Mukadzi Akarara Nevarume Vese We Village

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 1 фев 2025

Комментарии • 236

  • @petrosmachobomachovo974
    @petrosmachobomachovo974 5 месяцев назад +5

    Uyu mambo ngaabviswe pachigaro, tsvagai umwe ane njere

  • @OkayMaybeImDoneNow...
    @OkayMaybeImDoneNow... 4 месяца назад +1

    This chief is wise. This was a community problem. It came kune dare kuti kune noise mu community. Ndozvavharikutonga kuti garisanai murugare. Vatonga zviri very wise and zviri objective. Now it's their task kuti vauye kudare kuti mukadzi arikurara nevarume vedu, then they can judge based on the complaint.
    Macomments enyu anoratidza kuti shuwa kuti munhu wese haafanirwe kuve mutongi.

  • @MemoryMusonza
    @MemoryMusonza 5 месяцев назад +5

    Uuuum headman uyu paakagadzwa akamboongororwa pfungwa here asati agadzwa nkti kutonga haagone

  • @bennynyamudo534
    @bennynyamudo534 5 месяцев назад +6

    Ndine hurombo kuti nzvimbo iyi haina Mambo

  • @trinnymimi1
    @trinnymimi1 3 месяца назад

    Chief you are very correct, job well done, kana pasina report hapana nyaya apa

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад +14

    Mukadzi uyo ngaaende Kwa chief mutasa anoisa nhau yawo koz iri dare iyi nzvimbo Haina mambo zvachose

    • @tichamatahe.5624
      @tichamatahe.5624 5 месяцев назад +1

      Mutasa ane area yake of jurisdiction. Anotonga muKingdom make chete kwete munyika dzemamwe maDzimambo. However, mambo anokwanisa kukumbira mumwe mambo kumutongera nyaya yemudunhu make. Kazhinji-zhinji izvi zvinoitwa kana mambo akaona kuti munyaya iyi ane interest, example kana vatongwi dziri hama dzake or one of the parties is his relative, friend or if they are related somehow.

    • @charlesmagagada5044
      @charlesmagagada5044 5 месяцев назад +1

      @@tichamatahe.5624 true but maybe point iripo ndeyekuti this chief is so shallow and a low key. mamumnzwa here achiti ko ndoti kudii?? then you wonder kuti anotonga sei? then wobvunza mumwe mudhara kuti munoti kudii??Chief Mutasa is so articulate and even quote laws

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад +1

      ​@@charlesmagagada5044HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 5 месяцев назад

      Hapana complainant so haitongeke in any court of law,

  • @agathanyapokoto300
    @agathanyapokoto300 5 месяцев назад +4

    Chief hope you ready comments
    Verengayi mabook and envolve elders vakupeyi mazano
    Saka kana pasina amangara murikuiteyi

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 5 месяцев назад

      Kana pasina complainant hapana nyaya shaz in any court of law haitongeke

  • @slauschannel
    @slauschannel 5 месяцев назад +8

    Amai vemrume vahura vari correct 100 percent, uyo mambo uyo hapana zvozikanwa

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад +10

    Haaa mambo awo idofo guru chaiko chii chakadaro

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 5 месяцев назад

      Taura hako Shumba anotoziva kutonga kudarika uyo.

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад +1

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 5 месяцев назад +1

    Mambo marabishi

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад +7

    Nyaya iyi yaida Kuna chief mutasa kana kuti headman chigodora

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 5 месяцев назад +10

    Aaaa dare rakadhakwa sera chief ngezi

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @biblicalinspirationalmotiv894
    @biblicalinspirationalmotiv894 5 месяцев назад

    Aaaaah ndokutonga rudzii uku shame , amai i hope muchawana rubatsiro nyaya iyi inotongwa neumwe mambo

  • @blessingsamaz4038
    @blessingsamaz4038 5 месяцев назад

    Kkkk village ere amana

  • @tsitsigobakavhukatemaextre143
    @tsitsigobakavhukatemaextre143 5 месяцев назад

    Saka waroorwa hauchina hama here mambo ngavabve pachigaro.

  • @kellylincolnkwaramba1374
    @kellylincolnkwaramba1374 5 месяцев назад +1

    Chief Nyamaropa murikupi koo

  • @admiremutize5978
    @admiremutize5978 4 месяца назад

    Mambo mukutaura nyaya nevanhu muchikanganwa kutonga mambo ka

  • @bothwellnhidza9043
    @bothwellnhidza9043 5 месяцев назад +1

    Dare risina ka clue yekutonga nyaya. Madofo chaiwo vanotoda kudzidziswa kuti nyaya dzinotongwa sei?

