Eked! Eked! Eked! How many times did I call your name? Dai vari chief Mutasa kutaura kuno waka mirirwa nepolice. Kuuraya munhu ijeri, ngozi mucha ripa semhuri asi jeri mucha pika henyu
Ini hangu ndiri kudawo kungobvunza kuti why is it n'anga ndidzo dzinesimba mazuvano ,Are you trying to say Mwari vari kushandisa n'anga here mukai vana vaMwari n'anga dzakauya kuzo kuvharai maziso so that munokanganwa Mwari 😭 but the bible says "all power in heaven or in earth has been given to Jesus Christ
Apo sekuru kanengo vataura chokwadi church ngaivhariswe asiwo kurimwe divi sekuru kanengo varikurwadziwa vaida kuti vaite basa varivo 😂 zvino dzimwe n"anga dzakaitawo basa 😂
Kuna madzimai vaye kana muchitondera ndofunga dekwasekuru Kanengo kana kuti sekuru Tasvu kwaakayenda Kuno batsirwa imagine akauraya murume wake akatora MUSORO kuti vaporofita nawo😂😂😂 SAKA MAMBO SANDO DZENYU you're the best❤
Chief munogona u deserve to be president of our country
Long live Chief Makope you are great,,chengetedzwai naMwari, muzita ra Jesu Kristu,Ekedi uyo mu satanist mukuru uyo
Chief vanokudza Mwari .kuita zvinoda Mwari
Please stay clearance masowe kwakazara ana Ekedi naana Ishmael 😢
Mambo to the people ❤❤❤
You'll never try this again Eked
❤❤❤ Eked mumiriri waSatani
I got so emotional Eked paanga oimba Pamusoro pazvose pana iye Mwari😭shem mhani madhara aya anozotinzwisa tsitsi futi kana zvakudai😭
Taura zvako dai akabgobvuma zvke pachena pasina zvose ini ndaitofunga kt munhu mudiki
Mambo makope to the world
Chief ,i salute you! Munogona church ngaivharwe zvachose , chinongonzi masowe ngachiparadzwe.
❤❤❤ Kubatira imbwa paChidhothero ❤❤❤
Ekedii chibaba.... But mambo kumberii
Hakuna chibaba chakadai mambo ndiye chibaba eked imhondi chaiyo vanhu vakadaro ngavadzingwe mudunhu vanotipedzera hama
Mambo ipai Kanengo mhuri iya ine musikana asiri kutaura uya zvose bvuuuu naKanengo pachena toda mwna uya ataure Mambo
Sekuru vekuyamwa ropa munedambudziko ,why makabvuma kutora zvinhu zva Ekhedy pasina mhuri yese ,maida kutovhara nyaya imi mukwane
Navo mumiriri wasatani sekuru avo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Igweeeeee ❤❤❤ ndirimumiriri wasatan
Eked Anyara zvake kushaya pekupinda
Ekhedhi Ekhedhi waitwa rengenya murume mukuru zvinyadzisa kwazvo but abvuma mhosva zvatopera asunungurwa
Masowe vharai mambo varikutipedza vanhu vachiti vanonamata mhani ava
Haunyepe shuwa vapedza kuputsa misha nenhuru dzevanhu.
Ko Kanengo sika sika nekuti ndaida kunyadziswa. Zvichinebasa rei basa rawaida kuita rakatoitwa
Mambo well done tanzwa nekuviga hama nemisodzi isingaperi
1st time kuona Mambo ava vaita hasha
Me tooo
Zvinogumbura mhani zvirikuitwa nemapostori aya
Mambo vakashatirwa
Brave Igweeeeeeee ❤❤❤
Masowe achiri safe here guys 😂
@@SoCutie1 vanhu ndovasiri safe Kuma churches ese but masowe ari safe 100%
Zvakupisa tsitsi asi Ummm kuuraya Mwana vebratha yko
Chief to the people ❤
pavaimba baba ava it was so emotional vanodirei kudaro munhu mukuru zvakaoma!
Hongu vakakanganisa asi ndakuvanzwira tsitsi veduwe😢
Kanengo wakuvhara mambo team tonaz we know you
Dude used to be my landlord.... I want my rent back
OUR VERY BEST CHIEF❤
Tino tenda mambo Makope tino teera matsimba enyu ishe tiri madzishe asi tadzidzi nehoreka By chief Nembire
Kanengo unonyepa hauna go back to sender yawakaita taura chokwdi
Nharo basa sekuru kanengo ❤
Ana Eked tinavo vakawanda mumhuri dzedu ,kusangobatwa zviripachena chete.
Vanhu vemadzibaba vakaromba imheche dzavanhu
Madrama awanda munyika baba bona varipo zvasaitika izvi
Ndakambozviyawura nhawu emasowe kuti kudai zvambomiswa. Ndafara nekuti zvazva kuna MAMBO.vazvionawo kiri masowe aEXPIRE
Guys can you imagine kuchema munhu magaro achinzwa kiri vadraine ROPA REKUPOROFITISA aaaa vaporofita Nevadare venti musadaro.
