Dare raMambo harinyeperwe, mukadzi ashaisa vanhu rugare mudzinza-Chief Mutasa's traditional court

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 29 апр 2024
  • Dare raMambo harinyeperwe, mukadzi ashaisa vanhu rugare mudzinza-Chief Mutasa's traditional court

Комментарии • 46

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x 29 дней назад +12

    Veduwe cy vamwe vakadzi muchinyadzisa kudaro zvino haunyari pazere vanhu kudai kuchereswa gomba nemakuhwa padare 😂mambo tongai zvenyu baba majazodzwa hamuna kubvuta munenge mune maziso emweya muno ona zvirimberi iWisdom yoga here ❤

  • @EluwanceZhoya
    @EluwanceZhoya 25 дней назад +3

    Chief one vandakaona vanoziva miganhu ye criminal cases and traditional cases. Long live Chief Mutasa

  • @NellyHove-jj3fr
    @NellyHove-jj3fr 28 дней назад +5

    Good chief munogona kuranga mapenzi asingagone kugara nevamwe zvakanaka karombe kemurume ,tete benzi futi nxaaa

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 23 дня назад +1

    Fair judgement for me. Let’s think big guys, don’t think small and think ownership. Ngatisarwire zvinhu zvevabereki. B4 my dad passed on, he said to me , son this is my house. Referring to our family house in chitungwiza. It’s my asset and i can sell it anytime and ndoenda kumusha. By then it was harsh to me but when God prospered me, the first thing was to have my own house. Before he passed on, he visited my finished house and he was so proud of me!

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 28 дней назад +2

    Our king Solomon of our generation is back

  • @user-bp9pg9xs1s
    @user-bp9pg9xs1s 20 дней назад +1

    One of the best community court

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 24 дня назад +2

    Ende vakadzi vari mudare umu makuziro avanoita Mambo heish kkkk

  • @angelinec.mhlanga4504
    @angelinec.mhlanga4504 26 дней назад +2

    Well informed chief ,modzidzisawo chigodora achiri kurarama munguva yekare anoti mukadzi muroorwa hana chanowana pa nhaka ya baba.👏👏

  • @Nunec
    @Nunec 28 дней назад +1

    I looooove this mambo

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 28 дней назад +1

    Makagadzwa Mambo. Hamuna kubvutaba

  • @charitymlotshwa6094
    @charitymlotshwa6094 28 дней назад +4

    Yoo this auntie is not worthy to be called auntie

  • @RoseFombe
    @RoseFombe 28 дней назад +5

    Mambo ari so humble..

  • @andrewmandidewa5749
    @andrewmandidewa5749 9 дней назад

    Mambo makanyanya. Munogona dai zvai vhoterwa taikuisai mu Council of Chiefs.

  • @OlindaDziike-ck6xx
    @OlindaDziike-ck6xx 13 дней назад

    Gwara Mutasa ,ndomutupo

  • @innocenttsikaimabwe1240
    @innocenttsikaimabwe1240 26 дней назад +1

    Munechipo chenyu mambo munogona

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 28 дней назад +1

    Ummmm patongwa nyaya apa ummmmm

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 28 дней назад +3

    Murume uyo anonzi CHIBANDA MEDIA ANOTIRA ZVABURITSWA NEKARANGANDA SAKA TICHIONA SEKUTI ZVADZOKORORA

    • @tristansithole8071
      @tristansithole8071 28 дней назад

      Ehe taura there is a lot of repeation

    • @tambudzainechiwowe4968
      @tambudzainechiwowe4968 24 дня назад

      Kana Chibanda media ichiburutsa zvakaburitswa kare neKaranganda kureva kuti haagoni kuzvitsvagira news dzake ega

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo 24 дня назад +1

    Shumba yemabvazuva

  • @PatriciaChikosi-iq8ns
    @PatriciaChikosi-iq8ns 28 дней назад

    Muri kutiitira zvakanaka madzimbo woye,utongi hune huchenjeri hwedenga nechikoro mukati .Zvinokudzwa izvi.

  • @user-ug4kc8eq8o
    @user-ug4kc8eq8o 27 дней назад

    Tawaridza mambo mukono wakarwa pasi,yaah kuchera kagomba ndiko taichereswa ngemubereke taita misikanzwa, Mambo Mutasa munogona, ndiri muzvare munandipawo katsungo kangu

  • @LuckmoreSiyapenda-im3yy
    @LuckmoreSiyapenda-im3yy 28 дней назад

    Mambo Mutasa chibaba munondigonera

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 28 дней назад

    Sando dzenyu Mambo Mutasa

  • @WandifadzaShupiki
    @WandifadzaShupiki 11 дней назад

    Vakadzi vaneseka ava ndovafarira kuti munhu anyatsonyara

  • @chamvekamarimbe9311
    @chamvekamarimbe9311 26 дней назад

    Mambo wedu shumba I number 1

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 29 дней назад +3

    Vatori venhau murikuzvi fambisa seiko nyanya iyi ndakaiona kwakawanda.munodii kuchinjana nyaya kuti yatorwa neumwe vamwe vorega.Tinopera data nenyaya imwe

  • @user-iz3rm8js2p
    @user-iz3rm8js2p 27 дней назад

    Nyengai tete avo she Mutasa😂😂😂😂akachipa uyo😂😂😂😂

  • @user-yz4ih5lg3d
    @user-yz4ih5lg3d 24 дня назад

    Uyo anopedzera manje

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 28 дней назад

    Mukadzi unonyadzisa uyo kana kuda nhaka kwacho vanhu vane hudyire ndapota

  • @patiencemaunga3679
    @patiencemaunga3679 27 дней назад

    Hanzi Namambo l want to treat you vazvinzwa here

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 7 дней назад

    Chibanda ko gadzira sound quality

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  7 дней назад

      Takagadzirisa sound, watch our latest video

  • @ConfusedChameleon-ce6rn
    @ConfusedChameleon-ce6rn 29 дней назад +2

    Taiyepo

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 24 дня назад

    Lol

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 27 дней назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 24 дня назад

    Nyatsoteerera unzwe kutonga

  • @lloydmukwindidza5192
    @lloydmukwindidza5192 28 дней назад +2

    Ingavani mukadzi ataura chokwadi kuti haana kuroorwa kokagomba kaaķuchereswa ndekechii . Iye asina murume. She doesn't have a husband instead she has a long term boyfriend simple. A civil partnership is not a mariage.

    • @husseinchamatumba6984
      @husseinchamatumba6984 9 дней назад

      If you followed the story well when she was taking peace order against her own brother. Akashandisa surname yekumurume kwaari.

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 23 дня назад +3

    Fair judgement for me. Let’s think big guys, don’t think small and think ownership. Ngatisarwire zvinhu zvevabereki. B4 my dad passed on, he said to me , son this is my house. Referring to our family house in chitungwiza. It’s my asset and i can sell it anytime and ndoenda kumusha. By then it was harsh to me but when God prospered me, the first thing was to have my own house. Before he passed on, he visited my finished house and he was so proud of me!