NDAKAFA NDAKADYISWA MAPUTI ANEMUSHONGA KUCHIKORO 😳!!!!!!! DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 11 ноя 2024

Комментарии • 438

  • @judx34
    @judx34 Месяц назад +43

    Number 2.. Ndipewo ma likes purizi

  • @NomsaZindove
    @NomsaZindove Месяц назад +27

    Mambo pamwe pacho munobvuma kurasika imi,pari kutaurwa nyaya yekare apo,vangani kareko vaivigwa nema burial order.mwana Ari form 1anotadza here kutumwa achiuraya worse kare vanhu vaienda kuxool vachembera.tongai nyaya kwete kuvhiringa vanhu

    • @bsmazzy6304
      @bsmazzy6304 Месяц назад

      Haa zvemazuvano vakurasika big time vanongokata Kata apa nyaya yekare vanhu kumamisha Vaidya even mutakura chaiwo palunch ,vakuzvinyanyawo

    • @perinaziki4895
      @perinaziki4895 Месяц назад +1

      Mambo vakarasika big time

    • @bossgmlambo7405
      @bossgmlambo7405 Месяц назад +1

      Iri tricky ko wy mai vakubuda ku mhuri kusi kwavo uye munh abude kuvanhu 3 same time

    • @bossgmlambo7405
      @bossgmlambo7405 Месяц назад +1

      wainzwisisisa hre iri tricky iyi coz akuna mudzimu unobuda pa vanhu 3 same time

    • @NomsaZindove
      @NomsaZindove Месяц назад

      @@bossgmlambo7405 saka paita matsotsi ari kunyebera zvawo.chivanhu chiri tricky yes

  • @TinTin.232
    @TinTin.232 Месяц назад +36

    Apa mambo varaswa nenyaya.
    Wave kuita sevasingazive kuti:
    1. Kune wanhu wakawigwa ne wari kuwigwa pasina ma burial orders or police investigations
    2. Ngozi inopfuka after many years of kutsipikwa. Inga nyaya mudhara Kupemba iri mudare mawo wani.
    3. Kwaana Chirinda kune imwe ngozi yakatokoka dzimwe ngozi dzekuMozambique kubatsirana kurwira umwe wawo.
    Apa mambo needs to come back to his role - TRADITIONAL LEADER

    • @owenkuwenyi5794
      @owenkuwenyi5794 Месяц назад +1

      Kuviga munhu asina burial order I crime zivai izvozvo madzibaba ishimael vari mudare parizvino nenyaya dzema burial order

    • @sdshippers9332
      @sdshippers9332 Месяц назад

      ​@@owenkuwenyi5794ngozi inongobuda zvayo 😢

    • @djflubby1172
      @djflubby1172 Месяц назад +1

      Yaaa Amai vangu shumba vanombodhoka Off topic ngozi haina time umwe anomuka asati avigwa

    • @GiftMoyo-ff3mq
      @GiftMoyo-ff3mq Месяц назад +2

      Podiwa Gamba regoromozi apa

    • @davisonjanhi3864
      @davisonjanhi3864 Месяц назад +3

      Kare zvaiitika munhu kufira mumaraini or munzira kuenda kuchipatara paingoziviswa police ,sabhuku namambo chete munhu otovigwa

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Месяц назад +13

    Honourable Chief Mutasa ehe besides magrudges mumhuri zvemhepo izvi zvinenge zvinokunetsai rinenge risiri department renyu mambo wangu
    Mhepo yaTonde yakabuda yaakuita sengozi asi akanga azviuraya ega
    Zviriko izvi chief

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve Месяц назад +4

      Zvechivanhu havazvigoni ava and zvehuroyi nengozi vanoita sevasingazvizive

    • @tarryngwere8960
      @tarryngwere8960 Месяц назад +1

      My thoughts too exactly

    • @primrosemarimirashiry8460
      @primrosemarimirashiry8460 Месяц назад +2

      Ende Havana respect kuvafi everytime panobuda mhepo mudare mabvunziro avo haana respect zvachose I still remember vachiti kuneimwe mhepo bye bye chienda kkkkkkk hayaaa