Gore rino chiweshe chedu chinochena chete pasi nemharadzi vana totiza misha nekuda kwehuroyi hwemadhara edu vatinotarisira kuti ndivo vanofukidzira
SHUWA MASOWE NGAAMBOMIRA SAKA VANHU VANGANIKO VAKAURAYIWA NEKUDA KWEKUPOROFITA aaa mambo kudayi nhawu emasowe yasvika kuPARIYAMENT TINZWEQO KUTI VANOTI KUDIIKO NENHAWU YEMASOWE
Zvonyadzisa I feel sorry for vana vacho nemukadzi wake
@@judahhuvasa kubuhlungu yazi
Igwee to the world 🌎
Imwe n'anga iyo itsotsi futi yakabvumirei zvechihwande hwande na Ekedi ngairipe futi
Eked! Eked! Eked! How many times did I call your name?
Dai vari chief Mutasa kutaura kuno waka mirirwa nepolice. Kuuraya munhu ijeri, ngozi mucha ripa semhuri asi jeri mucha pika henyu
Basa sebasa Mambo
Well done kule kanengo
Iye kanengo haasi n'anga ere anoda kuti hoihoi vamwe.. amwe mabasa ndeaMwari ere atibvirepo..anotoendawo pasi pemvura futi kundopiwa masimba..kuzongoti ake akawanda kupfura aEkedi
@@yowezvangu5193 vose varoyi
Agent wasatan
No escape Ekedi wamama manje muroyi😂😂
The greatest Chief of all the time
Mambo makope Tinotenda nekutonga kwenyu
Ko idzo dzikungofamba famba ndoo kuda mbiri here
Well done chief,
mambo wacho haana kutombocheaper zvamuchose usadheerere
Chief Makope to the ppl❤
Ngaasungwe Ekedi muroyi
Kkkkkkkk ndirimumiriri vasatan yaa munhu vakaita zvakaipa zvinokutewera sure
Thumbs up to chief makope
Ini hangu ndiri kudawo kungobvunza kuti why is it n'anga ndidzo dzinesimba mazuvano ,Are you trying to say Mwari vari kushandisa n'anga here mukai vana vaMwari n'anga dzakauya kuzo kuvharai maziso so that munokanganwa Mwari 😭 but the bible says "all power in heaven or in earth has been given to Jesus Christ
Apo sekuru kanengo vataura chokwadi church ngaivhariswe asiwo kurimwe divi sekuru kanengo varikurwadziwa vaida kuti vaite basa varivo 😂 zvino dzimwe n"anga dzakaitawo basa 😂
Kanengo hana back to sender yaita Chief ndivovadana Ekedi Kanengo tidzikamira muchekadzafa😢
Haiwawo
@@user-eo1tw9de5o 😂😂😂
Wabatira nyaya padenga enda kupart one kwakabva nyaya
Good chief magona kutonga apa
Mmmmm zvakaoma hazvo mwari pindirai nyika yaipa
Mambo makope 1:07 .20 😂😂😂😂😂😂 ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Munhu haauraiwe semhuka
Mambo ane wisdom uyu
I hope kuti ivo vesowe rakafira munhu varikuzvionera and vachaona kuti vakabata madhaka pasina vat 🤣🤣🤣🤣
Ummmmmm mambo you have wisdom ...... Sure Ndisu takurwisa Kristu ,Ekedi mumiriri wasatan
Chief Manyama ndiwo ma chief atinoda mumatunhu
Ndachema wedu 😢😢😢😢😢😢😢
KuGlendale kwakaendwa hakusi kwaNyakatayani here ikoko 😮
Camera man be serious
Eked mumiriri waSATAN😢
You are like king Solomon
Chief to the fullest
Eked hariskurohwa iro rinoimbei ipapo iro riine ropa mumaoko nxaa
musatirerutsire chiNyakare plizzz
Nyaya yakaoma iyi ......mumirirai wa satan😢😢
Ndiri agent waSatan ini Ekedi
Camera ngaisanye kunamambo
Zvakaoma hazvoooo😢😢😢
Mhepo iyo ummmmmm ???
Musowe ngamiswe nyika yese
Mambo avo vanogonesa
Church iyi ngaivhariwe
Mambo ava ndevekupi???SHUMBA NECHINANGA NDEVEKUPI?
Ngaatipe ropa remufi Ekedi
Kanengo ita uchipa mambo mukana wekutonga nyaya
Ekedi 4 presidency munhu haisi huku
I rest my case
Muroyi haafe akabvuma
Kkkkkkk dzaimbira Mambo
Arikunyeperwa kanengoni kutsvaka mbiri Akedi haana mhosva ngava ende kwamukotsanjere tione chokwadi
Tibvire ku mhepo zvivaroyi zvevanhu kunyepera kunamata nhema
Ndine hurombo nevana veekedi muchafambirepiko
Ekedi ngaaripe ngozi yaEvans mombe 10
Pakayipa Ekedi masowe aya
Mambo avo vanoziva zvavo vanotonga fare
Kuna madzimai vaye kana muchitondera ndofunga dekwasekuru Kanengo kana kuti sekuru Tasvu kwaakayenda Kuno batsirwa imagine akauraya murume wake akatora MUSORO kuti vaporofita nawo😂😂😂 SAKA MAMBO SANDO DZENYU you're the best❤
Dai munyika maita vatongi vakaita sa VaMakope
Hakuna mhepo yakadai
Ndirimumiriru wasatan
Phone yekuti triiii..triiii ichiriko?
😂😂😂😂ehe