Vane utsinye varume Ava. He will complain about the wife yet hes doing the same thing he will complain about. Munozvioneiko imi vanhurume imi. Dai muchiita zvinoita madzimambo edu aya so humble
This is sad. Mkadzi ari kurambirwa kuhura nemurume anohura pachake. 3 wives plus vatisingazive. Saka murume anotenderwa kuita mkadzi bhoskahimu paadira as mkadzi onzi ahura. Lord help this lady she is hurt and akutoita kunge atungaira. Let's empower the women tisabvume kuitwa 2nd class nevarume ava. Get me right am not condoning chihure akatadza hake even for herself.
Ini andizivi pakut mai ava makagona aside varm vanozviitita ini ndakasanganq nazvo asi juudza vabrk vake vanosejenda manake wavo ndichichengeta vana ndega zvinowanikwa varm ava
Very humbled, chief. you're a leader God fearing man, you give opportunity to your team, well done chief you're one of the best... Thumbs - up for you
Mambo Bushu ndinokuroverai maoko
Mambo vanondigonera ava. He is so humble and involves others in his judgements. Well done mambo.
Mambo awa ndovafarira zvangu, So humble
Iro hure remurume iroro , rega ayende uyo .You are so beautiful unowana mumwe .
Mambo wee May grant you more and more wisdom. So so humble .
Vane utsinye varume Ava. He will complain about the wife yet hes doing the same thing he will complain about. Munozvioneiko imi vanhurume imi. Dai muchiita zvinoita madzimambo edu aya so humble
Dare rinogonesa iri, Mambo Bushu havatongi nehasha uye vanoteeera mativi ose🙏
Chief awa ndewe kudunhu ripiko he is so cool haana hasha seumwe uye
Chief bushu chengetwai nashe hunyoro nekunzwisisa kwe kunoshamisa u tried your best❤
Sabhuku baba vababa havakodzere kuita sabhuku vaenda kudivi remwana wavo zviri pachena, Mambo mazviona here.
Baba avo ndicommunity husband amai vakatozobuda vaona kuti yowee baba havasi kumira.
This is sad. Mkadzi ari kurambirwa kuhura nemurume anohura pachake. 3 wives plus vatisingazive. Saka murume anotenderwa kuita mkadzi bhoskahimu paadira as mkadzi onzi ahura.
Lord help this lady she is hurt and akutoita kunge atungaira. Let's empower the women tisabvume kuitwa 2nd class nevarume ava.
Get me right am not condoning chihure akatadza hake even for herself.
Mufunge zvenyu. Hutongo hwacho so
Ndoinonzi customary law marriage, unfortunately it allows a man to do that.
Ambuya munotorwawo imi
Ko kuzoti ndakutya kufa nekuti mukadzi aita boyfriend ko iye paakaita vakadzi 3 anga asingatyi here kuti mukadzi anofa.
Masunungurwa zvenyu vakoma endai makafara imi .. hapana loss pakamukono ketsambarafuta aka
chihure chevarume chakanaka kunyika yaMambo Bushu
Vakadzi shivirai baba vanodzoka
Chief. Always smiling 😁😁😁
Society always favours varume, and it is wrong.
Sabhuku uyu itsotsi arikubvarira mwana wakhe
Yaàa kuzima strong bakithi ezindlin sekudinga ujesu
Haaa chief vanonakirwa chokwadi
Chienda hako unoshanda haama yangu. Mwari vakuitirei zvakanaka muhupenyu
Saka varume vanobvumidzwa zvavo ku hurira vakadzi plus kuita as they please.
Customary marriage allows a man to have more than 1 wife.
1chief vanonyemmwerera
Mufesi ndamufarira uyu. He is an Alpha
Chief Bushu wema bhishu
Hakuna area inechihure rekwaChief Bushu
Mambo wangu tongai bishu redu
Chief Bushu imbokwira mugomo kunonamata dunhu renyu riri kuda Mwari,rine vanhu vane mweya yechihure
M heart broken
Kahure kamukadzi ako.
Ummm murume. Anopihwa nguva kunyosotaura asi vakadzi vanhu vanevachingobhon'a especially varipedyo namambo chimbopaiwo vakadzi mukana
Chokwadi vane vakungoshandisa kuti mukadzi ahura kuti zwatangirepi avazvitsvake azvisi ryt kutawura chokwadi ngavatonge nyaya vachitarisa maside oso kwete kubiridzira vakadzi chihure chihure akuna zvekuti uyu murume zvakandzi murume ngasiye chihure mukadzivo ngasiye chihure apana skapuwa go-ahead yechihure asi varume vakutora maadvantage ekuti ivo mavume azvina kunaka
Number 1 mambo avo
Murume ibenzi as well
Vakasangana mahure ....maida aitasei mukadzi kana murume aenda
Mambo vanotonga zvakanaka asi mamwe vamunobatsirana navo noise vanoda kungo shedzera shedzera zvisina order.
This is not fair judgement, dare is biased towards the wife ,wasn't allowed to talk
Eish washaya apa😢
Zigo imboendawo neni ka1 zvako ndimbonozvinzwira
Mambo urambe muchitonga kudaro munondigonera
Wauya wakamechesa hembe ,wachiuya kuzorambana .
Madzimai endai mozvishandira wenyu akadzoja kwamuri mumurambe
murume imboko unovadii vakadzi vaviri one chaiye unogona kumutadza pabonde I am fed up nevanhu vanoda barika hazvibude mazuvaano becz unenge wakaneta nekushanda nekuti nyika yakaoma.