    • @patiencemusimhi4635
      @patiencemusimhi4635 Месяц назад

      YaTonde yakazopera here

    • @luckydhlodhlo7370
      @luckydhlodhlo7370 Месяц назад

      Eyee wena ngozi ya Tondee​@@primrosemarimirashiry8460

  • @DanaiSibanda-s3w
    @DanaiSibanda-s3w Месяц назад +6

    Mambo taking side raJudy apo ummmm you are chocking people vasingagoni kunyatsotaura nyaya apo , tongai nyaya apo hey although apo

  • @Kudziemaria
    @Kudziemaria Месяц назад +10

    Paita mugaran'anga APA ,Mambo matadza nyaya ,mnourayisa vanhu nengozi iyi ,Ngozi yatoona Kare KT hapana nyaya ikatosyana nazvo ,

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 Месяц назад +5

    Mambo pamangogona kuti go and seek help as two families. Marebesa nyaya unnecessarily.

  • @Vovo_om4
    @Vovo_om4 Месяц назад +20

    Ndatanga kucommender💃💃💃💃💃 bt patove ne4 views kkkkkkk

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад +1

      Wacomenter kutii mwana wamai vangu?

    • @Vovo_om4
      @Vovo_om4 Месяц назад

      @@shingiraitrevormboto2105 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @Olcool
    @Olcool Месяц назад +14

    Mambo haana chaanoziva. Kupemba akabuda patuvana 3 tyuya wani Mukotsanjera achiita matare. This mambo sometimes haazive chinhu. nxaaaaa, andibhowa sei. ngozi one inobuda pavanhu hobho, inga Mukotsanjera anodzibudisa wani dzichibuda pamunhu 1.

    • @EniahMukandi
      @EniahMukandi Месяц назад

      Apa haina kubuda pavanhu vaviri .nekuti umwe mudzimu wamai .

    • @rudodzvore4011
      @rudodzvore4011 Месяц назад +2

      haa zvinyuwaniwo kwaari saka hatingati haana chaanoziva kunge ashaisha stereki neewo munhuwo anodzidza, but zvekubuda pavanhu vakawanda ndoziva zvichiwanzo itika kana pane n`anga

    • @peterzhou-j3r
      @peterzhou-j3r Месяц назад

      Ndochokwadi

    • @Mamoyo-d8b
      @Mamoyo-d8b Месяц назад

      Vakunyanya kafull of I know

    • @ChirashaChikandamina
      @ChirashaChikandamina Месяц назад +3

      ​@@rudodzvore4011kana mazogara mambo chivanhu vanochizivisa manje, avo vanhu varikunyepera

  • @ayandaali5286
    @ayandaali5286 Месяц назад +5

    Mambo vave kuda kungwara pasingade kungwara....
    Munhu akanyanya kunzi ari wise anotanga kudomoka

  • @meviachiroodza2453
    @meviachiroodza2453 Месяц назад +8

    But ngozi inotaura wese ane ruoko kana akanzwa or kuona handiti, Judy maoko ake akasviba nekutambidza maputi kana akanzi enda unopa zve sure

    • @slauschannel
      @slauschannel Месяц назад +2

      Ndiro chairo, hanzi chero ukamhoreswa nemunhu auraya munhu asati ageza maoko or kupiwa hembe or kunzwa chaiko hurongwa hwacho watoomo mungozi

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Shumba now you're talking kuti fambai ndozvamaifanira kutaura pakutanga sekuru vanhu shumba❤

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 Месяц назад

    Well-done Mambo exceptional wisdom

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 Месяц назад +8

    Sunday yanhasi iri kunakidza thank you karanganda

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika Месяц назад +9

    😂😂😂😂😂hanzi asi makanganwa kuti makabudirwa herr nhasi ndafa zvangu part iyi yandinakidza 🤣

    • @abigailkanjanda8371
      @abigailkanjanda8371 Месяц назад +1

      Ndiisirewo pa clip time pataurwa kutu musasimudze maoko muchakabudirwa 😂😂😂😂 ndruda kupa Rumbi ku TikTok 😂😂😂😂

    • @shamainetimarizeni5429
      @shamainetimarizeni5429 Месяц назад

      Kwaaaaa ichocho chandityora

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika Месяц назад

      @@abigailkanjanda8371 🤣🤣🤣🤣😛

    • @shielahparadza3419
      @shielahparadza3419 Месяц назад

      😂😂😂😂

  • @NormanNetsakamano
    @NormanNetsakamano Месяц назад +12

    Tsoka akati ukatakuriswa saga rembanje kunosungwa iwe wakatakura

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika Месяц назад

      Thank you 💕 ndozviripo apa munhu anonanga munhu akamupa zvekuti ite anga atumwa mufi haazvizive

