Mhomho yevanhu youya kuzoona mhondi ichiratidza maurairo ayakaita varume vaviri nepamusana peBhishu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 июл 2024
  • Budiriro: Mhomho yevanhu youya kuzoona mhondi ichiratidza maurairo ayakaita varume vaviri nepamusana peBhishu
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 109

  • @iewellnortiffa6535
    @iewellnortiffa6535 20 дней назад +50

    Nowadays usafunge kuti munhu arikuita maJokes kana achiti ndokuuraya or ndokubaya nebanga, tiza neupenyu hwako plz

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 20 дней назад +106

    Ipayi Stella mukombe wake cause when it comes to reporting she's the best of the best, her shona is top notch ❤akumberi anogona shame

    • @Qwinpin
      @Qwinpin 17 дней назад +3

      Yeah... Stella should go and take over star fm coz Tilder apera panonaka and akutobhowa

    • @dianaKatabwarira-vm7tp
      @dianaKatabwarira-vm7tp 15 дней назад

      She is a professional

    • @dianaKatabwarira-vm7tp
      @dianaKatabwarira-vm7tp 15 дней назад

      ​@@Qwinpinanokata vanhu vachida kutsanangura nyaya dzavo

    • @shyletlupa5453
      @shyletlupa5453 10 дней назад

      @@dianaKatabwarira-vm7tp that 1 negative Zimbo always 🤣 urrrrgh

  • @it3788
    @it3788 20 дней назад +18

    Stella a is seasoned journo akatoendakuschool of journalism dai zim yakatwasanuka she would be inthe tv reading news she excellent ❤

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 20 дней назад +22

    Nhasi mave ku blamer government asi makati Mugabe ngaende .time ya Bob hakuna kumboonekwa zvakadai kwakange kusina kuurayana kwakadai.government iriko vanenge varikutonga neropa.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 18 дней назад

      Inhema dzako. Mamurder cases akangogara ariko wangu.
      Saka ukuti mnangagwa ndiye ari kupa vanhu mapanga here ekuti bayai vanhu?

    • @blessingbikinyaamidu5224
      @blessingbikinyaamidu5224 15 дней назад

      No Murder cases were there ever since bob but its the government who practiced it more , lest now its only worse that its civilian to civilian

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 20 дней назад +31

    inini hangu i blame gorvenment coz gorvenment inoita violence kuvanhu gorvenment inorova vanhu povo yakatarisa vana vakatarisa at the end youth inopedzisira yakuona sekunge violence iri right iyo gorvenment pachayo unoinzwa ichitopromiser povo kuti tokurovai atidi kuti mufe maremara so at the end vanhu vanopedzisira vakuitawo violence

    • @Rebhara
      @Rebhara 20 дней назад +1

      Ndokwavanotowana training

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 20 дней назад

      Government and political parties are two different things.

    • @Rebhara
      @Rebhara 20 дней назад +2

      @@fortula.tichwagoramuog8784 Government yekuZimbabwe here yamurimurikutaura or another country. ED has been on record saying "We're everything, we're the army we are the police......" There is no separation there

  • @user-zc7lz3we7x
    @user-zc7lz3we7x 20 дней назад +6

    Keep on giving us these current affairs happening in our communities Stella Muusha (The Village) and Destiny TV team. Ndinotenda

  • @eriesiyo2445
    @eriesiyo2445 18 часов назад +1

    Stella is the BEST OF THE BEST

  • @user-li3fc6hk5f
    @user-li3fc6hk5f 20 дней назад +7

    😢zvinorwadza plus madrugs anyanya Mwari batsirai,vanotengesa madrugs murikudiridza rugare rwenyu nemisodzi yevazhinji mashungurudza vedwee

    • @user-wi9wk7fy8t
      @user-wi9wk7fy8t 20 дней назад

      Dzimwe ingozi dzemadzinza kuti uraya tiwande

    • @RatidzoNjaya
      @RatidzoNjaya 17 дней назад

      Ichokwadi taurai henyu shuwa madrubs ayo vanhu vakuita havo mari bt tarirai kwazviri kusvika manje marwadzo kufa sehuku kudaro

  • @ndakazivhagwara
    @ndakazivhagwara 20 дней назад +6

    Well done 👏 Sisi Stella Muusha .matibatsira ...and kana tichitaura nyaya yekuzvininipisa..piwai Sandoo shem..makabva kuvanhuuu makaberekwa.manhii..haiwaaa..raramai imwiii

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 20 дней назад +8

    Sisi Stella tokumbirawo mufambire nyaya yeku Wedza yemusikana wekurohwa

  • @belindagwata6883
    @belindagwata6883 19 дней назад +3

    Haaaaa i juss love sis Stella she is the best, the way she asks her Qs is just top notch.❤