Ummmm apa panotogwa chitsotsi ava bba avangambofe vasapota murowora ndochokwadi murume uyo ihure zviripachena makore ose iwawo mukadzi asingazive murume angazvikwsnisa hre nyaya iyi ngayitongwe mushe mambo atidi kudzwinyirira uju mutemo awuzvibvume kutu murume ahure achitiza mukadzi kushungurudza ikoko dearimukadxi akadiza murume vanga vachabvundza kuti kowayitiza murume mayiti murume anorrama seyi asina mudzimai zvonzi ndiwe Wakatuma murume chihure asi kana amukadzi amucgada kuterera zvirikutawura mukadziwo ngabgadhariswe murume uyo ndiye hure
Madzimambo anombonzwiririra veduwee 😅
Kunonakidza kwaMambo uko
@@DDT-d6t ini ndoto maker sure ndatoona every video kuno nakidza
Panguva iyoyo patorohwa vanhu😂😂😂
Murume i hure uyo na baba vake vanozivana nekuti baba vake ndisabhuku hakuna zvakadaro ngavasiye mukdzi uyu ku hurirwa kunorwadza ahachade mukdzi nekuti awana mumwe nxaaaaa
Murume uyu huhure hwemukadzi ndohwaona ko hake 3 women, kubatirana
Kurambwa nerimwe hure kunongo rwadza
Isherwood vapfambi mmmmm kwenyu uku kwakanyanya
Our culture is so messed up. Kusvika rini vakadzi vachingobatirwa.
Abatirwa papi?
Kusvika vakubhadhara roora
Mahure aya
@@OphirZwimagine
@@SKunetsa mahure awandisa zvekuti kuroora muZimbabwean dzangove hadzo nharo.
Hure remurume tseki, iwe mukadzi Siya ushandire vana, une Mari chaizvo, wakakonzera kuti mukadzi ahure anodawo murume
Bushu Bushu Bushuuuu 😂😂😂😂😅
This man must pay mukadzi akashungurudzwa uyu akashanda murume uyu achinodya mari
Barika ne nhamo
Nxa varume wanoda wariiwo,,3 wives haaa no enda unowana umwe kana kugara usina nekuti wagara usina,,uyu haasi murume
Murume ihure uyo
Chimukadzi chihure ichi. Nxaaa
Why forcing her kubvuma zvinhu zvaasina kuita madii mamupawo mukana wekupindura nxaa ndarwadziwa zimurume iro zihure chairo
Mkadzi uyu akagona if you can't beat them join them
Seyi musingapi mukadzi nguva yekutsanangura
Dai makainda kureporter kunaMambo ka. Kurevenger kunonyudza
Naiyewo murume ndiye akaitisa kuti mukadzi ahure nokuti naiyewo mukadzi nzara yanga yamubati dai chaipiwa sadza taitochipa sadza
Better kugara wega murandakadzi because murume uyo haagarike naye
Mai avo vakatadza havo pakuita mumwe murume vasina kutanga vapedzerana nyaya yemagariro avaiita asi zvakadai Mwari ngavatibatsire kwazvo tiri kuparara nokusaziva
MUDA MVURA YEKUNWA HERE
KKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKK
Murume uyu hayite Moda kuti mukadzi uyu ayite seyi...ndivo vaume vari very irresponsible Ava.Changamire wangu murume uyu ndiro hure
mambo vanodhla mari yedare. madii kungodzitonga dzese ka1😂
The man was wrong he neglected the wife
Mai ava vave kutozwinyadzisa chete ko bvumai mhosva zwipere sisi
Chief munondigonera imi
Hure ndiani apo murume uyu ndiye pfambi hombe iyi apa chabva chamukurira chihure obva asiya mukadzi
Vakadzi vanoda zvavo chihure asi havachigoni.vaputsa dzimba dzavo vega nekupusa nxaa
Ini andizivi pakut mai ava makagona aside varm vanozviitita ini ndakasanganq nazvo asi juudza vabrk vake vanosejenda manake wavo ndichichengeta vana ndega zvinowanikwa varm ava
Ah uri kutii nhai?which language yawashandisa apa?
Did you marry her
Mambo batsirai Amai ava plzz
How?
Mdara wechikuru uyo anoshoota mablank
Mambo vanosekerera havo
Murume kapfambi dzikama iwe murume
Asi varikunzwa mutsipa kani mai avo
And dna
Ini ukahura ndohurao and haufi wakandibata zvako unless ndakuda kt uzive😂
Plz don't hura,my brother will be hurt😂😂😂
@@dominiquemdawini9796 haazvioni 😁😁
Zvihurire zvako iwee kufa kwakauya 😂😂😂😂
@@angelinaballerina5203 😁😁😁😁 ndaseka
Vazhinji vari kumajere avana mhosva
Avo amai avo vanegreen vakaganhira. Stop justifying chihure and defending varume, be fair.
Baba avo vane dambudziko kuda madzimai too much
murume uyo anewo problem kuside kwake
Mukadzi uyu adzvanyirirwa
Mambo namba 1 pamadzimambo else Ari muZim he deserves to be paramount chief
Give your money back
Uri very weak kunge doro re 7 days…kumubata chete acheater zvatodhakwa
Kakudzvanyirira vakadzi kamurikuita hakana kunaka dai muchivapawo nguva yekutsanangura aaaaa munhu anoenda nevamwe vakadzi oda kuti iwe urambe wakangomurinda aaa nxaaaa
I agree. It's no unfair.
Murume uyu ihure mussiyei share pamusha pale shame
Despite kuti mkadzi uyu akaita chifambi, this guy igweregwere, he is not stable at all.
Zva zii
Matare echihure chete chete hapana chemwe
Iwe unongohura wani
shame kune vanhu vasingagone kunyepa nekureasoner busy incremeneting yourself
Iwe murume iwe ndiwe ungato wuraya mukadzi
Aaaah chimai icho chitengera chii siya mukadzi ataurae
M heart broken