Tarisisai Kumwe kunoitwa matare vanoigirwa chikafu wani coz rinenge riri day rese vachitonga so hapana break time vanenge vaine nyaya dzakawanda so they are allowed to have refreshments kana mafruits zvinoenderana tarisai kumwe muone
@@plaxieysurge1600 no akuna zvakadero this public office vane kodzero yekukumbira kana 5min break vodya not in front of vanhu anonzi ma bad habbits akuna etiquett yakadero
MaBhishu ma beef haazive kuti you can't fake genetics😂😂 kungoti padare hapazobvumike hapo asi akanatsotsikwa konzi anotaura chaizvo chaizvo that's what they all say these unfaithful huns😂
Follow the Zimquik Tv Pro channel on WhatsApp: whatsapp.com/channel/0029VaeXmMw545uwtGrFau1K
Pachihure Madhuku machena surrender shuwa
Vakadzi nenyaya dzekuhura ngavauye mumatare vasina madhuku machena nkti vanoshoresa machurch mabhishu awa
@@Tachiesreen5717Ngavauye nawo, a true reflection yema church avo
@@Nunec😂😂😂😂
@@Nunec😂😂😂😂😂
Nehuroyi varikubatwa ivava futi hameno dhuku idzo dzakamirasei kkkk
In my country white doek has become a symbol of mischief
😂😂😂😂
Zvamanjemanje ndovari kubhebha vema doek machena
In most cases like this anenge akasvirwa nehama akapiwha nhumbu
True
Umwe wamadzisekuru ayo ndiye muridzi wemwana
Chief mukutonga makachena mazuvano. Asi madhuku machena mehembe chena kuviga hupombwe
Mahure manyama😅😅😅😅
Kungosevesa kamwe chete nyoka yemdumbu inoshamira 😂
Haurambe ma results mwanasikana
Addressing each other with respect Mudare is important regardless of your position
Chief, remekedzaiwo vanhu vamutonga. Musadye muri pamberi pevanhu. Vazhinji vanenge vane nzarawo
kungoti hapana anorambidzwa kutakura mbuva yake and Mambo sometimes dont even get time for lunch in a decent place saka ofa nenzara here
@@fearlesslions4485taura zvako. Busy yacho haiite
Maybe wane sugar regai wadye
Ngaasatonga ega uyo mambo
Apa vanodya vachiridza mukanwa iyaaaaaa
Chief should not eat in court.unproffessional
My best chief
Ignorance is not defensive young woman. You cheated simple. Mukoreuno gomba rine mwana kkkkkkk
kkkkk iko kuzosunga madhuku machenaa zvakaomaa
Zvine chimiro here kt chief vadye mudare vachitonga
Chief kuda chikafu here mukutsenga mudare
Maybe vane nzara varikudya maranjisi
😂😂😂😂😂 nyaya yacho ikuva nzwisa nzara
Havana hunhu
Chief vakudya chimodho ere kkkk
Sei vakadzi vachiti kana mwana asiri wababa vanoti pane bribe sei vasingati bribe nekuti ndewa baba vakadzi vanogaoirira chaizvo
Nhasi mambo vari kudya Orange 😂😂😂😂musiuno vaidya Apple
Vanozvidyira kkkkkkk
Vari kuvaka muviri
Muchazvirega izvi makati joiner kumbanje 😂😂rimwe richangoti Mambo ndiye sarai
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
hayewawo waisvirisa mhani
Amai ityai mwari igotaurai chokwadi 😅
Well dressed mambo nyamaropa
Tell chief to respect the court by not chewing in Dare
Mambo ava nekudya mudare 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Mambo havana hunhu ava.
Ko kudya muchitonga nhai mambo
Mahure ayo ezvidhuku vanonakirwa nebonde kkkkkkkkk
Chihure tinochiita hedu vasikana asi kana zvadai zvinonyadzisa, mainini tunharo ndetwenyadzi utwu
Chief Bushu not nyamaropa mhani motivhiringa njere
Zim quick udzai mambo kut mudare hamhudyiwe
Akamitiswa nehama uyo
Chief mune pride inosvota kudyira mudare ndokudiiko
Haaa kutsenga sure pamberi pevanhu
Those are bad manners
Tarisisai Kumwe kunoitwa matare vanoigirwa chikafu wani coz rinenge riri day rese vachitonga so hapana break time vanenge vaine nyaya dzakawanda so they are allowed to have refreshments kana mafruits zvinoenderana tarisai kumwe muone
@@plaxieysurge1600 no akuna zvakadero this public office vane kodzero yekukumbira kana 5min break vodya not in front of vanhu anonzi ma bad habbits akuna etiquett yakadero
kkkkk pride hre
Asi zvinonzi asa respector vamwe vanhu,azvinatsoita kut "uya kuno" kumurume mukuru
Mambo ava so kare vakamboti tionei maiko mwana vanhu vakazoenda kuDNA zvakasiyana😂😂 nhasi vakuti vana vakasiyana🤦🏾♀️😂
Dhuku Jena zvakare mambo rambai vanouya vakapfeka madhuku machena
Kkkkk.zvino tobuda muchishanu err nekuda kwemahure
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂hanzi pavarume vese varimunomu pa vana 5 panobuda 1 kana 2😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi madhuky machinations anoreva Jehovha takundikana kutakura mitemo.
