@@Elpatron242Chamisa is not President, muri kuti anofanhirwa kutorera his Excellency, President Dr Cde ED Munangagwa, Chancellor of all State Universities, SADC Chairman hu Presidency hwavo here.
Ndiri Nyati mhenyu asi Shumba makaoma munoswatanudza nyaya what a fair judgement. Well done you deserve more long live chief Mutasa. Wisdom and intelligence, knowledge at par
Mambo brothel rakubvumira here mudunhu renyu please make sure it’s closed closed tht place.. avo Mfundisi make sure vabhadhara murume uyo mombe 5 nembudzi ne Jongwe, Godknows uyo same same vabereki ve pfambi iyo must pay back mbudzi dzavakatora… media yedu please takamirira second episode of this, Mambo u have my vote and respect pamberi nemi mambo Mutasa
My best chief in Zimbabwe. Humambo hune dzidzo uye huchenjeri mukati. Kana hu president munoita chief. Rambai makadaro. Ruzivo rwenyu ruri pamusorosoro. Ndinoda hangu kumbokuonaiwo kuku mhoresai chete. Ma aides enyu haaa makasarudza zvomene, especially vamunoti baba.
Haunyepiba my BrotherSamaita vanogonesa. Ndiye Mambo pamwe neimwe Tembo irikwaBushu ukoooo ini hangu vanondiitira varume ivava asi kunyanya Chiel Mutasa. Rambai makadaro Mambo wedu.😊
Mambo Mutasa Chigaro chakapihwa ichi nde chemuri yes asi you deserve to be lawyer or judge nekuti ku matare makuru edzi mhosva kwazara huori kani,majeri azara vasina mhosva ,nyaya dzacho kutongwa kwadzo kunorwadza .We deserve someone like you anotimirira kumatare ekumusorosoro uko
Yaah, this man is "Solomonic" when it comes to the issue of intelligent Quotient. Its my opinion that he deserves to be the Chief of all Chiefs if not the 'King of all Kings".
Chief is better justice malaba and hies judge s which they are rooten with corruption and bias the judgement off tshabangu story it shows judiciary is captured
Mai Shamie, vacha shamisika kabiznis kachivharwa nekufunga kuti vanorema! But momz ava mmmm vane moto mu bhurukwa shuwa! Mambo sortai mapenzi, and vana tezvara paakauya nemwana wemusango ndpo pavaifaniirwa kunyara vodzosa zvinhu, manje zvakuzoitwa pajekerere! this is more than fair cz kana waregererwa first time munhu dzikamawo priz! Vamfundisi kwaaa! ndopaunooona ma Christians achifamba vachisvora mamwe ma beliefs imi machurch enyu akazara varoyi nemhombwe! Dai chikavharwa chi church ichocho brothel church.
I salute you chief Hure iro rakazvarwa nevanhu vane hudyire. Mundipeo❤ ma digits ababa varikuhurirwa❤nemukadzi avo ndivabatsire zvangu nekuvanyaradza ndivape ma wife material manyama.
Chokwadi chisi hachieri musi wacharimwa Mufundisi do you still remember muchiuya kunotaimira Mai Mona nyaya yemuridzo iri mDNA yenyu ndakunyarirai zvangu Mufundisi
Aiwa Chief Mutasa vanopedza ma sports ... Dayi zvaita Mai Shami should be charged with contempt of court, her attitude towards Mambo in not tolerated at all !!!!!
Too many innocent people in Zimbabwean jails i see for this type of shoddy ruling....Never ever be perceived in ANY SILIGHT WAY as being on the wrong side of the law in Zimboland.
Salute you Chief Mutasa . Res ipsa Loquita - Facts speaks for themselves. Ihure iro. Mufundisi imhombwe iyo. Anoda kuripisa big time for wasting your precious time.
Chief Mutasa deserves to be a senator if not more. May God continue to give you more wisdom and life
Not a senator qualities of President, not zvana chamisa
Plis help vabig vedu vawane anowakahall kukutonhora nhasi bless ther hearts they love ther job ngqvaiswe poendava2030 tichipo heis very smart 😂
@@Elpatron242Chamisa is not President, muri kuti anofanhirwa kutorera his Excellency, President Dr Cde ED Munangagwa, Chancellor of all State Universities, SADC Chairman hu Presidency hwavo here.
