Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

MUSAMI FIRE- GOGO VODEEDZA NYOKA YAVO PAZERE VANHU

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 27 окт 2021
  • MADHUVE -NYOKA YAGOGO

Комментарии • 1,4 тыс.

  • @mumubee0086
    @mumubee0086 2 года назад +41

    Ava gogo varikutanba nepfungwa dzevanhu..havasati vaakuda kuti nyoka yavo ibatwe ava..Pangave nema gondwa netubhodhoro zvapo but kutaura chokwadi nyoka iyo ndiyo yaakukonzeresa moto uyu...Why pavakapuwa hoko mushure mekuramba kuti vane nyoka pariipo pakatanga moto...
    Hakuna mushonga unonzi handisisina wakango tiza...hakuna zvakadaro kana ka1..Zvakare pane pavamboti mishonga yavaiidaidza nayo yakarasika zvichirrva kuti zvese zvavarikuita izvo zvekuti madhuve huya madhuve huya kutamba nepfungwa dzevanhu
    Gogo ava ishasha chaiyo pakunyepa and dai moto uyu ukanatsova tambudza chaizvo kuti vasvike pakutaura chokwadi chizere

    • @agnesmajuru5822
      @agnesmajuru5822 2 года назад +8

      Ava mai vanonyepesa chose.Vamboti ndakapiwa riri zango, asi pakutanga vakambotaura kuti taisiya chikafu che nyoka mumba yekubikira . Haaa mai ava vanatwo. Havatombotaridzi kusuwa . She seems to be happy vachitaura nezvenyoka yavo kutoti mwana wangu nyoka iyi yavanoti madhuve. Kambuya aka kari kutotora vanhu semasasikamu chaiwo. Havasikuda nenyoka yavo vanoziva kwairi. Clever for nothing. Vanhu vemuraini ngavarege kuvapa chikafu chavo kana vasingadi kureurura. Vave kutonakidzwa nekukuunganirwa nana Adrew neshamba vachitamba nepfungwa dzavo.Kana mwana wavo havatombomuteereri havadi kutsukunyuka . Kune vamwe vanhu vari disparate varikutoshuvira kupiwa rubetsero not this woman.

    • @funyura4416
      @funyura4416 2 года назад

      Marebesa comment mukoma kkkk

    • @fungaindovorwi2023
      @fungaindovorwi2023 2 года назад

      Gogo is lying

    • @tatendabhebhe1218
      @tatendabhebhe1218 2 года назад

      And the other thing vakamboti mushonga wakatsva Kiki jiki jiki wakarasika jiki jiki madhuve huya uonekwe

    • @tashingagwesu9836
      @tashingagwesu9836 2 года назад

      Vanonyepa rough gogaz ava and vane kakungwarisa kavanako

  • @rumbiet.r6352
    @rumbiet.r6352 2 года назад +10

    Thnx mkoma Andrew & crew ,uumm mbuya iyi inonyeba chandiri kuona gogo vachiri kuda nyoka yavo,dai moto wambonyatsopisa mbuya iyi yaitaura mushe ,ndonzwira tsitsi hangu Vana vari innocent ,such z lyf mbuya vane zvavo sekuru zvavo 🙌🙌

  • @roselinemurevanhemajackiej8899
    @roselinemurevanhemajackiej8899 2 месяца назад +1

    Misha yakatakura weduwee 😢😢😢 kwamuri ikoko Mbuya pedzeranai namwari RIP Gogo na Sekuru 😢

  • @evansmashira7016
    @evansmashira7016 2 года назад +14

    Mkoma Neshamba your a patient man. Very Patient. Amai ava vakaoma moyo zvokuti dhuuu
    Uye mibvunzo chaiyo ka thus excellent
    Ummm Mwari honai

    • @alicematare4523
      @alicematare4523 2 года назад +1

      Haaaa gogo vanototaura vachizvida nenyoka haaa zvakaoma henyu apa vachishandisa mutupo wangu😭kamuroyi aka

