Mabasa ema hure anodhongonedza twisina musoro aida kutotora stand iyoyo peace yasara nxaaa.ngarifambe hure iro.You must be strong my brother kuroora hure kwakaoma.apana chisingaperi.bhadhara zviende achiti face yakadzauka ne bleaching nxaaa.Hats off to you my best mambo
Ndirikushamisika kuti zvirikunzi this lady alive nemurume Inga zvanzi Baba ava vangangori murume zvezita dai vaisaita chihure kusouth vaidzoka kumukadzi frequently kana kumutora frequently kizoda kupa stand kumwana handiti Kuda kufadza mai vacho vavachirikudanana navo. Saka zvoreva kuti pa 10 yes dzavasiyana aisadzokazve here kumukadzi waakuti hire nhasi. Akadii kumudzinga pacho paakahura. Aneta nekumushandisa avekuda Mai vemwana waakuda kupa stand imhubu
Ko kushanda kwaaita achirima donje. Ko iye murume anga asingahuri here kuJoni kwacho. Tanzwa nevarume vanohura kuno kuJoni kana vodzoserwa voda kutora advantage yokuti mukadzi tora bag rako uyende. Ini cheziya rangu ndinoita ngozi munopera dzinza rese.
I like Mambo Seke thank you kugadzirisa mahure nevarume vese vanoita basa rekupinyurisa vakadzi vavo vachida kuzoripirwa. Kutuma vakadzi kuti vahure then they claim mombe kubva kuzvikomba zvemahure avo avanochengeta mumba. Rambai makadzvanya Chief
@@simbarashegotora7220 yes he is good. I like one thing that he gives disputing parties equal opportunity to air their feelings. But mumwe macho anodawo second opinion from others. Plus anozoti wanzei hasha sometimes kikkkkk. What I picked so far munyaya dzandatarisa achitonga, he hates adultery❤️
My problem with this chief is that he is Autonomous, he does not have subordinates to help him but he does it all by himself hence making serious mistakes in decision making. He is Mr. I know it all. He is not tolerant, if either the plaintiff of the defendant seems to gain more on points, he becomes offended and be angry. He brings the verdicts from home and not from the court proceedings
Yes, dare rinonzi dare kana pane machinda. This is a one-man show. Purpose yedare ndeyekuti machinda akurukure nyaya from diverse angles and the Chief will then pronounce his decision after having the issue debated vigorously. Even in modern jurisdictions, both the plaintiff and defendant present their arguments and cross-examinations and a (supposedly-independent) judge will then announce the court's decision . . . this Chief appears to be an agent of one of the parties before him.
Zimambo iri needs to visit chigodora ....uya mwana mudiki zvokut bt anogadzirisa nyaya ..iriri ndikutoshaya kut c section ikut well done mambo pfungwa dzenyu dzakazara matuzvi mose
Chief today you are in fovour with this bishu ripisai hure iri sezvamakaita riya anoda kupihwa chiii iye akahura musatipedzere data rehure iyo face yatosakara nechihure
Satan wemukadzi mambo imimi amushandi chinhu imimi zimukadzi rinemishonga yakaipa iri ndirimukadzi but ndarwadzirirwa bhudhi ava uye murume thank you nekusatema tema zigadzi iro nedemo coz hasha dzarinosimudza
Pengai zvenyu mai asi musi wamuchabatwa uchapa nemurume muchadzidza kuyerura mashoko enyu pakutuka vanhu nekudeedza vamwe vanhu mahure. Zvakatuma Talent kuita chikomba ndinovimba munozviziva. Ini nditori mumba nemurume and handife ndakahurira murume but ndoziva kufunga kunosiyana. Vanopedzisira vaita vana nezvikomba ukazvitarisa that won't be their intention. Mahure mazhinji ari mudzimba aine varume and vasingamitiswi because vari psychologicaly empowered zvokuti vanoshandisa protection yakakwana, morning after pill, long term contraceptives like, loop, depo, jadeu necondom pamusoro saka havafarisi zvokudaro
