What i really admire about these guys ana mechanic ava they are committed to their job can you be my mechanic you seem passionate with your job its very hard to find honest mechanic these days.I respect you guys.
Just read the comments. The mechanic is my brother ndiye anonditevera. I also went and witnessed the car talking. Scary as it was, I saw it with my own eyes. They might seem funny in their narration but truly it wasn't fun. Anyway yakazonyarara after prayer intervention etc.
Mota iyoyo represents Zimbabwe. What they are showing you is exactly the same with what has been happening in Zimbabwe and its people. The guys are super intelligent for making the comparison. Those who do not understand, just exchange Mota and Zimbabwe. And watch the video again!
Ndaita nguva yakareba ndisiri kuZim but kana zvichinzi mota yaisvika kudenga ah....yave chimudzimudzangara? Uye plus help me understand, weti inouraya or kunyaradza zvikwambo by acidity? Very confused but ndaona video iyi yese kkkk
Boyz chero nemi munenyaya yamusingatauri pachena, for all this time n all this work pamota ichinetsa kudai, muchipedza mari yenyu yose, sei maitadza kunotora muridzi wemota, kuti huya uone zvirikuitika , taurai chokwadi,
@@casmuden you dont have to be religious to know kuti their troubles could have ended in someone's death. And thanking God for keeping them safe in my little opinion was not much to ask.
Taurai Tatenda your first sentence is what I’m responding to. You don’t expect everyone to pray #religious. I’m no sure if everyone who claims to be Christian knows what Christianity is. Most people suffer from Polarises of analysis and they don’t want to exercise their critical thinking facilities saka they just accept whatever is thrown at them without questioning anything. Know thy self
Vanhu vacho varikuseka which makes the story funny but I really think kuti zvinhu izvi zvirikuitika . Pavarikukanganisa ndepekuda kupisa zvinhu zvisirizvavo, Ngavasapise chinhu ngavadedze muridzi.
Kkkkk it’s so easy to steal frm Zimbabweans wena ! Kungonyepera chikwambo Thats why false prophets are making a killing . Like if you know kuti manyepo tricks
Why did the mechanics keep shingiriraring with this car. When they noticed that the mavhiri kept popping off that should have been a sign for them to jump ship and either abandon that mota musango, or take it back where they picked it up and ecocashed the owner his deposit back...unless the spent deposit yacho kudhara...if the car would break down every 1km... they couldn't have been that far from where they picked it up. Now maane a huge problem on your hands. There are many Porofitas in Harare...daidzai one wamwaye anointing oil kana Holy Water muoone kuti which is which...
Chikwambo chakanga chakukushandisai but l hate one thing muridzi wemota he know everything he do it in purpose aida kutorasirira kuda kuurayisa vanhu vasina mhosva
these guys honestly are a bit crazy, they are not smart, unless they were given a big figure in the ecocash...... dai ndakasiya that car way back. Suddenly the cow story pops, yet by passes say the car killed people. If it was cattle matter why then was the owner afraid to come close to the car. Now they these mechanics because of greed they have brought evil spirits in budiriro
53:39 Andrew ko isi data nema subscription ari kubhadharwa nani. RUclips yagara iri kukubhadharai musaite hwenya kwese, you're not doing us a favour but uri kutoita mari nesu lets be clear on that😮
What i really admire about these guys ana mechanic ava they are committed to their job can you be my mechanic you seem passionate with your job its very hard to find honest mechanic these days.I respect you guys.
True
Truly agree. These mechanics are of a rare breed these days.
Team hobho ana mechanic vangova tora mari United. These guus are for real
Matikiti Chimena mmmmm taura hako, coz that was a clear loss for these guys
Im suspicious ipapo,
Vanhu imimi u r very committed. Kana chiri chokwadi, Mwari ndavaropafadze basa renyu
I grew up hearing about this but never witnessed it 🤣They are committed! I would have returned the car to the owner after the first few problems.
