DNA TEST YOITWA NEMHEPO MUKWASHA AKAROORA AKAPEDZA KUCHIKOMBA CHAAMAI VASIRI MURIDZI WE MWANA BVUUUU

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 22

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 3 месяца назад +3

    But sekuru maiziva zvenyu makanyarara.makaita utsinye aah mungarega Mkshazukuru achiendesa pfuma kusiriko Makadii kumunyeurirawo.

  • @ryanwaynemarrison2762
    @ryanwaynemarrison2762 2 месяца назад

    Hapana mari inodzoswa chiri kudiwa kugara pasi mese mowirirana nekuti bba vemwanqsikqna Havana kuchengeta mwana wavi

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 3 месяца назад

    Vana mai ngatiudze vana madzinza avo, tisaita hutsinye

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 3 месяца назад

    Amai ndivo vaifanirwa kuudza mwana baba vake chaivo, sekuru vatozopinda nekuti amai vakaparara. Munhu anoziva baba vemwana ndimai

  • @alicenyagweta3094
    @alicenyagweta3094 3 месяца назад +1

    Chivanhu chedu pfuma inoenda kudzinza rake kwaakarerwa kuzoenda chiredzwa nemombe yehumai

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 3 месяца назад

      Depends kuti baba vacho vanga vakaroora here. Apa haasi kujekesa kuti akarera mwana ndiani.

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 3 месяца назад

      Kana baba vasina kuroora roora remwana rinonoroora mai, ndochivanhu

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 3 месяца назад

      @@enchiladapatati379 exactly mombe yehuredzwa ndeyekwambuya mukadzi wasekuru

  • @CliveMukozho
    @CliveMukozho 3 месяца назад

    Khule itori mbavha iyi

  • @Sithembisondlov
    @Sithembisondlov 3 месяца назад

    Ummm sekuru itsotsi avo 😢 vakaregerera mwana vachiziva kuti uchadzoka zvako

    • @Chikatsa
      @Chikatsa 3 месяца назад

      Vane hudyire

  • @lizyncube
    @lizyncube 3 месяца назад

    Hello hello guys

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 3 месяца назад

      Hesi Lizzy

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 3 месяца назад

    Pihwa zvinhu zvako mombe 4 kudya kumwana asiri wako

  • @TariroTaruona-vn6gu
    @TariroTaruona-vn6gu 3 месяца назад +1

    Asizve pamutemo pfuma inoenda pakarerwa mwana

    • @tapiwachiguvare2605
      @tapiwachiguvare2605 3 месяца назад +3

      Chivanhu hachidaro vano chengeta munhu vanopihwa mombe yechiredzwa kwete pfuma

    • @ezramakusha8559
      @ezramakusha8559 3 месяца назад

      Marasika chivanhu vakarera vanopiwa mombe yechiredzwa

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 3 месяца назад

      Handizvo pfuma inoenda kuna baba vemunhu baba vakarera vanopiwa chiredzwa

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 3 месяца назад +1

      Baba vemunhu vanopiwa zvinhu zvavo chero vasina kurera mwana ndokuti mwana kwaaenda zvinomuitira like kunoita mwana kusanonetsana nemurume

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 3 месяца назад

      Hakuna zvakadero kwakarerwa mwana koinda chiredzwa

  • @Richie-zu2bo
    @Richie-zu2bo 3 месяца назад

    Sekuru muri tsotsi