Talent kuhura wakahura hako asi baba avo kana mai vavo vaive vapenyu sei vakazouya kuchengetwa newe Women wake up, kana patoita nyaya yechihure varume havaregerere zvekudaro asi dai ariye akahura zvinonzi SEMUNHU WEMURUME ZVINOITIKA understand, forgive, forget, move on and don't nag. Now akakushandisa asi nyaya yake anayo. Zviri zvemombe dzako idzo nemidziyo tiri vanhu do not worry ichauya zvayo tuhasha twababa avo vanenge votsvokoresa meso. Talent bata Martha aive kwasekuru Tasvu anoziva how to deal with clever people zvinhu zvako zvose zvinodzoka fast woenda hako in peace. Mambo handina remuromo matongero enyu
Iwe Talent ibva mumusha mwevanhu mhani iwe cy kuda kutemesa vanhu musoro waimbohurirei kuzotobara kani nxaa
Nhai zvenyu imi hure iri
Nhai nhai😂
Mabasa ema hure anodhongonedza twisina musoro aida kutotora stand iyoyo peace yasara nxaaa.ngarifambe hure iro.You must be strong my brother kuroora hure kwakaoma.apana chisingaperi.bhadhara zviende achiti face yakadzauka ne bleaching nxaaa.Hats off to you my best mambo
Kana pane hama dza Talent dzikundiona mwana wenyu zihure hozana kutadza kunyara kuzvara mwana mumusha memuridzi pedzezvo kwakutengesa musha wacho pedzezvo kuda kurambirapo Talent urimuroyi kusanyara urimuroyi mukuru thank god murume uyo wanga uchamuraya Satan wemunhu kutengesa musha ummm hure hozana
Hezvo asi muri hama yemurume kutuka kudaro nhai?
muroi weikowo..iwe unoita 5 years unenge uchiti mukadzi kwaasara arikuita basa rei?
😂😂😂😂😂@@muzimbo8659
Mukadzi uyu ritori pfambi pfambi ne muroi chinhu chimwe saka uyo ati muroi mbavha muroi pfambi chinhu 1
Kkkk hure hozana yekwaketty
Ko munhu akaita mwana nrchikomba ari pamurume. Anopirwei chinhu. Ngaaenda anotengerwawo nechikombo
nekuti zvinhu zvaakabetsera kuunganidza hazvinei nechihure chake
Taura hako
Kana ndikahura sei cheziya rangu ndipei nditakure ndiende ndikazvisiya ndinokupedzai mese 😅
Ndirikushamisika kuti zvirikunzi this lady alive nemurume Inga zvanzi Baba ava vangangori murume zvezita dai vaisaita chihure kusouth vaidzoka kumukadzi frequently kana kumutora frequently kizoda kupa stand kumwana handiti Kuda kufadza mai vacho vavachirikudanana navo. Saka zvoreva kuti pa 10 yes dzavasiyana aisadzokazve here kumukadzi waakuti hire nhasi. Akadii kumudzinga pacho paakahura. Aneta nekumushandisa avekuda Mai vemwana waakuda kupa stand imhubu
@@dove5584 dzidza kuteerera nhau nyaya iripakuti hure iro rakatanga kuparadza stand so yake share akatodya
Uchanzwa Talent otiwo pane nzou mbiri dzaakatenga dzakatsakatiswa na golden ummmm kana mahure opfidzisana panenge paipa.
😂😂😂😂😂😂😂😂 gift vandiuraya nekuseka
😂😂
Kkkk
😂😂😂😂😂 Pakaipur
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Amai avo itsosti nyaya dzacho nhema dzega dzega ummm mahure ifai tizorore😮
Talent sunga twako ubve pamusha pevanhu zvese zvawave kutaura izvi zvave zbekutunhana kwembudzi kurwadziwa ndiko kwauri kuita unofunga kuti ndiyani murume anoda kuramba achigara ne mkadzi akaita mwana neumwe murume mumusha mevanhu Bvuma kuti wakatadza chete
mu face we Joni ndafarira decision yaapa kugona munhu mupe zvese mwari anokupa zvimwe so long uri mupenyu chete chinodiwa murume shanda une zviwana
My brother may God bless you with other things ,don't worry God is watching
Mkadzi uyo Mambo mamuitira favour anofanira kubuda aina chunhu,inhubu
Ko kushanda kwaaita achirima donje. Ko iye murume anga asingahuri here kuJoni kwacho. Tanzwa nevarume vanohura kuno kuJoni kana vodzoserwa voda kutora advantage yokuti mukadzi tora bag rako uyende. Ini cheziya rangu ndinoita ngozi munopera dzinza rese.
