"Ndakadya bota musi iwoyo wandasangana naye" Murume akarara nemukadzi wemunhu omiswa pamberi pedare
HTML-код
- Опубликовано: 20 фев 2024
- "Ndakadya bota musi wandasangana naye akapfeka short" Murume akarara nemukadzi wemunhu omiswa pamberi pedare ra Mambo seke
Mudzimai anoti Mweya wetsvina wakange wamubata Развлечения
Chief Seke is very intelligent...gunners nehure ravo vanozivana vari kutsvaga mari nedemo PERIOD!!!
True vanizivana kaside hustle kavo
😂😂😂 vakuda n'ombe nemari vanhu ava madofo
Very intelligent indeed
Chief Seke is wise . Mukadzi committed adultery achiziva .
Saka mukadzi ngaabhadhare mombe iye
Musoja arwadziwa but mukadzi is wrong
Haaa mibvunzo yamambo sooo ka. His level of intelligence surpasses the level of just a Chief . He is the Chief Justice of all village courts
Am also starting to think kuti vakamboshanda legal sector
hapana hapana he is dwelling of non factual issues
I love chief ava very composed and confident. He expresses himself so well and very professional. Vane mafacts
What yu love pamunhu.anokonewa kutonga
Mai ava ihure
@@portiakwangwari6820 I still reserve the right to my own opinion I am sure so as you are
Mambo is SUPER Smart and intellectual, his line of questioning iri kutoshaikwa mune mamwe ma Magistrate courts
Uuuummm where is the smartbess from the chief. He is very shallow. Anonyadzisa mamwe machiefs ese . Even vaanishanda navo avo they dont know wat they are doing.
That guy shkd go and propose the chief's wife.
These are the chiefs vaiiswa nachombo ava.
The guy was supose to walk away from this rubbish court
Best quality production, no noise from the audience, no threats, no embarrassment. Chief Seke you have got lots of respect and wisdom. Well done guys keep it up ❤
Yaa chitopi chief
Uyu anopenga chete mukadzi webwa chaiyo
Karanga tv inotora ma videos e Headman Chigodora court should see how it is done professionally. Kwete kungonzwa noise yevana vanochema nema echos
@@biggiederera6880kwaChigotora kuya ndekwekumama chete there’s a lot of injustices paya.
Very good chief analyses things as they're
Uyu Mambo uyu well done ✅ good work
Mambo avo ndeve top class chaiyo makarongeka mambo so smart madala
Hamuone nepachigaro pavakagadzikwa here chiremerera
Mazezuru akarongeka
@@tafadzwajaricha5908kikikikiki 😅
@@dzie101Munotikuvadzisa nema Vhitori ana Wasu neMakorekore, but the handling of this court case says it all.
@@ngiroziyehondo9755 Ini nditori muvhitori chaiye wemasvingo but chakanaka chakanaka ngachirumbidzwe
The editing and quality of this production far excedes all the other traditional courts productions....!! Keep up this top tier quality!👏🏿👏🏿
Maita basa Vano gona Mambo Seke .Mhofu yemkono Baba vangu
Vanogona mambo ava ,Destiny TV sound system picture quality top notch kupfuura zvese
So true and the presenter wooooow cream on top of the cake
Amai ava is a big hure ngavatsvage basa kana vachida mari iye nezirume rake zirombe remunhu
Well done chief. Seke keep it up you are a shining star
Mukadzi nemurume vanozivana varikutsvaga kupfuma nechihure chamai
I love mambo wangu semuzukuru wa headman mune wisdom mhani ndafarisa mkadzi I hure uyu vakutsvaka Mari iwye ane murume why akabvuma uyuu murume wskachiva mari yebrother yangu
Amai ipai murume gupuro muende munozvifarira takuonai, nekuti munhu ukataura nyaya dzerudo neumwe murume iwe vakaroorwa chatowa chipfambi
Vanotonyadzisa mai ava
Gupuro rei ivo vachizivana mai avo nemurume wavo vari kutsvaga mari zvisizvo. why vachiri kugara vese nemudzimai uyu panyaya yakadai
I Salute you Chief You are very Intelligent handisati ndakambonzwa Chief akaita semi. Mune huchenjeri hwakanyanyisa
@@robertmuza9845 Chief Mutasa wakambhovaona here? Pane futi young Chief from Masvingo wekumbhobuda paBota show yaTinashe Mugabe. Very wise Chiefs.
Mambo Seke.u are so intellectual nd smart munonzwa madiwi.ese enyaya muchibvunza zvinouchenjeri ..so smart
Chief Seke you are the best lam watching from UK 🇬🇧 💥🙏🙏
Me too. Watching in🇬🇧
Guys kkkkk
Watching from UK is it that prestigious with high depression rate
Kuvhaira kusina basa
What is so special about watching in the UK, just say I'm watching on my mobile nxa.
Koo ini, I am watching from Mars.😂😂
Zvine basa rei kuti uri kuona uri kupi, assuming kuti ndhoo kwauri. Ini ndiri kwaSadza.