    • @evansmashira7016
      @evansmashira7016 2 года назад

      @@alicematare4523 madhuve chishongo

  • @muchanetamutandavari2162
    @muchanetamutandavari2162 2 года назад +8

    Neshamba ucharumwa nenyoka kubvunzisisisa gogo thank you dremas media

  • @jacquelinemuradzikwa6670
    @jacquelinemuradzikwa6670 2 года назад +8

    Mbuya Ava moto ahusi kuvapisa mushe vakanyasotsva ..vanobuditsa nyoka...aaaah vanhu vanobata mushonga wakashata vanorwadzisa mhuri yoseuuum

  • @shyletmuvango6417
    @shyletmuvango6417 2 года назад +14

    Pachokwadi ambuya vava kurwara pfungwa chaidzo mhuri yezimbabwe batsirai ambuya , thanks mukoma Neshamba

    • @nomatterkambeni5473
      @nomatterkambeni5473 2 года назад +3

      Vanobatsirika sei iwo waine demon rekunyepa kudro chokwadi kunyadzisa kudaro ko vana wko unotarisana nawo sei

    • @elizabethsibiya5555
      @elizabethsibiya5555 2 года назад +1

      Mbuya ava vaakurasika njere imi guys

    • @rinaemudhau4874
      @rinaemudhau4874 2 года назад

      Hakuna kurwara njere apa gogo vakunyepa ava zviri pachena

    • @jescamabhena5190
      @jescamabhena5190 2 года назад +2

      Ah havatomborwari avo 100%normal

    • @teematipa2779
      @teematipa2779 2 года назад

      Gogo avo ndakazviwona from the day ratanga moto matauriro avo chaiwo nekungwari kuti there is something behind gogo

  • @zim1651
    @zim1651 2 года назад +35

    Muroora zukuru uyo ka is a God Given wife..

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад +4

      I think kuvapo kwake in this family helped to bring an ENDING to these things.

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 2 года назад +2

      @@shiyeliainkorea Very true

    • @silindilemoyo5808
      @silindilemoyo5808 2 года назад +1

      I thought I am the only who love mroora.

    • @diamondimba6735
      @diamondimba6735 2 месяца назад

      Very true, she is amazing wife

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 2 года назад +11

    Muri Ku bvunza chaizvo zvandaishuvira chaizvo weldone Mukoma Neshamba

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 2 года назад +5

    Iyi mhuri inobhowera kusataura chokwadi Saka haibatsirike nyoka ingararame nezai Uyo IRI yemushonga yaitoda ropa vaiuraya Vana Imi mbuya Muri muroyi full stop mese nekarume kenyu

  • @zim1651
    @zim1651 2 года назад +25

    Gogo ava is loosing weight…Aaaaah vanhu vanoda havo hurombwa but mmmm hazvipere Mushe…this is so sad Gogo ava vatambudza mhuri mhani,mwanakomana uyo is very very sad Hapana hake zvaangaite nokuti ndimai but vaida kumbonyatsoshapurwa 🥺🥺

  • @modest8917
    @modest8917 2 года назад +7

    Chokwadi witchcraft inoitwa nemunhu wausingambofa wakafungiraaa 🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @beatricephiri779
    @beatricephiri779 2 года назад +15

    Gogo must be delivered as soon as possible .Jesus is solution 🙏🙏

  • @teclazobel1589
    @teclazobel1589 2 года назад +44

    Chembere iyi irikunyepa....Kamuroyi chaiko kuda kunyepedzera kuzungaira...nxaa.. Shem ndotuya tunopedza dzinza utwu, kana nyama yevanhu kanotodya heavy aka....The nerve and the guts kuchengeta nyoka here veduwee....😏😏😏Zvakutyisa zvirimunyika umu....Mbuya ava muroyi, period!😈👹☠🧙‍♀️🧙‍♀️🧙🏾🧙🏾🧟‍♀️🐈‍⬛🐈‍⬛🐈‍⬛

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 года назад +7

      Kunyepa chaiko mai ava vanoda kumamiswa heavy. Vane chokwadi chavasiri kuda kubudisa. Nyoka vanoziva pairi

    • @blessedgilbert6180
      @blessedgilbert6180 2 года назад +2

      @@marlonrusvava9875 taura hako marlon kanoda mboma kambuya ako ......DREWMAS MEDIA we vote for you we love you KEEP IT UP

    • @tariemunetsy1910
      @tariemunetsy1910 2 года назад +1

      Kane nyaya kambuya aka uuummm madhuve vanaye

    • @peecee9735
      @peecee9735 2 года назад

      @@marlonrusvava9875 Taura hko iwe vakunyepera kuzungaira nxaaaa vanoda kurohwa ava

    • @AfroWisdomVault
      @AfroWisdomVault 2 года назад

      Kakasvinukisa kunyepera kudzungaira nhando! Hakaite kambuya ako!

