@@PaloSant ehe shaa its so sad ndabatikana but achanyara zvake beeee ini ndobva kwamutoko and pakauraiwa musikana uyu zvakatobuda bit zvakatsikwa tsikwa
Inini ndakatereera nyaya iyi pavakaenda kwaTsoka first time ,vakanzi vanoda kuripa voripa then vozosimudza mhepo yaMandie yozorwisa B,vanhu havanzwisisi
Vanhu ava varikuda instant minana musamhanya ana Masahwa ngozi hainzi enda unorwa yotorwa nhasi it takes time nekuti iye bee anenge Aine mushonga wekuvhara Saka minana ichaitika hayo Imi batanai munoripa momirira zvichauya
Mukotsanjera the Master Artist. Excellent in stage management, he captures the audience. Talks and talks but if you later challenge him pane zvaakataura he becomes a politician good at deflecting and placing blame on lack of understanding. He controls through blame and coercion.
@@PaloSant You seem to have an allergy to criticism. Very defensive yet some of the family members varikugunun’una. You would rather ignore zvinyunyuto zvavanazvo for the sake yeku praiser Tsoka chete. Hapana munhu ashora Mukotsanjera asikuti pataurwa chokwadi chete.
munhu anehunhu anechivanhu....icho chinamato chinotangira pahunhu, netsika nemagariro...aaah mati logical thinking...the establishment of truth does not require the mobilization of facts....our science (chivanhu) is not primitive, its way more advanced....Truth speakers have no friends, but INI i am highly atttracted to TRUTH as the truth will liberate us from the mental colonial state...ZVAKADARO pamberi natsoka
Family iyi isade kuwanza muromo. Inga Tsoka akatsanangura wani kuti tichaperekedza Mandi kumusha. Toprotecter mhuri yaripa then topa Mandi simba rekunorwisa Bee ari ega. Saka apa vari kuti tanga tichida zviitwe nhasi chii ivo vakaudwa marimwe zuro?
Tsoka to the fullest love you sekuru ndini ndatangavo nhasi pindurai
Kupindur kutiizve nhai? Mubvunzo ukutii tidaire?
Ndabva ndatosiya zvese zvandanga ndichiita pandangoona Drewmass nasekuru Mukotsanjera.❤
Sekuru Mukotsanjera you are handsome zvebasa renyu handingazive because n, anga handinyatsoziva nezvazvo but you are handsome
Maggie you are like let me not focus on their problem. Let me focus on the guy 😂😂. More power to you girl😂😂😂.
😂😂😂😂@@Amarie077
Kkkkkkkkk
😂😂😂😂 Maggie
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ngozi inofambiswa zvikamu nezvikamu. Vharai kwekutanga mochivhura hombe. Pamberi nebasa
I'm happy namukotsanjera kupinda mamutoko manje manje muguruve nyika yese ichachena
Dai vatombopindawo mu Guruve veduwee tatambura isu
@@BeatriceMburuma-fl5wr Guruve ere dear ma1 mufunge katori kanyika kakazvimirira kega Kaye kanotoda nyasha chaidzo
Kkkkkkkk kakasenga kurema
Chibaba chengozi haa modipa manyemwe sekuru mkotsanjera big up 🙏
Kungoona pakanzi sekuru Mukotsanjera ndamhanya kutyoka gumbo chaiko kuzoona sekuru Bae ❤❤wangu
Wiseman sekuru mukotsanjera munoona zviri mberi panga pakarongwa Hondo apa but mazviona thank you sekuru
💃💃💃💃💃💃💃haaaa bhora rakunogohwa manje yapindirwa neshumba yengozi
Usaonantsoka kunonoka anga achiuya hake ❤❤
Yes mukotsanjera kweduyo kumatoko batayii basa
Sekuru Mukotsanjera munopedza basa pasina kana nharo thanks Neshamba god bless you
Mashandire avo sekuru mukotsanjera ndiwo chaiwo vatarise ma Video evamwe ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Happy to seeTsoka panyaya iyi jongwe ngaritsve kune akauraya Bee ari kurambaka
Thanks Drewmas media for bringing Sekuru Mukotsanjera in Mutoko ngaicheneswe ngozi dzakawandisa
Sekuru Mukotsanjera❤❤❤❤❤❤..Naro basa
Hes Mr Neshamba thanks for your picture and sound qulity
Kana mazogara Chipinge Checheche Save usaidherere munopera mese mototenda Shumba yengozi Mukotsa.