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 20 дней назад +4

    Ma drugs arikukonzeresa dai vanotengesa vacho vabatwa and stopped , ndo arikupa vana ma guts akadai , without solving the drug issue vanhu vachapera it's one of the root problems

  • @SharonKudzaiBanda
    @SharonKudzaiBanda 7 дней назад +1

    Nice job Stella ,can you also include english subtitles so that the platform isave limited to one group

  • @HappySunsetReflection-uh7ms
    @HappySunsetReflection-uh7ms 20 дней назад +5

    Vanhu vanyanya kunwa mutoriro netunonzi tumbwa ikokuurayana uku vanenge vaputa mbanje vosanganisa nemutoriro mumabawa imomo munotengeswa zvinhu izvozvo

    • @nayie99
      @nayie99 5 дней назад

      I nyaya yestress people nolonger have purpose for life . Vanhu vauraya nyika nyika yaparara nekuti vatongi Havana kana zvavarikuita and ivo havagaye. Takatiza muzim being foreigners asi tichingonzi takarwora nyika nxaa mxxxm

  • @user-qo3tj2xg8e
    @user-qo3tj2xg8e 16 дней назад +2

    Police inoita basa bt government ndoyashata cz unoona mnh aftr week ave panze

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t 20 дней назад +7

    Anoigona here kuiripa ngozi yevanhu vaviri haaa vanomama chete in Mkotsanjera s voice

  • @user-kw9hd8bm1i
    @user-kw9hd8bm1i 18 дней назад +1

    Zvinorwadza izvi zvekushandisa mapanga izvi ini baba vemwana wangu vakabaiwo mubhawa fti Monday 8july ndokufira panzvimbo vanhu aitova mu ZRP

  • @user-lc4iw1zm4y
    @user-lc4iw1zm4y 20 дней назад +5

    Tadiwa muzukuru wangu zvakaoma

  • @TinayeisheDenzel
    @TinayeisheDenzel 17 дней назад +1

    Haaa amana vanhu mumabhawa vanoda kumbomamiswa

  • @AnnahDhabu
    @AnnahDhabu 19 дней назад +3

    Zimbabwe yatakura kurema mweya wekumadokero chaiyo

  • @user-tp1vn8nj3l
    @user-tp1vn8nj3l 15 дней назад +1

    Stella u are the best unogona wena

  • @amandahnzou1004
    @amandahnzou1004 20 дней назад +3

    Kuunzira mhuri yake ngozi 2 ne kuda kunzi haubviri zvakaoma

  • @chiheleleFortue
    @chiheleleFortue 15 дней назад

    Big up sis Stella keep on doing gud job

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 20 дней назад +1

    Zvakaoma nditadiwa wekuchivhu kupi veduwe pamwe hama yangu

  • @user-oq5bs8dm1c
    @user-oq5bs8dm1c 20 дней назад +9

    Destiny tv🎉

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 19 дней назад

    Zvakaoma hazvo,zuva rengozi hari zikanwe

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 20 дней назад

    Well done job sisi Stella

  • @nayie99
    @nayie99 5 дней назад

    Munhu wezanu😂😂 anosungirwei.

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 20 дней назад +1

    Yowee inga zvakaoma

  • @Rebhara
    @Rebhara 20 дней назад +3

    Pane anwawo pataura mhondi?

  • @patrickmakausi4164
    @patrickmakausi4164 20 дней назад +1

    Ka channel aka soo

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q 20 дней назад +4

    Hello ST❤❤❤

  • @Ousie4478
    @Ousie4478 19 дней назад +1

    How far madzibaba ishmael

  • @marthamukombe3544
    @marthamukombe3544 20 дней назад +1

    Vanhu hawachatya kuuraya shuwa

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 19 дней назад

    Zvinorwadza henyu

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 19 дней назад

    Kuno kwatino rarama tiri kungoita zhowezhowe mumba unozongoona police yave Pa door neighbour anenge atofona chop chop. Kungoona vanhu vanongofamba aimless zvisinga nzwisisike unoona police yato lander

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 20 дней назад +1

    Problem munyika medu hamusisina law coz vanhu vavekuita zvavanoda nelife dzevanhu dai death sentence yadzoka i think vanhu vaiziva pekugumira

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 19 дней назад +1

    Chiiko chapinda muvana vedu nhai 😢

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 15 дней назад

    The leadership has brought a curse upon the people, manje till 2030 sezvino taura vamwe vanhu inobuda here???

