Baba Taps and team❤👍. The police camp needs to be shut down because they're complacent in these criminal activities. Asi pakufa kwevana vanhu ngavasungwe. Mapurisa manyanya munotora sei mari ineropa🤨. Mabhinya acho arikutouraya nehama. Kutovhima mumusha
Ndipeiwo malikes anaSamanyika kana muchiti Karaganda TV inotigonera show me likes
Not samanyika hangu but tiritese
Mandebele mazezuru tiripoo mukutisamhura here anhuweee musadero ndopedu pano❤❤❤❤
Ana Wasu tiripano
1 muvhitori ndiri pano
Vanowirirana neni kuti Mukotsanjera Hoyeeee ndirovei nema likes 🥰🥰🥰
One of the Mambos who are wise and educated ,I love this Mambo
Mhuri yekwamuranganwa kwakazara. Mabhinya ngavatonherwe rufu
He is theee best
Mambo Mutasa is very decisive. He does not waste time. Havadi kutaura kunoenda Kure 😂😂😂
Muranganwa Guys vaifanirwa kungonzi MaBokoharram🙌🙌🙌
Ndomurangamwa imwechete chete neyekwachigodora here? Kana iriyo inotyisa
That's true
😂😂😂😂😂😂
Havatyi kucheka vanhu dhemeti haaa
Taura hako zvino namukotsanjera arikuchiputitsa manje manje
KwaMuranganwa ndagadza pfumo pasi pakufa kwaHumba pakataurwa John Muranganwa fut unenge musha wemabhinya😢
Uku panotangwa basa naMukotsanjera toita mwedzi tiriko totogara pano nemagudza haaa
Ehe
my comment too
After God fear muranganwa family 😢😢😢.
Chief mutasa plz dzingai vanhu wekwa muranganwa mudunhu menyu.
Moda vaendepi kkkk
Mukuda vaendekupii kkkkkk tìnopera zveee
Hezvoo, voinda kwaani? Ngavagare kune vavajaira ikoko
Kkkkkkkkk ku jere straight @@samjoe2154
Haa kwanoenda vanosviko uraya double
Mabinya wanhu awaaa in Mukasanjera 's voice
Zvinorwadza chokwadi. Zvababa Eggie mwari itaiwo vese vane ruoko parufu rwavo. Vabatwe it's not easy munhu we mukadzi kusara worera vana wega. Be strong Mai Eggie kusvika justice maiwana pamurume wenyu
Ummmm kwaMutasa nemabhinya 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾chii chaicho kana zvofumuka kudai 💔💔
Iiiiiii seems worse than Gokwe
Inyaya yechikoroza kuPenhalonga
Kune mabhinya kani 🙌🏾
Takakura zvakadafo iwe isu takambopotsa Tabatha nemabhinya tichienda kuhuni zvakaoma kani
Zvakaoma sure
Policing should be intensified in Manicaland. No to late beer drinking
I love him Sa Mutasa aiwaka tadireiko nhoroondo yema girlfriends weldone bisai bhutsu munouya kuzotorwa nemapurisa next case ❤❤❤❤
After God fear the muranganwaz 😂😂😂
Thought as much 😂
Agreed lol
Kwa chigodora variko 😂
I was looking for this comment
@@josiemadziwasame here! Notorious!!
Tupac still lives nyangwe kudare ramambo Mutasa .Legend
Chief Mutasa please do something nenyaya yemabhinya iyi tatambura isu
Ana Muranganwa varimo, related to John Muranganwa vekuponda Humba. And guess kuti Sabhuku ndiyani? Duri. Nzvimbo iyo ndeyemabhinya
Uyo mukadzi akaudzwa newitness iyo akanonoka kufunga , otherwise angadai aka recorder. Mazuvaano recording ndoo chamboko chewaya bcz munhu anokurambira zvaakataura.
Vanhu vekwamuranganwa vanetenge mabhinya pese paurawa vanhu havashaikwe
chief you are a star
Baba Taps and team❤👍.