@@AppleApple-sx1zf iwe uri bitter warwadziwa nenhamo
Hurumende ngaisangogadza humambo coz ndiye anemukana they should consider education as well is very important reference from this chief very smart and loads of wisdom. Well done chief
Very true
It can't
Haimi chief venyu vakabhadharwa nakunyenga avo
Its about the bloodline...and noways the Government should interfere in any way.if you not happy nemutongo...you can approach a higher court...kwete anamambo kana muchida kuripwa.
Hurumende haigadze mambo
Chief you are the best calm and composed, good questions and well put across
I salute you Chief may you live longer and munotonga zvine respect and wisdom .Nyaya ikunyatsobuda sezvairi .You have wisdom sando dzenyu .i wish dai ndrikudhuze ndaida kumbouya kucourt yenyu. Munotonga without bias, you are going straight to the point. hamutenderere .Dare renyu rine order no noise .From today up to onwards you have gained my follower. Why wasn't all along aware of your court.Please potai muchiposter regularly sis Stella cant wait for part 2
Mambo wangu manyama Sandi nzenyu😊
Amai Muri hure imi hamunyarii
Mambo ma1kasmart seke Vanderbilt smart house😂😂😂😂nice high chair 😂😂😂
Vamambo.seke s place very clean she got no shame bichoooo😂😂😂😂
Mukadzi uyu ihure vakutsvaga mari nemu gunners wavo garai pasi mai hure
Sis Stella rambai muchifambira kwa mambo awa vakarongeka semi❤❤❤
Taura hako ndimambo vedu ivava
Hi sidza
Mambo manyama 🔥🔥😂😂
Good sound, good production! Well done Destiny TV
Mambo you are a true King salute you, very intelligence n well educated,munoziva kubvunza nekuwongorora nyaya
Ndafarira chief ava,crew your sound and picture quality is top notch,well done.
We need more wise and educated chiefs sa chief ava
mambo l salute you you are the best chief full of wisdom pakutonga mhosva mumatare .dai vamwe madzimambo vadzidza kubva kwamuri kuti nyaya dzinoitika mamatunhu edu dzinotongwa cy zvaibatsira mukugarisana kwevanhu matunhu akasiyana siyana.kunevamwe madzimambo anoti achitonga nyaya so unonyatsoona kuti mahumbwe chaiwo asi nechikonzero chekuti ndivo vanenge vanesimba racho hapana zvaungaite.imi madzishe dzidzai kumukuru uyu matongerwo emhosva excellent Chief . Destiny tv keep it up good video editing zvinodadisa izvi amai Stella Muushwa thank you.
Chigodora ano mbundikidza agoni kutonga uye anovhundutsira vanhu
This is the best Dare at the moment, sound and picture quality zviri pa another level. Welldone Destiny TV pachirongwa The Village.😊
Mambo huyai mugare kwedu kwaMurewa mutonge muripo. Imi naChigodora ndakutyai
100% Mambo Seke (Mhofu) na Chief Chigodora ne Vamwe so vandakanganwa Zita .Top notch.
@@Shava120 Nyamaropa haa vanogona manje
Chigodora neteam rake havana respect
Chigodora is worst Headman. Haasi Chief. Him and his team are bullies and thugs. They abuse elderly people in their court.
Chigodora Hannah chaanoziva
asi murume uyo i benzi arikutsvaga kupfuma nechihure chemukadzi
This one is the best episode.
Mambo vanonvunza nemazvo kupenengura nyaya zvemhabdo iripamsoro
Mambo makakosha.very intelligent and munogona basa❤❤❤
Musoja arikutoda Mari yechihure chemukadzi .He is protecting his wife 😅
Idununu chairo haàa!
Aah manje ma1 kumba uko aruxa members dzangachida mai vatomujere vavo
Kwacharumbira ndokwatichanzwirira manje can't wait the day
Zhet reGunners neBishu rake. I hope havalume chunhu, apa Madham vakatokwirirwa halaz nenyoro futi.
Asi kaaa😂😂😂😂
Long live mambo,wisdom at highest level.Mwari ngaakupeyi chipo chekurarama nguva refu
Ava mambo ndavafarira…he is very composed and full of wisdom…. Gunners nePfambi yavo varikutsvaga havo mari ava
Waiting for part2 .Well done mambo nemibvunzo yenyu ndaifarira
This chief is a repository of wisdom. One Chief whose handling of cases is not influenced by extraneous forces. He is also a good teacher. I am actually surprised to hear the husband of that woman complaining of injustice.
Wisdom ne intelligence zvese zviri pavari Mambo avo. Thanks 🌹
Nyaya Dzamambo ava dzinofanira kuunzwa pano i salute you Mambo munotonga neuchenjeri
He is an educated man... honourable and dignified. Kwete mamwe madzimambo atirikuona kumamisha ukoo
Very excellent chief ❤
Number one Chief God bless you.