  • @AmosMasunda
    @AmosMasunda 5 месяцев назад +3

    Tichkach ndimambo ani avo he is too soft anodhererwa muyera moyo hama yangu unogona kutaura

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 5 месяцев назад

    Murume wehure ngauye kudare ripwe wakapusawo😊

  • @brightonmuyambi2643
    @brightonmuyambi2643 5 месяцев назад

    Mhosva yawonekwa murume akahura anofanira kuripira murume wemukadzi waakahura naye nemukadzi uyo anofanirawo kuripa mukadzi wemurume waaiyi hura naye

  • @medina3002
    @medina3002 5 месяцев назад +1

    Ndini here ndirikutadza kunzwisisa panenge panochatiswa mhombwe

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 5 месяцев назад

    Vaye vanonzi gogo mamoyo vazogadzira havo munhu ofa😂😂uyu anoganza shuwa apa akarara nemurume wemunhu

  • @lynet5565
    @lynet5565 5 месяцев назад +1

    Inga dunhu re kwedu kwatinobva Kuri kuitwa mahumbwe

  • @tsitsigobakavhukatemaextre143
    @tsitsigobakavhukatemaextre143 5 месяцев назад

    Mambo idofo hey

  • @WasuWemanyika
    @WasuWemanyika 4 месяца назад

    ndimambo wekupi awa? Mai Zviko wakatorerwa murume saka still mukadzi haana mhosva

  • @herbertmutubuki8187
    @herbertmutubuki8187 5 месяцев назад +1

    saka mambo mukuti mukadzi arambe achiita mabasa ake here...matadza kutonga apa

  • @dhereckmherekumombe1945
    @dhereckmherekumombe1945 5 месяцев назад +5

    Vanhu mukuti chief uyo akatadza moziva chivanhu here even macourts kana complainant asipo apana kana nyaya

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

    • @mosesparadza765
      @mosesparadza765 5 месяцев назад

      Aiwa ko mai avo kaaaa muridzi wemurume ndiye complainant, imi moti atorerwa mukadzi ndiye complainat chete ere, vakadzi avo vakanotemana nemtemo or kunoroyana zvekufa dare ratadza kugadzirisa nyaya totitii??

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      @@mosesparadza765 Hastings mukadzi wemunhu murume asipo, mukadzi wekutorerwa murume it is now a family matter, I've mukadzi nehama dzake ndivo vave kuona zvekuita nehama dzemurume, go where ever in Zimbabwe 🇿🇼 panda dzakadai hakuna mukadzi akabvisirwa pfuma anotongwa namambo murume wake or babamunini HAMA dzemurume dzisipo

    • @mosesparadza765
      @mosesparadza765 5 месяцев назад

      @@MartinNtuli I dont know which place in Zim does this apply mukadzi is a Major and anotongwa in personal capacity, zvekuti atongwa Hama dzake dzisipo is the issue between murume wake nana tezvara, a competent court of law is only not allowe to personally preside over a minor or a mentally challenged, other than that a court can preside.

    • @luck-deepanganayi2360
      @luck-deepanganayi2360 5 месяцев назад

      Mambo ibenzi

  • @TanaciousNemaramba
    @TanaciousNemaramba 5 месяцев назад +2

    Ndianiko akambovaisa pahumambo ., nxaa arikutinyangadza mhani mambo Ava havagone iiih.

  • @SithenjisiweSibanda-h2q
    @SithenjisiweSibanda-h2q 5 месяцев назад

    Chief ihure dofo anoputa mbanje anodanana evarume vevanhu

  • @barbramapondo2322
    @barbramapondo2322 5 месяцев назад +1

    Imi hamugoni kutonga...go get some notes from Chief Mutasa he doesn't tolerate nonsense dzechihure mudunhu mavo

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 5 месяцев назад +4

    Mayb sabhuku namambo vacho vanodanana nehure iri

  • @ALBERTKHUMALO-u8y
    @ALBERTKHUMALO-u8y 5 месяцев назад

    Is this a chief or headman

  • @KudziMaunganidze
    @KudziMaunganidze 5 месяцев назад +3

    Apa hapana zvamambo kutipedzera nguva😢

    • @RejoiceGwavava
      @RejoiceGwavava 5 месяцев назад

      Dusvura chairo. Vanogona vachitidawo mai Zviko

  • @tsitsigobakavhukatemaextre143
    @tsitsigobakavhukatemaextre143 5 месяцев назад

