Thanks Drewmas pamwe navaSamaita. VaSamaita I can not dispute your knowledge on our history but when it comes to the biblical knowledge I agree with you to a certain degree not everything you said e.g Jesus the name is Spanish and the letter J is only 200 years old. If you need proof or discuss this I'm available
Samaita to the world. Please please vaNeshamba rambai muchidzosa sekuru Samaita. Ese ma interviews avo ane dzidziso ine hudzamu inotibatsira mukurarama kwedu
Murikuzama henyu kupatsanura asi pane pamuri kunzvenga ...iv had the privilege to follow both chivanhu nechinamato and finally decided to stick to kunamata cz chivanhu has got a lot loopholes kungot atinawo mikana yekuuya kumainterview
Kana vanhu vasingazivi havazivi chete Moses waisangana naMwari kupiko , Sinai maakapiwa mirairo inegumi hamusi mugomo here guys imi, New Testament Jesu asat Atanga ministry anotanga kuenda mugomo 40 days, ainamata nguva zhinji mugomo Jesu kana musingaziviwo haisi mhosva chivanhu chacho chamunoti chedu tine vanhu vakawanda Misha yakafa asi iye muhu akafa anemhuri ava kuti bonde isvina kanjani. Chivanhu chacho kudhura kwacho vanhu vanoshaiwa plan mahara hachibatsiri vanhu vanotambura chiripo tine kutenda kushoma chete simba raMwari riripo tine Chechi dzakawanda muno munyika dzine vakAtumwa chaiko dzakatangira munyika medu chivanhu here hatina mikana tose wekupindurana Neshamba problem munowandira one side of which the other side hamurinzwisis chivanhu chedu icho kana using mari unofa uchitambudzika chiripo
Sekuru Samaita vane yese.. Ngava dzoke futi.. Thanks so much.. Drewmas Media taking us to another level 🙏 👌 👏 ❤🎉🎊
He is truly a genius
Thumbs up Samaita
Murume uyu mudzosei zvakare bcz ane nhorowondo dzakasimba dzakadzama
Very true vemachurch kumvura kwavanozoenda Chivanhu chavanenge vachiita and vanotoenda pamadziva anoyera acho vototi tangai mareurura nkt unogona kuzosara mumvura umo....vanotokumbirira varinzi venzvimbo and vanototora mvura dzemumapako nepama popopo vachishandisa kubatsira vanhu so ukazozvitarisisa unotoona kut vanenge vachiita zvese chivanhu neChinamato
Chokwadi especially nguwo tsvuku vanotoenda nemarusero,rice,masweets kumvura ikoko same zvinongoitwa nechivanhu saka unozongoona kt kupfeka hako magemenzi asi tiri tose kutenda kuchivanhu
@@EmmelySibanda nguwo tsvuku hatingavaise muvatendi vaJesu asi mumupanda wemakombwe aifainira kuzoiswa kuchinamato so they can do anything muchitendero chaJesu hatidydzane nenjuzu asi nemudzimu yes. Micho achitumwa kunodzora makombwe akanzi azodzoke nevanhu vanamate asi zvakaponga nekuda kwezvikonzero iye akufa akatosiya avaudza kuti vazoende kunobatwa pamusoro vanamate
Mapostori and nganga/masvikiro same WhatsApp group zvavo.
@@peezee1182 ayewa bvisa mapositori apo kana tichiti mapositori hatitaure n'anga dzakapfeka magemenzi for instance nguwotsvuko mapositori vatevedzi vematsimba aJesu
@@lightlight9861 white garment postori n’anga
Samaria knows his stuff.. he is the real deal 🔨 🔨 🔨
Biri na Ganyire, 🎉
Thanks Drewmas pamwe navaSamaita. VaSamaita I can not dispute your knowledge on our history but when it comes to the biblical knowledge I agree with you to a certain degree not everything you said e.g Jesus the name is Spanish and the letter J is only 200 years old. If you need proof or discuss this I'm available
VaNeshamba tinokumbira murambe muchidzosa sekuru avo vanogara makomo anoera. Vane dzidziso dzakakosha chaizvo. Ndivo vari kutotidzidzisa chikaranga chedu.