  • @rosahmurindagomo9968
    @rosahmurindagomo9968 2 года назад +17

    Mbuya iyi inoda kupiswa muromo itaure chokwadii nxiii bedzi remukadzi kutadza kuzvishandira nemaoko avo

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 2 года назад

      😂😂😂aewa madzibaba Johwa vakabata basa 😂😂😂😂 nhasi zvafumuka hoko vakaipiwa nekuda kwenharo

  • @SibongileNcube-by8kl
    @SibongileNcube-by8kl 7 месяцев назад +2

    May God help us ,and also reveal Himself to those who have not accept Him as the saviour

  • @dinomanyara
    @dinomanyara 2 года назад +28

    But Drewmas media mave kumberi hamusi kudzora tsvimbo big up guys sisonke

    • @ellancylchirwa2187
      @ellancylchirwa2187 2 года назад

      Ngavaitirwe mhiko kuti kana vanayo ivaonese moto kuti vashaye rugare vanoreurura chete Vega.

  • @lucyhundungu6322
    @lucyhundungu6322 2 года назад +28

    Mbuya inoda kurohwa iyi

    • @rindaimasviba1602
      @rindaimasviba1602 2 года назад +1

      Kkkkkkk ko kuzoiisa pasi pemubhedha......aaaah ngavataure zvaiitika husiku hahahahaha. Vaidana kuti 'shamwari" 🤔

    • @thokomurerwa1415
      @thokomurerwa1415 2 года назад

      Sando kuna gogo chokwadi vanoziva havo asi vanoda kudzungaira zvishoma vasatambudzise vasina mhosva

  • @kuda7421
    @kuda7421 2 года назад +19

    This is a good documentary for the world to know about the spiritual realities that can affect the welfare of humanity. A call to avoid 'hurombwa'.

  • @ericnoble3613
    @ericnoble3613 2 года назад +5

    Uno Pera mibvunzo yese
    Andrew
    Ende wanga wakadzirirwa pamibvunzo yese
    Waita mutete Andrew itsotsi ambuya ava

  • @noziphosibanda9004
    @noziphosibanda9004 2 года назад +24

    This gogo is so brave and she does not have any ounce of shame.

  • @togodbetheglorybelieveinje3786
    @togodbetheglorybelieveinje3786 2 года назад +11

    Ukaita Amwene vakadai wamama

    • @dzabu1983
      @dzabu1983 2 года назад

      itorikowo kuno wena.apa vana vavo , including my hubby,vese vakat apana achaenda kumusha until vareurura zvabviswa.Kushanda vanoshanda but chinobuda hapana so takungosimba kunamata

  • @nomalangamarongwe790
    @nomalangamarongwe790 2 года назад +5

    Ndakagara ndazviona kt mbuya ava vakunyepa nyoka yemunhu ahitsvake chikafu yega and vanorambira nyoka yavo ngavazive Mwari vatendeuke

    • @aqua4497
      @aqua4497 2 года назад

      Ko iko kuzotizira kundorara kuMission - kuseni vodzoka kuchitendero chavo. So far vana vavo chaivo hanzi vari kuhwanda kuHarare.

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 2 года назад +9

    Mkoma Neshamba izvozvi vanayo nyoka yavo muchiuno ,zvakaoma chokwadi munhu unogara nechikara mumba apa uri muroora mkati memusha wevaridzi pakaoma .