Don't worry hondo ichasimuka muchazviona henyu pamberi apo kana Bee zvamuvhiringa.
💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻……thanks Drewmas Shumba yeNgozi yasvika inopedza ma sports
Maitabasa sekuru Mukotsanjera mwana anga atambura uyu
Yaaa good makugona bsa makufamba Nana sekuru vanogona bsa manje
Tsoka kwakaendwa kwakendwa natsoka nyika ngaibvume kuti tsoka ishumba yengozi yegorongoza
😂😂😂 Drew watya, wagona instinct ndoMwari wako, unofa tikasara tenga. We love you ❤
Neshumba wakangwara wakapromisa kuti uchatipa marimwezuro kkkkk waiitira team rifambe zvakanaka to chipinge thank you
Icho tsoka chavapedzera sabhuku arimo mukati tsoka haana kuda kumuti straight straight
Baba taps chisanganai nengozi kuchipinge yooooo tikasaona iyoyo tanyura
Taura hako obvious
Chokwadi
Karanganda TV pedzisai basa iro puriz tingaruza
Aiwa musamhanya zvinoita hondo inonosimudziwa inonosimuka kubva kumusha kwake onanga munhu wakamuuraya
Mbuya Tsoka like Tsoka,😊 very free. Friendly & humble 🙏🏽
Sekuru Mukotsanjera varatidzei ana Samutoko kuti muri chibaba Bee achapa kutenda hake bhazuka raputika
Nabae wangu hapana chinoramba drewmas media thank you endai kuchipinge nabae apedze masports
Dai zvadaro zvingonanga nyakuuraya kumbomurwadzisawo sterek,zvisasadzokera vasina mhosva
Vaneshamba motivation panyaya yagogo vaya vekusungisa Sabhuku gogo vekuuraya mukomana webasa
Nezera ra Bee muroyi mukuru chaiye ane zvivindi kudzokera kunoparadza ma bones futi ummmm l surrender xem
Sekuru Mukotsanjera number 1, tiri ku kudai pa Suswe
Neshamba ukafamba naTsoka hapana chinokuwana.there is no weapon formed against u shall prosper
😂😂😂ehe ngaafambe. Tiro kuda news. I hope apa Ba Taps nyaya yacho vafambe nayo ku Manyika ikoko
@@PaloSant baba Taps seems as if he is not getting along with my bae
Apa makuziva munhu wekutora Drewmas Media
Tsoka muteyi musamutyire uyo igamba regorongozi munopera mukada kumuita zvisina basa akataura atsamwa so panokuvara munhu
Mudzimu wasekuru Mukotsa ngaumbobata Bee murowee
Taura zvako
Mr Neshamba endai chipinge tichangeperwa musipo apo
Haaaaa dr ndovatemba zvnku😊
Sekuru Mukotsanjera rovai bsa vazopupura kana masvika kuChipinge makanda bhazuka
Wagona Andrew usaendako Bee anokuuraya good
Natsoka chikwambo chegorongozi basa sebasa sekuru❤❤❤❤
Neshamba haufikani asi ukaona hana yako irikuramba siyana nazvo chitaura nababa Tap's vakuendere havakwati baba tap's
Uuuumm mwana atambura uyu,😢
Dr Mukotsanjera tokutembayi ,, ndimi munechimuti panyaya idzi Muzimbabwe
Ndirikukumbira hangu kune vese vanoita zvekubatsira vapindwe nemweya waMwari pane avo vanoda kungofuma vavanemari ivo vasina kushanda ndapota hangu kana vanoda kupfuma neropa veduwee vabatsiri mose dzingava n’anga kana zviporofita mupei mushong unouraya iye muridzi ngavarumwe nechekuchera veduwee ndapota zvangu musavape mushonga unopedza dzinza vapei mishonga inotouraya iye arikuda upfumi neropa revamwe vanhu Mwari chengetedzai vaMUKOTSAZVIYO
chisi hachieri musi wacharimwa
