Mambo Mutasa sometimes haagoni kutongaba ashora mkwasha kudaro msikana wati at 5 or 6yrs l use to tell my mother kti pane munhu anouya pandakarara mu magumbeze a man kusvika aro rwe avhimuona but her parents did not get do anything mambo wati wakadzi wa tsvuku wanonetsa headman Chigodora anotongera justice Mutasa akakonewa futi nyaya yemukimana wainzi waihura ne friend s wife
First time to watch dare raChief Mutasa riribiased!! Mwanasikana achema zvasiririsa uyo, Chief vatarisa 1 side, vaifanira kuisawo strong word kuvabereki vemwana so that at least vaiisawo effort!! Mkwasha asvikawo pakupera patients imagine kubva 2003, medical what what zvavarikutaura izvo ndezvekutoilet mhani
True. That is his weakness though. Customary law haidi kurhizhina zvakanyanya. Inoda vanhu vasina kunyanya kufundha saChief Mutasa. I bet you kuti Chief Mutasa dies not believe nezvehuroyi and zven'angan'anga. Zvinogonekwa naHeadman Chigidora izvo.
you can say that again...Chigodora is humble and anotonga bhoooo problem ndiGucci uya ane zizwi pluz magirazi they are too aggressive for nothing havana respect whereas Chief Mutasa vese nevadare vavo they are respectful and humble
I love how Mambo Mutasa applies his mind - this man is learned, he must sit in a modern court...ana Chigodora torai manotes.....kwete kungoaccussr vanhu vakura kuti varoyi zvamunoita izvo
Mai vemukwasha vanopinda papi apa dambudziko rakatanga mwana ane 5yrs mkwasha mhosva yake ango crosser line chete but dambudziko riri mumusha memukadzi wake
Vanogona. Problem yake is that he is too educated to be administering customary law. He mostly applies the country's Roma-Dutch laws a lot more than the customary law. He should become a Magistrate or Judge. ZveCustomary law zvoogenekwa nanaHeadman Chigodora.
Aiwa Mambo vari kurashika. Vava kutora dare ravo kuri ita reChirungu. Hanzi haatina jurisdiction yekutonga zveuroyi ; which is a lie. Anoshaya sei, iye ari Mambo like all others vanoidzita nyaya dzeuroyi; unless ari Headman hakezve. In that case he must not talk about jusrisdiction angangoti izvozvo zvinoda kwaMambo; that is kana iye asiri Mambo.
chikoro chakanyanya apa pana Chief, chikwambo chakunzi mubobo, hes modernising matare echivanhu. I love how Headman Chigodora deals with these issues. The lady did well by standing up to speak all the evil happening to her. Apedza bhora rese hence the husband stand with her. Variko futi vabereki vasina hanywa nebata vazukuru. How can you ask mukwasha for roora while mwana wavo ane problem? Hope Karanganda you follow up with this family to get us the outcome. Chief Mutasa please don"t modernise these issues because constitution is protecting evil people and you also will be protecting varoyi n vese vakaromba hatina kwetuzoti tovana rubatsiro as people.
taura hako i was wondering kuti vanhu vari kuti mambo agona agona papi, yes mukwasha ane fault kupinda mugarden matezvara, but its very clear kuti there is something not right kufamily yakazvara musikana, dare rapedza time, focusing on the movement and wrong doing yemukwasha, without really focusing on the issue the victim mukadzi spoke for few sec narrating kuti whatever has been happen has been for years and judging from that parents are not bothered to help mwana wavo. Mambo vaita dofo apa he should have just separated the two cases and make decision on each without wasting time
5 years up to now seyi vabereki wairamba wakanyarara? Mukwambo anokwanisa akatadza approach hake but it's not easy 8 years guys. Dambudziko kana risiri mumba mako harikurwadzi. Vatezvara ngawatore mwana waende naye. Wechikuru vazhinji wanenge wane twawo saka hawadi kuona panofumurwa vamwe.