Hoo saka pakanaka kuit chikomba zvekuzvara urimumusha nevanhu nechikomba ,ngaapihwe nechikomba ,chihule nekutengesa musha bhoo iye Aine mhuri inozogarepi,imharadzi
Angoitira Kuti mangwana kusazonzi mudziyo yemudzimai yakasara mumusha. Plus atoona Kuti golden haana Basa nezvimwe zvose Kunze kwestand yake chete
@wamz8477 he's nit answering tht, arimucourt is her, kusvika pakutoita mwana urimumusha mevanhu😮
Mkadzi uyu i nhubu Mambo. Ngaarangwe nemhosva dzake :
1. ngaarambirwe kuita nhu murume asipo
2. Kutengesa stand murume asingazive
3. Kusapa murume uyo mari yacho
4. Inhubu mkadzi uyu Mambo akangwarisa. Hapana mari yaanofanira kuwana even yemarata yaakaisa pamba apo haafanire kuipihwa nekuti yake akatodya paakatengesa stand.
Mukadzi uyu inure remakoko chairo futi kuzvarira murume wechitatu Talent uri here wanyadzisa iwe kusakwana chaiko
Talent wanyadzisa kunakirwa kusvika wabata mimba yechikomba 😂😂
Mukadzi uyu ibenzi ramai.....chief vanga vasingafanire kumupa kana chinhu nekuti ihure remunhu .....
Ndiri mukadzi as well but mai ibenzi ava
Ziya rako talent wakatengesa wenga iwe nyarawo nezvawakaita ndiwe wakazviparadzira musha wenga
Hanzi na chief mutasa mukadzi ukarambwa ibva mumusha mevanhu
Simple
Chokwadi
Talent une zemo rembwa pahwahwa hure rekupedxesera mukadxi mutsvuku akasaroya anoba hero haunyare zvako Dai uri mumwe waingoti zvese amen kucheka stand kuita kunge munhurume
😂😂😂😂😂😂maihweee kkkkkk mamutuka Talent mutsvuku uyu
@user-ph9wj1qt7b ahh kana kunyara nhy achimisa matsvuko n anoratidza kut mukuru kumurume uyo
@😊eniakaduwe3554
Kkkkk bleaching
Mambo is cool and collected. Anobvunza impotant questions
wisdom at play
Talent hure hozana huhuhu nxa Mambo itaiwo vabatsiri kwete kutonga wega ndiwezve unonyora aaaa one man gang
Ipapo mambo ndokukundikana chose nxaaaaaa
Mambo ane full of I know one man show.
Talent uri benzi remunhu mhai. Ibva pamba pemunhu shamwari ko waihurirei
Mudhara wangu apa wagona kutonga Asi imbotarisisai zvekare nyaya yemurume wekunyengerwa mukadzi iya you are capable of solving it well well sir
Murume uya akakasika kugumbuka chete Murume uya aitozobhadhara mombe uye
@@nyashamakanjera1776haiwa kana Mambo vakataura wani kuti mombe dzaurikuda hadzina mareasons masvinu Saka akasara asina choice
Talent Talent how many times did I call u haunyari chihure chakakupinda .mumusoro unosvikepi nezvinhu zvekupamba nxaaaa
😂 Dai ndiri ini handaiti bufu pakadai yaingove pack and kusanyara nehuhure hwake
Eeh guys munhu kuhura kusvika paextend yekuita mwana hubby wokut gara zvako nemwana wacho wotengesa fut portion yestand kushaya chikoro chaiko ,famba famba zvako Talent ,ndafara cei nekubviswa kwako naChief
Chero mkadzi uyu akanzi ihure asi midziyo yake kana yakatsakatikira mumusha mavo ingozi ngavamupe mangwana zvinovanetsa
true..mudziyo yake hainei nechihure
Akadii kunotora midziyo yake paakanzi huyai mutore coz mai vanga vakutama
@destinybridalslounge1623 yes akakanganisa but kana ngozi youya haizvizive izvozvo especially maplates nehembe ma1
Vanhu avazvizive havo ngozi svinu
Mukadzi uyu anenge anowanza nhema mhani
I like Mambo Seke thank you kugadzirisa mahure nevarume vese vanoita basa rekupinyurisa vakadzi vavo vachida kuzoripirwa. Kutuma vakadzi kuti vahure then they claim mombe kubva kuzvikomba zvemahure avo avanochengeta mumba. Rambai makadzvanya Chief
Chief Seke havadi zvechihure, No nonsense Chief I salute you
Mambo needs to have court assistants, one-man show iyi is inadequate to thoroughly assist in fair judgements