I used to wish that when I grow up l want to marry a Zimbabwean woman but haaaaaaa for now kudhara ikoko
Chief Havana respect
Madhuku ewhite aya 😢
Mahure Aya pamberi nekutonga chief Nyamaropa
Iwe rongeka iwe nyaya dzako dzese unodambura dzisati dzapera sei
Kaiva kare zvainzi gomba harina mwana. Mazuvano zvikomba ndizvo zvave vevana😂😂
Mahure ezvichena aya umm monyadzisirei vedzisondo
Apa ngaanake mukadzi wacho 😊😊 zvakaoma shuwa
Vane vana vanovingeiko kudare tonzwei nenoise
Madhuku machena panebasa
chimukadzi chitsotsi icho kkkk
Kuzvichena kuri kuitwa chipfambi kunamata hakuchina
Nhai mwana uyu achaitiswa home work nani, mai vacho vakadai.
Mahure enguvo chena
Aaaaaa mainini makahura
Saka varume vose avo vakasvaturiswa nemwana uyo
chikumbiro changu mambo mudare menyu dai vnhu vachirega kusung madhuku machena
Kahute katsotsii
Mambo mungatonge muchidya here sure 😂
Zvotadza nei Ivo vari muridzi wenzvimbo😂😂😂
Kawachienda Kuna Tinashe Mugabe ikabva nekwachief Mari inenge iri shoma
Vaskana musazodheerera DNA....kuda kunyepera kungwara pamaDNA.....
Apana mai vasingazive baba vemwana akunazvakadai
White dhuku for maBishu
Ndavaende kumwe mambo zvemaoko zvazvi shande zvamunoita
White dhuku yagara inotora mukombe
You can't fake genetics chisikana kunyangwe ukaita mamwe matest zvinobuda zvimwe chete.
I nyaya yekusaenda kuchikoro
Chief dai makaita basa seratinashe mugabe vanhu vairwa kumaDNA uko
😂😂😂😂😂😂
Mwana arikutaura kt ndewamai hr ipapo first????? Pama results apo
MaBhishu ma beef haazive kuti you can't fake genetics😂😂 kungoti padare hapazobvumike hapo asi akanatsotsikwa konzi anotaura chaizvo chaizvo that's what they all say these unfaithful huns😂
Regai mambo vadye vane shuga zvinotoda kuti gare gare vodya fruit 🍏
Madhuku aya achatipisisa kudenga
Mambo manyama
Uuuuum chihure chanyanya kuZimbabwe ndizvo zvatakatiza
Makatiza kuendepi kusingadyiwe bota 😂😂😂😂😂musatibate kumeso itai makaenda kusinai machief kana makabatwa zvongopera zxakadaro zvisinai kupublishwa 😅😅😅😅
😂😂😂
Mukadzi anoramba
Bishu manyama
Mukore uno feya feya ko zvirwere hautyi her nhai mudikani
daidzai Tinashe Mugabe zvipere
Sàlibonan badala
kunenge kuchingonzi heeee varume imbwa🥲
Chihure chiripachena
Kutamba nenguva uku
Kadhuku kewhite karikupisa
Madhuku machena vanobura zvihombe
U cant fake nyaya dze DNA
Uri hure .kurara feya feya hazvina basa iwe uchisanganisa varume ..mabhishu manyama
Mambo magonavo apa kutonga
Akagara aramba nhumbu murume cz aiziva you cheated....once a cheat ...always a cheat
Saka tete ava vari kuti machine wakanyepera ivo vega vega hre
After Satan fear women.......
Young woman ari beautiful
Vaskana vemadhuku machena mune basa
Hakuna dare rotongwa munhu achidya fokofu dhemeti why you don't serious
Ko sei vasina kuenda kwaTinashe Mugabe
Maybe ndokwavakaenda asi vakabhadhara ma private DNA.vasingade zvekubuda pa tv
Pamadzimambo ose emu Zimbabwe iri ndiro benzi ramambo hachigone kutonga nyaya ichi.
Eating in court is not proper, same as Eating whilst walking, break and lunch answer such manners
Madhuku white bekayafuru mahwaga vanhu Ivava
Chimambo ichi chodherera kudya mudare ndokudii, ap hanzi baba vako huya kuno
Apa chichi ridza mukanwa mmmm
Kkkkkkkkk huya kuno
@@elmenciatapfumaneyi5393 kkkkkkkk haa ma 1
😂
Kudare kuno nakidza asi
Chief needs grooming no respect for court
😂kkk zvimwe zvinhu so haaa surrender zviri muZimbabwe bodo
Kusaziva zvakangofanana nekufa. Stop wasting people’s time you woman. Nonsense, Dai Mambo vambokuti “ faka cheni “
The probability of paternity is 0%