Ndarwadziva nenyaya iyi musikana uyo mwana wasisi vangu Kerina takatokura tese sis vangu vakashaya 1999 ndabatikana babamukuru vangu vaMutamiswa he is down to earth
Imi ini ndaida hangu number dzemwana wenyu andiudzewo kuti wacho akura sei kwedu Kuna kudzi msasa asi ameno kuti ndiye kana ariye ndodakuudza vabereki vake auye kuno attender dare
The way I see this muskana uyu searikunyepa ...baba avo witness is not sure nehumboo hwake. Pluz baba avo varikuti wani vakavabvunza vakati havana munhu wavakabata but now vakuti ndakamhanyisawo munhu .....vanhu vanodzoka kubva kuvarume ndimi munotikanganisira ...madrama munomawanza .
@@prudencekubare1603 🤣🤣🤣as long u are still alive never say never taura zvimwe not kutaura zvekubva kwemunhu kurume , akakuudza kt iwe uchafira ipapo ndianiko ,unogona uchida mrume wakoyo zvekudaro ozofa achingoti handichakuda ,wamwe wakarambwa wachena msoro ,sewe mark my words uchamafunga Mwari hawanwe chikokiyana ,usatukire munhu dambudziko rake ,ndiani asingade kugara mumba make
Hapana ngozi because ndi stepmother vake sako moda kt baba vake vazadziwe chirwere nehure risingagoni kuchengeta imba yaro ari right musikana uyu zvaskaita kuenda kwamambo
Chibanda please work on your video quality. Its a big downgrade from Karanganda. This was a good story but with your poor video quality you missed an opportunity to lure more viewers. Your sound and noise level is very controlled though, ipapo urikugona.
Chief muridzi wemukazdi is already defending his wife. It means he is against the idea yekuyisa mukadzi wake kudare. Vana sandivo varidzi vemukadzi saka cannot stand as complainants in this case iye muridzi wacho wemukadzi aripo plus asiri kuda kuti nyaya itongwe according to the presentation yaita mudare. You should just have dismissed the case. Zviri pachena kuti baba avo vanotiziva zvinoitwa nemudzmai wavo and havasi kutofariri zvaitwa nevana vavo
Chief havasikutonga kti munhu akatora mudzimai wa baba ava chete as such by kutonga kti chihure havachide munyika mavo chinopondesa, kukuvadzisa, kuzadzana zvirwere huye kusvibisa nyika yavo chief Mutasa huye kubvisa kunyadziswa kwaitwa vana baba avo pamwe nedzinza rose. So nyaya ngaitongwe zvayo.
Mwanasikana uyu namainini vake vagara havatowirirane and am sure she has been on a mission to get something she can use against mainini, ruvengo rwacho rwakaoma not defending what mainini did
Aaah if ngazvichibuda hazvo pachenaka kti vakawiriranazve mudare ramambo😂😂😂 piri zvikomba zvikaponerana pamba ipa huye mudzimai iyeyu akaponderwa mumusha mababa ava vana ava havapinde busy ere kuripa ngozi ere??? Ko zita ririkusvibiswa handi remhuri yose ere??? Varikunyadziswa ndibaba chete ere???
Kana tazogara hedu mungaite senge makagona kufumura mai venyu apa uri munhukadzi uchenjere kuti uchaita ngozi namai vako inini hangu talking to my experience kune mumwe akazviita kwedu kumusha akarevera mai vake. Iye ndokuzonzwaro nemwana wake kuti mai vane chikomba kwakutorambwawo apa aive agere sei hake careful amai imi.
Mutasa on this warasika because muridzi wemukadzi ndiye ane right yekudare.Mwanasikana nemukuwasha are fighting a losing battle.Ko kana vakawirirana.Couples have a right to make own decisions.Mwanasikana is a case 9f settling scores na stepmother.From the looks itori mhunzamusha.Mukuwasha akam oita witness yechihure cha ambuya kupi ikoko! Waiting for the outcome!!!