-z- _x1111
😢😢😢😅uú55⁶⁴❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂😂uù❤❤⁹oòù@@carlossanganza5666
Professional mechanics. Ndabatikana necommitment of these guys.
Tadbare
Very professional
kupusa uku, there is no professionalism there..... there were more than warning signs to to leave that car alone@@ezws
Just read the comments. The mechanic is my brother ndiye anonditevera. I also went and witnessed the car talking. Scary as it was, I saw it with my own eyes. They might seem funny in their narration but truly it wasn't fun. Anyway yakazonyarara after prayer intervention etc.
Mmm zvakaoma
Ukwane iwe
@@tmafungo84 ani
😂😂😂😂😂😂@@tmafungo84
Sss3sss1Q¹j😮yyugbccĝwaaŵ@@tmafungo84
Mota iyoyo represents Zimbabwe. What they are showing you is exactly the same with what has been happening in Zimbabwe and its people. The guys are super intelligent for making the comparison. Those who do not understand, just exchange Mota and Zimbabwe. And watch the video again!
Ndaita nguva yakareba ndisiri kuZim but kana zvichinzi mota yaisvika kudenga ah....yave chimudzimudzangara? Uye plus help me understand, weti inouraya or kunyaradza zvikwambo by acidity? Very confused but ndaona video iyi yese kkkk
Your watermark logo is disrupting the video. It could be better if you put it on any corner of the screen. Otherwise everything is fine.
Kkkk ukutozvionawo nhy
I agree
I don't care whether this story is real or not, all i know is i enjoyed the narration.
"Mota kureba kunge ichadhuma mwari"😂 deadest.
@Beatrice Wudebwe 😂😂😂chekenyenye
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 I'm dead too
@@fortunatemukuwapasi8709 hesi fortu
hahaha it also killed me
@@nonniedavies8495 too much weed those oans😆
Boyz chero nemi munenyaya yamusingatauri pachena, for all this time n all this work pamota ichinetsa kudai, muchipedza mari yenyu yose, sei maitadza kunotora muridzi wemota, kuti huya uone zvirikuitika , taurai chokwadi,
Plus kuzoona chidhende chinetsono moda kupisa mega sei musngadeedzi muzvina mota abvise zvinhu zvake muwane kushanda
Your customer care is jus something else.....l feel for you shuwa
Customer care yacho top notch
Mmm pakaipa
Muridzi wemotor iyi anga akutorasirirawo zvanga zvakumunetsa. Vanana mechanic vakafunga kuti vawana basa. Dzirerai muridzi wayo
if this is considered to be a car then we have some way to go as a nation!
Usadaro
Usadaro
Handina pandazwa panzi takanamata. Sei hama dzangu. Namatai mutende Ishe nekuti muri vapenyu. Kufamba kwamakaita nemota yakadai makararama nenyasha. Makaona zai tsono jira re red munoti ndezvechechi here. Namatai musati mapera mese.
Taurai Tatenda not everyone is religious
@@casmuden you dont have to be religious to know kuti their troubles could have ended in someone's death. And thanking God for keeping them safe in my little opinion was not much to ask.
Taurai Tatenda kkkk
Taurai Tatenda your first sentence is what I’m responding to. You don’t expect everyone to pray #religious.
I’m no sure if everyone who claims to be Christian knows what Christianity is.
Most people suffer from Polarises of analysis and they don’t want to exercise their critical thinking facilities saka they just accept whatever is thrown at them without questioning anything.
Know thy self
Dai vakangotanga kunamata ndopavaizotanga kurohwa magwati manje😂😂😂
You guys are very good actors. Your story sounds real asi muchinyepa zvenyu. Big up to you guys!!!!!!!!!!!!!