The police camp needs to be shut down because they're complacent in these criminal activities. Asi pakufa kwevana vanhu ngavasungwe. Mapurisa manyanya munotora sei mari ineropa🤨. Mabhinya acho arikutouraya nehama. Kutovhima mumusha
Muranganwa family is stressing God always
😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😅
Norest😂😂😂😂
Havana kumbotongwa na Chigodora here ava
Vakabva Neko John muranganwa kudii dii wee musoro wenyaya mabhinya 😂😂
@@politedhakazhe3576 yowee bva zve mhuri iyi zvakaoma
Ukazwa hurongwa hwekurayiwa kwemunhu iwe wonyarara wangofanana nebhinya futi straight
Manje Sekuru Mukosajera havatengwe nemari chero zvodiyi
Ya good narrator
Point of correction vaN'anga
Nyamariwodzo haana secret nemunhu apo marasika
Mukotsanjera haana secret nemunhu anotobvondora kupfuura imi
Senge uyo abe Rasta ibhinya arikutooneka
Taura hako
Mambo Mutasa anogona kutonga nyaya thanks 🙏
Wow😮
Ndayiwepo baba Taps munofara hre ?changamire wangu regayi tikwidze maoko
Mabhinya mutirongo big up mambo Mutasa
Ummm Muranganwa 👐
Mambo Mutasa havajaidze, police havanonoke kusheedza
Well done chief, there is no smoke without fire
Chief Mutasa Salute.
Kuuraya hanzvadzi yangu kunga huka Joseph usambozorora
Baba Taps 😊 KARANGANDA Tv manyama ..
Chief Mutasa Keep it up Mabhinya ose ngaaendeswe kuchikurubi Wy Area iyoyo Mhondi dzichiita Madiro nehupenyu hwevanhu kudaro
BaTaps tipakurireiwo Duri 12 ne 13 ka1 please 🤣🤣🤣🤣mupe futi humba mhamba wambodhakwe bhijana 😂😂😂mundimhoreserewo Konoria mumuti kuno ngewadi hawo 😆😆😆irisei ngozi yaHumba kuti chuuuu
Kkkkkkkkk wasiyawo Kiss me bye bye
Humba makombe asopinza mhuri yekwa duri pakaoma 😂😂😂
😂😂😂 tokudaidzira humba kupemba ipapo
Mamboo wangu Munebasa
Chokwadi tamirira🎉🎉
Hallo guys tavepo how far kwa Duri
Muranganwa pese pese 🙌🙌
Usakanganwa Duri futi😂😂
Tichadzingwa mabasa nenyaya dzemabhinya vanhu vekwamutasa munobviro uraya murimabhinya
Taurai henyu
Haaaa vanhu vekwamuranganwa makaoma ngozi dzeseidzi muchadzigona here😢
baba taps tipeiwo ma latest a sekuru mkotsanjera pliz takumbirawo henyu
Muranganwa family uuum ma1
Part 2 please..
Haaa muranganwaz ka???
First one to comment 💃💃💃💃
Thank you baTaps
Yooooo dzingai mabhinya ayo.Atiza isai pikicha pasoshari anobatwa
Mambo Mutasa pedzai mabhinya please kunyanya mapositori mabhinya muranganwa mabhinya kwese kwakaurayowa vanhu varipo
Tamirira part 2 ba tapus
Ndati ndigare ndapindura munhu iyeye kuno ku KAROI AHASATI ASVIKA
Muranganwa family surrend....
