We know this story from Tinashe Mugabe, Chief please please, musikana ngauye, it seems baba ava vanechekuita nemimba iyoyo. Look how he reacted pama bvunza kuti musikana aripi. Vakaramba DNA nemuzukuru free of charge from Tinashe. Please dzifambireyi
Yaaa; what goes around comes around (chamhara). Dzvetera nemukadzi wake nemwana wake matsotsi asingaiti. Dhilayi navo mambo semagonero enyu basa atinokuzivayi nawo. MaiForogonya vaitongoratidza kuti idrama queen riri pachena.
Anyone awona connection between this case nenyaya yeku DNA yeforogonya iya. I think its the same father aifungirwa kuti ndomuridzi wemwana na Nyakutsikwa akazonzi hasi baba vemwana.
iyi nyaya yaida ivo Marujata ,mai Forogonya varipo vanyatsoudza Chief Mutasa kuti "Rape is Rape " kwete zve DNA izvo shevedzai mai Forogonya vape uchapupu
Chief Mutasa must watch the Tinashe Mugabe shows regarding this issue 1.this father is the one who slept with her daughter & Evans wacho mwana wake 2.vakarongera their neighbour kuti a raper & it’s a lie & it’s all set up
Chief Mutasa keep up the good work munogona kutonga pinai munhu machinda amambo
My favorite chief, mambo wangu ndokutembai moipedza mega
Inhumbu yababa vake
Yadzoka zvekare my village pipo mamatiregerera nenyaya ye forogonya Iya baba vemwana ngavanotetswa plz chief
Ndokumbirawo malinks ndini muzukuru wava mutasa🎉
Ma links echii?
Hanzi ngatimbotaurira pasi. Nyaya iriku high court ndeipi?
Right an interesting story. Apa kana muchiti hapana ari above the law. Tinoda kuona mapurisa achisungwa apa
😂😂😂baba vanogara panext nachief wanondinakudza wanomwa chiii😂😂😂 ndivatengere
Me too vanondinakidzawo zvekuti even voice and the way yavanokanda nayo mibvunzo soo
Kkk Kwai pasina judgment sheriff anogara mumba kkkk anenge anomwa brandy mudhara uyoo
Neniwo ndikuda kutovaisira yedrink
I think they are brothers
Ndiyo Forongodo here,mhosva hairier baba kupenga mai kupenga mwana haazive muridzi wemimba saka vachivharwa mari
100% Mudhara akapinda mwana so sad dzinonyebera kuzungaira
Akatiza kwaMugabe last time paakanzi dna
Aimhanyirei kuenda kuHigh court
Baba ndivo muridzi wemwana vakatizirei vaMugabe
Chief udzai baba vaende kudna nevanakomana wavo
Bigup chief you're the best
Baba ndimi muridzi wemwana sei makaramba dna
Frogonya how come to you is back😅😅😅😂😂❤
Shumba more fire
Ini ndafunga kunoswera hangu padare pachief Mutasa ndichinzwa nyaya zvangu 😂😂😂😂😂😂😂
@Tinashe Mugabe please have a follow up nenyaya iyi.Dzevetera ngaiitwe Dna test
Idzo dzinongopotsera mashoko. Hanzi pasina judgement sherrif anoswera mumba haabudi.
Ndodzifarira manje😂
Ndodzifarira manje😂
Dzine skiriiiiiiiii
@@natifmobile2923 dzakapenga wena dzinongopfekera soo. Pane padzakamboti ramba uchitaura hako mhosva dzako dzirikuwanda.
😂😂😂😂 hanzi iwe usabvotomoke ba iwe
Bba avo ndivo vakamitisa mwana wavo❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
I think so too coz vaizomhanyira kudemander mombe sei iye mwana wake ari pfambi yairara nechero munhu
kikikiki ndaseka zvangu,Rega tichimbotaurira pasi 😋 . murume uyo ngaabhadharwe kutambisirwa nguva nepfuma yake
Very true hapana nyaya apa
We know this story from Tinashe Mugabe, Chief please please, musikana ngauye, it seems baba ava vanechekuita nemimba iyoyo. Look how he reacted pama bvunza kuti musikana aripi. Vakaramba DNA nemuzukuru free of charge from Tinashe. Please dzifambireyi
Yaaa; what goes around comes around (chamhara). Dzvetera nemukadzi wake nemwana wake matsotsi asingaiti. Dhilayi navo mambo semagonero enyu basa atinokuzivayi nawo. MaiForogonya vaitongoratidza kuti idrama queen riri pachena.
Hoo ndovene venyaya iyi nhai😂
Baba Forogonya ngavatorwe DNA test
Chief varikutonga chaizvo chaizvo❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Mambo Mutasa makore awedzerwe ekutonga
Baba vemusikana uyo ndivo vakanhumburisa mwanasikana wavo ngavaitwe dna. Mai vacho vaivhundutsira neighbour yavo iyo vakamuita extortion. Mai vacho ndovekuti neighbour usandikwidza forogonya
Ndipoo link yenyaya yeforongonya yacho
Ndi how come to you kaiyi
Kukwidza forogonya yangu
Mambo vanogona but avo vadare ngavanyarare vanovhiringidza dare please
How to you soo Dzvetera kurara nemwana wako here
Your majesty 🙏
Ndiyo nyaya HOW CAME TO YOU SO ....... yadzoka futi😂😂😂😂 NYANGA WOYE
😅
Baba ava is guilty. If you trace back kubva kwaTinashe Mugabe, vakaramba kuitwa dna. He is the culprit.