Kkkkkkķkkk kkkkkkkkkk you
Chivara Chivara ndeipi Chivara
Bhoo bhoo wangu zvirisei
Kuti rainyepa hre guys iro kkkkk
😂😂😂😂 boyz irika
These guys are commited to their job may God richly bless them
Unfortunately that mechanic akafa
You'd make a good team na comic pastor😆😆😆😆
They never give up😂😂😂 all my fellow zimbabweans should copy
Very serious, aaah ndosiya. Why persistence. Mune nharo.
Vanhu vacho varikuseka which makes the story funny but I really think kuti zvinhu izvi zvirikuitika . Pavarikukanganisa ndepekuda kupisa zvinhu zvisirizvavo, Ngavasapise chinhu ngavadedze muridzi.
Vanhu ava vaka vandalise mota yecustomer iyi yangova cover up
Ko kuzoda kugadzirisa mystery kkkll
Shungu dze basa kkkkl
11:12 saka motor iyi yaiva nemagearbox 2 here? Nokuti kwakambohi gearbox rakasika mugonyeti
If you don't believe do you know that a crocodile can walk in someone's Yard. Freely 😂😂😂😂
What is this
Mbanje hadzisi ryt gentleman lmao.....mota handiyo problem persistence yenyu is worrying
R.I .P mukoma ronnie where ever you deh🎉🎉🎉🎉🎉
Drewmas media endai kumba kwemuridzi wemota auye atore chikwambo chake haikona kuremedza vasina mhosva.muridzi wemota aitotsvaga kwekurasirira chikwambo chake
🤣🤣🤣🤣🤣story telling.. Ndanakidzwa nema Jama ayaaa😂
How much we you given for deposit.. Varume vakuru kupusa kudaro. Muchishingirirei...Makatorasirirwa chikwambo.
Mota represents Zimbabwe, queen bee!
Ana makanika muri kuitiswa nemuridzi weMota mukapusa ndimi muchafa munofanira kutaurira muridzi wemota owuya atore mota yake imi momudzosera mari yake ndokuti muzvipedze mukapusa ndimi muchapera nekuti makudziya moto wembavha .
Koiye muridzi wemota anotya kusvika pamota yake seiii mubatei ataure nemota yake arikukuitisai musambofa zvenyu makazvi nyepera kuti tinopisa never unless mweya wemunhu uri kutaura pamota iyoo wakapusa
Other way yamungaita daidzai n'anga or good prophet muridzi wacho aripo ndokuti zvifambe bhooo
Nyaya iyi inoda kuti tigadzire script movie racho rinenge rakapenga.
Vakashinga
True ngaauye atore mota yake
Chokwadi hko kuitiswa chaiko
Ichokwadi ichocho iye anodyei xuwa
Mota iyo taurai nemuridzi wayo musiyane nayo bcz ichakuitai zvimwe zvinhu mukaramba muchiita nharo ipei muridzi wayo musapisa zvirimo mangwana zvinokunetsai
Taura hako ngavasiyane nayo
Boys idzi ndedzembanje....patience dzacho just too much. All the signs muchingoita nharo yekuda kugadzira mota chete?
Kkkkk vane nharo
Imajeni
Mota is Zimbabwe, you are silly not to understand the hidden message.
Ndaseka nhasi.but it’s not funny
Kuzimbabwe hakuna cash kkkkkk
They are just explaining Zimbabwe situation,ava vanhu ava,kkkkkk
Nyaya iyi yakazodii mota yakazoitwa sei. Muridzi wemota akazotora zvinhu zvake here.