Haaa vanhu ngavaite kwazvo ngozi inoripwa iyi haisi yekuuraya munhu. Mwanasikana ari ryt to stand for her father varikugara kumusha mainini vari mu town nezvikomba. Ngavaende kuzvikomba out of her father's house . Hatidi kujaidza vanhukadzi ku temba ne Ngozi
@@Ashley-up6xy nhy bvunzawo vakangofanana na mai vemu sendraini ava ndovakiya pasina kana chinondiwana ungabve kwese uko kuzodyisa baba vangu kt vapuse uvahurire nxaaaaa baba vakatovharika ka avo
maonero angu mwana ari right 💯 because hazvifadze mai vaite izvi vana vanodzidzei uye mwana wagona ku defender hupenyu hwaBaba wako
Dai vakadaidza vana sekuru kwete vana kubata chikomba chaamai
Hakuna zvakadaro
Mbuya ipfambi ngaibate hana katatu ichiti ndiri hure😂😂😂😂😂
🤣
Kkkkkk hiwe
Okay 😅😅😅
Ndarwadziva nenyaya iyi musikana uyo mwana wasisi vangu Kerina takatokura tese sis vangu vakashaya 1999 ndabatikana babamukuru vangu vaMutamiswa he is down to earth
Zviriko ,mapudzi anowira kusina hari kt asabikwe
Imi ini ndaida hangu number dzemwana wenyu andiudzewo kuti wacho akura sei kwedu Kuna kudzi msasa asi ameno kuti ndiye kana ariye ndodakuudza vabereki vake auye kuno attender dare
The way I see this muskana uyu searikunyepa ...baba avo witness is not sure nehumboo hwake. Pluz baba avo varikuti wani vakavabvunza vakati havana munhu wavakabata but now vakuti ndakamhanyisawo munhu .....vanhu vanodzoka kubva kuvarume ndimi munotikanganisira ...madrama munomawanza .
@@prudencekubare1603 🤣🤣🤣as long u are still alive never say never taura zvimwe not kutaura zvekubva kwemunhu kurume , akakuudza kt iwe uchafira ipapo ndianiko ,unogona uchida mrume wakoyo zvekudaro ozofa achingoti handichakuda ,wamwe wakarambwa wachena msoro ,sewe mark my words uchamafunga Mwari hawanwe chikokiyana ,usatukire munhu dambudziko rake ,ndiani asingade kugara mumba make
@@user-oe9rw8os6w hatitorikoo kuvarume kwacho mufunge mainini I know macatcher mafeelings
Hapana ngozi because ndi stepmother vake sako moda kt baba vake vazadziwe chirwere nehure risingagoni kuchengeta imba yaro ari right musikana uyu zvaskaita kuenda kwamambo
Mudhara akadyiswa uyo 😢
Vanhu vacho awanyatsopatsanuri zve😂tetakut ndimai nyakutumbura
Mukadzi anobika doro mukomboni igarinya manje. Atouya akadhakwa
Vakadyiswa kkkkkk vanhukadzi inhubu
Exactly
Mudhara uyu akadyiswa tsete chaiyo , nemumwe wedzvinyu
Next time unanyora kt part 1 part 2 tizobatsirika ,ini ndanga ndatorasika coz ndakatanga kuona part 2 be4 part 1
Thus true
True. Same here ndatanga kuona imwe yacho ndatozobatanidza ma dots kuona kuti ino I part yeiya
Exactly
Murume wesutu idzungayirwa. I hope ahana kupiwa chirwere
Akajisiwa mdara we suit uyo ndokubva atozungaira big time
Uuuuu Mmmm zirume iri sooooo ndatya mishonga iriko ndatya zvangu
Mukadzi uyu ihure hombe ndachitotarisa futi imwe nyaya chief mutasa achidanana nemukadzi watete saka huu huu
Voice re Masese mai renoriwadza Stairs zvishoma
Kutonga hako nyaya but ambuya nemukwasha bhoo coz mutorwa nemutorwa ngavaroorane hapana chekaukama apa tongai yababa nomwana nyakutumbura
Zvaanenge the same lady akadanana nemurume vatete .zvakaoma
Ndatozvionawo imika
Eeee ndiye
Ehe ndiye wekudanana neMukuwasha anotoda kudzikunurwa chaiko
Baba awo vachapepuka pavanopihwa chirwere
Nyama ndogona kuiviga mumba haina makumbo ne brain munhu anonetsa kurinda haasi makudo kana tsoko
Hure harina mugoni its in the blood.