U can say that again
😂😂😂😂 hanzi une masvosvo mubrugwa
Ndiri Nyati mhenyu asi Shumba makaoma munoswatanudza nyaya what a fair judgement. Well done you deserve more long live chief Mutasa. Wisdom and intelligence, knowledge at par
Mambo brothel rakubvumira here mudunhu renyu please make sure it’s closed closed tht place.. avo Mfundisi make sure vabhadhara murume uyo mombe 5 nembudzi ne Jongwe, Godknows uyo same same vabereki ve pfambi iyo must pay back mbudzi dzavakatora… media yedu please takamirira second episode of this, Mambo u have my vote and respect pamberi nemi mambo Mutasa
Kutonga kune njere. I can see Solomon's wisdom in Chief Mutasa
Ndokumbirawo Mai Shamie vauyee kudare kutadza kutaura namambo Mutasa ngavaremekedze madzimambooo pliz ngavauye kudaro
@@user-ou7mx1dr1b ko iye mambo arespecter mai Shamie here?
Mai Shami i bhishu
Ehe @@vimbaigumunyu2137handina kuona pashaiwa Mambo respect
I think mufundisi havana mhosva
@@ronaldmunaki282 Motovaziva zvekudaro kani?
Chief Mutasa u are the best, u deserve moree than this Chieftainancy.
It's his heritage. It's above politics. This position is his calling by his birth .
Potse potse vesevana handivenyu bambo 😂😂
C on@@it3788
Hats off to chief Mutasa he is very intelligent. Mai avo itsotsi she's taking advantage of her husband.
Oh my goodness handisati ndakamboona mambo vari very intelligence like this one I salute you you are the best
Iiiiiiiii Mai zvakaoma ava yooo apa munhu mukuru
Mwana ndewamufundisi. Uyezve mufundisi vanenge vakafonerwa nareceptionist kuti chaputika kuno ku lodge.
My best chief in Zimbabwe. Humambo hune dzidzo uye huchenjeri mukati. Kana hu president munoita chief. Rambai makadaro. Ruzivo rwenyu ruri pamusorosoro.
Ndinoda hangu kumbokuonaiwo kuku mhoresai chete.
Ma aides enyu haaa makasarudza zvomene, especially vamunoti baba.
Ndivega Chief vandaona vanogona basa ravo ava vamwe vanoinda 1 side always
murume anotonga zvinonwisa mvura uyu
Well done chief
I love this Chief Mambo Mutasa you are very fair and level headed God bless you
Chief Mutasa deserves to be the President of the Chiefs council asap
Haunyepiba my BrotherSamaita vanogonesa. Ndiye Mambo pamwe neimwe Tembo irikwaBushu ukoooo ini hangu vanondiitira varume ivava asi kunyanya Chiel Mutasa. Rambai makadaro Mambo wedu.😊
@@netsayikanengoni1677 wapedza ma sports. Pahuviri hwavo vakaita president and vice president nyika uno inoita huchi hwega hwega.
I agree with you
Chief deserve to be the president of the country
Mambo Mutasa handidi nemi ❤❤❤❤
Unomupinza pama1 ,leave that statement
Idi@@user-eq6zh6uh4m
Mambo Mutasa Chigaro chakapihwa ichi nde chemuri yes asi you deserve to be lawyer or judge nekuti ku matare makuru edzi mhosva kwazara huori kani,majeri azara vasina mhosva ,nyaya dzacho kutongwa kwadzo kunorwadza .We deserve someone like you anotimirira kumatare ekumusorosoro uko
I concur with you
The wisest chief after the biblical King Solomon, very good judgement.✅✅✅
Its good vakadzi vanohurira varume mudzimba ngavaripswe Mambo Makoni should learn from this court
You are very right
Yaah, this man is "Solomonic" when it comes to the issue of intelligent Quotient. Its my opinion that he deserves to be the Chief of all Chiefs if not the 'King of all Kings".
Mapudzi anowira kusina hari weduwee nehuinnocent huna baba awo kwakuwana joki remukadzi 😢😢
Taura hako dear chifewe chaicho
Taura hako mapudzi apo akawira kusina hari zvechokwadi
Wisdom and intelligent,well done you deserve more long life cheaf Mutasa
Mambo Mtasa woyeee aiwaaa makazodzwa mambo u are a wise man...Makasarudzwa naMwari chief....itai zveku Econet Mambo vanhu vanyare
Chief is better justice malaba and hies judge s which they are rooten with corruption and bias the judgement off tshabangu story it shows judiciary is captured
chief mtasa is suppose to be chief justice not that rooten malaba elections rigging machine corrupt
I feel sorry for the man he don't deserve this
Mambo Mutasa you're the best,Uku kutonga kweropafadzo yamwari.The wise Chief i salute you mambo
Mambo ndipei murume Uyo ano kodzera kuwana munhu akaita hake seni mapudzi anowira kusina hari
Taurai zvenyu asikana murume akanakisa uyo ndanzwa tsitsi aitodawo mukadzi ane hwunhu sehwake.Apa very handsome and so calm.Mukadzi wacho isascam chairo anoda kurambwa mhombwe iyo haakodzeri kuroorwa uyo.So very sad gweja akapfava kudaro ndatya naye.😮😢
This Guy deserves to be a Chief. Kudos Chief Mutasa
Long live Mambo Senator Chief Mutasa 👏 hecho
Hecho...
