Cheshumba:Tinodawo Kuti Tidedzwe Kudare Ramambo Kanengo,Teapot Nesuwo Tiripo

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 147

  • @TendaiMadaramete
    @TendaiMadaramete 4 месяца назад +8

    Musapesanise mai nemwana imi ndokunamata here ikoko nxaaaa musadaro imi tsveee nyaya dzenyu muzukuru advice hamuhukire mweya yevanhu pamasowe here imi uchibuda pamunhu asina dzinza naye hamuhuke here mamumakirei muzukuru uyo zvamunoporofita muudzeika kunababa vake imi

    • @SoneniGambiza
      @SoneniGambiza 4 месяца назад

      Madzibba kana mazowana nguva mukwane imwi Ekedi atenda zvese Saka imwi momurambira chiiko apa

    • @Peter-rz4hg
      @Peter-rz4hg 2 месяца назад

      Mupositori haterwe kuita masondo matatu asiri kunamata kumasowe kwake munhu anoita mitumbi mitatu kufamba.tinotenda mweya mutswene uno uya nehuchenjeri charambwa charambwa,zviripachena kusviba bakasviba munhu harambirwe mosva dzemadzitateguru ake 😅

  • @lucksondewah3543
    @lucksondewah3543 4 месяца назад +2

    Clash of the Titans! We need a proper conclusion to this tug of war please. Traditional vs Christian. Who is lying to the masses?

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 4 месяца назад +7

    Mapenzi aya,basa rekurombera chopositori.

  • @Lion-qz6nd
    @Lion-qz6nd 4 месяца назад +21

    Mweya mutsvene wako ndewe nhema ndimi morara nevakadzi vevanhu dhemeti.

    • @monicampala8367
      @monicampala8367 4 месяца назад

      Moyenda kunosimbisa hurombwa siyanai nemusha wekwamaodzwa imi munengoni dzipi

    • @rambochauke710
      @rambochauke710 4 месяца назад

      @@Lion-qz6nd kkkkkkkkkkk chokwadi

  • @sharonrumbidzaimadzivanzir1471
    @sharonrumbidzaimadzivanzir1471 2 месяца назад

    Haa iye Mwari ane nhamo sure. Mwari this Mwari that imi woye

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 4 месяца назад +4

    ❤❤❤❤❤ usanyepe takaona ichangotanga nyaya iyi Nhumwa dzaPresident manyepo musatanist

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 4 месяца назад +2

    Madzibaba hamuna zvamurikutaura nyaya iripo chete ndeyekuromba kwaEkedi sei maimuviga kwese kwaienda kumativimana akaromba kudaro apo achiuraya vanhu nekuromba muchimuviga musingamuudze kuti ukaromba , hapana zvamaitaura zvinobatsira madzibaba

  • @tinashetembo1628
    @tinashetembo1628 4 месяца назад +3

    Kuside kwangu kanengo ndewekumama

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 месяца назад

      Kanengo chibaba Ekedhi wacho akadii kuramba kana iri fake

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 4 месяца назад +6

    Saka vaisairira mweya yakaipa kunevamwe vemhuri. Ndosaka dzimwe mhuri dzaifa ne kurasika njere

  • @TapiwaSithole-x6v
    @TapiwaSithole-x6v 4 месяца назад +4

    Usanyepera vanhu iwe,Ekedhi akabvuma ega akatsvaga ngnga husiku chhipiti piti kubvisa zvinhu

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      Musataure kwamusina kuswera . Ekedhi akaporofitwa kumasowe even ne n'anga iyo inonzi ka tipoti vachiti kanengo anezvinhu zvaakaisa zvaakuzoda kuzodzura . Zvaive zvinhu zvake zvaive aisa kuti adzure atsvage mbiri. Ekedhi akafamba kwakawanda achiudzwa same thing and katipoti akati ndokwanisa kubvisa zvamakaisirwa. Katipoti anozivana na mambo akatengwa . Manje nyaya iyi haperere ipapa, kanengo hapana chinozikanwa.