  • @lawrencegaba9190
    @lawrencegaba9190 2 года назад +4

    mkoma Neshamba kushaya hangu chekukupayi kuti muenderere mberi 2 another level. keep it up, mbuya ava vakaoma

  • @perfectnyathi3306
    @perfectnyathi3306 2 года назад +30

    Lord delive us frm evil
    And also have mercy to those who haven't received your grace let them see your light

  • @sabhukuchoko263
    @sabhukuchoko263 2 года назад +17

    Mkoma Neshamba makaoma that's good journalism mibvunzo hamupererwi ndakutyai 🙌🙌munogona basa ⚒️⚒️⚒️🔨🔨🔨

  • @zim1651
    @zim1651 2 года назад +8

    Madzibaba edu akadya magakaka anovava Asi isu vana ndisu tkuita hugugu…

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 2 года назад +13

    Pavari ndipo Paine nyoka yavo asi imwi hamuione chete

    • @nomatter2502
      @nomatter2502 2 года назад +2

      Kkkkkkk Dai vakakasiya kakatsva kagogo aka kanobowa

    • @donaldikomo4932
      @donaldikomo4932 2 года назад +1

      @@nomatter2502 yaah kanotobhowesa

    • @ecosavingearth5858
      @ecosavingearth5858 2 года назад

      Hakabate moto aka kamuroyi chaiko !! Nyoka iri mukadhuku kaaka pfeka

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 2 года назад +70

    The prophet that gave him hoko did a good job, thats why now everything is coming out. But Gogo is not telling the truth. There is more to this

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 2 года назад +2

      You are right mbuya ava vane zvakawandisa zvavari kuviga and no remorse at all. She is a witch 🧙‍♀️ 💀 😍 talking to goblins and snakes very bad kuparadza musha kudai benzi ramai

    • @elizabethaaron1120
      @elizabethaaron1120 2 года назад +3

      Vanoda kurohwa gogo ava from the beginning ndakavaona kuti she's hiding something

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 2 года назад

      @@elizabethaaron1120 pamwe vazukuru kusaita vana ndivo,,moto ngauvaonese moto chaiko 😂😂vachadura sure kuoma.moyo kudaro

    • @elizabethaaron1120
      @elizabethaaron1120 2 года назад

      @@nomatteramapanda2893 vakantanya kungwarisa nhema

    • @vincentchimwaza361
      @vincentchimwaza361 2 года назад +1

      Ambuya ava varikunyepa zviri pachena

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 2 года назад +24

    Statements dzembuya iyi dzinopa hasha

    • @modhophillips3552
      @modhophillips3552 2 года назад +1

      Imagine varikunzvenga nzvenga ava..ngavasheedze zvechokwadi

    • @nomatter2502
      @nomatter2502 2 года назад +1

      Nhayi zvako ndatovamzwira hasha ini

    • @agnesbeta1414
      @agnesbeta1414 2 года назад +3

      Vanorwadza sechironda mbuya iyi

    • @kusheee6
      @kusheee6 2 года назад +1

      Too much 😡

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 года назад +2

      Mai ava varikupedzera vanhu time mhani. Vanoziva kune nyoka yavo haingambotize zvekutadza kudzoka idzi ndonhema

  • @amaiyeukai2310
    @amaiyeukai2310 2 года назад +3

    Hanzi " nyoka yangu yakakura 3mtrs. Inongotora chikafu chete plus hapana kana mwana wakaiona" kubira vanhu zvirimwauminda maiweeee🥺🥺🥺

    • @patrickmunetsi7946
      @patrickmunetsi7946 2 года назад

      😂😂😂😂 hoza mutakati chaiye

    • @amaiyeukai2310
      @amaiyeukai2310 2 года назад

      @@patrickmunetsi7946 ambuya vapiwa chance naMwari kuti bareurure vapinde denga but haibo gogo havadi nenyoka yavo

  • @mercurybryn8068
    @mercurybryn8068 2 года назад +35

    Guy isai malikes 1.9views then 100 likes ngativei serious

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 года назад +7

    Amai ava vanonyepa zvorwadza. Havadi rubetsero vanhu vakadai

  • @masivandatv7326
    @masivandatv7326 2 года назад +3

    Amai vakaoma moyo ava ngavatende Mwari nemhuri yavo yakapfava nekuti hakuna anosekerera mubereki aine chinhu chatambudza mhuri nyoka yavo vanoida ava

  • @carolinenyamadzawo9663
    @carolinenyamadzawo9663 2 года назад +59

    gogo is a professional lie she's knows zvavari kuita kana zvaipa vachataura chokwadi akuna nyoka inogara isingade ropa

    • @prettymutsinzimari3437
      @prettymutsinzimari3437 2 года назад +2

      True dear she knows havasikuda kubuditsa nyoka yavo.