That lady was watching your program live...saka wanga warikumberi kwenyu
Mambo Mutasa, munogona. Munotwasanudza mharapatsetsetse dzevanhu. Mwari vawedzere uchenjeri hwenyu.
Chief Mutasa munogona, mukadzi uyo namufundisi mahure thanks chief, ndinonzi Reuben
Mambo raramai nekusingaperi
I love this
Itirwayi zvakanaka budisayi chakaipa musaneta mota
Mai Shamie, vacha shamisika kabiznis kachivharwa nekufunga kuti vanorema! But momz ava mmmm vane moto mu bhurukwa shuwa! Mambo sortai mapenzi, and vana tezvara paakauya nemwana wemusango ndpo pavaifaniirwa kunyara vodzosa zvinhu, manje zvakuzoitwa pajekerere! this is more than fair cz kana waregererwa first time munhu dzikamawo priz! Vamfundisi kwaaa! ndopaunooona ma Christians achifamba vachisvora mamwe ma beliefs imi machurch enyu akazara varoyi nemhombwe! Dai chikavharwa chi church ichocho brothel church.
You are on point correct
Emmaculatekaseke zvakwana kani tazvizwa 😅😂 uuumm 😂
we want part 2 aaaahh best chief i like your way kugadzirisa nhubu nemafumdisi enhema
Vamwe vanodadira varume tichishayaa😢😢😢
Mambo mutasa vanotonga vanezodzo naro bsa ravo keep it up mdhara
I like that part muna masvosve mubhurukwa 😂😂
Ndaseka nekunyora zvese.
Imi mbuya imi ,imi mbuya imi in Mutasa's voice 😅😅😅😅😅
Long live mambo wangu ❤🎉hatibudi munoba mamutasa ngemwedu namambo wedu.
I salute you chief Hure iro rakazvarwa nevanhu vane hudyire. Mundipeo❤ ma digits ababa varikuhurirwa❤nemukadzi avo ndivabatsire zvangu nekuvanyaradza ndivape ma wife material manyama.
😂😂😂😂😂 munohodhesa here mawife material
Munogona mambo kutomga
Chief mutasa you are the best
Chokwadi chisi hachieri musi wacharimwa Mufundisi do you still remember muchiuya kunotaimira Mai Mona nyaya yemuridzo iri mDNA yenyu ndakunyarirai zvangu Mufundisi
yuwiii ibasa ravo
Thank you chief Mutasa magonesa and you are number one very intelligent
Murumeuyu havawaniki varumevakandi eeee Ami murihure chairo remakoko kupedze ramunhunguva nemimafundisi kunyepera mwari musamanikidze chifundisi chamusingagoni
Aiwa Chief Mutasa vanopedza ma sports ... Dayi zvaita Mai Shami should be charged with contempt of court, her attitude towards Mambo in not tolerated at all !!!!!
Hure neMuroyi hazvina kumbosiyana vnhu vane moyo yakaoma ivava 🙌🙌
Wapedza iwe😢
Chief Mutasa ngava puhwe nzvimbo ya charumbira munhu uyu ane wisdom
Ndadzwira tsitsi murume uyu Ari lnocent
And handsome too
@kudzitagwireyi4082 kkkkkkkkkk
Vakaita move on here bhudhi ndivatsvakire munhu.He seems to be a good man.
Senator, Mambo Mutasa you are a Blessing from God.
Ndaikumbiravo Your Blessing Mambo
Shumba Mutasa long live Mambo wedu. Dare remadzimambo ririkuonawo ere mabasa akanaka aya
Long living Chief Mutasa
You are Solomon of today, wisdom munayo Mambo.
Chief knows English hanzi wakaita Infedelity Him and Chief Nyamaropa ndooega ma chief manyama the rest I surrender 🎉🎉🎉
Pane vanodya vachitonga soo ndakagawa zita ravo,
Nyamaropa ndiye munhu anodya achitonga
@@LinetChipfurutsekkkk😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉❤❤
Wise man from the east....Chief Mutasa
Pane madzimambo ese andawona so far Mambo Mutasa vane wisdom .long live
Pane wekushamva newekumadziwa vanomboedza kuenzanisa futi buti Mutasa number1 the worst ndiMakoni naSeke🤣🤣🤣
Mai avo vanonyepa mufundisi ndiye muridzi wemwana
@EmilyChikwewo, exactly my thoughts
Mambo Mutasa is the probably the best and and very intelligent pamadzimambo emuno mu Zimbabwe. Ndinokutendai mambo Mutasa ndimi mambo chaiye .