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 месяца назад

      ​@@Princecharmingk4h😂😂😂😂Ekedhi akatsvaga n'anga yake husiku ikabvisa zvinhu vanhu vaasingagone iye Ekedhi nen'anga yake vakabvuma wani

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 4 месяца назад +4

    Haaaa ngachivharwe chichurch ichochi imi baba imi kwanai mazvinzwa

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 месяца назад +1

      Yes it's time zvavharwa zvimasowe izvi

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 4 месяца назад +4

    Uyo mureza uyo handisati ndambouona since bornation

  • @marithacarole1518
    @marithacarole1518 4 месяца назад +2

    Munomuda Ekedhi,asi,aienda nerweseri kunoromba,maiziva kwaaiswera

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      Ko iwe waifamba naye here ekedhi unotaura kwausina kuswera. Iye munhu wacho kana achizviti akubudirwa ngaanotora kune ropa rakezve. Ndomajokes anoitwa nemuzukuru . Nganotsvaga rudzi rwake uko

    • @marithacarole1518
      @marithacarole1518 4 месяца назад

      @@Princecharmingk4h mheno ka ndiwe wafamba naye

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      @@marithacarole1518 ehe . Handitaure zvandoona pa social media ,ndinotaura zvandakaona nemaziso angu ndozvandopupura. Kanengo anenhema . Dai ivo vanhu vakasungwa marimwe zuro vekwamaodzwa vakasabuda zvekumhanya...... Mwari ndewe munhu wese

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 4 месяца назад +2

    Sei ekedhi waitora n'anga mumusha husiku zvinhu zvichitorwa

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 4 месяца назад +4

    Aka kababa aka kakaromba chete vanouraya vose vanongomisa zimhanza

  • @PaulPahle
    @PaulPahle 4 месяца назад +4

    Usa nyepera vanhu iwe pfutseki

  • @BlessingMabvuwa
    @BlessingMabvuwa 4 месяца назад +6

    Uyu anoda kurohwa chete

  • @monicampala8367
    @monicampala8367 4 месяца назад +1

    Apana mweya mutswane wamuyinawo siyanai nezwemumisha ye vanhu siyayi hurombwa munochenura murimwari imi .
    Imi tangai machenurwa pahurombwa wenyu hands off kwamaodzwa

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 4 месяца назад +12

    Musatinyepere chokwadi ekedhi akabvuma akaenda kun,anga husiku uye aiva nemhiko dzekusabuda nemoto panze musareverere wekwenyu nhema endai kwamambo modaidzawo n,anga dzose nemaporofita aivapo hamuna kuchena imi

    • @MariaMaimbidza
      @MariaMaimbidza 4 месяца назад

      Vaona kuti vafumurwa ngaanyarare uko nxaaa ekedhi akabvuma ega nekun'anga kwaakaenda Kanengo aiveko here zvinhu zvaakapa n'anga Kanengo aiveko here musataura zvisina basa munorepa vanhu imi maporofita satan munonzvenga nemachira machena sekunge murivatsvene Mwari ngavakutongei imi

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      Usataure kwanga usiri.Ekedhi akaporofitwa nemaporofita even ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 месяца назад

      ​@@Princecharmingk4hbvapo

  • @failaschirenga9130
    @failaschirenga9130 4 месяца назад +4

    Vanhu imi budai pachena kwete kunyera mwari

  • @mamadee2657
    @mamadee2657 4 месяца назад +1

    Hongu vakarongerwa nehama sekureva kwenyu amuporofita. Ko kun'anga vaitsvagei husiku vari vega vachitiza hama dzavo

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 4 месяца назад +7

    Ekedhi itsotsi ko akatoresa chii usiku

    • @thulanitshuma4591
      @thulanitshuma4591 4 месяца назад

      @@RudoMukombe justify yourself all you want ekedi akabvuma ega

  • @choks1977
    @choks1977 4 месяца назад +1

    Holy Spirit is ahead of everything: now it's drama kukumbira Mambo for review panyama.