Thanks neshamba Andrew ft mandlovu specially
Mukoma Andrew this man is saying the truth about the Jews . Mugodzokera futi it's very interesting. Thankyou so much drewmas❤
well said
thank you so much for such info
Love this. 🙏🙏🙏
Samaita to the world. Please please vaNeshamba rambai muchidzosa sekuru Samaita. Ese ma interviews avo ane dzidziso ine hudzamu inotibatsira mukurarama kwedu
Thnks drewmas Take us to another level kuziva zvataisaziva🙏
I like this guy. He is very knowledgeable. He is well educated as well.Not sure about kurapa cancer?
Am in the berevere
Biri naGanyire Nhari uneNdoro mutupo wangu
Mwari vakavanza masimba avo mumakomo nemumvura ndozvinonotsvaga vakritsu nen'anga
Ndinotenda nenhoroondo,Samaita ngavadzoke futi
Waiting 🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️
Mvura ne makomo =African traditional medicine
Sekuru vanotaura zvinhu zvine musoro
That's true
Ichokwadi kuti maJudha ane mari. KuCape Town, Sea Point ndeyavo.
Andrew Neshamba Shumba and Mandlovu special taking us to another level
Mubvunzo wangu nhai Samaita Jesu uri mubako here izvezvi
Mohammed haamo here izvezvi mugwiro
Anogona kurondedzera
We need to respect our ancestors and not invoke their spirits to speak with us
Izotipaiwo
Gombwe
Madzibaba Bond
Hezvo zuva rapisa
Nyange mhondoro adzichina yekumwa
Waita kaa ndio wanonaisa mvurq 😂😂😂😂😂
Tavepo hedu sahwira woooyeee ndange ndichiuya
Usandione kunonoka Gara muberere sahwira woye 🏃♀️🏃♀️🏃♀️
Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya 🤣🤣🤣
Waiting ❤❤
Ndizvozvo chaizvo changamire, mugarwi haadiwi nevazhinji zvachose chake kuvengwa kuzvidzwa nekupomerwa.
Ichokwadi chaicho .mugarwi chake kuvengwa nekushorwa .kupomerwa .uye haana anomira naye .paasvika vanosuduruka vanhu
Aedza hake kupatsanura zvakwanisa murume uyu asi pane pavasiri pedzisa uye kujekesa nhau iyi zvayakaita
Waiting
Hi Drewmas ,were is this beautful place with water falls?
Paguva rajesu kuti rakatengwa nemari yajuda here handina kuzvinzwisisa ipapo
Kunyepa 😂
Yar vane nhoroondo sekuru ava .ngavadzoswe zvakare tidzidze tisarasa madzitateguru edu
Dhuterere akati 'Emanuere dare guru'
Samaita vane uchenjere chaiwo,nyaya ye"transfiguration" zvinonzi micheka yenguwo dzaJesu dzakapenya akashanyirwa na "Moses,na Elijah" ava ndivo vamwe vema tateguru erudzi rweva Juda, Jesu akakombwa nematateguru ake atarisana nechiga cherufu.kuratidza humwe hwake nenyikadzimu yechi Juda.Kangani kana tatarisa nechiga cherufu chatinoona madzisekuru edu,matateguru edu pamwe votokurwira chiga chorufu chopfuura.Vadzimu vedu vakazoipa papi izvo zvakagara zviripo.