but he seems to be good though
@@simbarashegotora7220 yes he is good. I like one thing that he gives disputing parties equal opportunity to air their feelings. But mumwe macho anodawo second opinion from others. Plus anozoti wanzei hasha sometimes kikkkkk. What I picked so far munyaya dzandatarisa achitonga, he hates adultery❤️
Ma magistrates and judges vane ma assistants here
@@mott1241 they do, that's why a case has to go through different stages before those two can make a final ruling
Ini Talent ndoomuda zvangu, ndimuroore anotwasuka uyo mweya wechipfambi waishota
Talent urimbwa Yemunhu zihure wot urmukuru kumurume plus kumuhurira nxaaa zichembere risinganyari
Mambo Seke vanodiiwo kuyananisa varipamwechete nevaDare like zvinoitwa na Mambo Makoni . ndokuona kahumbimbindoga,
Mambo madzvanyirira murume uyu ...Talent akahura aripamurume ngaaende asina chinhu
chihure haisi reason yekunyima munhu zvinhu zvake
Ndiri mukadziwo but mambo ava mutongero vavo sooka nxaaa
Mutongo ndiwo, uri wrong kwawuri nekuti maybe uriku bvumirana nekuyita kwamai ava
Vana vemambo ndofunga varipama1🙌🏼🙌🏼
Inzwayiwo tsitsi nemurume uyu chikomba ngachi bhadhare pakuru Talent uyu mhara patsetsetse chaiyo
My problem with this chief is that he is Autonomous, he does not have subordinates to help him but he does it all by himself hence making serious mistakes in decision making. He is Mr. I know it all. He is not tolerant, if either the plaintiff of the defendant seems to gain more on points, he becomes offended and be angry. He brings the verdicts from home and not from the court proceedings
Thank u for this analysis
In short chief Ava imboko. Vane pride abs and very biased
Yes, dare rinonzi dare kana pane machinda. This is a one-man show. Purpose yedare ndeyekuti machinda akurukure nyaya from diverse angles and the Chief will then pronounce his decision after having the issue debated vigorously. Even in modern jurisdictions, both the plaintiff and defendant present their arguments and cross-examinations and a (supposedly-independent) judge will then announce the court's decision . . . this Chief appears to be an agent of one of the parties before him.
One man operator doesn't work
Dictatorship ya mambo
Zvakangofanana, look for Headman Chigodora. Vanenge vachingokutsikirira vese vakadaro coz they are like-minded
hama dza Talent ndinoona kunge masasikamu
Thanks chief you are spot on right on the point 🎉🎉❤ mambo Soko
Talent talent talent...how many did l call your name 😂😂😂😂ita nyadzi pamusoro pehuring wotoda kuita nharo😂
Apa akahura akutorambira mumusha mevanhu wena😂😂😂😂
mambo seke vhuramai ndinoda kukubvunzai kuti vamwe madzimambo munombotaurawo nazvo hr nenhau dzamunoona/dzamoenzanisa kana kt muneutsinye ndini musingabetseri vamwe nezivo igere munjere zvenyu, nekuti maenzanisiro anoisa vamwe nezvamunoita azviite semunombogara mese matare vamwe vacho pungwe dzinotoremerwa nekuenzanisa matare sisi izvo vhuramai kune vamwe nyika ikure❤seke wooòòoòye❤
Mambo avo vanehutsinye havatonge zviri fair it looks like vanobadarwa if u still remember ye musoja akanyengerwa mukadzi wake he is not fair at all
That one he missed the bulls eye @@IrineManyange
Mambo Seke for me munogona kutonga zvenyu 👏🏻👏🏻👏🏻
Mambo mungaise trust muhure rakaita mwana mumusha makaroorwa imi
Aitofanira kudzosa mastands aakatengesa ese anopihwirei zvepamusha iye akahura handiti haana kurambwa hre