How come to you forogonya back yaane power.
@Tinashe Mugabe DNA Close please can u test this mudhara dzvetere we need justice fo ths guy
Taurai rimwe izwi risiri compansation pamwe chirungu chirikuvhiringa😂😂😂
SaDzvetera, ndiye akarara nemwana wake akamunhumburisa. Achibva apa mwana mashoko ekutsvirira muwakidzani uyo. Ndaabvunzurudzwe uyu mudhara
Dzvetera ngaaende kuma testa e nyaya
Ko iye forogonya aripiko kkk.Baba vapinda busy ava shame
Iyi nyaya mutasa ngaafose dzvetera aende kuDNA
Matatenda ekuraper mwana Jesoooo 😂😂😂
How come to you kkkkkk Dzvetera i benzi
ndiyo nyaya yakanetsa yekuNyanga iye yeka moms kaye kuti forogonya
Saka muchaita sei zvamakasvibisa zita remunhu?
Dzvetera ngaitwe DNA test uyo ndiye muridzi wemwana chete
Forogonya family😂 vanotonzwisa tsitsi pfungwa dzavo
Nyaya dzinonakidza idzi dai muchizongodzipedza padzinoperera
Chief mutasa magona ..
😂😂😂musatambe naMambo Mutasa😂😂😂😂😎
Mambo magona vanhu venyu havasi kuziva mutemo..
Muchaona nyaya iyoyo ichivhinja uyu wamunoti mutasa haasi fair
Bambo varikuda mari please chingovapa 10 USD vanofara ..
Step father ndivo vakapa mwana nhumbu ngavaende ku DNA
Kwa Mtasa ma1😂😂😂😂
makapirwei mombe , full stop!!!!!
Baba ava ndivo chete
Anyone awona connection between this case nenyaya yeku DNA yeforogonya iya. I think its the same father aifungirwa kuti ndomuridzi wemwana na Nyakutsikwa akazonzi hasi baba vemwana.
Now asimba chete paya anga ari slim kkk
Plus iye Mwana uya mumusoro chaimo dzairatidza KT hadzimo ,
Ummmm saka varume vazhinji varikupika nenyaya dzechibharo mahara
Chief Mutasa Mambowemadzimambo baba vedare muridziwevanhu mutongi wezvokwadi ndokumbirawo Munda nepekugara mudunhumwenyu Ishewangu kutongakwenyu kunondifadza
Haisiriyo nyaya yamaforogonya here yekwaTinashe Mugabe?
Ndiyo
😂😂😂😂inenge iyo nyaya yacho ,BT vakaitsika tsika Wena Dhara racho rakaramba richingokaka nharo nekuramba kuita ma test kkkk rakadya Mwana Bota.
iyi nyaya yaida ivo Marujata ,mai Forogonya varipo vanyatsoudza Chief Mutasa kuti "Rape is Rape " kwete zve DNA izvo shevedzai mai Forogonya vape uchapupu
Ngatimbotaurireyi pasi 😂😂😂😂😂
ZRP uwori chaiho weduwe
Udyire wa bambo ava
Tsvakai musikana avharirwe ari iye
Nyaya yakaitwa na Tinashe Mugabe,
“How Come To You?”
Camera person you let us down. Hamuna kutiratidza face yababa forogonya mushe mungatiratidze side sure
Baba ndivo vakapa mwana pamuviri nekuti vakaramba kutestwa
Kana zvichinji vanhu endai kuchikoro mopikisa.
Forogonya nhasi inenge yakakwira rough!
Mutasa ndomufarira anoudza munhu chokwadiii
Ummm baba ava vakabirwa sure
Mwanasikana akanyengwa mumusha imomo, baba vacho could be a suspect.
Hana kuenda kuhuni ega
Mapurisa akati yavo i 100😂😂😂
Dzvetera kuma Dna anetsa Tinashe Mugabe
How come to you😂
Ndivo baba ve forogonyo kkkkk
Chief help this guy please
Ummmm nyakutsikwa aonda veduweee
Chidofo chababa nxaa
Matsola abatwa rakacheka nyika😆😄😆🤣
Baba ava vanoziva mutemo here ummm mm sheet yababa ava
Tokumbirawo muifambire kusvika yapera
Sekuru shumba bvisai tich kach haiiti torai karanganda
Ini hangu ndongoda hangu baba Taps uyu TICHKACH wakabvepi nxaaa
Pedza nyaya yako ku high court ..
Cameraman musoro bhangu
Chief mutasa basa murikugona
Sekuru waEvans ngavaendewo kumaDNA test my village people 😂😂😂😂😂ayiiii
Uyo Dzvetera ritori duzumani chairo kkkkkk
Mutemo ukasauziwa unopusa kkkkkk😂😂😂
Chief Mutasa must watch the Tinashe Mugabe shows regarding this issue
1.this father is the one who slept with her daughter & Evans wacho mwana wake
2.vakarongera their neighbour kuti a raper & it’s a lie & it’s all set up
Mambo tinokumbira kuti Dzvetera aende kuDNA itsotsi baba ava
Nyaya iyi ichiriyoo
Uyo dzvetera anoroya chete becoz nharo dzacho hai
Dzvetere anonyepera kuzungaira
Hanzi usabvotomoke 🤣🤣🤣🤣🤣
Mumba ndeya baba bvunzai Tinashe Mugabe
Mapuriss akatora 100 kkkkkk forogonya to the people
Test ths dzvetere
Forogonya family😂
Munhu uyo imbavha