine mwana 1 ❤

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Ngwarira kudhona mitezo mwana wako akava nherera.... Unoti vakadzi vaviri vamutadza mapenzi 😂😂😂

    • @stanleymarufu5425
      @stanleymarufu5425 Год назад +1

      Unopiwa wechi2 agokurova nepfuti

    • @BybitJakobe
      @BybitJakobe 10 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂 ndachema zvangu

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Год назад +1

    Chief Nyamaropa mune basa🙌🙌🙌

  • @lovenessm.kapfumonyakutsun6928

    Where is the part 2

  • @slauschannel
    @slauschannel 11 месяцев назад +3

    At this age mudhara kurova poto wonakirwa wonoroora in less than a month ,😂😂😂 .apa too emotional ibenzi

  • @douglasmncube2787
    @douglasmncube2787 Год назад +9

    😂😂😂😂 Chief makanyanya ndazvida zvamaita ,iyo nhundira matsime kuuya mudare renyu kuuyaa kuzoshandisa chisimba chake kwamuri hazvishande izvozvo

  • @tichaonamachona-v8o
    @tichaonamachona-v8o 3 месяца назад

    Chief Mutasa is always on top of the situation.

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Год назад +5

    Uyo murume imhengera mumba plus arikuuya akadengezera basa rake. Arikuzvidza dare zvakanyanya handisati ndaona munhu asina hunhu kudaro

  • @RonaldTumbare
    @RonaldTumbare 7 месяцев назад +2

    Im good with f/buddies kuroora is a headache 😫

  • @carenmuponde
    @carenmuponde 11 месяцев назад

    i salute you Mambo vedu

  • @frankmugwindiri5306
    @frankmugwindiri5306 3 месяца назад

    tadzidza thumbs up kuna mambo

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 11 месяцев назад

    Chief NYamaropa❤❤❤❤

  • @evelynjimika8918
    @evelynjimika8918 Год назад

    Chief vane wisdom ndatenda hangu

  • @yvonnemanyika7273
    @yvonnemanyika7273 Год назад

    Fair judgement

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Год назад +2

    Baba imi motaurisa ummmmm ndakutyai

  • @fariraimapiye9491
    @fariraimapiye9491 Год назад +5

    Inga Ishe nemakurukota ake vanosangana nemacharacters...kunge muchasiiwa madhuurwa dhuurwa mudare imomo..careful with your life young lady!!

  • @florencemudzviti501
    @florencemudzviti501 Год назад

    Yes chief Nyamaropa to the world hapana Mari yaarikuwana

    • @tafadzwamanangazira393
      @tafadzwamanangazira393 Год назад

      Panofa munhu apo ,remember nyaya yagunnerz vekubulawayo vaye

    • @florencemudzviti501
      @florencemudzviti501 Год назад

      @@tafadzwamanangazira393 nyaya yatopera chief anogona hapana vanouraya munhu

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Год назад +39

    The dude is emotional but he's 100% correct

  • @davinkyles57
    @davinkyles57 3 месяца назад

    Learn or perish chihure hachidzorerwe kuti the other person arwadziwe. Kana wangoziva kuti munhu wangu ibhishu it's either you pack your things and leave or you hang on a little longer. Zvekuzoti dakumudzorera rato drama.
    However they gave us a good show ndiani akanyora novie iri haaa so emotional 😢😢😢😢

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Год назад +3

    Munoadiiko masoja? Netswai mahure hamunzwi😂😂😂😂😂

    • @josephined8931
      @josephined8931 Год назад +1

      Chokwadi vanomadini murume ane rough uyo

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 11 месяцев назад

      Uju wakasiya mukadzi wake akati ndawana mukadzi manyama kkkķk zvixorekwa

  • @tashachirands7897
    @tashachirands7897 Год назад

    Well done chief job well done magadzira nyaya zvemazvokwadi not zve fake!!!

  • @charlesphiri8886
    @charlesphiri8886 3 месяца назад

    Excellent am SDA I dispute baptism meditation Matra.

  • @lanamacheka1054
    @lanamacheka1054 3 месяца назад

    This will end in tears

  • @graykatana7361
    @graykatana7361 10 месяцев назад +2

    Vemakuhwa varipo muma windows

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Год назад +4

    Murume uyu akumbotembeiii

  • @netsayikanengoni7818
    @netsayikanengoni7818 6 месяцев назад +6

    Murume uyo ibhijnya chairo. Kukanda maoko ndookudii ikoko. Uwiiiii zvaari mahwani chaiwo.