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 Месяц назад +6

    Togarozvitaura kuti mhepo dzinobuda idzi mafamily grudges anenge achisettlwa. Roverai maoko mambo Mutasa he asks magumba aya zvinobuda pachena. Hapana kana mhepo apa but ma jerasi chete. Dai dare iri rabatwa nen’anga yegorongoza he would have entertained “mhepo” dzese idzi kuita dambarefu achitaura ne fake mhepo hake. Look at the questions dzabvunzwa na mambo Mutasa that’s what people must do ask questions kwete kungobvuma zvataurwa ne mhepo yese yese. Well done Mambo you are showing your people how to be critical of every situation kwete kungobvuma.

    • @Mamak-r6s
      @Mamak-r6s Месяц назад

      I like your reasoning.

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 Месяц назад +6

    Magona changamire ndokuti vanhu vasiye drama rekunyebedzera kubudirwa iiii mai avo ndavanyarira zvangu 😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu nhasi kunyebera kubudirwa

  • @sheltonselassie4767
    @sheltonselassie4767 Месяц назад +8

    Ndaapo number 5

  • @phiniasmarimo6233
    @phiniasmarimo6233 Месяц назад +4

    Mambo dare renyu rine dambudziko haribvunzi vanongoteera imi zvamabvunza chero nyaya ikakurasai they don't oppose u pamashaisha remember u are human too on this case makatora side

  • @beatricegwaudzo9071
    @beatricegwaudzo9071 Месяц назад +10

    Mambo vavharwa ,mugara n'anga uriko zveshuwa

  • @primrosemarimirashiry8460
    @primrosemarimirashiry8460 Месяц назад +2

    Zvimwe zvacho mtasa ngazive zvinhu zvirikuitika mumamisha umu munhu anofa akatovigwa pasina death certificate plus kazhinji DC rinowanzotorwa remunhu asiya vana kuitira vazokwanisa kutora zvitupa nezvimwewo zvinozoda DC otherwise uyo akafa achiri mwana wechikoro kungoviga zvopera.but apa paneka drama apa😂😂😂😂😂

  • @kim6jay
    @kim6jay Месяц назад +9

    Haiwawo nhas varikungochenama havasi kutonga nyaya

  • @JacquelineMuradzikwa-j1h
    @JacquelineMuradzikwa-j1h Месяц назад +1

    This is spiritual please.....azvisi kuda Interligents izvi

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Mambo kumusha munhu akafira Mumba anoendeswa kumochari here kumusha kumamisha munhu akangofa anovigwa mangwana acho munozviziva wani apa muri kutambira ngozi nemidzimu iri kungotaura mambo ndokudai musabvumwa kushandisirwa mugaran'anga ndokuzivai muri mambo Ari strong nhasi zvaita sei ngava fambe vanhu ava manga magona

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 Месяц назад +4

    Mambo Mutasa kutonga kwave kuvanetsa havachagone ndozvavakaita pangozi ya Tonde now vakurambira judy

  • @GodfreyChimwanja
    @GodfreyChimwanja Месяц назад +2

    Mai nemwana vakauraya nekuti mwana haana kudya maputi acho sei.

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 Месяц назад +7

    Ndini nani tinonzwa kukomborerwa nekaranganda

  • @slauschannel
    @slauschannel Месяц назад +4

    But pane imwe ngozi yaibatsirwa na Mukotsanjera ngozi iyoyo yaibuda pavanhu vakasiyana siyana bcz pane vaimboramba zvikuitwa na sister avo. So zviriko

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 Месяц назад +1

    vanhu vane nzara shem 😂😂😂 wt a drama ever kunyepera kubudirwa wise chief kkkk maramba kuitiswa mambo @ mutasa😅😅

  • @shepherdhwingwiri1459
    @shepherdhwingwiri1459 Месяц назад +1

    Mambo Mutasa ndaivaremekedza chose but apa varasika apa. Nyaya yakaitika kare and vanhu vaingovigwa pasina police or death certificate.
    Ngozi inongomuka even after 100 years.
    Munhu haana kutaura kuti ndapiwa maputi paakarwara.
    Judy akatumwa naamai vake nemaputi, and aizviziva kuti ane poison