Mudhara uyo akadyiswa
Amai vanonyadzisa ava.
Missed yu our chief smarty 😂😂😂😂
Baba awa wakadyiswa shame wanoda kubatsirwa
Picture quality boo chibhanda❤
Baba vakadyiswa madhoti chaiwo kkk. Rakapata. Ungagara kumusha mukadzi ari kumashabhini
Mwana haatongesi mubereki.
Mimba yavakatira anai awo ngavaende nemwana uyeyo kuma DNA test
Picture quality picture quality picture quality asi chii amana tenge tatodownloader content yenyu but zvatozotarisira kuwana hazvisi, improve guys
Sound sound very poor
Mai ndevechidiki murume akura
Chibanda ndeipi iyo ko karanganda yadifuti chichirikumbo itika
Ko makadiiko kuenda nema fon vakatora mavedio
Baba vakadyiswa hvo shame
Mwanasikana enda na baba vako vanorutsiswa vakapedzwa navo kare vakatoneta havo
Chibanda please work on your video quality. Its a big downgrade from Karanganda. This was a good story but with your poor video quality you missed an opportunity to lure more viewers. Your sound and noise level is very controlled though, ipapo urikugona.
I don't have enough equipments
@@manasschibandadon’t worry zvinoita chete
@@manasschibandazvichaita chete nanaira unosvika
Kkkkkkk its porridge ndakasvusvura for me
Hure remai
Quality yevedeo
Saka karanganda ndeyekuvhurira vamwe nzira here baba tap's murikudi tipeyi rezere todakufamba nemi
Ba Taps vakarohwa fongo na Gucci. Vachadzoka havo
Chief muridzi wemukazdi is already defending his wife. It means he is against the idea yekuyisa mukadzi wake kudare. Vana sandivo varidzi vemukadzi saka cannot stand as complainants in this case iye muridzi wacho wemukadzi aripo plus asiri kuda kuti nyaya itongwe according to the presentation yaita mudare. You should just have dismissed the case. Zviri pachena kuti baba avo vanotiziva zvinoitwa nemudzmai wavo and havasi kutofariri zvaitwa nevana vavo
Zvevarume vakadyiswa tsete tombovada hre muZimbabwe apa muridzi wekudya bota hanzi akaudza mupurisa wamambo kut cerevita ndakarova asi zvinongonyadzisa kaa kuzvibvuma pachawunga 😂
Chief havasikutonga kti munhu akatora mudzimai wa baba ava chete as such by kutonga kti chihure havachide munyika mavo chinopondesa, kukuvadzisa, kuzadzana zvirwere huye kusvibisa nyika yavo chief Mutasa huye kubvisa kunyadziswa kwaitwa vana baba avo pamwe nedzinza rose. So nyaya ngaitongwe zvayo.
Mdara ano nyebera kudzungaira he knows kuti madam yake inotemesa vanhu vese vaaisvika achibvunza ndoo pavangazo pupura zvinhu zvomudzimba dzavanhu zvino buda here
Mwana akabatwa àmai nechikomba arirayiti Baba añogona kupiwa zwirwere kaña kuurayiwa nechikomba waitabasa mwana musikaña ndarwadziwa nechiwure chechembere yanyadzisa nyika musadaro madzimai chieda unogara nechikomba ibvapamusha pemurume yeda unogara nechikomba
Nyama ino gara mumba chief 😂😂😂
Vanhu vakaona camera vanobva vaonererwa, nyaya haizonzwiki
Mwanasikana uyu namainini vake vagara havatowirirane and am sure she has been on a mission to get something she can use against mainini, ruvengo rwacho rwakaoma not defending what mainini did
Stepmother zihure
Vakadyiswa baba ava
Under petticoat government. Vakazungaidzwa baba. Dororo, mukadzi une simba.