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 2 года назад

      Chokwadi ropa nemukadzi zvakawoma dai tanamata veduwee

    • @amaiyeukai2310
      @amaiyeukai2310 2 года назад +2

      Kuzosunga doek chena kuita kunge Angel 🙌

    • @agnesmajuru5822
      @agnesmajuru5822 2 года назад +3

      Ava mai vanonyepesa chose.Vamboti ndakapiwa riri zango, asi pakutanga vakambotaura kuti taisiya chikafu che nyoka mumba yekubikira . Haaa mai ava vanatwo. Havatombotaridzi kusuwa . She seems to be happy vachitaura nezvenyoka yavo kutoti mwana wangu nyoka iyi yavanoti madhuve. Kambuya aka kari kutotora vanhu semasasikamu chaiwo. Havasikuda nenyoka yavo vanoziva kwairi. Clever for nothing. Vanhu vemuraini ngavarege kuvapa chikafu chavo kana vasingadi kureurura. Vave kutonakidzwa nekukuunganirwa nana Adrew neshamba vachitamba nepfungwa dzavo.Kana mwana wavo havatombomuteereri havadi kutsukunyuka . Kune vamwe vanhu vari disparate varikutoshuvira kupiwa rubetsero not this woman.

    • @tendamandizvidza6677
      @tendamandizvidza6677 2 года назад

      @@agnesmajuru5822 pamwe nyoka yacho ndoinoita vasekerere vakatsamwa inovauraya

  • @Kyrgzstrr
    @Kyrgzstrr 2 года назад +14

    Its a spirit, hayisi nyoka in the flesh. Also note that spirits are intelligent beings.....it knows whats going on and would not just volunteer to be exposed just like that. I wish Gogo would be led to true salvation in the Lord Jesus Christ kuti mweya wavo uponeswe. Otherwise the spiritualism that she got entangled in will destroy her.

  • @greatmorembuzwa4582
    @greatmorembuzwa4582 2 года назад +8

    Nhai mama kana gogo musadaro mufunge taurai zvese gogo havasati vataura chokwadii

    • @Nhamo3
      @Nhamo3 2 года назад

      Vanhu vanoita izvi vakaoma moyo

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 2 года назад +13

    Mbuya inoroya iyi and she is proud of it

  • @johnnyamande3354
    @johnnyamande3354 2 года назад +5

    Mbuya ava havadi kubatsirwa. Vari kunyepa

  • @carlnungu3998
    @carlnungu3998 2 года назад +9

    Both mukadzi nemurume zvitopota zvehhuroyi apa kurasirana

    • @qbeebare8015
      @qbeebare8015 2 года назад +1

      👁️kkkkk zvitopota. Deep Shona

  • @TENBALZ
    @TENBALZ 2 года назад +8

    Taking this time to thank Drewmas media for bringing us such encounters (aya haasisiri ma story atove ma encounter nehuroyi 🤣) ko taizozvionerawo kupi isu vafana vemu town

  • @lovenessphiri6118
    @lovenessphiri6118 2 года назад +2

    Mwari musandipe moyo wekuromba itai ndidye cheziya.zvakaoma hazvo

  • @rujekomanomano2305
    @rujekomanomano2305 2 года назад +15

    Gogo vakangwarisa,To the extent of confusing Drew the interviewer.Scary issue
    lol hanzi huya uonekwe nevanhu vasingakuzive kkk,,,,,inouya sei then

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 2 года назад +23

    She's acting confused , but she knows the whole truth gogo , everything she have just perish but stil she's protecting her snake rather than to come out clean , you are a wicked human being

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 2 года назад +47

    Mbuya iyi ahina confusion at all bt kungti vanehubatwa too much and clearly she is hiding a lot of info. She needs deliverance

    • @chidokatandawa4746
      @chidokatandawa4746 2 года назад

      Havana kana basa nevana vavo mufunge

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 2 года назад +1

      Yesss chokwadi varikunyepa futi vanoramba kuti nyoka haisiyo irikukonzera matambudziko ku mhuri yavo shuwa nyoka ingakupa chikafu ne zvose yotadza kuda wo ropa ndivo varikurraya vana vavo