👏👏👏Hekanhi waro👏
Ini interview ndinoidawo
Waiting ✋️
Anopima rwoko katatu😂😂😂😂huyai munzwe imi
Drewmas media taking us to another level
Ma Wiseman akatumwa na Herod here 😂😂😂
Pakuti Jesu svikiro apo ka
Wati Johani waiva nesimba remumvura iwe 😂😂😂😂😂
Regai timbohwa😂😂😂😂
Neshamba kana uchida kuti Samaita arambe anechiremerera mubvunze zveChivanhu chinamato rega hako kungotaurawo
Ndanga ndiri munzirs ndichiuya sahwira
Pamvura apo vashoma vanoshandisa mvura hama yanngu Mvura ndeye vechinamato stereki
Samaita Samaita iweka iweka chinamato chakatanga kuWest here chero ukaenda hako pagoogle inokuudza kuti kuti chakatanga kupi maWestern Countries chakatosvikawo na Pauro usarasha vanhu zvinwe unonyepa iwe uchinyepera Neshamba nevamwe vasingazivi😅😅😅😅😅
Vanhu vanongorumbidza zvinhu vasingaterereri
Ndodzokorora sei mudzimu uchiputsa musha wegomwe uchiti isvina as the very person akafa azadza imba nevana
Old Testament ndiyo inotaura kuti musaende kunovhunzira kunganga.The issue is more on invoking spirits rather than praying or kupira mumakomo or mvura
1)Jowani haana kusvkira pabira and haana kumbobvira akapinda mumapira asi pemihwa ndiye aiita izvizvo. Jowan akabatwa nemweya kunorton obva azoenda kumhondoro uko. Panezvakaitika vanhu pavakaenda kunorepoter Jowan kusvikiro Matangira raitaura pamukadzi ndipo pavakasvika richiti murume iyeye ndiye wandaitaura kuti ndikuona munhu anakupenya kwkadarika kangu muteverei vanoda iye anoziva kunoenda mweya yenyu kana mafa ini ndoziva kunovigwa mitumbi yenyu chete
2)Makomo nemadziva zvakasikwa naMwari hazvisi zveany mhepo or mudzimu. Mutongi anotonga dziva mubhatidzi anobva kunaMwari not njuzu.Izvozvi kumasowe hakuna munhu anofanirwa kuenda kumadziva vachinoita ruombeko nekuti hakuna mubhabahtidzi/munhu ati abata mhiko nezvitsividzo zvakanzi zvinozobatwa neanenge atumwa thats why murikuona vanhu vachifira mumadziva bcs varikuzvituma not kutumwa naMwari so munonkomwa nemhepo dzemadziva.
3)Masvikiro mazhinji arimumakomo angoripo pakuchengeta kusvika anotumwa naMwari auya for instance kuGuruve a Dasawesi vaitauriswa nengirozi Pauro vakaenda mudandarecha raiva gomo remhondoro yenzvimbo iyoyo vakaimba vachiti kazunga ndibaire hwai mhondoro yainzi haitaure masikati yakabuda yakananga kugomo ikoko ikasvikoti ndakuziva ndiwe wandanga ndakamirira huso hwako hukupenyesa handigone kuku tarisa mhondoro ikasiya gomo ikaenda kumwe ikati chishandisa pano ini ndatora twangu. Toenda paNyota apo mhondoro dzepo dzakatenda mutumbi waitauriswa naMosesetc
4) Miriam haana kumbobvira akanzi isvikiro kadzi
5) Jesu haasi svikiro raanyone asi Jesu izwi/huso hwaMwari musika vanhu
6) To a certain extend kule varight pakuti maChristians anhasi tabatira chinamato ichi pamusoro hatina kugona kuseparater chinamato nemaEuropean cultures
7) Mweya mutsvene unotaurwa nesu maChristians wakanga wagara uriko muno munyika yedu asi wakanga wakazvivanza mumhondoro nevadzimu vedu thats why muchiona Jowan achitanga kuuya akaenda kumhondoro uko anemhunhu waainotsvaga ikoko
8) Next time pamunosnagana nakule mnondivhunzirawo kuti idi here tanga tine 12 mhepo dazibata nyika ino eg mbuya nehanda and dzaishanda under a certain angel iriko here nhau yakadaro. ndine kwndakamboidziswa nevakuru
Pakabatwa basa apa
Murikuzama henyu kupatsanura asi pane pamuri kunzvenga ...iv had the privilege to follow both chivanhu nechinamato and finally decided to stick to kunamata cz chivanhu has got a lot loopholes kungot atinawo mikana yekuuya kumainterview
Taurai henyu zvakawandisa
Baptism hakusi kudzinga mhepo kunotsvagwa dziva rekuti munhu apinde anyure complete emersion as the Bible says haasi madziva ose ane njuzu Jesu haana kupinda mumvura zvekuda kusukwa mhepo zvikamu zvaaitira I kuti timugachire remember Jesu anga asiri mwana waJosefa guys wakabva kudenga
Vadzimu varere mumakomo nemumapako. Vechivanhu ndivo varidzi vezviwanikwa izvozvo Makomo neNzizi. Vemakere vanotopiwa simba rekuporofita kumakomo, anovapa chiporofita chacho kumakomo ikoko ndiyo midzimu inoera ivoka madzitateguru enzvimbo idzodzo. Panofa munhu mweya unoenda kwaunonogara kune madzitateguru, kumapako nemakomo.