Kkkk...haaa interesting court it is. The chief is wise...he advised the mukwasha...yet solving his problem...kwatongova kumirira vabereki vafe kuti vagotanga kuita enjoy mereji
Kudzidza hakuperi asi vabereki vanoziva zvakaitika. From 5 years😢. Murume uyo anotoda mukadzi wake Ari mumwe dai akamusiya Kare. Mambo batsirai vana kwazvo ukaona musha wepwere wopotera kwamambo paipa.
Mambo is trying to build the marriage and relationship between mukwasha neTezvara the way he presented his issue apwanya relationship but this guy loves his wife well done chivanhu anofanirwa kudzorera mwana oti chimbo fambai nemwana mugadzirise mwana you do say anything chekupumha
Chipostori chikakupinda too much unopedzisira wakuita senge wakupenga and ndo level rava nemukwambo uyo. Kuri kwedu kuMasvingo vakwasha vakadai tinokomba tichirova. Hawunyeperi kungwara ngwara nezvinhu zvekubva or zvekuramba kubata kwenhumbu to an extend yekunongedza my parents huroyi. The lady must confront her parents on her own kana ariye ari kukufeeder nezvauri kutaura. Nyaya hayisi yako iyo, by being involved zvekusvika kumatare chibharanzi icho, as a man i will never do this no matter how i love my wife. Thanks Chief Mutasa.
Mambo and team bhora pasi vakada kuwanza dzungu vasati vaona kurikuenda nyaya pretending to be medical experts and contemptuously dismissing the background underlying traditional innuendoes. He and his team shouldn't be in that position if they are going to look down upon people that bring cases to them for arbitration vozviita ndivo vazivi who know everything about about O &G without even probing whether or not the aggrieved had sought medical intervention. Zvanzi chibereko chinenge chichingoda kusungwa. There are many cause there. Garai pasi and learn humility
Taura zvako.This is a traditional court and kuneuroi Ndosaka zvichinzi pacases akadai vanhu ngavafambe vagadzirise.Haa iyi iuseless court iyi.Unoroiwa ukafa dare riripo.
This mambo is very confused pamwechete nedare rake.Haana wisdom pakutonga.Amhanya kuattacker mkwasha instead yekutotenda mkwasha coz mwana uyo akashungurudzika kubva kudhara and mambo ndiye anokwanisa kuzvigadzirisa kana vabereki vake vachishinha.
Don't forget to Like ,share and Comment. Zvakatikoshera .Waiyepo ere?
Eya ndaiyepo ndaiye kabhera ndakatotokonya kudhaya
Ndaiyepo ndaiyepo😂😂😂😂
Ba taps zve ko kudare Ra headman chigodora mwadini zve
Ndaiyepo ndaiyepo ba taps
Ba taps nyaya yekufa kwevanhu vemumugodhi vaya nevana 4 vaya yakandirwadza ndakabudisa musodzi worse pandaiona ma vedios ndakafunga zvakawanda ndikadzamirwa ba taps
Mambo Mutasa sometimes haagoni kutongaba ashora mkwasha kudaro msikana wati at 5 or 6yrs l use to tell my mother kti pane munhu anouya pandakarara mu magumbeze a man kusvika aro rwe avhimuona but her parents did not get do anything mambo wati wakadzi wa tsvuku wanonetsa headman Chigodora anotongera justice Mutasa akakonewa futi nyaya yemukimana wainzi waihura ne friend s wife
Chief ava ndewekupenga ngaiinde kwachigodora nyayaiyi
Kutoona mkwasha achiri kuda mwana wenyu tendai ari umwe anosiya otsvaga umwe.Imba yemwana uyu yaparadzwa nevanhu vedare ava,vari kuseka avo nyararai mufunge.