  • @JaneShonhiwa
    @JaneShonhiwa 4 месяца назад +2

    Kwakunyara mbiri yeurombwa yafamba

  • @kumbiraicliffchinodya4661
    @kumbiraicliffchinodya4661 4 месяца назад +1

    Nyaya ngadziende kumapurisa

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 4 месяца назад

    Mmm maaakunyara manje

  • @NorrisMupita
    @NorrisMupita 4 месяца назад

    Nhema dzikatungamira dzikagashirwa panozoda chokwadi chinemutsindo kuzorodza nhema

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 4 месяца назад

    Saka unoti tiri matofo ,ungachamusiye Ari ipapo iwe watonzwa kt wabatwa,mazichira chete ayo mumoyo muzere hutsinye nehuroyi,saka uri kt teapot akanoitei pamba pake tsek

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      Akanobviswa hurombwa kwakaiswa naKanengo hwaainge atumira kuti azobvise kana abvisa vanhu momuti anogona basa apa pasina zvinenge zvaitwa anenge angobvisa chinhu chake ,zvakatoitwa nateapot zvakatotsamwisa kanengo zvataitoona nesuwo coz angaakungoti ekedhi wakangwarisa coz aiziva kti Mwari vakachinja magoal post and haachawani mari akutanga kuti ndoda 3000 yekundifambisira mahara nxaaa anoti 3000 inonhongwa kanengo ngaaende kunorima fodya zvikuitwa nevamwe kwete zvekudya zvevapfupi nekureba

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 4 месяца назад

    Kushata hausiurombwa,pliz.

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 4 месяца назад

    Ndomairasirirwa mhepo muimba yemukomana wekupenga zvakaoma veduwe

  • @DoricaPombi
    @DoricaPombi 4 месяца назад +2

    Unenhema iwe newe urimuroyi kuporofita neropa revanhu shit dzevanhu

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 4 месяца назад +1

    Ko sei mweya mutsvene usina kuonao zvaizobatwa na ekedhi zvehurombwa. Hapana apa zvamukutaura bcz ekedhi akabvuma nyaya dzake kareee

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      Akamanidzwa and vakamurova izvezvi vanhu vekwamaodzwa vamaiona kwakanengo vari kuma purisa. Vaka abuser ekedhi nehanzvadzi dzake . Motaura kwamusina kuswera endayi kuchiweshe izvezvi munonozvionera mega

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 4 месяца назад

    Zvikwambo chete hauna mweya mutsvene ❤❤❤

  • @shepherdchagonda
    @shepherdchagonda 4 месяца назад

    Haaaa monyepera vanhu Mudare akaromba hre

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 4 месяца назад

    ❤❤❤ Zvadhakwa musatanist mwapedza vanhu tarira comment section ❤❤❤ murivaroyi mese newe❤❤❤

  • @TichaonaRingirisai
    @TichaonaRingirisai 4 месяца назад +2

    Imi musiyane netsika yekupisa midziyo yemidzimu yemisha yevanhu. Apa makapisa zvaishanda kubatsira dzinza rese mukapa Ekedy wenyu chikwamboo😂. Makaipa vanhu imi.

  • @eddiegunda6097
    @eddiegunda6097 4 месяца назад

    Kanengo aida kurowa mhuri yana ekedhi mari achipupura mhema kusimbisa humbavha hwake ndakazvitaura izvi kuti aya manyepo kanengo imbavha iyi

  • @methusellahchidembo6738
    @methusellahchidembo6738 4 месяца назад

    Zvomotidza nhasi nekuti kanengo atauta

  • @IshmaelMakamba-ry8im
    @IshmaelMakamba-ry8im 4 месяца назад

    Murume uya anonzi Ekedhi akatambudzwa even dai ainzi muroyi nyaya yake haina kufambiswa zvakanaka, tinoona mamwe matare emadzimambo nyaya dzinogadzirwa mhuri dzosara dzaenzaniswa zvakanaka

  • @anastasiechigama9101
    @anastasiechigama9101 4 месяца назад

    Baba ekedhi vairegerri kubata mwNa wavo muzukuru zchisunga ega
    Idzi ndidzonhema