Baba avo Muridzi wemukadzi wakadyiswa Mushonga wakaipisisa Vatori murima wy vachitora nyaya yakadaro very simple like that uuuuuu Amai Vakaoma avo
Ndimai vake here kana ndimai nini mudzimai wababa
Plus you don't just focus on the speaker only but the other people including the chief and his aides
True
Baba makadyiswa shaame
But Baba Svinurai kana muchida Chembere yenyu iyo asi kana musingaidi Siyai idyiwe hayo Bota nechikomba
If it was her real mom l don’t think she was gonna tell lol
Baba vane sutu avo vanogona kuzvisunga vakabatikana shame Mai avo vakadyisa murume mwana musikana iwe fambisa baba vako varutsiswe vachapihwa zvirwere nehure iro
Mother ndihule mkulukhulu 😢
A professional hule 🤣🤣🤣
Mbuya iyi vane nhamo vanoti Mai kana nyere dzacho nekukura ikoko
Baba akandwiswa shame.mwana sikana hana chambotadza
Mukadzi anomwa doro akangofanana nepamba pasina fence 😂😂😂😂
Kkkkk ndazoseka hnku chokwad hmunyepe
Hauna Mari shaaz kana wave nayo hauzvitauri izv
@@jaspernambala kumwa doro hazvirevi kuwana Mari kaaa chitori chirombe on the other hand
@@faithmarvis vanhu vakasiyana mawaniro uye behavior after alcohol that wy uri faith ini ndri nambala kuno namadam tonwatose beer but titori nezvishandwa zvisina vacho vane vakadzi vasinganwi
@@jaspernambala haiwa tatisati tasvika hedu Kuma resources chandataurira nyaya yedoro yanga ichinangana namai avo
Baba vakabikwa ava zvinotyisa
Hapana ngozi inoitika apa mwana wasisi vangu akasungirwa chii
Vatapi venhau vawandisa 😅😅😅. Baba ava hakusi kupusa. Kusasa mukadzi. Saka ndovane mhosva. Kana kupusiswa
Munengewo hure hure imi
Titambire shumba manga Marowa
Ngoxi iyo
Mai ava ipfambi kuhura nemukwasha
Zvakamboitika panyika dzeii
kudzie msasa or masasi muchatifumura imi 🤣🤣
Iwe uri kudzi ani
Karanganda yaenda kupi
Igirlfriend yababa vake iyo
Akazviparira ngozi pachivanhu chedu
Apana ngozi ndi step mother ka ava akatogona nokuti baba vake vano urayiswa ne pfambi iyi
Anofanira kumhangara ndibaba kwete mwana, ko kana vaviri vakawirirana iwe mwana unopinda papi
Iwe zvinobhohwa kuitirwa mumaziso mako apo arimukadzi wababa vako
Shamwari zvanzi baba vane situation yavanayo,zvichireva kuti munhu anokwanisa kumirira baba iwavo mwana wavo iyo amhan'ara
Aaah if ngazvichibuda hazvo pachenaka kti vakawiriranazve mudare ramambo😂😂😂 piri zvikomba zvikaponerana pamba ipa huye mudzimai iyeyu akaponderwa mumusha mababa ava vana ava havapinde busy ere kuripa ngozi ere??? Ko zita ririkusvibiswa handi remhuri yose ere??? Varikunyadziswa ndibaba chete ere???
@@muzezurutaura hako
Chembere dzichiri kutsikisa nhai vachirikuda mboro zvekudaro nhai
Mwana wekutanga iyeye endai kuDNA😂
Zvemujolo surrender 😢
Vakadyiswa baba vakatoneta zvavo vana vari kurwadziwa chihure
Camera man don't be visible muchitora ma videos please.
