vamwe ma chief dai vakapiwa mukana we kutora ma notes kuti dare ra mambo rinotongwa sei. Tarisa kuti vamwe vese vakateerera vari ziii!. 10 out of 10 mhani mambo seke.
Wangu urisei hako, chief Mutasa he knows his job. Check Nyamaropa and Dotito kkkkkkk havagoni kutonga zvachose vanhu ava. Chief Makoni, Mutasa and chief Zvimba vanogona but Chief Seke is on top of the table so far.
Intelligence nechihure zvinhu 2 zvakasiyana. That woman is intelligent its a fact. Munhu akahura haasisiri intelligent here. Gupuro rinodiwa she is right.
Chief Mutasa is in a league of his own. Those who watched Chief Seke' s last case in involving a soldier who caught his wife cheating, knows he's a joke.
Ipapa wari kuti mai waiuya kuzoona mukuwasha sei imi makarambana?? Ndazvishairwawo pazvo ko wanhu mukarambana zvorewa kuti hukama hapachina here nekuti marambana ipo pane wana saka tobvudzana here patasangana nekt takarambana
Ini handisisina faith naChief Seke the way he handled the previous case yaJoseph wekurara nemukadzi wemunhu yakakonzera a lot of damage mukutonga kwake uye zvinoshoresa matare edu echivanhu vakaporonga chief Seke.
This Chief is brilliant, analytical and intelligent, well done.
Him and Chief Mutasa are outstanding custodian of our culture.
This chief lacks the aura of a traditional leader.Laughing always as if it's a comedy skit.Language should be appropriate
Comes nowhere near chief Mutasa.Respect, calmness,aura,charm, character and though he has a through analytical ability!
Seke mutema vakanyanya
What about the previous court?
besty comment ever unoona wangu
same view
Chief has got leadership qualities 🙌. No shouting and no bullying. He remains calm and talks with low voice through out.
Hausi kumuziva😂😂😂😂
@@Spring.21You know! I’m hearing a very biased chief
Haasi right chief uyu
Hapana zvinozivikanwa kudya mari chete
@@bellesk36same. Chief is biased. He needed to remain neutral but failed
Welldone Chief Seke vakadzi vevanhu vanyanya chihure
Sound was great no noise cool mambo number 1 ndokupai alongside chief mutasa
Vakadzi ngatingotii kana tahura tiripamusha vevahu ngatimvumei kubva pamusha vavaridzi , nemiwo varume , vakadzi hatina kuuya kuzogara pamba nekuchengeta misha bota. Plz ndochikuru
Nawo varume wakauya joni ngavadzokewo kumusha kumhuri kana kudana mudzimai wake
Ndizvo hazvo. Bt dzimwe nguva tikungotizwa tichisiiwa takarara mumba muchienda kunofara nevamwe.
Zvinopwanya musoro kuzvifunga.
Handibve pamusha watakavaka tese whether ndahura or not. Property is shared fairly haisi yemurume chete
@browndiamond3752 fuk around and find out.
Ayisiirei mukadzi Kumusha mahuriro avanenge vachiita kuno Joni varume vacho kaaa chero mhuri vanokanganwa kuchengeta
Asi zvinozvimbira kuvakadzi chete
Aibvumirei kusara
@@peterjayanduna789 aaaaa unenge wanzi Sara munhu ondoita 5 yrs asina kudzoka kumusha Moti haana feeling
Tora yako mhuri ugare nayo ikoko, ungaparadze musha wake kt agare kujoni kumusha kwake here
Tsek
That's what we call a good leadership.well done sir
Chief seke chief mutasa best chiefs wosdom overloaded keep going madzishe
Mambo awa waifanirwa kutoitwa President coz he is very intelligent ❤❤❤❤
president akapusa kudai kwete
Wy didn't she use depo kunohuraanother chikiti😂😂😂 pavene😂😂😂😂dumb woman😂😂😂
@@philipmagwisa5860😂😂 😂😂😂😂😂
@@philipmagwisa5860asi iro zidambudzo this chief is the best in Zimbabwe
President wani imika moda kuti tipusiswe
Thou kudare mune piece ne order asi ktonga mega chief musina ma assessor's mumakurukota vachazokurao sei mukutonga during your absence?
Thank you destiny tv rambai muchitipa chief seke , one chief anotonga nyaya nemafacts
Aaah Chief Seke havadi kugara vanzwa nezvehure rechikadzi mudare ravo shemu.
Chokwadi unenge wavaprovoker
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vane ravaka supporter last week
@@estellesimon430ndakaionawo mmmm😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
vamwe ma chief dai vakapiwa mukana we kutora ma notes kuti dare ra mambo rinotongwa sei. Tarisa kuti vamwe vese vakateerera vari ziii!. 10 out of 10 mhani mambo seke.