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Mai vane pink varikutaura avo vanenge vanoroya hapana zvavataura varikungoparidza zvisina basa pamwe ndivo vamwe vevakakanga maputi acho chokwadi vanochiziva sei vauya kuzotaurira pano varegerei kutaurira kumba kwavo vasati vasvika zvekuti mai judy ndivo vaibikira vanhu vanorega kubika sei vachifara kuti basa vapedza hazvina mupunduro zvataura namai vane pink avo ipenzi yomunhu mai avo

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Месяц назад +2

    Mambo haafanirwe kutaura nezve death certificate nekuti igwaro rechirungu. Zvinobuda pa death certificate hazvidyidzane nehuroyi. Mutasa ane paakamboona kana kunzwa here kuti death certificate rakanyorwa kuti munhu akaroiwa.

    • @Chakabyebye
      @Chakabyebye Месяц назад

      You are right there ! Not all death certificates have the real cause of death 😂

  • @tauyanashechikuku
    @tauyanashechikuku Месяц назад +2

    ini zvangu ndino tsigira decision yamambo. vanhu ava vanobudigwa nhema ava

  • @davidchimuti5691
    @davidchimuti5691 Месяц назад +7

    Mambo uyo qva fake these days .. headman Chigodora haana tsvete now anopopotera vanhu vauya nenyaya sekunge anoziva zvakaitika chizanu chakabata apa.. thts not how u speak to your pple no wonder nyika irimunyqtwa

    • @DzivaManyika
      @DzivaManyika Месяц назад

      Chokwadi, Mambo akurumidza kutambira version yaJudy asi achiramba zviri kutaurwa nerimwe side. Mambo akuita kunge lawyer raJudy!

    • @ruvahmukura8551
      @ruvahmukura8551 Месяц назад

      I think chanetsa apa zvawaudzwa nezvaitika hazvina kubuda kwazvo

  • @VeeMcompe
    @VeeMcompe Месяц назад +1

    Nyaya dzengozi dzinoda headman chigodora,apa vamutasa marasika zvenyu,plus imwe nyaya futi mukonzanjera akaita imwe nyaya yengozi yaikatobuda sahwira achiti arikuvhikira vana vasahwira vake so mubvunzo vangu urupakuti mai vanotadza nei kuvhikira vana vawo

  • @kidwellchikurunhe2120
    @kidwellchikurunhe2120 Месяц назад +3

    chief to the world

  • @tmmediadesigns
    @tmmediadesigns Месяц назад +1

    Vanhu ava vavachida kupiringisha dare - Mambo Mutasa vane uchenjeri

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 Месяц назад +1

    People are now abusing this Ngozi nonsense for self enrichment

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Месяц назад +9

    Shumba mambo Mutasa kaa kkkkk hanzii dzikasai ruoko machakabudirwa 🤣🤣🤣

  • @HW-be7zw
    @HW-be7zw 11 дней назад

    Mambo vataurisa unnecessarily zvoita sedanbe. Entertaining a lot from one side. Maresva mambo.

  • @MevisRuvengo
    @MevisRuvengo Месяц назад +7

    Mambo APA makonewa hamuna kutonga zvakanaka

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Mambo murume ari next nemi uyo ane voice rakashoshoma uyo arikuti munhu akafa haana tsapi uyo ngaagare anyarara anotonga achiti madrammer nekuti hazvisi mumusha make haufaniri kutonga ngozi imi muripo pakuti fambai munzwe kuti chii panekituka ngozi

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 Месяц назад +2

    Yaaah vabahwa nhasi vachinyepera😂😂😂😂 Mambo magona ibhora iro

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Vanoti mutumwa haana mbonje ASI uyu akapa munhu maputi achiziva kuti anemushonga sei iye asina kumadya maputi acho nayevo vakafa vose

  • @killabplayn754
    @killabplayn754 Месяц назад +2

    Mambo muri ku interrogator ma spirit s why? Family yakaurairwa munhu why why? Mambo

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Makurukota amambo kana mambo achitaura regai ataure ega musangodavirira davirira imboitavo nguva yekutaura mambo anyerere tione kuti munogona kutonga here mambo Mutasa muri soromoni mwana wa David chaiye musavhiringwa huchenjeri munahwo