    Hanzi makaongororerei zviro zvavanhu .Haa report this court to president..No mhani

  • @MummyKuchenga
    @MummyKuchenga 4 месяца назад

    Saka.mumba vaenda kunoitei nhai😂😂😂😂

  • @isabelseti
    @isabelseti 5 месяцев назад

    Hakuna mambo kunharaunda iyi tinehurombo nemi vagari venzvimbo iyi

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 5 месяцев назад +1

    Chihwai and wife knows, they are in this harvesting business together
    If they are to follow up, all men vakashinha mamai Chihwai vese dzangove mbocho mumba.
    Vakadzi can tolerate importance yemurume problem comes pakazoita girl friend

  • @petrosmachobomachovo974
    @petrosmachobomachovo974 5 месяцев назад

    Mai zviko is above 18 yrs, anotongwa chero vabereki vake vasipo.
    Hazvinei nevqbereki izvi.
    Plus hure I hure.
    Anosvodesa mukadzi uyu

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 5 месяцев назад

    Nhai mambo uyu anonzi aniko?

  • @Chikukwa
    @Chikukwa 5 месяцев назад

    Mai Mutandi wariryt
    Ngawarongedze mai awo wandoogare wese

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 5 месяцев назад

    Totally mambo hapna siyai vadare vatonge imimi makanyarara hapna chozivikanwa

  • @FaithChaguma
    @FaithChaguma 5 месяцев назад +3

    Muchiri mwana mudoko mambo hamuna zvamunoziva teererai mamwe madzimambo anogona kutonga mudzidze kubva ipapo

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @BeataKadewela
    @BeataKadewela 5 месяцев назад +1

    Saka yatopera nyaya here haaaa zvakaoma

  • @samanthamudarikwa1100
    @samanthamudarikwa1100 5 месяцев назад

    Uyu mambo hangover kutonga nyaya uyu

  • @decstarchinouriri1922
    @decstarchinouriri1922 5 месяцев назад

    Hurumende ngaipe vnhu vnogona bsa kwte avo vnokurudzira chihure munharaunda haiwavo ibvai apo endai muchinoterera mamwe madzishe

  • @KenetMshlalela
    @KenetMshlalela 5 месяцев назад +1

    Kana usingagone kutonga mambo isa nyaya mberi unomirira mumhangari sei nyika ikuitirwa makunha kunha akadai,plus daro rodhererwa mai watorerwa murume wariryt awa mambo tongai nyaya kwete kusiya vanhu wakadai ko wakakuvadzana

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @petrosmachobomachovo974
    @petrosmachobomachovo974 5 месяцев назад +3

    Mambo va dhakadhakwa

  • @kudzanaimatarutse
    @kudzanaimatarutse 5 месяцев назад

    Inyaya yei zviya yandanga ndichida kutaura kkkkkk yaaaah ndizvozvo dzokerai henyu munonakirana murunyararo musarovane

  • @yolandabosha
    @yolandabosha 5 месяцев назад +1

    Futi hakuna mambo pwere yakadai kutonga zvakadhakwa kukurudzira vakadzi vevanhu kuti vahure

  • @esthernkomo-wu5sn
    @esthernkomo-wu5sn 5 месяцев назад

    Ndoma chief anohurawo nevakadzi vevanhu ivava nxaa imbwa yemunhu arigoni kutonga iri

  • @ruvimbonyachega4448
    @ruvimbonyachega4448 5 месяцев назад

    Mai patie is such a vibe

  • @KimPaida-c7b
    @KimPaida-c7b 5 месяцев назад

    Fokofu mambo

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 5 месяцев назад

    Mai varikutodawo bota nhayi 😂😂😂

  • @paulchavhunduka7964
    @paulchavhunduka7964 5 месяцев назад

    Varume nevakadzi vemazuva ano vari kuita chipfambi zvakanyanya ii Mwari tibatsire