Ngaabve pamusha mukadzi uyu,anogarireipo iye akahura kusvika pakuita mwana
Very gud my brother munhu kumba kwavo anorwadzisa mkadzi uyu
Intelligent chief. ... I wish you (chief Seke) could train other chiefs how to handle disputed in traditional/civil courts. Thumbs up
Chief ava vanoita kunge headmaster vanokusiya otsanangura nyaya yako vakaterera vozokurova reminds me of school days
😂😂😂😂 apa vari cool zvavo
Ndinotenda mambo seke vakadzi vakaziva kt nhingi mutungamiri wedu anoda vakadzi ndokunoenda chimuti so in 0ther words mambo seke rambai makamira nechokwadi nzira yenyu irimunashe chihure chero bhukubheri rakaramba tsika iyoyo b blessed vhuramai
Rovai basa sebasa hama yangu one of best chiefs
The best chief so far at par with chief Mutasa...............kumatare hakusi kudya sadza
Chief Mubasa has the great wisdom to handle the traditional cases. He is very calm and does not make fun of the court attendees
Chief seke manyama.munogona zvenyu basa renyu🙌🙌🙌
Chief Seke havagashire makuhwa
this chief is excellent indeed
Padzimwe nyya dzimwe😢 wanopushira
Taura hako wangu, ndopaunohwa kambwende kachirume Talent Chiwenga guvheya kkkkkkk achituka mambo anoremekedza kudai kudarika mukoma wake asina njere zvake kana zvima Mosikeni izvi. That's why achiteererwa nemapenzi. Vanhu vanoteerera that guy vakakwana here njere 😅😅😅😅. Let's go chief Seke usateerera kambudzi kekuMozambique ako kanonzi Chiwenga
One chief anotonga matare nehuchenjeri(wisdom)
Thanx chief,munotongera justice,hamuna kutarisa Kuti vahura Mai avo mangotonga jekerere,I salute you
Zvasiyana na Headman Chigodora. Ava Chief vari intelligent I think vakadzidza.
Mukadzi anorambirwa chihure ngaarove pasi
Sei changamire muchitonga mega tinoziva mashoko anobva kwakasiyana mumakurukota,iyi one man's conclusion,sei mambo
Kuchihure akuitwe mwana 😔.
Evidence 😂😂😂
@@dionemubaiwa9017 🤣 🤣 kuhura kusvika waita mwana. Chambo'naka sei chihure chacho?
Akapusa mai ava kuchihure hakuitwe mwana .better kufungidzirwa hako pasina proof.uchangwarira endakumba kwako...plus kurambirwa kuzvara hakudi gupuro😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Taura hako
@@mesiMutepfa sure ere
Well done chief seke my learned friend
I respect chief seke and chief mutasa keep it up chief
This chief seke is shit. Dofo zvaro
But team Joni kuno inenge ichitori married hayo,
Taura hako
Ehe but mkdzi unosvika pakuita mwana nechikomba shuwa kkkk
@@lindachesayi9603 ipapo akatadza shuwa and asarambita pamusha we munhu nechimwe chikomba
😂😂😂😂
@@MemoriesMadoda-tl7uq worse munhu wacho ari mupenyu Ummmmm zvivindi
Best chief in the society big up chief
Ava chief ndivo vatinoti madzishe ndinoshuvira kuteyerera matare avo nokuti vaneruzivo rwekutinga
Amai avo ngavasuduruke pamusha nokuti vakahura , ngavainde vandogara ku chikomba chavo .midziyo yavainayo ngaigovewe .mudare hamubvumidzwi kutaura manyepo nokuti ukanyepa nyaya inoshaiwa chiremera
10years chief odakugova zvinhu ibenzi
Chief munekakugadzirisa kamurikuita mahure kadzi soo kkkk
Chief seke Yu are wise munonyatsogona kutonga nyaya ,calmy zvisina ruzha keep it up
i like chief ava very intelligent
This is the best chief ever. Chigodora haasviki apa. Us vekwaSeke we are in good hands. I can listen to him every day. This chief is the best
Pane dzemujolo uyu anogona asi dzevanopedza vamwe mumisha chigodora number 1
Mutasa haasvike kuna chigodora never
@@TendaDzuda Chigodora chibaba anosiya asima mhodzi yerunyararo
Chief akapenga uyu naMutasa
But yemusoja uya akakoniwa 😂😂 akakanga atengwa
Chief anobata munhu very analytical ,haamhanye
Slow and clever step by step love you chief one of the best
Chief mudare menu ndinoona munotonga mega hamuna vadare here ?