Aaaaaa shumba manyadzisa mmmmmm amugondeki mmmmmmm❤❤❤❤❤ Nyaya idzi mmmmmmm ❤❤❤❤ dzinoda Baba Taps Karanganda 📺
Shumba Chipinge maifanirwa kuenda mhani
I can sleep without watching this
Mukotsanjera anga akatsamwa nezvikuitwa naBeeee
It's sad haangatadze kutsamwa especially apo pekuti iye ari kusvikirwa wacho life yake is in danger kuti Bee ari kumurova and wants her dead
@@PaloSant ehe shaa its so sad ndabatikana but achanyara zvake beeee ini ndobva kwamutoko and pakauraiwa musikana uyu zvakatobuda bit zvakatsikwa tsikwa
@@kumbiraimoyo5911shame.
Beee itsola rakanyanya asi hunhu hwake haufadze zvachose kuda kuparaddza musha nekuda kkwekuti iye anoda kufurwa nemhepo yakanaka
Tsoka❤❤
Sekuru Ana samutoko Havasu kukutembai kkkk varatidzei
Thank you Dremas
VANE Shamba endai kuchipinge ndimi mune chimuti
Inini ndakatereera nyaya iyi pavakaenda kwaTsoka first time ,vakanzi vanoda kuripa voripa then vozosimudza mhepo yaMandie yozorwisa B,vanhu havanzwisisi
Zvirokwazvo mayiuya shumba ❤❤❤🎉
Ndodzoka kudrewmas nekuda kwa mukotsa njera
Sekuru Mukotsanjera to the world ❤❤❤ thank you Drewmas
Ummmm ASI bee akaoma moyo namwari ummm🙌🙌🙌🙌
Tsoka nhasi wakazara asimboiti kudai sooo😊
Tinotenda mukoma Andrew neshamba upenyu hautengwi asi dai machiti karanganda achiendawo navo ku chipinge kunopedzisawo zvirikuitwa kuti ruzhinji tione
Endrew ibvi pasi mwana Wane shamba nyaya dzauno vhukunura I hombe Endrew ende ndidzo nyaya dzatinoda isu semafollowers ako ravhu you Endu usarega kunamata unourawa na bee kuti usazobuditsa nyaya dzake
Muchifamba garai makagadzirira zvese ndokurongenga
Murume uyu anoziva zvaanoita kwete kumwiswa munzepete
❤ sekuru to the people
Vechipiri baba moda minana nguvai
Zve step by step yakupemha.yakazoita wani be patient mukoma
Pamberi nebasa nyika izive Sekuru Doctor Mukotsanjera shumba yengozi zveshuwa aaa nyika yatambura
Munafambamakagadzirira because ibasa musasiya maturusi kumashure
Koimi chikara magotadza kuenda kotipakurira machipinge seizve nhai tsoka vanokuchengetedzayi hapana chinomboitika apo
Maita basa sekuru muchauyawo kwedu kuzaka jerera tapera nengozi yemukomana webasa aishandiswa mahara
Zvakaoma
Maiwee endai munoripa ndokut zvipere
Ah wezhira shuwa ngativadanewo jaza
Maihweee Ngozi dzema Mozambican. Munopera kuti dhuu. Ripai weduweee
Mkoma Andrew endai chipinge trikuda kuona tsoka shumba yengozi ichibata basa veduwe
Tsoka to the fullest basa nderenyu iri
Vanhu ava varikuda instant minana musamhanya ana Masahwa ngozi hainzi enda unorwa yotorwa nhasi it takes time nekuti iye bee anenge Aine mushonga wekuvhara Saka minana ichaitika hayo Imi batanai munoripa momirira zvichauya
Apa maifunga kuti Bee achatomhanya bani ipapo ipapo makatarisa here rutendo wenyu rwushoma
Ndai mayedako va Neshaba
Mukotsanjera the Master Artist. Excellent in stage management, he captures the audience. Talks and talks but if you later challenge him pane zvaakataura he becomes a politician good at deflecting and placing blame on lack of understanding.