Ipapo mambo atonga hke but vabereki vazhinji varikushandisa vana vavo
Vana Bba va ikozvino varomba chose musatsikirira mnhu mudare pliz musadaro chief
Madzimambo unotadza kutonga nyaya dai pauya chigodora atonge.uyu anoputsamusha kkkkkkkkk😂😂😂😂😂
Shuwa uyu arikukonewa ngavaende kwachigodora
Ane side raari ku favor uyu ngaape chigodora nyaya iyi
Cgigodora anitowedzera moto zvese neguhwa futi mudare ummmm kkkk😅
Say it again mambo varikutsikirira nyaya ava
Mambo ava vatokonzeresa zvakanyanya vakomzeresa ruvengo vandibhohwa
First time to watch dare raChief Mutasa riribiased!! Mwanasikana achema zvasiririsa uyo, Chief vatarisa 1 side, vaifanira kuisawo strong word kuvabereki vemwana so that at least vaiisawo effort!! Mkwasha asvikawo pakupera patients imagine kubva 2003, medical what what zvavarikutaura izvo ndezvekutoilet mhani
This chief Mutasa is very educated and he is very real and modern and straight foward
I like how he teaches his subjects at the same time.
True. That is his weakness though. Customary law haidi kurhizhina zvakanyanya. Inoda vanhu vasina kunyanya kufundha saChief Mutasa. I bet you kuti Chief Mutasa dies not believe nezvehuroyi and zven'angan'anga. Zvinogonekwa naHeadman Chigidora izvo.
But he doesn't have knowledge of our Traditional culture, varoyi apa vanopembera nekuti ane vanoaniririra
The guy is right 5 yrs dololo mwana mimba dzichibva means they is e problem oooo okay kungo siya mwana wavo ndotsvaga kunwe
I work in healthcare industry and i he seen so many cases thanks to this Chief who balances zvinhu.
Chief Mtasa akafunda hake MacBook but zvenyaya dzechivanhu idzi sirai headman chigodora
😂😅😂
Wataura Chokwadi Chigodora ishasha ende unopedza nyaya sezvairi
Headman Chigodorra ndizvoo chief mutasa dhololo ngaaende kuma courts
Dzehuroyi ndedzachigodora
Asi mukwasha dei aiva mumwe aingondopa vabereki mwana wavo kuti kana zvanaka ndouya ndotora. Mwana wavo ndiye anofanirwa kunetsana nevabereki vake chete
Imi chifi imi hamuna zvamoziva tongai nyaya sezvairi musatsikirira mukwasha bwaidzo dzakaroya mwana
Chief ava vanoziva havo, full of wisdom and humble. Kwete zvanaChigodora izvi. He is morden and educated
Chigodora zvazvinhu kana mazogara
Chigodora is good at zvinhu zvechivanhu (huroyi, hurombwa and stuff where as Mutasa is very good on Civil cases
you can say that again...Chigodora is humble and anotonga bhoooo problem ndiGucci uya ane zizwi pluz magirazi they are too aggressive for nothing havana respect whereas Chief Mutasa vese nevadare vavo they are respectful and humble
❤
Chief ava havagone kutonga vanotikundwa navaChigodora ngavaende ikko
Chief vakadhomoka ava same whatsapp group na chief makoni hapana zvozikanwa. Chigodora kanopedza ma sports panyaya dzakadai
True
Vakadhakwa
Chief hamunzwisisi inga baba wemkadz
Inga baba wemkadzi wati mkadzi wawo akarerwa kwa mbuya Jereka tikazoona kti mbuya jer
Hamurevi nhema
I love how Mambo Mutasa applies his mind - this man is learned, he must sit in a modern court...ana Chigodora torai manotes.....kwete kungoaccussr vanhu vakura kuti varoyi zvamunoita izvo
Chief ava havazivi basa retraditional court
Mukoma zvaari kutaura ndizvo zvinogadziriswa nemadzishe
😢Vabereki vaka roya mwana wavo voga
Chief ava vanofanira kunotonga kudare remitemo yechurungu kwete zvechivanhu zvinoda chigodora anopedza masports
Mkwasha tsvaka umwe mkadzi wakanyarara
😂😂😂😂😂you give dialogue a chance,asi vana tezvara vakaoma musoro awo.mwana vawo atovanongedzawo kut ndakatanga ndine 5yrs , izvozvi pane murume anouya achimuita mukadzi.maybe hawadi mukuwasha.