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 19 дней назад

    Nhaimi Ko sei uyu nyakuona asina kufonerao police nguva yairwa vanhu

  • @user-so6zh9ig2s
    @user-so6zh9ig2s 20 дней назад +2

    Saka and then

  • @iyletdzokurasa-xf5ti
    @iyletdzokurasa-xf5ti 20 дней назад +7

    Stella l v u a to much

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 20 дней назад +3

    Kuuraya munhu shuva kunge huku zvakaoma mukai henyu hamungangofi mafiro akadaro

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 20 дней назад +2

    Hanzi ndozikanwa nembiri yekutamba at least

  • @amutaks
    @amutaks День назад

    Magumo ano vanhu havachina control kana rudo

  • @user-oj5mf8kv4r
    @user-oj5mf8kv4r 20 дней назад +1

    Munhu imhuka zvesure umm

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 16 дней назад

    Stella is the best

  • @drasticchiruka4652
    @drasticchiruka4652 15 дней назад

    Mhama stella

  • @user-du4zt4jl6c
    @user-du4zt4jl6c 20 дней назад +3

    Haiwawo aripi mkomana wacho kuisa caption nhema.madhodhi enyu

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 20 дней назад +2

    Zvakaoma 😢

  • @christinechihota2608
    @christinechihota2608 20 дней назад

    Inga zvakaoma hazvo

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 20 дней назад

    ❤❤❤

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 20 дней назад

    Stella 'muwosha 'is the best

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 20 дней назад +1

    Vanhu havachatyi ropa neiko mukore uno

  • @user-ui7ks9fv3e
    @user-ui7ks9fv3e 20 дней назад +2

    Zvakaoma

  • @mavismugebe-cx1jd
    @mavismugebe-cx1jd 20 дней назад

    Ko munhu akauraya wacho arip

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k 20 дней назад +1

    Hi

  • @keylapatricia9883
    @keylapatricia9883 20 дней назад

    😢😢😢

  • @user-gj2dv4nd4u
    @user-gj2dv4nd4u 20 дней назад +1

    Nhai veduwe

  • @noresthlomayi9932
    @noresthlomayi9932 20 дней назад

    Kuita sa Wilson mufiri

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n 20 дней назад +1

    Ashaika vamwe vachiti akafa 🙄

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 20 дней назад +2

    Zvakaoma hazvo 😢 vanhu vapindwa ne mweya wenyika

  • @leeroy583
    @leeroy583 16 дней назад

    Title zvainenge isiri kuenderana nezviri kubuda

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 16 дней назад

    Baba vekuchena musoro S.A moiziva hre kuno urayiwa vanhu nyango vagina kudhakwa

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 15 дней назад +3

    I regret the day they mugabe was gone mugabe was seriuos about law abiding citizens, this ED government hayi sizofa sonke sphele ,drugs ,mutoriro, etc .

  • @monicanics01
    @monicanics01 20 дней назад +2

    Hiii pabudiriro 1 pamashopa

  • @petrocociousmatsangaise4542
    @petrocociousmatsangaise4542 16 дней назад

    Inga ma1 nhaimi

  • @ViolaBikitira
    @ViolaBikitira 19 дней назад

    Usanyora caption yekunyepa

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v 20 дней назад +1

    Shame zvinorwadza

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 20 дней назад +1

    Mweya wekuuraya uyu ummm haa wanyanya apa mazera acho kanii

  • @achimwene_simjoe
    @achimwene_simjoe 20 дней назад

    Headline ne content zvakasiyana.

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 19 дней назад

    Number dze police dzofanira kunyorwa peşe peşe dzigare mumusoro nemunhu wese anything suspicious call police right away.

    • @user-zm3kg5hi2x
      @user-zm3kg5hi2x 16 дней назад

      Unogona kunzi havana transport yekuuyako saka pakaoma hapo.

  • @tobiasnmuyenziwa2457
    @tobiasnmuyenziwa2457 20 дней назад

    Gona kunyora heading yechokqadi

  • @robertmakesha4937
    @robertmakesha4937 20 дней назад +1

    Pakashata

  • @dailymzansi7500
    @dailymzansi7500 20 дней назад

    Ungauraira munhu because of beche.... That's been idiotic and stupidity

  • @Eddie.T
    @Eddie.T 20 дней назад +1

    What kind of journalism is this? So unprofessional

  • @eriesiyo2445
    @eriesiyo2445 18 часов назад

    Stella is the BEST OF THE BEST

  • @dianaKatabwarira-vm7tp
    @dianaKatabwarira-vm7tp 15 дней назад

    Madrudugs anoita uuraye munhu sehuku