Kkkkk it’s so easy to steal frm Zimbabweans wena ! Kungonyepera chikwambo Thats why false prophets are making a killing . Like if you know kuti manyepo tricks
Pakaipa Yoo
True
Ko maishingirira kutakura mota yaiita mashiripiti iwawa
This is not a car akaromba muridzi wemota ngaataure chokwadi chirikukonzeresa arikuchiziwa
KO iko KuBudiriro zuro takanzwa yemukomana akauraya vanhu 2 ari one ....nhasi Mota yakataura PaBudaz ...panemhepo
Diesel pachinhoyi ,Njuzu ,mota kutaura tinofungawo nhani
Kkkkk kunge ichadhuma Mwari ahhh🙌🙌
Iweeeee ndezvakudhararaizvoo takambozvinzwa Kare Kare unonyepa iwe
Kana ir chokwad sometimes ana machanic imbavha bvisa maParts mumota dzevanhu kana vasiirwa
Pane hama inonzi yakapetwa makumbo mamutare anot akagara 6yrs arimumvura akabuda akapisirwa zvaakabuda nazvo mumvura akapeteka makumbo pliz drumas batsiraio munhu uyo kana pachidiwa mari tobatsirao pliz sorii ne off topic
"Hatina kutanga nekusvika...mota yakazonyura mavhiri ekumashure, ndokuzosvika kwatakaita" - Hey John, it's your mamma calling
Gospicnic haa zvkaoma
A zvakaoma shuwa
Gospicnic p
Kureba kunge ichadhuma mwari. Joke of the year
Imagine 😂😂
Kkkkk effects of bad economy
Bhoo here
Haaa bho😂😂😂
Kkkkkkk
Rest in peace daddy #TooMuchMakanika 😢😢
Anamadzibba varikunyeoera vanhu varikuda hakwanise bsa iri
Yeukai zvevaya vekuDomboshava vaiti vabva kuMuzarabani vakazobva vakumhanyiswa ,zdazvavari kuitawoava
Inga pakaipa, but nyaya yenyu irikunakidza kuterera guys
How far mota iyoooo
Why did the mechanics keep shingiriraring with this car. When they noticed that the mavhiri kept popping off that should have been a sign for them to jump ship and either abandon that mota musango, or take it back where they picked it up and ecocashed the owner his deposit back...unless the spent deposit yacho kudhara...if the car would break down every 1km... they couldn't have been that far from where they picked it up. Now maane a huge problem on your hands. There are many Porofitas in Harare...daidzai one wamwaye anointing oil kana Holy Water muoone kuti which is which...
Are you a mukaradhi braa lol
Ndaseka ndine stress unoziva kkkk
@@goofybdry2796 Aaaah EXEee!
Muri kubhadharwa mariiko nekuri Mari yabuda yatowanda mipei nota yake nemari yaakakupai loss Haina basal chakakosha upenyu umwe anodyiwa nemota iyo
Kuda mari ere marombe imi musatsvage zvinozonetsa mhuri dzenyu cz hamuna pfungwa
Bronco vanga vanwa mabhodhoro mangani vafanha ava?
Kkkkkk mukore uno uchiri kugadzirwa zvimota zvakafa kudaro here,uchipihwa marii?Ndikungoona magweje gweje ezvimota zvisisafambe gegegegege
Ndobva yakwachuka mavhiri kkkkkkkk maitofamba nezvikwambo maive nezvivindi kkkk
They chawed deposit money😂😂
Kkkkkk
Customer care yenyu yakanyanya boys
Ndava bigger wo,dai ndirini ndaiisiya
Jkk
pineas madzivire ....hey who sang bhora mutambo in 1978?
Vakanyanya ava. Too good.
Ifake vakauraya mota yemunhu kkk vharason
Kkkkk pakuda Prophet Pambuka
Chikwambo chakanga chakukushandisai but l hate one thing muridzi wemota he know everything he do it in purpose aida kutorasirira kuda kuurayisa vanhu vasina mhosva
Yo yeah pakaipa ko vanogadzira ingogezai mavoko zve kumuridzi atore Mota yake mungashingirira zvisingaite here muchiona haaà
Ronny mune chitsotsi...itai zviri straight...
Tayimboti gokwe yazviyita ummm apa Harare yapindira
Hezvoo wrong turn zvriko hr izvi 🤔
Gambling with life. Makapusa, hamuna hanya nehupenyu hwenyu. Kupinda mumadhiri amusingazive.