Nxaaa ndobasa ranasamanyika haabvume mosva tezvara ngawagadzirise mvana wavo
Kkkkkkk
Aaaaaah baba munopenga imi kuremedza mwana wenyu shuwa vamakazvara shame mwari ngaakunzwirei nyasha handisati ndamboona baba wakadai
Mukwasha 💯 right chief marasika
Chief you are very civilised ne dare renyu l like the way you tackle this issue kuti vaende nekwagynao
Mai vemukwasha vanopinda papi apa dambudziko rakatanga mwana ane 5yrs mkwasha mhosva yake ango crosser line chete but dambudziko riri mumusha memukadzi wake
Mukwasha siya mukadzi adzoke kumba vachaburana vega kumba kwavo.
Chief ava havagone kutonga havoo 😢
Hoo..
Shuwa wataura
Vanogona. Problem yake is that he is too educated to be administering customary law. He mostly applies the country's Roma-Dutch laws a lot more than the customary law. He should become a Magistrate or Judge. ZveCustomary law zvoogenekwa nanaHeadman Chigodora.
Dzinwe vanombotonga bhoo iyi vaitadza chief
You are the best mambo mutasa
Vazhinji varikutaura apa hapana akambosangana ne this priblm. Vabereki ava vanoshereketa ava
Leah Manyau
Sabhuku Tsawa
Chief Mutasa
That's me proudly wasu from Manicaland ❤❤❤❤
Chief Mutasa legend whose judgement is based on facts!salute!
Aiwa Mambo vari kurashika. Vava kutora dare ravo kuri ita reChirungu. Hanzi haatina jurisdiction yekutonga zveuroyi ; which is a lie. Anoshaya sei, iye ari Mambo like all others vanoidzita nyaya dzeuroyi; unless ari Headman hakezve. In that case he must not talk about jusrisdiction angangoti izvozvo zvinoda kwaMambo; that is kana iye asiri Mambo.
chikoro chakanyanya apa pana Chief, chikwambo chakunzi mubobo, hes modernising matare echivanhu. I love how Headman Chigodora deals with these issues. The lady did well by standing up to speak all the evil happening to her. Apedza bhora rese hence the husband stand with her. Variko futi vabereki vasina hanywa nebata vazukuru. How can you ask mukwasha for roora while mwana wavo ane problem? Hope Karanganda you follow up with this family to get us the outcome. Chief Mutasa please don"t modernise these issues because constitution is protecting evil people and you also will be protecting varoyi n vese vakaromba hatina kwetuzoti tovana rubatsiro as people.
Very good point Chief Mtasa ngavafambe futi
This judgment is unfair 😢😢😢
taura hako i was wondering kuti vanhu vari kuti mambo agona agona papi, yes mukwasha ane fault kupinda mugarden matezvara, but its very clear kuti there is something not right kufamily yakazvara musikana, dare rapedza time, focusing on the movement and wrong doing yemukwasha, without really focusing on the issue the victim mukadzi spoke for few sec narrating kuti whatever has been happen has been for years and judging from
that parents are not bothered to help mwana wavo. Mambo vaita dofo apa he should have just separated the two
cases and make decision on each without wasting time
@@phillthedrill i agree with you
Sure agoni nyaya dze chivanhu ma chief echirungu
I feel so too
Mambo havana kuita dofo, mkwasha ndiye usina kupira dare nyaya chaiyo. Mkwasha focused on zvembereko forgetting kuti mkadzi arikubobodzwa
What a wise chief , wenned leaders like this one .Maoko kuna chief Mutasa.
5 years up to now seyi vabereki wairamba wakanyarara? Mukwambo anokwanisa akatadza approach hake but it's not easy 8 years guys. Dambudziko kana risiri mumba mako harikurwadzi.