Mukadzi uyu ngaatore kwake kwaakatengesa kuzungaira
Kusouth ikoko munenge muchihura garai nevakadzi venyu,kudna endai muwane closure
Iwewe pawakazosvika wazvarirwa mumwe mwana waichona joni uchiti mkadzi anobikira porridge here
Vakadzi tinodzvinyirirwa yet tese tine mafeelongs
I think newe uri hure hapana asingazivi life yejoni u can't do up and downs uchienda kumusha
@@maviskhanyile1981washaya mafacts here panekutuka?
The best chief ever ❤
Chief Seke, Mutasa ava ndovadisa zvekurevesa zvisina kana kupokana❤❤❤❤
Chief have Solomonic wisdom 🙌
I like this chief second from Headman Chigodora
Yaa apa magona papa izvi zvaratidza kt you are professional keep it up papa vayananisei vasinganzwe regai vaende asi dama renyu vanenge varinzwa
Very brilliant chief. Anogona kutonga
Chief Seke is a very intelligent, smart& wise man... You will never take chances with this guy..❤❤❤
Where was this chanel?
Chief seke vanonyatsotonga so far Pana ana na Mutasa haaaaa headman chigodora vane dzungu chete
Wangu urisei hako, chief Mutasa he knows his job. Check Nyamaropa and Dotito kkkkkkk havagoni kutonga zvachose vanhu ava. Chief Makoni, Mutasa and chief Zvimba vanogona but Chief Seke is on top of the table so far.
Chief ishasha
I love this chief!
Chief Seke is the best one so humble very intelligent
Mambo Seke vanotonga vachirerutsira varume havagone kumugadzirisa mistake yake inenge yakonzeresa,but vanhukadzi zvivindi zvechihure muripavarume munozvihodha kupiko zvekusvika pakuzvara mwana😅.ukaona murume aenda joni asingadzoke anenge achida urarame seiko,vakadzi vanoitwa sevanhu vasina mafeelings or vasina maconjugal rights sei.
Hapana kurerutsira varume mkadzi hure is dangerous ngaaendee ngaaendeeee
Mukadzi uyu hongu anemhosva zvake asi chief avo vakatengwa nemurume uyo koivo kuzopihwa gupuro sezvinonzi ndivo varikurambwa ......
Ndobvumirana newe
Chief Seke you are #1 mogonesa ndokumbirawo mudzidzise headman Chigodora vanotongavachingo paumba plus vane pride
Chigodora ari kupinda papi panyaya iyi wamwe wanhu sooka
Mukadzi haarambwe kuda kwehupombe chete. Amai ibvai pamusha pevanhu nekuti makaita hupombwe. 😂
Chief Seke vekumusha kwangu ndokuremekedzai .
Munogona mambo
yaah hasha Chief manyama vari so soft spoken and havamhanyi kikikikik
I love chief seke❤❤❤❤❤❤ rambai makadaro
Uyu chief Ari ryt than chigodora adzvanyirire vanhu anopa munhu tym yekutsanangura
Chigodora haasi chief ndimambo
@@dayngoroma5121 l know andina kut chief chigodora, chigodora l know ndi headman
This woman is intelligent zvake ,she has her flaws though but she knows what she is saying
If you are a woman l doubt your sincererity and hunhu
@@ryanmarware im entitled to my own opinion ..
Intelligence dzekuita mwana nechikomba uri muwanano?
Intelligence nechihure zvinhu 2 zvakasiyana. That woman is intelligent its a fact. Munhu akahura haasisiri intelligent here. Gupuro rinodiwa she is right.
Chief Seke Sungai zvinhu sterek ndokuti vakadzi ava Vasile zvechipfsmbi izvi love the way u act chief paying attention to the fools
Ivo vabereki vako Havazive here kuti unemumwe mwana nemumwe murume here pa10 yes marambana aiwawo Garai kumba kwenyu amuhure
🤣🤣🤣🤣
Taura hako kusanyara nhaimi. Apa kutoganza nechihure mnxaa
Mmmmmm wakakanya wega mwanangu wazviparadzira mushawako wega
Mukadzi akarovogwa akarima donje or what, using maresources emhuri (including mumunda) pakatengwa mombe/ngoro/etc what zvinotonzi ndezvake zvekutopira kuhama dzake nhaii? Vakadzi ngavaite fungwa dzirifeya; kwete humbimbindoga hwakanyanya.
anenge ari joki, munhu kwaye hambodaro
Ini hangu ndocommenta ndisati ndateerera ndozia chief never disappoint ❤
Ndovaifanira kuita President ava
Ndatombozvitaura ndaona yagunners vekuhurirwa futi. Anogona kutonga mambo uyu ndapota zvangu
Kkkkkkk ukwane iwe paye panopisa panoda Chief Nyamaropa kkkkk
Haaaaaa vakoma fambai fambai amuchengeteki sisi aaah munhu wepi anonyadzisa kudaro kuzvarira chikomba uri pamba pemurume sure
Tinozo zvinyanyawo asikana 😮
Kuchihure hakuzvagwi vasikana🤗
nyaya yacho inonetsa ..kuzoona munhu oita mwana asiri wako kurev kuti murume unenge waita gore usingaone mudzimai here
Uuum zvinonyadzisa izvi vakadzi tiri kumboita cei chaizvo ,murume uyu ane moyo murefu kurega munhu achigara pamusha aita mwana wekuhura .