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 Месяц назад +10

    I love Mambo Mutasa and family , he is very wise🙌🙌
    Sibonge uMkhulu🙏🙏❤

  • @MaxwelZimunya
    @MaxwelZimunya Месяц назад +6

    Mambo mambo mambo batsirai vanhu kwete kubvunza vanhu mibvunzo isina basa

    • @ChirashaChikandamina
      @ChirashaChikandamina Месяц назад +1

      Yaaa matorasika, matosara ipapa, mambo vatoonera kuti ifake idzi hapana arikubudirwa apo

  • @DanaiSibanda-s3w
    @DanaiSibanda-s3w Месяц назад

    Mambo mambo mambo wangu 🙅‍♀️🤦‍♀️🙆‍♀️ i give up

  • @proematekwe9334
    @proematekwe9334 Месяц назад +3

    Imi dzikisai maoko muchiri mumweya😂😂😂😂

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Месяц назад +4

    😅😅😅😅hakuna kna akabudirwa pavanhu ava

    • @FaraiChigutiro
      @FaraiChigutiro Месяц назад

      Gara pasi iwe hapana zvawunoziva iwe

  • @Julia-k9g
    @Julia-k9g Месяц назад +4

    Changamire munhu akafa sudden death , asina clinic card anoitwa post morten uye police report. Maputi akangodya ega here packet yese ?? why pasina mumwe akadya woo .

    • @Wachidopaidamoyo
      @Wachidopaidamoyo Месяц назад

      Sezvo padari inoitwa

    • @medina3002
      @medina3002 Месяц назад

      You are right vana vechikoro they share

    • @josphinemandangu-ps6dc
      @josphinemandangu-ps6dc Месяц назад +2

      1987 paruzevha vanhu vaisanyanyoita zveMaDeath Certificate and Burial Order. Vanasikana vaka itwa maRape mazuva ivavo macases especially rape kuMwana weHama, Mazhinji haana ku reportwa, 1. kusaziva Mutemo, 2.Masada kufukura hapwa, hanging dirty linen to the public principle,3. Kudakuchengetedza hukama neRapist 4.kusaziva kuti Rape ichitambudza mwanasikana kusvikira ave Mbuya , avane vakwasha, varoora , great great children kusvikira muGuva.

  • @CharlesNemaisa
    @CharlesNemaisa Месяц назад +1

    Vanhu musataure zvisina basa kuti vari kunyeperwa kubudirwa . Nyaya iyi hapana asingaiziwi even if you want to investigate kudunhu kwatinogara munozonyara . Nyaya iyi haizi fake asi kuti vanhu vanotsibika nemishonga. Kune zvimwe zvakaitika kumashure futi bt vanhu vakazotenda chokwadi chabuda. Wait for part 2 mozonzwa zvichabuda

  • @PatriciaKashiri
    @PatriciaKashiri Месяц назад +2

    Mai varikuda kudzivirira kuti mwana wavo asatandirwe mumba mavo cos vakauraya varikusairira mufi kumba kwake

  • @BossShady-rw7jb
    @BossShady-rw7jb Месяц назад +3

    Yaa true chief its not making sense

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Месяц назад +1

    Baba vetshirt yemalines ayo vataura kuti kutokonya pasi avo ndivo vari kutobatsira kusundira vamwe ngozi iyo kutya kufamba kwanzi topedza Mari vanotyei

  • @Tafaragwarimbo_be5hh
    @Tafaragwarimbo_be5hh Месяц назад +3

    Judy uchazviona siyai gays

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo Месяц назад +1

    Pakuramba kuti ngozi 1 haibude pavanhu 2 or3 mambo varashika zvirkungoitika wani murikufamba mukotsanjera umo

  • @Shanankapesa
    @Shanankapesa Месяц назад +2

    Aaa mambo Mutasa munondigonera,kusvavisa nevarikumhepo kkkkkk

    • @CleopatraMudyandigere
      @CleopatraMudyandigere Месяц назад

      😂😂😂😂ngozi dzefake kumakana zvepabarika

    • @floet3498
      @floet3498 Месяц назад

      ​@@CleopatraMudyandigereraisava barika. Babamunini naBabamukuru. Chinonakidza ndechekuti isu zvedu chero tikataura varidzi venyaya vanongochiona vega.