  • @Tonderai-z6k
    @Tonderai-z6k 5 месяцев назад

    Zimbabwe yose Haina vatongi

  • @heathertapererwa
    @heathertapererwa 5 месяцев назад

    Chief uyu hapana kana zvaanogona ngavaende kwaMutasa chete

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 5 месяцев назад

      Kunoitei kwa mutasa,kana pasina complainant mutasa wacho anoitonga sei😂

    • @heathertapererwa
      @heathertapererwa 5 месяцев назад

      @@natifmobile2923 kkkk vanotuma mapurisa amambo zvenharo kkk

  • @Mpostana
    @Mpostana 2 месяца назад

    Ichi ndochituta chamambo, nxaaaaaa

  • @PaulineChishandure
    @PaulineChishandure 5 месяцев назад

    Mambo uyu haagone kutonga nyaya ari kukuridza chihure

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 5 месяцев назад

    Hakuna mambo akadai

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @MaistacyTsika
    @MaistacyTsika 5 месяцев назад

    Mai zviko kana vakasunga murume ngavabvume nguva ichiripo pane kuzochema dumbu razvimbiswa vagadzirwa

  • @EvangelistMakurumure
    @EvangelistMakurumure 5 месяцев назад

    Mai vakajamuka Ava ende varikutoda

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад

    Mogotongerei chihwai koz varidzi venyaya varipo ndovaruda kutongwa

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад +2

    Haaa makundikana dai yanga iri kwedu Kwa mutasa uko haaa vaipedzerwa zawo

  • @MemoryMusonza
    @MemoryMusonza 5 месяцев назад

    Kutokurudzira chihure munyika

  • @MamayoChimombe
    @MamayoChimombe 5 месяцев назад

    Tomavhura nema data ma vidio amakuramba muchidzokorora aya

  • @NneverSithole
    @NneverSithole 5 месяцев назад

    Nzvimbo iyi ahina mambo pliz tioneiwo pagdzirisw apo

  • @NeliaMutamira
    @NeliaMutamira 5 месяцев назад

    Iyi ndoo inonzi mhata ya cheif iyi

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 5 месяцев назад +4

    Chief ava havagone kutonga

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 5 месяцев назад

    Chofanira chiri Chipinge chete kunotongwa wakatarisa makona😂😂.

  • @serviousrusvava9074
    @serviousrusvava9074 5 месяцев назад +9

    Headman uyo hapana hapana, ngamboenda kunoona mambo Mutasa vachitonga,apa matipedzera nguva

  • @CatherineGwapedza-cd2pv
    @CatherineGwapedza-cd2pv 5 месяцев назад

    Pane arikunzwawo Shoko rekuti ,"as such" here apo kkk

  • @LenahAruvhera-eg6ug
    @LenahAruvhera-eg6ug 5 месяцев назад

    Mukadzi arwadziwa sure

  • @WaenClide
    @WaenClide 5 месяцев назад

    Endakwa chief kubasa ndovanotonga nyaya iyi

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @trustchiriseri3510
    @trustchiriseri3510 5 месяцев назад

    Ummmh...
    Mambo,ndabvisa hangu bhutsu ne ma socks...toothbrush ndaisa muhomwe,maoko mudenga...Kadare kenyu kakaneta zvechokwadi...Regai mai avo vajamuke..Hamudarozve ,batai nyaya semukuru wedunhu.

    • @trustchiriseri3510
      @trustchiriseri3510 5 месяцев назад

      Sei kuita sezvinonzi murikudyawo...kana kut moda kuzokumbirawo...Tongai mushe Mambo...dzidzai kune vamwe kana musingagoni..

  • @BossShady-rw7jb
    @BossShady-rw7jb 5 месяцев назад

    Please 🙏 gives this nyaya to Mutasa Bushu or Chigodora

  • @knowledgenyangombe8873
    @knowledgenyangombe8873 5 месяцев назад

    Mangachena inoparira parere nhema😂😂

  • @chamunorwataona5576
    @chamunorwataona5576 5 месяцев назад

    Mambo imi sry henyu muridofo imi endai munofunda beside muridzi wekuhurirwa nemukadzi vanhu ava vane mhosva yekutadzira (1)Dunhu (2) kutadzira mumwe mukadzi

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      Mambo vakaripisa manhunt, muripo wacko vanopa aniko muridzi wemukadzi happy? HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @ArnoldMlambo-yg6co
    @ArnoldMlambo-yg6co 5 месяцев назад +3