Tavemo muberere usanonoke sahwira
Zvaari kurapa vaneCancer varikuEurope adii kumbopedza denda iri munyika yechizvarirwo🤔🤔🤔🤔🤔
Kkkkk
@@esthermujiche1783 ehe aaaa 🤣
Kkkkkk vanhu vakasimbira kumuromo sepinjisi
@@PrimaTauz 🤣🤣🤣🤣🤣
Mukoma Neshamba tokumbirawo kut mudzoke zvakare kumurume uyu ummmm anedzidziso yakatonyanyisa ummmmmm
Nyaya yajo1 ahuizive siyana nayo johani ahana Kukumbira asi zvikoro rakatopupura johani kuti teverarai murume uyu
Stop lying Wena
Remember there were no Christians before
Varungu ndivo vakauya nebhaiberi
Masowe anotokumbirwa kumanzinza uye anotoudzwa kuti mwana wenyu avekunamata asati abatwa musoro
Before kwaive nesadza rezviyo not white
Pakutanga pple were wearing nhembe neshashiko before cotton invented
Chibairo chemubhaiberi chiye chakarerekera kuchikaranga PAYE
Iyo wine 🍷 yatinomwa kuma-church iye it's purely tradition (doro)
Haazivi chinhu uyu anoudza vasingazvi
@@freedomchitake5552urikuti kudii kana usingazivi taura zvechivanhu zvaunoziva isu zvechivanhu hatikakavadzi
Avo vane huyanga avo ko zvigubhu zvemikaka zvinongokandwa zvakare mudziva izvi hazvidiwe izvi
Takateerera
Masvikiro mu old testament ndiwo akaita confirm or prophesied kuti kuchauya messiah. Vana Elisha nana Elijah vaive masvikiro.
Iweka itya Mwari iwe
Not all Jewish and Europeans are Christians Samaita
When did king Charles die?
Saka unoreva kuti simba remvura injuzu here
History yako yaBiri naGanyure iyo ichokwadi here zvingadai zvirimumabook ini handitendi ipapo
Samaita. Usagwa nechinamato even mudzimu haurambidzi vanhu kunamata ndopaunorasika iwe ukati Jesus aimukirwa uchireva Mweya mutsvene verenga zvakanaka apo wanyepa hama
Kana vanhu vasingazivi havazivi chete Moses waisangana naMwari kupiko , Sinai maakapiwa mirairo inegumi hamusi mugomo here guys imi, New Testament Jesu asat Atanga ministry anotanga kuenda mugomo 40 days, ainamata nguva zhinji mugomo Jesu kana musingaziviwo haisi mhosva chivanhu chacho chamunoti chedu tine vanhu vakawanda Misha yakafa asi iye muhu akafa anemhuri ava kuti bonde isvina kanjani. Chivanhu chacho kudhura kwacho vanhu vanoshaiwa plan mahara hachibatsiri vanhu vanotambura chiripo tine kutenda kushoma chete simba raMwari riripo tine Chechi dzakawanda muno munyika dzine vakAtumwa chaiko dzakatangira munyika medu chivanhu here hatina mikana tose wekupindurana Neshamba problem munowandira one side of which the other side hamurinzwisis chivanhu chedu icho kana using mari unofa uchitambudzika chiripo
Chokwadi chaicho, dai taziva chivanhu chedu
Bhaibheri rakagwiwa Naro kubva kare uyu murume is an atheist unongosiya riripo Jesu taurai henyu ndiye Mwari wacho anokumbigwa kuti kuna musikavanhu Samaita unorashika ipapo zveBhaibheri iwe siya tsanangura zvechivanhu usiye zvechinamato hauzvizivi rakazama kupiswa Bhaibheri zvakaramba
Dont attack Jesus better kutaura side ramunoziva Mwari Musikavanhu vacho ndovakauisa chinamato hachina kuuya nevanhu guys
Dont compare ne Europe varungu vadii
Nhau iripo iwe unoda kufadza Neshamba chete anogwa naJesu uyo ungati Jesu aimukigwa thats blasphemous
U said king Charles died 2 to 3 years thats a lie . He is alive.
Ari kuti anamai vakashaya
Waiting