Heeeeeeyi!!!!! Mkotsanjera
Muranganwa family ngozi muchadzipedza kudziripa here
zvakaoma padonyangara,musha wanyangara kani wandau imwe
Ndati mhuri yekwa muranganwa hatina zera nayo😂😂😂😂
Muranganwa ine mabhinya futi yooo🙌
Tinotenda Mambo Mutasa nebasa ramuri kuita kupedza nyaya dzemabhinya mudunhu renyu.,kunyanya kuhonde valley.Rambai makashinga mubasa renyu dunhu richeneswe.Deno tabatana tose vagari VeMutasa kutsigira Changamire kupedza nyaya dzeubhinya
Mambo Mutasa vanosangana nezvikukutu sure sekuru muri pama 1
Iyi inoda kupisa futi 😂😂😂😂 Muranganwa to the world
Haa kwaana Wasu kwakazara mabhinya
Kunototyisa iiii
Kubatsirwa kubatsirwei kubatsirwa unogona kupihwa mhosva isiyako😂😂😂😂😂
Baba taps tokumbirawo mukasike kuisa.mavideos enyu nekuti anobuda zviri clere ma video T, one camera dzawo dzaka dhakwa plis
Chanaiwa ndeipi
Ndewekumaraini kwako
Team chipupuri fut nxaaaaa Honde makazara mhondi hamuna Moyo er
Muranganwa family 👐👐👐👐👐👐
🎉🎉🎉🎉 chief Mutasa
Uyu ane nyaya uyuuuu
Security yacho hino zveyakabodoka mukumbo inomhanya sei manje kana dready uyo akada kutiza hake kkkkk
😂😂😂😂 kuita dread ma1 unongofungirwa pese pese pamwe haatogone kumhanya😅😅😅😅
😂😂😂😂 Mtasa kuvanhu hanzi bvisai butsu mapurisa arikuuya kuzokutorai
Kanzvimbo aka kane mhondi👐
Ehe uko vanobhinya shame kunyanya wema bussiness
Ini ndafunga kuti saru mkadzi
Haa Muranganwa family surrender
KwaMuranganwa Shumba yengozi Mukotsanjera inptombonotema musasa!!!
Haaa muranganwa can uraya 😢😢😢sarendi
Mambo Chaiye anoziye mitemo
Iye tich ngaasashandire kunoshandira ba tapus ba
Yes Chief magona ipapo nyatsotsvagai nyaya yemabhinya iyi vanhu vekuhonde varikuponda vanhu nekuda Mari ongororo irikudiwa chaizvo
Karanganda makanyanya sando dzenyu❤❤❤❤❤❤❤❤
Ummmh zvakaoma
Anhu ekwaMuranganwa ka ngozi idzi munodzipedza ere shuwa😢
Pasi nemabhinya chief mutasa ndizvo pedzai ese mabhinya
Camera bhoo hre
Bho wena
Ummm kanzvimbo aka kekwaMutasa kanenge kanotyisa nenyaya dzemabhinya haaaa zvakaoma hazvo
another muranganwa ngozi again .....yah rega mukotsanjera akati mucha ....... nadzi😂️😂️
Iiiii Mutare dunhu rachief Mutasa ndekwemabhinya kunototyisa kugara mmmm
Taura hako mwana wababa vangu Manjenjenje
DC Mutasa Nyanga
CAMERA yadiiizvee baTaps
Bataps muri sei munotangirwa kuburitsa nyaya naTich
Vanoshanda vese ava I think,nokuti ndakamboona rimwe video raTich and baTaps was there
Iyi n'anga yavao kudaombiri yamukotsanjera 😂😂😂
😂😂😂first pamusha pakaranganda
Mabhinyaaa chaiwoo uuuummmm varikutoonekaa face especially face dzawooo
KwaMutasa nemabhinya anaRose anamuranganwa mmmm vanoponda ngavafe vachidyiwa nembada
Vana Muranganwa vanetsa. Ndiwana mupakatsine here?
kanda part two kkkk
Muranganwa family yanyanya ,Mambo sukai dunhu mabhiinya apere mhuri dzatambura nemweya dzengozi idzi
Amen
Mabhinya anyanya paMakunike pedu apo... Tendai Mandiyeuza ndakadzidza naye same class primary 😮😮
Sabhuku Duri munotombowana nguva yekuzorora nekuita basa pamba here nemabhinya aya????
😅😅 apa kwa duri kwacho kutorine zvirikooo
Ndi Sabhuku Duri here uyo
mmmm bmunini ratsa mune nyaya mufunge kuda kuzopinda nemunhu muguva kuti muwane kutsipika😢
Karanganda waiyepo er
Todah party 2