Cameraman wakadhakwa
Bota ndere vana vadiki, 3 4 years
Pfeee Chibanda pa ManicaBridge 😂😂
😂😂😂😂😂😂
At Kudzi ava ndimainini hamuna kubata nyaya mwana uyo yakakura tese Mai vake vakashaya 1999 ava ndimainini
Aika inga ritori drama
Ndipeiwo number yake or zita rake ndrikuda kunzwisisa kuti kudzi uyu ndeupi
Nhai violet kana uchizivawo macontacts emusikana uyo ndipewo ndrikuda kunzwisisa kuti kudzi ndeupi uyu kwedu Kuna kudzi asi uchiriwezera diki saka kana ariye ndoda kuudza maparents ake akwanise kuattender dare
Please improve video quality n sound.
The quality is right. Maybe its your device. The sound is perfect.
Kana tazogara hedu mungaite senge makagona kufumura mai venyu apa uri munhukadzi uchenjere kuti uchaita ngozi namai vako inini hangu talking to my experience kune mumwe akazviita kwedu kumusha akarevera mai vake. Iye ndokuzonzwaro nemwana wake kuti mai vane chikomba kwakutorambwawo apa aive agere sei hake careful amai imi.
Ndi step mother havana basa avo
Chibanga tv help us the z poor quality photoshooting
Stepmother vane ngozi yeiko
Havana havo
Ummmmmmm mwanasikana zvawaita izvi unozvimiririra here .nyaya dzamai dzinonetsa hama wanga usina right yekuendesa mai kudare zvawaita hazviite hama.
Stepmother vane ngozi here 😂😂😂
Haasi mai wake ndistep mother
Ndipoo mushonga wawakapa murume wako mmmm
Ko Karanganda haachaite futi kwaChief Mutasa? Aaa weduwe.
Anga ambori Kuma positori ukuromba😅
@@Gonawapotera1 ho ok 😃 hopefully he will cone back
Chikomba chamai ndibaba!
Yes
Video quality is very poor.
Kasi ifitimu here rauri kuda kuti riite quality
Mutasa on this warasika because muridzi wemukadzi ndiye ane right yekudare.Mwanasikana nemukuwasha are fighting a losing battle.Ko kana vakawirirana.Couples have a right to make own decisions.Mwanasikana is a case 9f settling scores na stepmother.From the looks itori mhunzamusha.Mukuwasha akam oita witness yechihure cha ambuya kupi ikoko! Waiting for the outcome!!!
Chitori chimwe chikomba chake mukwasha watch next video
Unozvitsvagira ngozi nezvisina bsa unoendesa mai kudare iwe nxaa
Haaa vanhu ngavaite kwazvo ngozi inoripwa iyi haisi yekuuraya munhu. Mwanasikana ari ryt to stand for her father varikugara kumusha mainini vari mu town nezvikomba. Ngavaende kuzvikomba out of her father's house . Hatidi kujaidza vanhukadzi ku temba ne Ngozi
Havasi Mai vake ava ndi stepmother kana kukwatura ndokwatura
Kuti ndimai wake here
@@Ashley-up6xy nhy bvunzawo vakangofanana na mai vemu sendraini ava ndovakiya pasina kana chinondiwana ungabve kwese uko kuzodyisa baba vangu kt vapuse uvahurire nxaaaaa baba vakatovharika ka avo
Havasi mai vake avo ihure ra baba vake
Baba vakadyiswa awo. Anoda kubatsirwa nekurutsiswa
Idzo mhete dzinongoratidza zvawari mai awa
Nemio munazvoo
Mungazvida er. Kuti baba wenyu wagariswe kumusha
Iiimii kwanai kusara mukomboni ere xha
Baba wakarwara wana.ndoowanotambura kujorera madhodi xha
Zvinobhowa
Achitosheedzwa kuremekefzwa k mhai