He controls through blame and coercion.
Mukuru garay nechirungu chenyu siyai vanhu waite zvinhu zvawo
@@WitnessBumhira-y5w Itai chivanhu mukoma nyika yakasununguka iyi. Hapana chinhu chinonzi chirungu. I think to you
Chirungu = Logical thinking
Chivanhu = Emotional thinking
@@WitnessBumhira-y5w hameno chinomunetsa chii. Haabve pama video aMukotsanjera achingo shora shora
@@PaloSant You seem to have an allergy to criticism. Very defensive yet some of the family members varikugunun’una. You would rather ignore zvinyunyuto zvavanazvo for the sake yeku praiser Tsoka chete. Hapana munhu ashora Mukotsanjera asikuti pataurwa chokwadi chete.
munhu anehunhu anechivanhu....icho chinamato chinotangira pahunhu, netsika nemagariro...aaah mati logical thinking...the establishment of truth does not require the mobilization of facts....our science (chivanhu) is not primitive, its way more advanced....Truth speakers have no friends, but INI i am highly atttracted to TRUTH as the truth will liberate us from the mental colonial state...ZVAKADARO pamberi natsoka
Andrew handei kuChipinge please
Mukotsanjera chibaba uyo
@Karanganda TV hero Basa please teverai nyaya iyi
I like sekuru banoita basa
Murume uyu andimutyire zvangu...bee wacharira zvawo
Vanokunda sekuru Tasvu baba uye vane ruzivo zvekuti
Mukotsanjera pangozi musamutyira
Drewmas media taking you to another level naSekuru Mukotsanyera ❤❤❤
Sekuru ndovimba nemi ngachiputike zvacho
Haah dai vachibvondora kwamutoko ikoko Bee zvamuwanawo
Mambo mutasa mabeef
Sekuru mukotsa wangu❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉luv u
Andrew usapota uchinyeba, 48 hrs kuswera wakatigarisa pano after wanyeba kuti manheru anhasi tokupai shumba yengozi paTokyo
Sekuru sando dzeyu
Shumba yeNgozi alongside Shumba yeDrewmas❤🎉🎉😅
Family iyi isade kuwanza muromo. Inga Tsoka akatsanangura wani kuti tichaperekedza Mandi kumusha. Toprotecter mhuri yaripa then topa Mandi simba rekunorwisa Bee ari ega. Saka apa vari kuti tanga tichida zviitwe nhasi chii ivo vakaudwa marimwe zuro?
Havanzwisise nhy zvako, Sekuru vakataura
Problem vanhu tinoda minana yeipapo ipapo,ngavave patient
Iwe mudhara usatamba neshumba yengozi wazvihwa
Thank you neshamba nekutipa tsoka pa ground
Auto nyceone Mukotsanjera munopedza masports
Ndasuva vaye vaipfeka zveblack vaiimba song iyo mkoma neshamba
Titende Sekuru Tsoka nebsa guru ramuri kuita nyika ichasvika pakuchena chete
Andrew pedzisa bsa tinoda kuona zvose ikoko tsvaga umwe wenews aende zvake