    Iwemambo ripisai mukadzi uyo

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      Mukadzi wemunhu uyo

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 Месяц назад

    Uyu mambo haana njere uyu vanhu vanotemana nematemo nenyaya yekutadza kutonga. Nzvimbo iyi haina mambo zvachose

  • @LovemoreMurahwa-gc4kt
    @LovemoreMurahwa-gc4kt 5 месяцев назад

    Mambo mambo makanyanya. Kavara kavara

  • @safeguardsecurity2351
    @safeguardsecurity2351 5 месяцев назад

    Iri dare iri ndichiteerera nyaya dzaro dzakadakwa complain yaamai ava muridzi wemurume ndiye complainant muchazoiita sei mukanzwa kuti vanhu waaurayana tsvee nyaya chaiyo yechiHure maakusimbirira nyaya yeBonde mumba amai muridzi wemurume wane ma facts chaiwo zvinorwadza mhani.

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @QuadQues
    @QuadQues 4 месяца назад

    Ziku hetii

  • @nyashakatena3136
    @nyashakatena3136 5 месяцев назад

    Mambo muri so soft

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      HARINA KUDHAKWA, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @ValentineMakunike
    @ValentineMakunike 5 месяцев назад

    Chief ndimutasa chaiye

  • @FatimaKasirori
    @FatimaKasirori 5 месяцев назад

    Kkk as such

  • @KripperDuD
    @KripperDuD 5 месяцев назад

    Mai zviko ngaabvise hat as such😅😅

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 5 месяцев назад

    Mambo chiiko nhai simba munaro chii asi mune divi here hoo chimwai mavakumumanikidza iye asina ku report 😊

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      Mambo vakaripisa manhu, muripo wacho vanopa aniko muridzi wemukadzi haapo HARINA KUDHAKWA dare, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura 5 месяцев назад

    Anonzi aniko Mambo uyu ,,,,, haana Wisdom yehutongi

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      Mambo vakaripisa manhu, muripo wacho vanopa aniko muridzi wemukadzi haapo HARINA KUDHAKWA dare, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @ChipoSongelani-yr9bc
    @ChipoSongelani-yr9bc 5 месяцев назад

    Kukurudzira chihure here aaaaaaa zvakaoma

  • @sekayichikanya3173
    @sekayichikanya3173 5 месяцев назад

    Mambo howeee huSoft chiko repisai vanhu avo

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      Mambo vakaripisa manhu, muripo wacho vanopa aniko muridzi wemukadzi haapo HARINA KUDHAKWA dare, MURIDZI WEMUKADZI OR HAMA DZAKE HADZIPO, MUTEMO HAUBVUMIRE IZVOZVO, KO MURIDZI WEMUKADZI AKAUYA MANGWANA OKURAMWIRAI MUKADZI SEDARE MUNOITA SEIKO, ANOTI MUKADZI AVE WENYU, MAKARIPISA CHIKOMBA NDISIPO, KO KANA MURIDZI WEMUKADZI AKARIPWA KARE, NYAYA HAINA MURIDZI REMEMBER,

  • @NneverSithole
    @NneverSithole 5 месяцев назад

    Ndi headman ani avo can someone balance me pliz

  • @medina3002
    @medina3002 5 месяцев назад

    Apa vatongi vedare ma1 vakatoneta zvavo ndovatongi vanokonzera vanhu vazotonga vega bicoz eish

  • @t2tsquared
    @t2tsquared 5 месяцев назад

    Akatanga riiniko chief dofo😂😂

    • @MartinNtuli
      @MartinNtuli 5 месяцев назад

      Haasi Dofo, Havana muridzi wemukadzi, mambo vakapihwa muripo vanopa aniko?

  • @doubtngorima1212
    @doubtngorima1212 5 месяцев назад +1

    Mambo ava vakadhakwa avaa

  • @marthamagwaba8783
    @marthamagwaba8783 5 месяцев назад

    Mambo ava vakazungaira

  • @RejoiceGwavava
    @RejoiceGwavava 5 месяцев назад

    Avo mambo ndanyara navo

  • @KudziMaunganidze
    @KudziMaunganidze 5 месяцев назад

    Saka mukitchen kuda kunovatana here 😂😂😂😂

  • @yolandabosha
    @yolandabosha 5 месяцев назад

    Mambo haagone kutonga nyaya uyu

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 5 месяцев назад

    Mambo wekwaaniko iyeyu asingatozivewo kunge akararawo xaa