Chief muribenzi chairo sei muchifevha mukadzi hure iro rakabereka mwana asiriwake
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Chief chozivikanwa apana apo
Mhepo zvayo iyi
Chief ava vane wisdom. Hure rakahura mwana rikatengesa stand. Rakuda kutemesa vanhu musoro
Zimambo iri needs to visit chigodora ....uya mwana mudiki zvokut bt anogadzirisa nyaya ..iriri ndikutoshaya kut c section ikut well done mambo pfungwa dzenyu dzakazara matuzvi mose
Ndatoshamisikawa, zvinongoratidza kuti naivo havana wisdom
Thank you destiny tv nekutiunzira nyaya mumatare amambo seke
Chihure chakaipa now wakungotaura zvisina basa. Thank you chief Seke
Chief chief one man court doesn't solve the problem you must have other voices not you alone
Talent nyarawo ungatomiriika kuda zvinhu uchitadza kunyara chihure chako
Thank you Chief for a good clarification
Ndinokudai mhani Tete Stella Muusha ,,, munogona ku reporter mhani ,, hamukakami , munonyatsotitsepete uye zvizere ,, rambai muchitipa nhau
True dia dare rinemachinda anobatsira Ishe kutonga zvino chief Seke he is different
Keep it up Destiny tv tirikudzidza zvakawanda
Mambo is very intelligent Mai awo wakanyebera kungwara nhema
This Chief is not fair in much of his verdicts. Leaves people annoyed.
Are u a woman???
Leaves you annoyed not everyone.Speak for yourself.😊
Talent vanhu varikuti urihure😂😂😂ita mushe iwe shaya dzakupinda mukati idzo uchikunyanyodeiko
Asi madzimambo hachisina simba kani
Vakadzi vanouya mudare ramambo Seke vanenge vahura sei vachinyenamira mambo kudaro
Aghaaa (chupeti mhani
Chief seke, zvinovaremera zvekuenzanisa nokuyananisa nyaya hazvisi zvavo.
Nhai zvako iwe havatogoni nyayaba
vanga vachifanira kuita sei@@chimuriwophoebe4440
Sando dzavo mambo seke👏👏👏
Chief today you are in fovour with this bishu ripisai hure iri sezvamakaita riya anoda kupihwa chiii iye akahura musatipedzere data rehure iyo face yatosakara nechihure
Chero kana akahura vakashanda vese midziyo yacho yavakashanda vanogovana
Mambo Seke munogo zvenyu kutonga. Rambling makadaro. Chihure chanya nya
Satan wemukadzi mambo imimi amushandi chinhu imimi zimukadzi rinemishonga yakaipa iri ndirimukadzi but ndarwadzirirwa bhudhi ava uye murume thank you nekusatema tema zigadzi iro nedemo coz hasha dzarinosimudza
Muri kuhura asihazvisat zvabtwa
Mambo vanogona zvavo ava varume vanouya kujoni anonetsa kuhura kwega kwega mukadzi akaresva hake asi ngaqpihwe zvinhu zvake
Pengai zvenyu mai asi musi wamuchabatwa uchapa nemurume muchadzidza kuyerura mashoko enyu pakutuka vanhu nekudeedza vamwe vanhu mahure. Zvakatuma Talent kuita chikomba ndinovimba munozviziva. Ini nditori mumba nemurume and handife ndakahurira murume but ndoziva kufunga kunosiyana. Vanopedzisira vaita vana nezvikomba ukazvitarisa that won't be their intention. Mahure mazhinji ari mudzimba aine varume and vasingamitiswi because vari psychologicaly empowered zvokuti vanoshandisa protection yakakwana, morning after pill, long term contraceptives like, loop, depo, jadeu necondom pamusoro saka havafarisi zvokudaro
Good Chief well done.
Mai ava vanodheerera mhani
Kwete mbichana vanoda kumamiswa
Talent itsotsi apa haanyare kubariswa mwana ati mumusha mewanhu mari akdya nechikomba
Talent ipfambi yakadhakwa anogara zvekunakirwa kuuya nemwana anofanirwa kuita nyadzi
Stand iri kuSt Marys ndamuziva mukadzi uyo
Mambo kunyatsotonga havagone my view
I agree with you, he is pompous and sexist. And look down on people
Havana zvavanoziva mambo avo
Dei muri imi mambo maiitongasei?