How far chief, land ndeyenyu here kana ndeye vene vayo😅
Mai awoo ngavasiye musha vaende kwavaka hurira uko aaaah
Chief Mutasa is in a league of his own. Those who watched Chief Seke' s last case in involving a soldier who caught his wife cheating, knows he's a joke.
Big joke this one😂
He handled that extortion case very well, Respect Chief Seke.
Chief Seke is stupid.
@@Lambano stupid indeed!
Ipapa wari kuti mai waiuya kuzoona mukuwasha sei imi makarambana?? Ndazvishairwawo pazvo ko wanhu mukarambana zvorewa kuti hukama hapachina here nekuti marambana ipo pane wana saka tobvudzana here patasangana nekt takarambana
Apa makaitonga zvirinane chief. Asi yemusoja iya makaporonga chief.
Vakadzi vari kwa Chief seke you better be faithful else you are own yo own.
Cool, humble chief.
Plus court yavo haina noise seyekwa Headman Godora
Ngaabve mukadzi uyu ihure kujola kusvika azvarira chikomba
Kuhura kusvika pakuzvarira chikomba vakadzi chii chaizvo
Varume vanongomitisa vanhu zvozorwadza vaitirwa
zvimahure is zvinonetsa .kuitira chikomba mwana kupusa kunoshoresa chero nekwavakabva
wisdom at its level best
Keep it up my chief. S EKE👌🔥🔥👍👍 from US 👍
Murume anga anetsitsi asi mukadzi ibenzi
Chief ava havamboona zvinoitwa mumatare echivanhu kwete zveubhinya zvaanoita izvo
Chief seke manyama vanogona kutonga baba ava❤
Chief manyama waiting for part 2
Godie I have mwana naye here in South Africa 😢 but never told me kut ane mukadzi I found out later 😢😢 then we separated
Hooo aitohurawo futi 😂😂😂😂
Mota 5000 bed 25 000🙌
Ini handisisina faith naChief Seke the way he handled the previous case yaJoseph wekurara nemukadzi wemunhu yakakonzera a lot of damage mukutonga kwake uye zvinoshoresa matare edu echivanhu vakaporonga chief Seke.
Wangu chero KuCourt kunotodiwa proof munhu hautaure zvinhu zvisina hwumbowo, plus chii chakaita kuti nyaya ya2019 izotaurwa 2024 iwewe hauone kuti mkadz nemrume vakaruka nyaya.
Chii chakamboita kuti mkadz am ode kutaura mastatements ekuti ndakarepwa
Akadhakiwa chief uyo
Chandakaonawo uye wekuhurirwa akamhanya judgement yechikomba isati yauya and on top of that mukadzi uye aive hure and murume wake aisada kuzvinzwa
This chief must be in the chief council together with chief mutasa
Chief munogona imi hamutuke munhu munonatsoteerera munhu zvakanaka chose
But mutongo wemuchinda wekunyengerwa mukadzi hamuna kubuda mushe
Mukadzi ndiye anemosva ko chikomba mhosva yacho ndeyeyi
Mutongo uye wakanyepwa
@@talentrufaro mhosva yechikomba ndeyekutora advantage yekuti mukadzi aiva nenzara yebonde uye aiziva kuti mukadzi wemunhu
@@josephnyampunga1325 sei muri kuti aiziva Haaaa ini nyaya iya oakungoti ndeya2019 yozouya kudare 2024 ndikuona seDeal hangu plus pakumbonzi ndakaita zvekurepwa
Chief ava ,sei vadina machinda anovapa njere,vanehumbimbindoga,chinonzi dare,ku share nemachinda,vachibvunza mibvunzo,kwete kungoti ndini ndini.
Chief Seke regayi kupedzerwa nguva nepfambi
Yoo wat a brilliant chief❤❤❤
Iyi murikutonga Chief chaiko jealous down ,,,,iya yo musoja itongei ft yakakunzvengai iya
Best chief well done father
Like cheaf zvekutodaro❤varume vese vakasiya vakadzi kumusha tinavo kuno vari kungoti roora vachiti ramba zvi marriage zvedu zvenhemha tri zii kkkkk
Nyaya dzechihure chief ava havadi kudzinzwa especially kana urimukadzi wemunhu unenge wairasa.