Hardluck baba maka makachengeta nhumbu isiyenyu.....kana mubhaibheri zvirimo futin joseph. Ahana kana kimbodya bota but akamira namaria. Akatoyengera jesu ma pampers
I hear you saying kuhura ndiyo chete nzira yokugadzirisa or kufixa. In that woman's case Hutsanana hapana Anozviita muchenjeri uye munhu akakunda although ane a very serious hidden mental case. Kana iye muporofita wacho anezvivindivo.
Baba nemiwo mutoriwo ne problem ko mai bvarura ma pants emukadzi pakati kuti zviite sei,mai vakahura havana kugona but baba mutori nedambudziko kana usisade munhu muudze aende
Munhu .ungati watadza kutadza kwakakura kudaro.wavakuitazve muromo.uuumm dai Mwari atibatsira shuwa
Mhai dzikamai makahura naprophet ivai pasi
Zvemaprofta muchazvirega gore rino shuwaaa
Baba maigara sey nemharapatsetse iyoyi yoweeee
Chiregai pamuromo amai makahura henyu musazvichenesei
Hardluck baba maka makachengeta nhumbu isiyenyu.....kana mubhaibheri zvirimo futin joseph. Ahana kana kimbodya bota but akamira namaria. Akatoyengera jesu ma pampers
Hoo mapamper😂
Mai imi muri nzenza makadini kugadziriswa nehama nana sahwira
Nyarara mhani pfambi yemunhu
😂😂😂😂😂 nhaimi kana kunyara zvonyadzisa kut wahura wotaurisa fut ko kuzvininipisa
pfambi iyo inoda shamhu
@@plaxedesgariyano3304 ndozvinoita mahure anoda kutaurisa apa iriwrong
My brother Andrew murirudadiso ❤
Apa chirungu chinodiwa hei. Zvakaoma zvinhu zvacho saka muchaita sei amai dai machingobva pamurume monogara henyu mega. Ndozvatovepo
Zera racho rinozoda here nhai mhayi....uuuu mune zvivindi amai
Maporofita ashusha muvakadzi vevanhu
Amai ava iduzvi chairo chihere chinonyadzisa
Kudaro
In love with the song❤
Mai imi munopenga here munogadzira murume nechihure hamunyari indaikumbakwenyu saka makatsvaga bonde
Murikutadza kurapisa vana vamuinavo kare but still you keep on having more kids. Please musazvare vana vekutambudza kani
Ngoma yandifungisa my motherland drewmas to the fullest ❤❤❤
In love with the song eishy❤❤❤❤❤❤...mhirirpiriiiii inovavaaaa Ngoma dzakabatwa big tym
Wakadii kubva ,wakanoitira chuhure chako kure uko ,usada kuzvichenesana nhema iwe
Varume vasingabvi kumashonaland muchinepfungwa dzekuroora kumashonaland.
Mukadzi uyu anondishatirisa zvisingaiti mudumbu mangu murikutoita toyi toyi chaiyo nehasha
Amai imi matinyadzisa semadzimai chii chakadaro,ndimi makaita chihure asi kutaurisa kunge ndimi makanganisirwa,dzikamai uku mharapatsetse mandibhowa zvekuti.
Nhas rarimwe zuva thank you drewmas❤❤
Mai ava vanotoganza nechihure chavo vakadii kutanga vabva pamurume mozohura pane kusvika pakumitiswa muripamurume mogara nenhumbu yechikomba munonyadzisa puuu
Uyu haasi mukadzi uyu zigava chairo😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 igava kkkk.chairo
Kutoganza rakahura wena😂😂😂😂😂😂😂
Vanogaro taura kuti pfambi haina mukanwa, ichokwadi sure
Ko kuteramira zvawakatadza nhai Sirivhiya
Dako renyu mbuya hure chirungu chenhema tsekiii
I love the song
Nyere yakanga ina mai avo zvakasangana nemhepo yemuporofita akapiwa rese
Mai vanodherera murume ava
Uyu chero kuchinzi watadza unoregerwa.asi izvi.zvanyanya Baba ..siyai mukadzi uyu unotogona.kukuvuraisai nezvikombo ende wachinya kudanana.nevaprofita .manje ...
Dzaka nyatoti kwesere here amai avo
Mai Havana kukwana ava
Pasi nechifambi mukadzi uyu ibenzi remukadzi iro
❤❤❤❤❤❤❤ drewmas keep the fire burning
Izvi hazviperi Mai ngavarove pasi mangwana makuva chete makadzi washaiwa hunhu chaikoo
Drewmas media taking you to another level
Mmmmm vanhu vachaita business nevakadzi to accumulate wealth kumaruzevha uko
Shumba apa hamuna kuyenzanisa,last time amai vakataura baba vakanyarara. Nhasi ranga riri zuva rababa. Amai ava vanoganza mhani, vanoda runyoka bedzi
Mai ava Ibasa chairo
Maporofitawo fut Tym Tym handivachenuri vanhu vaya vaya ....akangokuda chero asat akauudza watonyura....
Anenge atoona situation yemumba mako kare tsveee kubatsirwa munhu zvaafambira otoita zvaanoda iye mxcciiii....