@@Janemacelyn kkkkkkk ngaatipeo matongo wavo tinzwe
Talent hautonyari zvako uuuuummm wakazvihurira enda iwe aaaa
Iwe manbo u support chihure waifanirwa kubvsa asina chinhu mbwa yemunhu
Mai ava vano creater nhema kuti vatore zvose.Kana murume uyu akangwara ngaagare mukadzi atore zvose.Atange newlife. Kudenga Kuna Mwari vanotonga.
Mambo vari humble.vanogona kutonga
mambo awa imhata chaiyo
Chief voice kunge bob 😂😂😂
Very fair judgement
Uyo chief uyo mukauona mumudze kuti hanzi neni ayende kubrain scan ndosaka achidyirwa mukadzi zvatoziva nxaaa hure hure hure ndokutiii apa anarowo mumba
Talent ita munhu kwaye unonyadzisirei wabereki wako
That man is a good man.
Hardworking and aida mhuri yake but my sis joki zvavo
talent ka uchazondigumbura
Make use of court assessors whilst you are quiet, you wait for cross examination and give your fair judgement
Mambo Mai ava ngavaende nemupurisa vabve pamba pemuridzi
Mambo manyama
Ini hangu Seke and Mutasa vanonditongera mushe.
Nhai talent 😂😂😂😂
Talent kuhura wakahura hako asi baba avo kana mai vavo vaive vapenyu sei vakazouya kuchengetwa newe
Women wake up, kana patoita nyaya yechihure varume havaregerere zvekudaro asi dai ariye akahura zvinonzi SEMUNHU WEMURUME ZVINOITIKA understand, forgive, forget, move on and don't nag. Now akakushandisa asi nyaya yake anayo. Zviri zvemombe dzako idzo nemidziyo tiri vanhu do not worry ichauya zvayo tuhasha twababa avo vanenge votsvokoresa meso.
Talent bata Martha aive kwasekuru Tasvu anoziva how to deal with clever people zvinhu zvako zvose zvinodzoka fast woenda hako in peace.
Mambo handina remuromo matongero enyu
Talent imboko 😊
Mambo avo kah vafavour Talent
Mukadzi uyu kaaaa 😢😢😢
Ibenzi chairo apa akahura achigara pamba pemurume
Mambo exalent❤ imba mapawo murume
Ndatotadza kuipedza ndanzwa bp yakukwira
Ko bp yakwira nei
@@FelixMupfawi-go3bw handina kuzopedza coz ndaona senge mambo wanga wakutopawo hure mharadzi iyo zvinhu
Kokushaya nyadzi nhaiwe ukuda kusvoresa akakurera chiiko iwe benzi
Mukadzi uyu dai aiwe wangu ndakatomuuraya imi kare ibenzi remukadzi chairo
Ko murume nyakuhurirwa anobhadharwei panyaya yekuti talent akazvara nemumwe murume iye akaroorwa
Mambo avo hutsinye hwavo hwava paNext level handisati ndamboona Mambo vaneutsinye mmm
Chief munhu akahura uyu
Saka Talent ukuda zvese here nhai mukadzi uyuu
Chief ava vari interesting. Ndivo chete vanotaura vamwe vese vakati zii. I like courtroom yavo though.
Thumbs up chief
Chief seke ndikoka kuti mambo uku
Varimi vekuda zvakachipa kumusha uko mazvinzwa here zvadurwa naamai avo; endi ndezveshuwa zviriko kwese-kwese havaisi ivo voga vanodaro or vaidaro futi. Kune vasina kupabatisisa pandinoreva; hanzi "taiita kabuzimusi kekutengesa mbeu yechibage, chinova chibage chataingotora mudura topenda (put some colour/coating) totengesa". So; kana musina mari yekutenga mbeu from credible Shops better mutore mudura pene kutenga kuvakomana vemurani / kumisika/tumashop twaana musenyanwa/etc. Kwese uku munokwanisa kutotengesegwa chibage chakatobiwa mudura menyu chaimo; muchifunga kuti imbeu. watch out!
Ndikaita nyaa dzakadai handiinde kwa chief ava ini 😢😢😢 hure rapihwa mwana nemba