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t Месяц назад +4

    Uuuum apa mambo amuna kutonga zvakanaka mai kana vafa vanotohwirawo vana vake saka imi mai venyu vakakufuratirai hre ,arisi dzinza rake hake asi ndokwanenge akaroorwa oita vana anekodzero yekurwira vana vake amuziyiwo chianhu iwe

    • @meviachiroodza2453
      @meviachiroodza2453 Месяц назад

      @@Monica-z3t true midzimu yekwamai inovhumbamira nhiyo dzayo, kuchivanhu vanoti deketera uchidana dzimu rekwababa nerekwamai, saka mambo varikuti isu vakadzi chedu kuzvara chete here vana vacho hatina link navo here

    • @Monica-z3t
      @Monica-z3t Месяц назад

      @@meviachiroodza2453 vavharwa ameno chiii

    • @Mamoyo-d8b
      @Mamoyo-d8b Месяц назад

      Mazuva ano varikuvharwa zvakaipa

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 Месяц назад

    Mambo h r always on point asi nhasi u r a bit lost...too much questions ndavekutoita murasike dingindira...yes those 2 ladies vaita zvav dram but point ndeyeNgozi

    • @chiponduna2891
      @chiponduna2891 Месяц назад

      Then they should stop being dramatic and get straight to their point

  • @juniorruwona8027
    @juniorruwona8027 Месяц назад +3

    Apo mambo vatirasikei mbijana dai vangoti endai munoona chiremba chete

  • @ianmugavazi7319
    @ianmugavazi7319 Месяц назад

    Completely off the rails today chief

  • @ceciliamapfunde8645
    @ceciliamapfunde8645 Месяц назад

    Mambo arrogance munodziwanza ahhh. Be a fair leader

  • @leonardmukwewa5792
    @leonardmukwewa5792 Месяц назад

    I saw my building teacher Mr Masiiva

  • @ruekayla
    @ruekayla Месяц назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂 Ngozi yakutokonya pasi ndizvo hr drama racho

  • @eriamujere9498
    @eriamujere9498 Месяц назад +2

    Ngozi ndaiite basa chete apa mambo vatadza kutonga madii kungodaidza shumba yengozi mkotsanjera

  • @Chinasek3001
    @Chinasek3001 Месяц назад

    Wise chief..he refuses to be conned😅

  • @layanm5028
    @layanm5028 Месяц назад

    Kunzi mambo hazvirewi kuti haurasi nyaya...
    Plus mambo tongayiwo nemakurukota enyu uwapewo time..cz warikutedzera kutaura kwenyu

  • @petronela7548
    @petronela7548 Месяц назад +1

    Mambo mutasa to the world

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад

      World ipi ivo varikurasika panyaya

  • @ushermzerengwa5820
    @ushermzerengwa5820 Месяц назад

    Mutasa anomborasikawo fti kkkkkk haaa anopfuurwa kutonga ndiHeadman Chigodora

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi Месяц назад +2

    Apa chief musakotesa vapenyu vhunzai ngozi

  • @lovenessmasango7535
    @lovenessmasango7535 Месяц назад +1

    Mambo munotonga zvenyu asi apa makupa mhosva kuvana Ava vaive vadiki. Ngozi ndiyo yamunofanirwa kubvunza . Asi ngozi aivhikike

  • @judithmasenda4355
    @judithmasenda4355 Месяц назад

    Kunyepera kubudirwa uko thank you chief mazvioona kutambisirwa vanhu nguva

  • @RylieSmith-wd3lu
    @RylieSmith-wd3lu Месяц назад +1

    Mambo vagonesa kutonga nyaya iyi. Dzimwe hadzisi ngozi vanhu vanomutsa mweya nekuda hupfumi vekuripwa. Gogo vakapfeka pink understands what mambo is saying and she also said munhu haanakumbonzi akauraiwa paakafa kare kacho. Ngozi yacho inopusiswa nemaquestions mambo ingozi rudzii. It's fake

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Месяц назад

    Midzimi iye ziiii. SaMutasa🎉🎉🎉🎉😅😅

  • @AishaNaled
    @AishaNaled Месяц назад +3

    Kwakunyepera kubudirwa Ku aaaah😂😂

    • @TavongaAlpha-bi1cl
      @TavongaAlpha-bi1cl Месяц назад

      Chokwadi zvinhema zvatotaridzwa nemachembere aya kunyarara kt zii kana kudaira kkkkkkkk

    • @chiponduna2891
      @chiponduna2891 Месяц назад +1

      Why almost everyone arikubudirwa nengozi 😢😢these days

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

      ​@@chiponduna2891ukunzwawo makore adzakaparwa?
      Ndopanonzi nechishona chisi hachieri musi wacharimwa. Dzedu dzatiri kukorokorawo in 40 yrs time dzedzaakubuda.
      Also, mhondoro dzine time yekumbochenesa matunhu adzo.