  • @namuinnomla804
    @namuinnomla804 4 месяца назад +3

    Zvauri kutauraa zvinosemesaa.
    You are next kumhuri yekwako.
    Asi kurohwa ndiko kwauchaita chete.
    Uri kutaura nonsense chaidzo, Ekedhi is going to expose iwewe futi bcoz iye pake akapedzaa.
    Munoda kumamiswa madzibaba

  • @cedricmazhindu9346
    @cedricmazhindu9346 4 месяца назад

    Unoita zvinhu zvese zvawataura izvii sei usina mudzimu (bakatwa ,ndiro yemuti ,nekubikirwa doro ne jira reretso . Mainochenesa iya ega sei ndochitsotsi makasairira ngozi kudzimwe mhuri. Dzaizowanda sei mhosva imi makati munengozii imwe. Makaita kuti mumwe nemumwe apedzisira akunoromba kuchengeta mhuri yake in process vakaromba mhosva dzikawanda u failed u failed u further exposing yourself dai manyarara. Ndimi vemweya makatadza nei kuratidzawo muzukuru wachoo nzinza rake. Hamuna Tsitsi Rudo Runyararo. Mhepo yaida ropa June July zvinomakaipa instead having way forward yekuvaka mhuri yachoo nekuzorodza mhepo dzaapo mumusha maEkedhi mabusy defend case yenyu. Moshoresa nguwo tsvuku.

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 4 месяца назад +1

    Zuva rakaitwa dare iri vanhu vecheshumba vaivepi vakarambidzwa nani kuuya vakatyeyi kuuya kuzozvionera nekuita maonera pamwe nevatakuri vematare vaivepo

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 4 месяца назад

    Vatanga varoyi vaye kurotomoka manje,vanhu vamwari my foot.

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 4 месяца назад +3

    Ko waitora sei n'anga usiku kuti zvinhu zvitorwe ekedhi

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      @@ChamwaMabhunu becoz teapot akatsanangura kuti matangirwa nakanengo atumira zvinhu zvaachazodzura saka ini ndokwanisa kukubatsirai saka chii chakaipa mukubatsirwa kungoti mukubatira nyaya padenga hino kanengo this nyaya will b his downfall coz kunyepera vanhu kwaanoita achidya mari dzevanhu this tym kukuzopera

  • @TendaiKadema
    @TendaiKadema 4 месяца назад

    Sekuru kanengo vanopedzerana nemi imi bcz ekedhi akaendesa huroyi hwake kunemumwe anorapa wani nhai zvinhu hazvina kubviswa here husiku sei musina kuzviona kuti ekedhi akaromba chokwadi ndochakabudiswa na sekuru kanengo

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      @@TendaiKadema Hauzivi tsananguro dzakataurwa naka teapot ndosaka uine nharo dai vanhu vakatora ma video paitsanangurwa nakateapot ndopamaizoona kuti Kanengo ndiye mumiririri wa satan

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 4 месяца назад +2

    In your lies, the truth comes out, the church is very desperate to clean up the mess. 1 question since church knew ngozi mumba mavo, what did the church do to help him ne clan yavo (kwete iye chete). Zvekuti muzukuru kubudirwa asiri werudzi, we all know the case yekwaTilder that lady who ended up in Malawi anga asina hukama nemunhu. Ko imi vapenyu ndimi mava kuita detect, kuti mweya wemunhu unofanirwa kubudira apa? Inga wani ngozi inokwanisa kuvhiringidza mwana wemukwasha wani, as a way to for mukwasha confront vana tezvara to fix zvinhu zvavo

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne 4 месяца назад +1

    Bvunzai timoti kuti chii chaakanobvisa pamba oaekedhi usiku Sekuru kanengo vasati vasvika kkkkknyarara iwe

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 4 месяца назад

    Kanengo ainyepa ,havaoni chinhu vanosenzesa social media

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      Ndakatombozvitaura kuti n'anga dzesocial media idzi tichadzirega coz all they want is fam and money izvezvi vanhu vosungwa kwamaodzwa vachi kidnapper vanhu musha une mhepo uyu

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 4 месяца назад +1

    Akarohwa here Ekedhi

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      Ehe akarohwa akatono reporter kumapurisa therez record ku police

  • @cynthiamukwenya4688
    @cynthiamukwenya4688 4 месяца назад

    Ana nhikwi 😅😅😅😅

  • @Princecharmingk4h
    @Princecharmingk4h 4 месяца назад

    Ekedhi akaporofitwa nemaporofita evene ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake iye kanengo . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. nyaya idzi dzobva kure dzamambo zvekuti ndingatoswera pano. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .

  • @BenjaminMoyo-r7d
    @BenjaminMoyo-r7d 4 месяца назад

    Mmmm muonero wandakuita EKedhi akadzwanyirirwa ndaimbomushora Ekedi but now pane umwe kutswaka mbiri

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 месяца назад

      Matsotsi hausikumaziva Ekedhi akabvuma mhosva dzake ega uyo kuti akazviita

  • @jimunyagomo899
    @jimunyagomo899 4 месяца назад

    Iwe usanyepere vanhu iwe tàura chokwadi Mwari vakubatsire zvenyu zvekurombera chiporofita izvi siyanayi nazvo imi uri kunyepa zvauri kutaura iwe

  • @scnyanyiwa
    @scnyanyiwa 4 месяца назад

    havazi ko Ekedi zvaakaendesa ega zvinhu zvake kuna Teapot

  • @ShingiraiSikonka
    @ShingiraiSikonka 4 месяца назад

    Ekedii akauraya

  • @NorrisMupita
    @NorrisMupita 4 месяца назад

    Totenda nekumira nemudare

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne 4 месяца назад

    Inga chembere dzemumusha ma ekedhi dzakabvuma wani kuti ekedhi akandifonera achiti kuno chachaya evernce afa INI kururai magemenzi ayo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 4 месяца назад

    Nyangwe mambo akazvibata Muporofita ndiye akatana kubata nyaya iyi musatanist uyu asatinyaudza

  • @mellanyaningwe878
    @mellanyaningwe878 4 месяца назад

    Haiwawo ibvapo iwe zimuroyi usataure nhema saka Ekedi kana anga asina kuromba ko n'anga yaakaunza husiku ikabvisa zvinhu akaitorerei nxaaa

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      Coz n'anga iyoyo ndoyakatoporofita kuti watangirwa naKanengo atotumira chinhu chake chaanoda kuzobvisa so ini ndogona kuchibvisa then vakanobvisa so paipa ndepapi manje dambudziko nderekuti vanhu mukubatira nyaya padenga hamuzi kuziva kwadziri kubva

    • @mellanyaningwe878
      @mellanyaningwe878 4 месяца назад

      @@memosoko2104 haiwawo ibvapo hautosvodi kutaura nhema zvivaroyi zvevanhu kunyepera kunamata nhema.

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      @@mellanyaningwe878 its becoz u dont know the truth thats why uine hukasha

    • @mellanyaningwe878
      @mellanyaningwe878 4 месяца назад

      @@memosoko2104 chokwadi chipiko chaunotaura bvaa kwirai kaa dare kwa Mambo Makope

  • @monicampala8367
    @monicampala8367 4 месяца назад

    Imi munopinda papi azwinei nemi madzibaba zwekwamaodzwa hurombwa wenyu sandizvo zwayita amisho

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 4 месяца назад

    Varume ngatinamatei zvakanaka imi makasairira mhepo murudzi rwavo muri ya ekedhi yaka makabvisa hurobwa mukaisa kunherera

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 4 месяца назад

    waporofita venhema ava mweya mutsvene uyu ndewekunyepa

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      Kanengo ndiye aneshavi renhema zvino nyaya yaEkedhi iyi will be his downfall and achavenga vana Tinei kuti vakauyirei kudare kwake ajaira kudzvinyirira dzimwe mhuri zvino this time you picked the wrong target iye Kanengo

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 4 месяца назад +1

    Kubva mweya mutsvene wavo unotaura navo chose😂😂. Ko zvaakazobvisisa hurombwa pamusha wani nhai vekuoneswa nemweya mutsvene mwari. Ndimwari upiko iyeye