Mai iyi ihure remakoko
Prophet vakachiveiko ipapa Haaaa zvariribasa. Mmm kuchenama kudaro
Ambhuya mungahura mozvara musha unetsvina kudero maidii kuhurira zvisvinu aaargh apa husimbe
Chihure hachibhadhare
Muporofita ane zemo rakaipa uyu. Chimbuya chakashata kudai ichochi. Ainge anyanya kumboona chiiko
Tisataure mazita baba
Havana kukwana mai ava
Bishu,bishu,Bishu,how many times dzandakudana
Shem kuna baba ava kungopihwa urwere zvorwadza
Ah zvinhu zvacho
Mai manyadzisa imi ko pamaimitiswa maiva makadhakwa Kani
Kkkkkkk mandinakidza mukoma Andrew hanzi vakabva kujeri vaku continuer nebasa
Kusakwana muchinyanya kuda kubatsirwa nevanhu
Amai musaite excuses pachipfambi imi
Chihure hamunyari Mai imi
Shem makahurira murume hongu ASI ...ukaona munhukadz obuda mumbaka ...murume ndiye anenge asingagoni kubata mkadz zvakanaka.....
Hakuna mkadz anongobuda jus like that
I hear you saying kuhura ndiyo chete nzira yokugadzirisa or kufixa.
In that woman's case
Hutsanana hapana
Anozviita muchenjeri uye munhu akakunda although ane a very serious hidden mental case.
Kana iye muporofita wacho anezvivindivo.
Mai ngaiteramire iyi....kana munhu wahura hazvide kuzotaurisaka
Munhu haaite chipfambi neka kweumwe munhu, pfambi dzinotaura chirungu dzkapusa manhingi
Mai vakahura wanotofanira kuripa murume uyu dhemeti munofunga kt mukadanna nemaporofita matambidziko abva apera munenge muchiti maona mwari here,ndatosiririswa nemurume uyu shame zvakaoma hazvo mkadzi uyu akatohura achiziva haana kumboshandisirwa kna mushonga uyu
Mahure agara ane pamuromo
Kwanayi amai makahura dzikamai
Mmmm Baba ko morega kufambira mwana achirwara nekuda kweMoslem
Kkkkk mama ava havana nyadzi shame saka muchaita sei manje
Drewmas media ndaiti moita manyepo apapa ndabvuma coz vanhu varikubuda apo ndotovaziva nemazita kunze kwamadzadzibaba. Aiwa ANDREW NESHAMBA, bolt it there.
Varume batai vakadzi venyu mushe purizi magumo acho munohurirwa
Kutoita pamuromo izvi zvinonyadzis mufunge
Enda kuchipatara undovhenekwa nachiremba brother please
Ende fut sooo zvakaoma
Drewmas media taking us to another level ❤❤
Kutsiura hure here, and mukadzi uyo hatsiuriki
Mai muribenzi
Kambo kunonakidza zvekuti vakagona❤❤❤❤
Iko kanovava kachoro
Mai munotaura semhunhu akati dzidzei maisafanira kujutwa naprophet
Ma mrs ndiyo yanetsa nechihure. 🙌
Vasikana munodherera imi ahg
Waiting
Amai ava ngava nyare. Nokuchembera kose uko.
Maswera sy
Drewmas hoyoooo 🕺💃💃💃
Amai matinyadzisa imi
Baba nemiwo mutoriwo ne problem ko mai bvarura ma pants emukadzi pakati kuti zviite sei,mai vakahura havana kugona but baba mutori nedambudziko kana usisade munhu muudze aende
Ko Neuso yava Growth point here
Ndazvishayawo nhaimi kkk.
Zvakaoma hazvo
Mai avo kusatonyara munhu akahura aripamurume akuita kunge ndiye akatadzirwa sterek
Amai vanopenga ava
Kujere kwaakaenda makore akawanda yaimbove mhosva yei zvitsvagei izvozvo vaNeshamba murume uyo haana kunyatsorinzwa zvakanaka jere apo obuda onogara kune rimwe dunhu akambotizei ikoko akatadza kugarisana nevamwe nehunhu hwake onyepedzera chiporofita chengema zvino achadzokera zvakare mujere
Hurure hwonyadzisa kutofara Kuti umwe mukadzi aenda Kuti ugarewo apa unemurume wko hazviko izvo chihure chakafuka
Mai vanepamuromo apo ndovakaresva
ko kuzopa mwana wenyu Zita rangu Angy..handina mai vakadaro
Mkadzi uyo hure muroyi mhondi uye mumba mangu hagariii. Manje chi moslem chakumamisa
Mai ava vanoda kwa chief Bushu kunoripiswa vakadzi vahura, vane pamuromo pasina basa varivo vakahura
Pamusha panogara vanhu here apo mmmmm
Dambudziko vakahura vachakagarapo dai vakaenda kumba kwavo uko...
MaNkomo makanyadzisa uuumm dai musina kuita mwana😢
Vane shamba murirudadiso
Vamwe vanhu so mai awa wachaunza ngozi mudzinza rawo nekuda mjolo mai shungurudzwa makadii kusiya imba yacho.
Ko kukwana Mai imi
Drewmas media taking us to another level definitely
Kkk vaNeshamba
Mai vakadzi dza ava