  • @EniahMukandi
    @EniahMukandi Месяц назад +3

    Nhasi mambo vari off side

  • @selinamurudzwa1256
    @selinamurudzwa1256 Месяц назад

    Haha apa mambo nyaya yavarasa, vaputirwa

  • @miriam-z1y
    @miriam-z1y Месяц назад

    ❤❤❤❤❤❤magonesa bamboo Taps

  • @tauyanashechikuku
    @tauyanashechikuku Месяц назад

    kana munhu akapondewa anozvi gwira hondo yake oga not this drama thank you chief

  • @georginagarai3900
    @georginagarai3900 Месяц назад

    Kkkk😂😂😢 Mutasa yakaoma

  • @cassandraker
    @cassandraker Месяц назад +1

    Vada kushooter mafirimu manje mutasa haaitirwe izvozvo😂

  • @TrustKhumbula-ii3qn
    @TrustKhumbula-ii3qn Месяц назад

    Mambo kwanai, mukurebesa nyaya isingafanire kureba, vanhu ngavafambe chete amuna ziso repiri kwanai chief mutasa dako remunhu

  • @TaleChibs-b3y
    @TaleChibs-b3y Месяц назад +1

    Mbuya ndanzwa kuvanyarira shem vakutotadza kana kupindura mibvunzo 😂😂

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika Месяц назад

    Inini hangu nehusimbe hwandiinahwo hwekunyora sooka kuita secretary handingazvikunde 😂 secretary avo vane basa veduweee eish vachingonyora minding his own hokoso 🏃

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Месяц назад +2

    Kkkkkki haaa mhepo yamai payabuda yaifanira kubvisa dhuku yotaura 😂😂😂😂paritricky

  • @mikevurirai
    @mikevurirai Месяц назад +1

    Mambo munomborasikawo imi,instead of helping people are r asking too much questions

  • @Olcool
    @Olcool Месяц назад +3

    This is 87, ndiyani achaziva zvaivako nguva ikoko.

    • @priscillamashaya9796
      @priscillamashaya9796 Месяц назад

      True dear kare kwaknaga kusina zvemaburial order echirungu aya ekuti munhu akafira mumba anomboendeswa kumortuary oitwa post moterm ba,kwaitonotengwa coffin munhu orara mumba otovigwa saka panogona pasina kuitwa post mortem ,police inoidaidzwa kudiiko haana kupondwa munhu uyu akafa nekurwara nekuda kwepoison Chief wakutonga zvechimqnje manje kare naizvozvi zvasiyana

  • @teacheapmoregain
    @teacheapmoregain Месяц назад

    Zvimwe hazvisetse asi apa 😂😂😂😂makanganwa here kuti makabudirwa isai ruoko pasi

  • @maguramagura5335
    @maguramagura5335 Месяц назад

    Wese vakuraya inzwai Vematare mukotsanjera mambo mutasa is lost nw😟

  • @LaizahMhaka
    @LaizahMhaka Месяц назад

    Kkklk aayas mahumbwe ari apa so kunyepera kubudirwa uko vakungoda cheuviri chete hapana ngozi apa

  • @bvunzawabayaclever46
    @bvunzawabayaclever46 Месяц назад

    Kkkkkk mambo hanzi ndimi muri mumweya isu tirikuno

  • @NeverDomingo
    @NeverDomingo Месяц назад +1

    Apa mambo marasa nyaya, ndosimboteerera muchitaura zvine musoro but apa you're playing to the gallery

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 Месяц назад

    Vanobuda Mambo Dr Mukotsanjera vakaita kuti varoora vari three wani Ngozi one

  • @faraisimango720
    @faraisimango720 Месяц назад

    Mmmmm apa mambo dzavharwa apa yoooooo inga zvakaoma

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Месяц назад

    Haaa ma drama chaiki ende vanhu ka

  • @StalloneTembo-v7i
    @StalloneTembo-v7i Месяц назад

    Haaa nyaya idzi dzinoda head man chigodora

  • @malvernchipaza4521
    @malvernchipaza4521 Месяц назад

    Koidzo dzirikutaurei ndi mambo here 😂 pa 26 minutes