Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Well done young man vatezvara is happy it's so nice kunzwa kuti mwana wako anodiwa zvekudaro.
Weldone mupfana you are a real man
Well done uyindoda emadoden uleqiniso God bless your marriage
Indoda sibili
One in a million! Well done young man!🙏
Amen murume wekuzvimirira
Muchinda Uyo ndafarira zvaataura hangu it's not easy Kuti utange kugara neumwe mkdzi uchisiya wawajaira
No dzungu mambo vakatumwa naMwari
it actually is #sad
Isa mombe nembudzi mambo wedu mahard😂🎉😢😮❤😂😂🎉
Bravo to you mambo excellent
Court haibhadharwe unotopihwa state lawyer if usina manje uku kwaakubirana pfuma uku
Kamukadzi ndiko kakuda kutorasika chiiko nhy watomboona munhu anomira newe
Thanks Zigo .unotipa nyaya dzinonakidza
❤❤❤❤❤l like that guy attitude.....dai varume vese vakadai vanhukadzi tairarama zvakanaka senyika
Mainyengesa zvakanaka manje tinomamisa isusu
Kkkkkkkkkkk @@mikemaestromangara5176
Well done well done u are big boy
Avo ndivo vanonzi varume avooo🥰🥰
Varip varume vakadai nhy Mwari😢
Mambo motonga zvisina dzungu kuenda kwa chigodora dzungu rachoo .
Teramirai musharukwa,,,makachena here imi,,,in Chigodora's voice 😂😂😂😂😂haaa uko unoitwa yese yese nanamagirazi
Uyu murume uyu
One thing I don't with these chiefs is mombe nembudzi it's like business
True business. Apa munhu Wacho anorohwa mombe nembudzi aikutodya maoko emajuzu hake nenhamo
Ndokuti musagare mychijairirana 😂😂
Ini handibvise ..
Shuwa, ma chief anozozvinyanya, business is chairo, Apa vanohora futi...
Ndomutemo we hurumende netsika dzedu, vanotenderwa kuripisa mombe nembudzi...
I like this .
Endai kuchikoro hamude busy kunoteya shiri ikezvino makuverenga zvenyu mega
Part 1 ndeipi plz
Yah uyu murume 99,9 percent yevarume makava netukatsi bonga🏃
Yesayahh
Mambo bushu good judgement
Vachiripo ere varume vakadai panyika kana kuti ndiye wekupedzisira
Gud mwanangu vagona
Mombe dzirikunhongwa kupi iwe mudhara
Mkomana iGentleman uyu. One munhu anozvimiririra
Mambo ava havanyatsogona kutonga vanongotaura zvemombe nembudzi every time
Kuona kunosiyana wena! Ufunge ini ndivo mambo vandinototi vanotonga neuchenjeri uye nerudo. Ndinotevera nyaya dzavo dzose.
Best chief ever .
Best chief in Zim. Havana dzungu
Parudo apa wagonesa. Vane moyo wakanaka and havaroverere kana vakutonga.
Well-done mtanami uyindoda
Moana anofunga sterekiHe is mature
Newewo zigo unopfeka pitikoti size ani ????
Ndafarira action yatorwa na mai vakagarisana nemuroora avo.
Muverigi ahagone kunyatso verenga tsagayi munhu anogona kuverenga plz
Chief Bhishu nemabhishu ake😂😂😂😂😂
Munoz.ireiko maadvert enyu screen yese aaa isai paside or kumuro
Kudya membe dzewanhu
Chief tsvagai munhu anogona kuverenga uyo anoverenga hautombonzwi kuti atikutii
Taura hako apa vanogona kuverenga vazeremo vechidiki
@@honestrufu5354 pamwe pahukama so ku Pana mabasa
Haaaa vaona maonero andaitawo ini😅
Apa ndiye akanyora futi zvinhu zvacho haha😂
Saka baba vaye vaipopota nhema vachiziva nyaya dzavo
Nhai hako
Haaa muroyi hausikumuziva 😅
Muchinje muverenge wenyaya mudare
😂😂😂iwe Zigo watora yako here pitikoti yepink😂😂😂😂 ichooo 😅
Kkkkk zigo anoda ye red chaiyo yakasonwa nejira hobvu...
Inenge nyaya yemoto iya atezvara vanonyepera kuporofita
Ziii tipiwirwewo number dzemu batsiri uyu tibatsirikewo
Toshibha Chadereka.
Ramba wakadaro unemoyo wakanaka mwanakomana,
Zigo irikugona basa wena
Murume chaiye mupfanha uyo
😂😂😂 Hilarious title.
Where is the part1?
Zigo asvota zvake maadverts pakati pevideo aah
Taura hako
Chibaba icho
Hameno kt sei murme anemukdz anomuda annge aine mkdz asngamudi mukdz anemrme anomuda annge ainemrme asngamudi hamnkt kt why soo ,
Ma1
Gud🎉
Too many adverts.....its like you are more into advertising than giving us stories
Yes because hamubhadhare subscription fee pano
Mupfanha wezuda anobvunza zvakadhakwa
Take your wife mfana and stay with her not mdara wako
murume uyu
Kana usasadi murume taura mushe iwe
Mambo ava ndevekupi???
BUSHU
Baba ava vanotadza kuverenga zvavakanyora shona chaiyo
Wena😅😅
murume pachake ndatenda
Chomusora chomusora chomusora,how many times did I call your name?
😂😂😂😂
Sando dzako mukomana anogona
Kkkkk
Stop these adverts. Tinoda kuona vanhu vedare, not your nonsense wanzwa
Haaaaa nuroora tiza neupenyu wako unokuvadziwa natezvare vako, panofe muntu apa 😢
Mfana chifu uyo kusarohwa zizuda

Moana anofunga stereki
He is mature