Vatezvara ngawatore mwana waende naye. Wechikuru vazhinji wanenge wane twawo saka hawadi kuona panofumurwa vamwe.
Chief vakomewa nyaya ava ..endai kwachigodora
Off All the cases I have watched in Zim this Chief Mutasa is so so Wise. 🔥
This chief fail Mwana ati ndakatanga kuzvinzwa ndine 5years but chief still blaming mukwasha
chief ava vakaromba ndofunga dzaka varikureverera vanatezvara ,ngavaende vanobvunza chigodora
Ana tezvara vabva vazora miti .Akapedzerwa nguva vakumuti ngadzosere mukadzi.Mambo vasadaro nguva yakakosha kuzvarira ivhu here
wow i can see students from my former high school ,thanks Chief for bringing youth on board
Sando tinopa headman Chigodora. Havana anogona kutonga saHeadman Chogodora
Kkkk...haaa interesting court it is. The chief is wise...he advised the mukwasha...yet solving his problem...kwatongova kumirira vabereki vafe kuti vagotanga kuita enjoy mereji
Mambo Makoni vanehuchenjeri hunotyisa. i have watched his court sessions and have been impressed by his verdicts.
I used to think this chief is wise but haaa apa ndipo pandaona kuti hapana zvozikanwa apa
Chief Mutasa messed up in this case, he only realised it after the girl stood up. The young man was exonnerated.
Baba namai vanoiziva nyaya iyi.
Haaahhh chigodora hakwane apa, Last number mutasa mogona baba ❤.
Vabereki vemukadzi ngavasaregerere mwana. Dambudziko rakabva kumusha kwavo. Inga ataura musikana kuti kubva ari mudiki wani, amwene vanozopindawo papi apa
Fair judgment
Very wise chief
Unfair attack on the husband. How can he be infertile when the woman is falling pregnant
So its whose fault kuita mamiscarriage....ko kna iri mhepo yekumurume irkudya vana vachiri mudumbu
Mambo vatongera chirungu ava it seems zvechivanhu havanei nazvo vakaita mambo sei vasina vhivanhu nxaa
Vabereki vanoziva zvirikuitika zvinorwadza
@@lovenessmusenda4863But varikuti vakafamba wani zvikanzi imhepo yekumusha kwemukadzi yakabva kwakarerwa Amai vacho.
@@lovenessmusenda4863But varikuti vakafamba wani zvikanzi imhepo yekumusha kwemukadzi yakabva kwakarerwa Amai vacho.
Kudzidza hakuperi asi vabereki vanoziva zvakaitika. From 5 years😢. Murume uyo anotoda mukadzi wake Ari mumwe dai akamusiya Kare. Mambo batsirai vana kwazvo ukaona musha wepwere wopotera kwamambo paipa.
Chief's councel inongobvotomoka iyo
Great chief
Most level-headed chief in Zimbabwe...Wisdom yakanyanyisa!
Maybe chief avo vanoroya natezvara chigodora he is the best panyaya dzechivanhu
You're right zvmaChief izvi zvnoroya saka paita nyaya dzehuroy hahudi kuzvinzwa
Bhoo hre saka totii mukomana odzorera beb rechikwambo hre. Mai nababa awo wane mishonga kuvhiringidza dare😅😅😅😅
Apa vatadza nyaya. Dai vamusiya mukadzi ataura nyaya atsanangura kuti vabereki vake vakamuita sei. Mwana uyu anoziva zvaakaitwa nevabereki vake. Uku kumbunyikidza mwanasikana.
Well done mambo wangu munogona
Mkwasha mboko ndotype yemkono wetsambarafuta kuda kungwarisa kushaya respect
Iwe mkuwasha fasting and praying will lead you in good church musanetswe nemitaura God is able tikakuudzai zvedu munoti zvedu zviri nani.....
The problem with these courts is the rest of the pple vanoenda kuside kwa chief kana kwa headman.