  • @MillicentMunetsi
    @MillicentMunetsi Год назад +8

    Hanzi takadanana Friday weekend kwatete nekunoroora ummm mamhanyiro acho ndeechisoja chaiwo

  • @IreneNgororombe
    @IreneNgororombe 8 месяцев назад

    👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏

  • @tariromargaret5979
    @tariromargaret5979 10 месяцев назад +2

    Haaa atongwa kusvika aita tushoma shoma semuboora wabikwa

  • @footballparody1482
    @footballparody1482 Год назад +1

    N'anga dzakaenda na Robert

  • @tadiwanashemapanga1703
    @tadiwanashemapanga1703 Год назад

    Was the judgement

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    Iiiih roots yacho kudhurawo kudaro 🙌🏾👐🏾

    • @EvansHappyKatsande
      @EvansHappyKatsande 11 месяцев назад

      Vange vabata shiri yawo .Idzi dzakatsva ma fuse

  • @EcclessiasMakwenjere-e6n
    @EcclessiasMakwenjere-e6n 3 месяца назад

    Mambo manyam as❤

  • @sarahmaganga6040
    @sarahmaganga6040 Год назад +4

    Gunners dzungu rachoo

  • @willardndoro2471
    @willardndoro2471 2 месяца назад

    Ndaona muzukuru wangu .Mari yeroora haidzorerwe.gupuro .

  • @tarisaiharare2825
    @tarisaiharare2825 2 месяца назад

    Hiiì this man

  • @MuchaMashura
    @MuchaMashura 11 месяцев назад +1

    Nyaya iyi yaida Chigodora aigodore nyamaropa hapana anekakusafunga soo

    • @davinkyles57
      @davinkyles57 3 месяца назад

      Makungoitawo mafeelings apo

  • @clubparadiseunitedfamilypa4347
    @clubparadiseunitedfamilypa4347 10 месяцев назад +2

    Kana pasina gupuro zvinoreva kuti vanatezvara vakakanganisa kutambira pfuma yeumwe murume uye yaifanirwa kudzoserwa yose nokuti aida kuva mukwasha akaitwa chitsotsi. Dai mukadzi anga asina zvipande zvataurwa namambo ava zvaizova nechirevo.

  • @oniasmutimhodyo2469
    @oniasmutimhodyo2469 11 месяцев назад

    Ndakadanana naye Friday ndaitoda kunoroora Saturday🤔🤔🤔

  • @LillianMhlanga-lk6fp
    @LillianMhlanga-lk6fp 3 месяца назад

    But iyo mvana inevana vaviri yachajwa kunge mhandarakudero how far?

    • @tafadzwanyika9301
      @tafadzwanyika9301 3 месяца назад

      Saka kana munhu wave mvana hauchisina value?? Mutemo wekupi iwowo

  • @jitiqueen8025
    @jitiqueen8025 3 месяца назад

    Ko part 2 iripi

  • @bkmash5907
    @bkmash5907 Год назад +1

    Nematombo basa tiri kuriona, pakavharwa Madziva Mine, vanhu vakawanda vepaMine vakaenda kwaNyamaropa,Chinyudze,KwaJasi,Chidembo,Mutumba ini ndaifamba neBhazi (Mashiri) ndisati ndauya kuno UK, pandakadzoka ndakauyako kunosvika Magazi. NaBushu muri kumboedza, (zvinokudzwa.)

  • @JoyTaateya
    @JoyTaateya 3 месяца назад

    Pamusoroi Mambo
    Mambo murume uyo anoziva kana wada kuroora une vana
    Vana ngavaende Kuna Baba vavo
    Murume uyo ngaatore vana vake

  • @winnetchikuwa2457
    @winnetchikuwa2457 Год назад

    Slymedia part 2 yacho tamirira kunzwa kuti judgement yakazonziii

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo Год назад +4

    Nemiwo vana sikana tarisaiwo kani vanhu vokudanana navo please kani hona zvino kudanana nesengu chairo

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Sengu ndidzo dziri available 😂😂😂

    • @EvansHappyKatsande
      @EvansHappyKatsande 11 месяцев назад

      Munhu akamurongera aiwa aoona kuti ane mari hazvishamise kuti aitodyawo chimoko .

  • @bernardtsuro6898
    @bernardtsuro6898 Год назад

    Part 2

  • @NelsongabrielChitsva
    @NelsongabrielChitsva Месяц назад

    Comrade Kuda kuzoisa munhu pfuti here mukumhanyira Mambo dzikamai dare rinokukundai

  • @innocentkunyangura1487
    @innocentkunyangura1487 Год назад +2

    Eheka murume wake anogara nevana vakeka nekuti murume. Koo iwe exhusband yako inodii kuchengetawo vana vayo. Ladies munoda kufananidza zvisingaite. Murume nemukadzi hazvifi zvakafanana.

  • @shimmermakore3168
    @shimmermakore3168 3 месяца назад +1

    Kkkkkk ganazi ma1 uyo

  • @QueenDee-cb7gd
    @QueenDee-cb7gd 2 месяца назад

    Mambo vane wisdom ava

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Год назад

    Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅pidigu dhiii 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @Everything_Explained_Zimbabwe
    @Everything_Explained_Zimbabwe Год назад

    The chief is intelligent

  • @raymondwisemanmuringayi4518
    @raymondwisemanmuringayi4518 3 месяца назад

    The chief Has too much wisdom

  • @patriciamoyo917
    @patriciamoyo917 Год назад +3

    Muripi mukoma ndipeiwo number tidanane neniwo ndine vana 2 kkkkk 3,5 iende kumba kwedu next week

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Год назад

      😂😂😂😂😂😂 u killed me Patricia