Mambo wangu Chief Seke..Mambo vane huchenjeri..munotipasa manyemwe Changamire
Chief endai munoona Victor, ndafarira wisdom in you.
This is so far the best Mambo , vakadzikama and takes time kwete mamwe mahumbwe
Yaaaa mambo makaoma munobata nyaya sure dai zvaidaro kumatare edu emunyika taidai tisina nhamo senyi thank you mambo
Thx mambo nemubvunzo kuti mumba menyu murikutaurirana kuti mambo izvi zvakureva kuti varume ava vakutuma vakadzi vavo kuita hupfambi kuti vanenefite nechipfambi chevakadzi vavo
Mambo vakarongeka vakavaka pavanoitira dare kwete zvepasi pemuti uye vari smart and intelligent
Yakasira kupera nyaya iyiiiii yange ichinakidza Mambo vaneuchenjeri ava raramai makore mazhinjisasasasa❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Chief Seke is very good and and am impressed by his logical approach to questioning
Thumbs up Kuna chief,Yu got so mch wisdom,munonatsotarisa nyaya sezvairi,kip up the good work
I salute you chief Seke,I urge all chiefs to learn from this CHIEF .He's the best.
This Mambo is exceptional 😅😅😅
The best and unbiased chief thumps up the traditional leader of our time
Chief you are the best
The chief is very good, munhu akaenda kuchikoro .wish all chiefs are like him.
I like this chief, nd the sound effects nd quality ar top notch keep it up
Awesome!!! Chief,kwete tumwe tuma chief twekusura
Chief ava is very intelligent sure kuda kutoita mari nechihure chemukadzi zvesure masoja madofo nhai
Seke best mambo a seasoned lawyer, vakadzi ava mahure. Gunners afunga cash
thumbs up yto Chief...uyoo mukadzi uyoo ipfambii...100%
Chief mune wisdom yamambo Solomon murume nemudzi avo vanozivana vanoda kuita udyire madhiri ekuda kuba imbabva idzo
Mrs Stella Mumusha keep going good work 🎉
Mausha kkkk
Solft spoken Chief well done munogona kutonga zvekuti tikavana madzimambo anotonga kudai Nyika inoenda mberi
Humambo hunehuchenjeri nechikoro mukati well done my king
Good job Mambo is Super smart and intelligent
As sober as Chief Seke. Well done Mambo. Munogonesa.
🎉 well done chef you know how to handle the case.
Chief mune hungwaru munogona raramai nekusingaperi amen
This chief is very smart. Listen to his facts carefully.
Mambo manyama kwete kungoripiswa mombe mahara nekuda kwevakadz mahure nyc job chief keep it up
Mambo Mwari ngaakuwedzerei mazuva ekuraramq panyika good job rambai makadaro💯
Welldone Chief i salute you
Welldone chief munoziva basa renyu
Best ever Chief Seke mantain that standard amai ava ipfambi plus vanonyeba matauriro avo ane ka that
😅😅
Well done mambo b4 to hear your judgement,you are so very wise thanks
chief muri nyama very intelligent 👌
A brilliant score ,l salute u mambi
This couple vakarongera this MAN
Good quality Chief
Weldone chief mibvunzo yakangwara
Chief you have all the credit ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ murume uyo nemukadzi wake matsotsi welldone chief
Excellent Chief kwete ana Nyamaropa vano mbunyikidza vanhu dai chikomba charohwa pasi petsoka
Kkkkkkk. Ratova business kunemamwe madzishe
wonderful mambo munogona mai avo ipfambi
Very intelligent chief vanotonga nehuchenjeri
Good sound and picture quality
Good analysis from the chief
Chief sando dzavo I like the way yavanotonga❤
How come soooo iwe mukadzi wakabatwa chihure chako? Vamwe vakadzi tirikuhura but tinohurira kure nepamba uye takangwara. Tesetese tirikuhura kungoti wabatwa saka ma1. Sorry hako
■ Chief Seke you are excellent makapenga.
Chief manyama am very impressed
Machief manyama ndavafarira chief ava keep it up
Good picture & sound quality. You have gained a subscriber
A lot of men varimumajeri bcz of such women vanonyepera varume keep it up mambo
Well done chief Seke Mhofu ❤❤
Well done Chief!!
Why is the husband so calm about it.. anozvifarirawo dutururu re Murume
Welldone mambo keep up the good work
Thumbs up to you mambo mune huchenjeri. Murume uyu varikuda Mari chete
Mambo vanogona kutonga ava. Wonderful. Then varidzi veAccount munogona basa. 🎉
🎉Good work Chief
Best quality video no noise makachena .amai naGunners ngavasiye munhu uyu that lady shz not even ashamed of herself
Baba awa wakadyiswa hr awa ...dzungairwa chairo....kuvharidzira mukadzi hubenzi hwakadaro
Aaa murume nemukadzi varonga chete kuripwa murume uyo chief haana mhosva mukadzi uyo.ipfambi
Serious demonstration of wisdom here, ndoo umambo uhu