Mukadzi ndiye arikuziva zvirikuitika since 5yrs, mukwasha popota
Variko vabereki vanoroya vana kwangu zviriko ndakasiyana nemukadzi through baba vemukadzi vane mubobo
Avana moyo mai ava nemurume wavo . Anonzwa kushinya kwe bhutsu ndeakaipfeka . Saka imi vanhu chete amunzwisise dambudziko iri 😢😢😢
Mkwambo benzi 😂😂😂 haaaa uyu ndiye azodzidza. Ko chikoro mkwambo akasvika papi tozotangira ipapo.
This judgement is unfair inga atezvara vataura vega wani kuti vakaisa mweya pamwana wavo ngavaende kwaHeadman chigodora
Kutotadza kutonga kwakaitwa nyaya ayo madzimambo manyama
Kkkkkk kkk chigodora mahwani
Aiwa hanzi ndizvo zvakataurwa kumaporofita. Tererai futi. Havana kuti ndizvo zvavakaita
Uuuuum pane zvisina kuti tsvikiti panyaya iyi,matongero acho handina kuaona mushe
mambo vaita fufuro aizi kupera mushe mambo ane kachi church kakawandisa kusa believer zve nyanga kunga court yechirungu
Mambo is trying to build the marriage and relationship between mukwasha neTezvara the way he presented his issue apwanya relationship but this guy loves his wife well done chivanhu anofanirwa kudzorera mwana oti chimbo fambai nemwana mugadzirise mwana you do say anything chekupumha
Karanganda thanks for giving us stories
Mwana ataura wani . Bad family , inoziwa zveyakaita but waakuda zvinetse mkwasha.
Vanhu vese varikutsigira Chief ava murivaroyi hamuna tsitsi,kutonga kwemuroyi ukuuuu😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢 hakuna Chief vakadai
Mambo wangu , mwanasikana uyo ane shungu pamoyo pako uye , mwana ndiye anopa pressure kuti nemwanasikana haanga sungisi vabereki ,vake
Dare ramambo Mutasa harizi rechivanhu, ndereChirungu vanezvechivanhu kwaMambo Chigodora
shupeti Mambo uyu chozivikanwa hapana
Chief nyaya iyi maitadz. Tezvara ngaapedz nyaya dzake
Baba ava vanozviziva sei vasingawirirane nehama inyaya yekushaya kwavo
Ndozvandaonawo cey mai vacho pavakaudzwa nemwana achirimudiki vakanyararirey matsotsi but vangowana suport chete padare apo
The chief is handling it wrong!.
Chief musapinza zvisina basa inga bambo vataura wani kuti vane zvavakaisa pamwana wavo,vanopenga chief Mutasa
Iyi nyaya Mutasa akaitadza iyi.
Aah chief apa marasika apa mkwasha haana kupumha uroyi asi akafamba kwakawandaka ndokwazvakabuda haa chief makonewa apa
Tezvara why vaisagadzirisa prblm yemwana wavo kubva arimudiki? Why is the chief not asking about tht mxiim
Mmmm mukwasha uyu anobvepi mmmmmm ana baba here
Chief hongu u a very wise bt iyi nyaya maitadza sey muku defend
Chipostori chikakupinda too much unopedzisira wakuita senge wakupenga and ndo level rava nemukwambo uyo. Kuri kwedu kuMasvingo vakwasha vakadai tinokomba tichirova. Hawunyeperi kungwara ngwara nezvinhu zvekubva or zvekuramba kubata kwenhumbu to an extend yekunongedza my parents huroyi. The lady must confront her parents on her own kana ariye ari kukufeeder nezvauri kutaura. Nyaya hayisi yako iyo, by being involved zvekusvika kumatare chibharanzi icho, as a man i will never do this no matter how i love my wife. Thanks Chief Mutasa.