Thanks mambo mutasa wakadzi wanohura kuti hawaripiswe wakadzi wahura ngawarioiswe dai matomuti mombe 5 zvinoitwa warume I'm shuwa kuti wakadzi wangaite matyira
Ndipeo #dzababa vekuhurirwa avo tivarutsise 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mambo mune yese,l wish you long life
Chief Mutasa you are excellent ❤
Thank yu mambo yu the best chief in the world
We need part 2 of this saga😮
Ndatofunga kuti mukadzi waMfundisi ka pekutanga. Kufitwa nemukadzi asiri wake.
Mambo mutasa mwari ngaarambe achikuchengetai munotonga zvazvir vanhukadzi mukore uno varikuhura ummmmm
You can't dribble past these old guys 😂😂😂🎉
😂😂no you can't
Imi mambo Mutasa musadaro imi mukadzi uyo ihure akaita mwana ayine murume nhasi makuti rep ndezva rini izvo tongai sematongero amasiita musaratidze rusaruro ityayi Mwari murume uyo anoda justice please
Pavopindura nyaya yekunzi mwana ndewani hamuoni voshoshoma izwi kutaura kubatwa nemhosva. Imba iyoyo yavari kutamba nayo kune vamwe vari kutoichemera. Shavi rechihure risingagutsikani nomurume umwe
Chief Mutasa vry proud of you your majesty,may the Solomonic Wisdom keep guiding you U deserve mo than just being a mare Chief
Too many innocent people in Zimbabwean jails i see for this type of shoddy ruling....Never ever be perceived in ANY SILIGHT WAY as being on the wrong side of the law in Zimboland.
Haaa sister wangu yamaita iyi at ur age mukuzviona makapenga asi muchapenga kupusa kuparadza imba yenyu
His Majesty the King of Mutasa. This is what you get when intelligence meets wisdom. Long live His Majesty.
Chief mutasa you're the Best Chief
Chief Chief to the world kwazi DNA yangaisina kujeka😂,to such a loving husband with a child of adultery 😮😂😮
chief mutasa vanotonga zvine uchenjeri mai avo aitofunga kuti vakangwara
Keep it up Mutongi.I am a woman not judging but mabiya angu akashaisha zvekupedzisira
Ngavayende kuma test futi kwaTinashe baba ava namufundisi toda kuziva baba vemwana
Ko mambo Mutasa hazviite here kuti vaite president we Zimbabwe nhaimi
It's tricky no record at the lodge for the pastor No pic for the pastor Otherwise no evidence
The phenomenon of Chief Mutasa's intelligence belongs in the Bible
Mambo Mutasa Shumba mai wangu long live ❤
Mambo mutasa munobasa kwazvo ,I'm so ashamed of my fellow brother in Christ ummmmm ndashaya pekupinda chokwadi kukunyarirwayi mufundisi wangu ,zuro chaiye ndaitokutaurai Kuti mune chipo chekuimba aaaaaa I'm dead lyk now,Dai Musina kutotaura henyu Zita rechechi ummmmmmmm 😢
😂😂😂😂😂
Chief Mutasa for the people fambai naye mfundisi kupwanya musha munambopawo mai mfundisi nevatendi nguva vataurewo zvavanoziva
2 parte tamos a espera esse sr eu tiro chapeu pra ti Rei
The best chief ever, wisdom par excellence
Mai Shami ummmm bho here 😂😂😂😂😂...vane PhD ... surrender !!
Madximambo akagadziwa mamwari .we salute you shumba
This is the best chief anogona kutonga
We need part 2 of this wat a nice and brilliant judgment
CHIEF MUTASA you have solomonic wisdom. 👏
Mufundisi namai Dee kunyepera kuzungaira 😅
Waiting for part 2
We are waiting for the investigations ...pliz send the video on utube again.
Mwari itai ndigutsikanewo nemurume wangu iyeyu wamakandipa 1
Pliz chief can you please teach other chiefs to be straight forward like you
Our God given chief Mutasa salute🎉
One of my best chief, keep it up Mambo Mutasa
Salute you Chief Mutasa . Res ipsa Loquita - Facts speaks for themselves. Ihure iro. Mufundisi imhombwe iyo. Anoda kuripisa big time for wasting your precious time.
Murume anonzi Mutasa uyu is very intelligent ❤❤❤❤❤
Team kuseri manje iro kkkkk..
Dzidzisaiwo chief Ngezi
Mambo Mutasa ndimambo chaiye asina kuba humambo saka tinoti vaMutasa to the world
Chief Mutasa haiwa ndinokutendai you are the best in Zim
Vharisai church iyo ndeye mhombwe
Mutasa to the world