  • @BlessingMusizvingoza
    @BlessingMusizvingoza 4 месяца назад

    Musativhare ekedhi mumiriri vasatani buritsai ropa ramuri kushandisa

  • @KerinaKamuchikunda
    @KerinaKamuchikunda 3 месяца назад

    Zvekuti muzukuru haazive rudzi rwake makuisa spice panyaya

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 4 месяца назад

    Ndozvimasangano zvinofamirwa kubviswa mumusha wamambo Makope izvi

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 4 месяца назад

    Zvehushavi zvacho hamuna kutora zveseka nekuti pane machira maviri asipo pahuvhimi apo nezvimwe zvinofamba mukuvhima hazvipo apo.

  • @JaneShonhiwa
    @JaneShonhiwa 4 месяца назад

    Nyaya irikut ropa raEvans ririp ?munozivana dzosai ropa remwana Ekedhi akat pakasungirirwa evans aivepo as lnnocent akat ndaivemugomo ndaisadzika ndaingoudza vanhu zvekuita 😮

  • @Kgendi
    @Kgendi 4 месяца назад

    Vanhu vachingofa muchinamata nemuroyi, maiti murikunamatei? Varoyi vevanhu.

  • @frankmakaure1163
    @frankmakaure1163 4 месяца назад +1

    Ekedi akauya na tipoti kuzobvisa zvinhu husiku iwee uchimurambira

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      Ekedhi akaporofitwa nemaporofita even ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .

  • @patriciachinhanga6250
    @patriciachinhanga6250 4 месяца назад

    Makadii kudzosera kune verudzi. Maiparadza zvisibei neni. Nhema kuchichidzira imi baba fokofu. Zvesezvese imi . Kukwiridzira ruvengo mu mhuri. Mweya wa mwari hauvengesane vanhu. Mhema nhema. Muno svotesa imi .nyaya dzacho kuzara dura chibo chino yohweee

  • @TawandaMatonga
    @TawandaMatonga 4 месяца назад

    Pakaipa andidi nemashoko angu ndabata hana yangu katatu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 4 месяца назад

    Kana uchirambira Eked murwere wepfungwa ungazomutenda here ? Huroyika hwamwaiita kwasara iwe

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 4 месяца назад +3

    Ko Ekedhi akazonge odeedza Nanga Iya Sey ichibisa zvinhu mumba

    • @Princecharmingk4h
      @Princecharmingk4h 4 месяца назад

      Ekedhi akaporofitwa evene ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      Kateapot anozivana naMakope thus why aiva biased chief ivavo vakutopomherwa kuroya nehama dzavo akutonzi apedza hama so kateapot ndiye akumubatsira nyaya dzake panovapavanotengana coz chief vakatanga kuona kateapot pasina vanhu vachitengana zvinova zvirizvo zvakazotoitika

  • @ArnoldGororo
    @ArnoldGororo 4 месяца назад

    Beans dzanaSis vanopenga dziri kunaka hamusi Kuda kuvhariswa base kkkkkk makuda kuramba chokwadi

  • @CTongs
    @CTongs 4 месяца назад

    With all due respect vana Madzibaba.
    Ko nhau yababa Ekedi yekuenda kumusha neN'anga kobvisa zvinhu usiku why musina kuitaura apa madziBaba hezvo Ekedi mudare wenyu chaiye???????
    Ko muzukuru wekupoterwa how come akanongedza kuti Ekedi anemari muhomwe make inoita $300 zvikaonekwa zviri izvo???