Wise counsel from the Chief
Mambo haakodzerikugaddzira nyaya dzechivanhu bekuti those tinoziva zvinoitika
Karanganda team murikuti kudiiwo nemurume atanga kupikiswa mhiko anga achitaura manzwi ake asiri ataurwa nemupikisi🤣🤣🤣🤣🤣mazimba munedrama handiti😂😂😂
Ndazvishayawo ini fut huye don't
@@pellagiamukora426 zvakaomawo🤣🤣🤣🤣
Mambo mutasa muri professor imi nedare renyu Doc vema chief hamuna divi mogona kutonga
Haa chief ava vakamama kurerekera one side kudarikwa nachigodora vatezvara vakagadzira mwana wavo ndkusaka mukuwasha achivanongedza ngaasiye mkdzi wacho zvipere
Nyaya dzemapostori nen'anga zvaparadza nyika Chikoro chishoma kuvazhinji changamire
That’s very true.
Senge zvataurwa na mambo kuti chibereko chinenge chiri weak chichisvipa. Maporofita will be the end of us as a country I swear.
I love this kind of wisdom 😊😊
Mamwe ma cases, YES but this one, he messed up big time.
He realised it pasimuka mukadzi.
But semukuru, haazosiyi bhachi padre.
Mambo and team bhora pasi vakada kuwanza dzungu vasati vaona kurikuenda nyaya pretending to be medical experts and contemptuously dismissing the background underlying traditional innuendoes. He and his team shouldn't be in that position if they are going to look down upon people that bring cases to them for arbitration vozviita ndivo vazivi who know everything about about O &G without even probing whether or not the aggrieved had sought medical intervention. Zvanzi chibereko chinenge chichingoda kusungwa. There are many cause there. Garai pasi and learn humility
Taura zvako.This is a traditional court and kuneuroi Ndosaka zvichinzi pacases akadai vanhu ngavafambe vagadzirise.Haa iyi iuseless court iyi.Unoroiwa ukafa dare riripo.
@@crucial083 One wonders if these Chiefs actually receive any training on these legal matters or they simply use solomonic wisdom
Ngavaende kwaSekuru Tasvu
Chief maputsa musha vemwana dai ndirini taitobvako awa mazvake mazvake munhu kuvabereki vake
Mkwasha haana mhosva, APA vatomga nhema, 5yrs munhu Aine dambudziko
Kungoti majaira zvenoise chete but chief mutasa is the best pastor ever
This mambo is very confused pamwechete nedare rake.Haana wisdom pakutonga.Amhanya kuattacker mkwasha instead yekutotenda mkwasha coz mwana uyo akashungurudzika kubva kudhara and mambo ndiye anokwanisa kuzvigadzirisa kana vabereki vake vachishinha.
Chief varikuti hakuna huroyi here imi ,murikuti here maporofita anonyepa here
You nailed it Chief
Kkkkkkkk mukaenda musina kurongeka kwa Mambo Mutasa muchasungisa muporofita.
Baba taps ndamirira musi wa5 kwamambo chigodora tinenyaya dzirikokkkkk ava mutasa vari too soft
Neniwo can't wait, Chigodora to the people😊😊😊😊
Apa Paida headman Chigodora chief Mutasa idzi dzinokuremerai hamudzigone tongai zviri fair chief imi
Ini ndinoti kumukwasha sezvo tezvara vako vataura kuti vakabvisa mweya pamukadzi wake vachiisa pamwana wavo kureva kuti nhosva vanoiziva saka mukwasha dzosera mwana wavo kumba kwevabereki vake chief avo havanzwisise zvechishona nekuti kana vachiramba zvinhu zvavakafamba kwese vachibata izvozvo chief chief chief batai matare zvakanaka apa ndaona munokundwa naheadman Chigodora
Haaa mukwasha arovererwa zvisizvo
Muchemwa is right. Deviance is functional. Mvura bvodzongi ndiyo gadzani.
Saka baba or mama avaroiwo ere mwana wavo ere uuu chif mwaikorera
Mambo wacho angopinda akarerekera side