Ko makadii kufonera muridzi wemota kuzotora mota yake,munatwowo imi😂😂zvivindi zvei
São Miguel Quixeramobim Ceará
😂😂😂😂how much were you getting paid coz mainyanyo shingirira chio apa ah
Kujaidzwa kwemuzukuru uko anasekuru vakapusa muchanyoporerwa madzimai enyu
these guys honestly are a bit crazy, they are not smart, unless they were given a big figure in the ecocash...... dai ndakasiya that car way back.
Suddenly the cow story pops, yet by passes say the car killed people. If it was cattle matter why then was the owner afraid to come close to the car. Now they these mechanics because of greed they have brought evil spirits in budiriro
Umm 😂😂😂😂ungati kaMovie zvinoti kusekesa pamwe chete nekusiririsa,,,,,,,saka yakazopera sei yemota asizvo
Muridzi wemota akaromba jira dzvuku ndereyi mumota asanyebere munhu waakatsika ndidzo mota dzekwaNdunge idzo
Uuuuum pane nyaya apa mota iyi ipai kumuridzi vayo ,mota iyi ndinoona kuti muridzi anoziwa zviri kuitika ,kuromba chaiko, even makarasa zvimachira mweye Uri kutaura unosara pamota, satanic chaiyo pamota,zvinotoda nyakuromba kuti adzosere chikwambo ,chakarevererwa pamota, munopedza mhuri musaigadzire
😂😂😂😂 l saw one burning standing alone .in Johannesburg these things are really
Siyanai na Mwari boys...... But makaoma.... Passion yenyu yemachanics ne customers care...Sandi dzenyu
The guy's voice like macheso.
ana blaz imm tipeiwo maserious...data rikudhura zvamukuziwawo
Hatina kungotanga nekusvika takazoita kamwe ka accident futi kkkkk bronco kkkkk
Kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
53:39 Andrew ko isi data nema subscription ari kubhadharwa nani.
RUclips yagara iri kukubhadharai musaite hwenya kwese, you're not doing us a favour but uri kutoita mari nesu lets be clear on that😮
Iyi makazodii nayo yakazopera here kugadzirwa
Murikufirei. Bvisai mota yake apo asi makapiwa gold
Izvi zvakaoma asi kufunga kwangu ndezve muridzi wemota
Logo isai pa bottom corner not pakati pevideo
Maimbovavarirei.Mari yamakashandika for rectifying it haina kutowanfa here pane kuidzosera
Uuuuumm zvinotyisa
Dzinenge nhema idzi ko kungodzorera muridzi mari ye deposit, y going through all that trouble
Ma Bluetooth speakers ayo
Kkkkkkkk haaaaaa boys imika moda shamhu Kkkkkkkk manyepero aya ma1😂😂😂 nyaya yenyu ikunakidza though
Nhingi apihwa mota yemahara kkkk muchamhamha 1 day😅😅😅
their minds are full of confusion 😂😂😂😂 this is just a joke
It's sad to experience these things
Ko ana makanika ava vadii vanoitira weti ku Zec zvimbofumuka zve mu office eikoko😂
Vidio renyu hapana chrikunzwika volume 0
Man they go thru a lot mumabasa😢
Ahaaa haaa ndoanonzi ma1
Mbuya muroi avop nxaaa sei vasina Moyo yowe 😮
Ichokwadi here ichi🤣🤣🤣 hope vane mareceipts ezvinhu zvavakatenga
Hahaaa nhymi vnh
6
Kkk kkkk MOTA yacho aaaa kkkk dai isina kuzotorawo tende ye gonyeti
yuwi.. Turn this story into a horror movie.
Havasi kunyepa zviri kuitika kuZim. Muridzi kutorasirira chikwambo
True
Vanhu tisafarire kuda kupfuma kubata zvinhu zvinozonetsa mangwana
uchinyanya Ronny zvakazokuvanaka ibva vapfira mate kti vanhu havavharwe see now
Daidzai Comic Pastor paita chekupenga apa