  • @BenjaminMoyo-r7d
    @BenjaminMoyo-r7d 4 месяца назад

    Ko ropa wy risina kunotorwa

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 4 месяца назад

    Vamiririri vaSatani musaite nharo nematateguru mose murivamiriri vaSatani

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne 4 месяца назад

    Saka APA pakapfekera magemenzi kuti muite uchapupuhwa ekedhi hweuroyi hwaakabvuma ega here nhai veduwe

  • @alicemukudo3512
    @alicemukudo3512 4 месяца назад

    Musatambe naMwari imi inzwi remweya mutsvene ripi nxaaa munonyangadza masatanist

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 4 месяца назад

    Ko n,anga yaakanotora husiku kuti amubvisire mushonga pamba maisazviona futi saka hapana zvamuri , touya nhau yemachira amakaisa muvura makaisa tsvina mumvura inoshandiswa nevanhu

  • @ATavana-z3g
    @ATavana-z3g 4 месяца назад +1

    Pane chitsotsi apa

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 4 месяца назад

    Koo madzibaba vanoti Ekhedi haana mhosva seyi iye akabvuma nyaya dzake. Akaunza n’anga pamba pake husiku kuzobvisa zvinhu. Paakuda one on one yamadzibaba naSekuru Kanengo 😂

    • @memosoko2104
      @memosoko2104 4 месяца назад

      @@justicemunyoro5408 Hauzivi tsananguro dzakataurwa naka teapot ndosaka uine nharo dai vanhu vakatora ma video paitsanangurwa nakateapot ndopamaizoona kuti Kanengo ndiye mumiririri wa satan

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 4 месяца назад

    Ekedi akabvumq

  • @jenniferkashiri4746
    @jenniferkashiri4746 4 месяца назад

    Tibvirei apa mhani ko Evans paakafa makadii kuita police report kana muchizviti muri vatsvene
    Hamuna mweya mutsvene mune mweya wetsvina chaiwo

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 месяца назад

    Ekedi aktaura ega wani kuti machira makanoisa murwizi

  • @mjenami
    @mjenami 4 месяца назад

    Mapostori arikuromba.and they are all defending each other.

  • @DarlingtonMutasa-f7r
    @DarlingtonMutasa-f7r 4 месяца назад +1

    Ndo church dze zanu in a normal country with normal leadership zvoterereka here?

  • @StanleyGutsa
    @StanleyGutsa 4 месяца назад

    kumusha kwake hakuna here benzi here risina kubereka ivo varwere venjere vanotopanana pamuviri pachavo kana vaita mushe mbichana

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 4 месяца назад +1

    Uuuumm manyepo neku defender huroyi ndokuziva ini. Ekedhi akapedza masports aksbvuma kuromba kwake, matsotsi ake emasuite, n'anga dzaakaenda dziripo dzakabvisa hurombwa pakati pehusiku varipo. Ngozi inovharwa here or inoripwa hapana kunamata. So why worry or bothered iye muridzi wenyaya achibvuma nekudziziva

  • @colletahnyamumpinga4393
    @colletahnyamumpinga4393 4 месяца назад

    Muri masatanist vaEked vakabvuma vega muri masatanist munoshandisa ropa

  • @ForgetKamuriwo
    @ForgetKamuriwo 4 месяца назад

    Aaaaaaaa iwewakupenga manje zizuda kurambira munhu akaromba akazvibvumira sei akabvisa zvinhu husiku

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 месяца назад

    Manje ngozi inopedzwa nekuripa not zvamuri kutaura madzibaba.mushonga wengozi kuripa

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne 4 месяца назад

    Uuum tavakutya kunamata masangani emasowe nekuti vavakurombera chiporofita pamwe na ishumael uuuu zvakawoma aya masangano e ZANU pf chete KKK nyaya ya ishumael yakangoita mukurumbira wani ikangosvika pakunyararwa yakazodii isatanizim iri muzimbabwe iyo adi vovanda nemagemenzi masangano amnangangwa ayoooo

  • @ArnoldGororo
    @ArnoldGororo 4 месяца назад

    Iwe nyaya haina kuitika nezuva rimwe nhasi your colleague anyadziswa makuti dai matisheedza isu tori Kuno Joni taiziva wani from A-B

  • @MoreChihota
    @MoreChihota 4 месяца назад

    Ko iwewe unezuda Uyo Ane Rasta sei imi Muri church imwechete

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 4 месяца назад

    Ngozi inoda kuripwa

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 4 месяца назад

    Imimi musanyepere vanhu mazvinzwa?

  • @TendaiMadaramete
    @TendaiMadaramete 4 месяца назад

    Sure vakuda kungozvichenesa chete avo