    • @preprecious4533
      @preprecious4533 2 года назад +2

      Gogo it's seem she is protecting herself and nyoka yavo en she is changing the story ....but anywhere she need crs deliverance

    • @tinashemushore1851
      @tinashemushore1851 2 года назад

      @@shamisomatsvaire5925 apa nyoka ahina kuita kuti vagone kuendesa chibage kugmb kkkkk ndaseka zvanga zvingori zvedumbu lo, apa nyoka ichiripo apa kkkkkkkk

    • @doricachigoche2237
      @doricachigoche2237 2 года назад

      Ndimai vaaniko ava.Shemmm

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 2 года назад +1

    Andrew Neshamba unofanira kuita muchuchisi kumatare edzimhosva, your questioning is at another level😀😀😀

    • @ellancylchirwa2187
      @ellancylchirwa2187 2 года назад

      Varikutoziva zvavo kuti hapana zvavaita hakuna kuomberera kwakadai.

  • @alicegoredema465
    @alicegoredema465 Год назад +2

    May the Lord God deliver us from the works of our parents , relatives and all those people who are in darkness!!!!!!!

  • @thewordoflife5136
    @thewordoflife5136 2 года назад +21

    Zimbabwe ma1 but zvisinei ngatinyoresei kuvhota 2023 Mukomana Ngaapinde Hake

  • @sirclassics
    @sirclassics 2 года назад +27

    THANKS TO YOU GUYS OF DREMAS MEDIA.
    YOUR EPISODES ARE SO EDUCATIONAL 🙌🙌🙌LIFE LESSON 👌

  • @vavariroshaya8460
    @vavariroshaya8460 2 года назад +1

    Neshamba endai nasekiru Mai Ava vafumurwe nyoka yavi ibatwe irimusango vanotoziva pairi.
    Havapfidzi havabatsiriki batsirai Vana vavo. Nyoka ndiyo irikupisa pese pavari.

  • @bekezelasibanda9077
    @bekezelasibanda9077 2 года назад +4

    Zvamamboti Hakuna aigona kuwona nyoka yenyu, KO yavakawona Moto wopfuta ndeipi

  • @judx34
    @judx34 2 года назад +8

    Mbuya inonyepa iyi,ko Yanga Ichinyorei pasi... Ko zcavati vanoombera wani bwahaha

  • @PrayerNinja
    @PrayerNinja 2 года назад +6

    Mishonga yasekuru inenge yakarwisana neya gogo zvikasangana nekutyora mhiko zvikatanga dambudziko iri.

  • @herbertmusamabhena1354
    @herbertmusamabhena1354 2 года назад +21

    Confidence yambuya kuseri kutotaura zvavo zvezvinhu zvisina bsa

  • @wedzerwaimakoreekuraramaok4743
    @wedzerwaimakoreekuraramaok4743 2 года назад +2

    Hanzi handina nyoka, munofunga ndingabata nyoka life ndichifamba nayo

  • @juniorfreedom4317
    @juniorfreedom4317 2 года назад +24

    Nyoka iyo ndiyo irikukonzeresa moto,hoko ndoyakavapinza ma1...gogo idofo

  • @eltonmalunga6679
    @eltonmalunga6679 2 года назад +6

    Ende mukoma wangu Andrew well done I like your confidence keep it up

  • @user-tt5ye5bs5w
    @user-tt5ye5bs5w 9 месяцев назад

    Munyika medu mumemunhu wamwari mukayendakwaari munoudzwanzira yekufamba nayo ndinoreava pauro mwazha weAfrica The African Apostlec Church chechi ramwari wenyu

  • @agnesbeta1414
    @agnesbeta1414 2 года назад +1

    Nyaya dzacho mbuya zviri kusiyana wani taurai chokwadi gogo murambira nyoka sei

  • @masivandatv7326
    @masivandatv7326 2 года назад +3

    Inga makamboti mushonga wakatsvira mumba gogo ava vakutoda zvehondo chaiyo

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 2 года назад +9

    Amai vanotamba ava chikwambo chichiuraya vanoibata ivo voti ikauya inorohwa easy easy like that

  • @patriciachengewapatriciach5812
    @patriciachengewapatriciach5812 2 года назад +1

    gogo imimi musiyane nemutupo wangu musanyepera vanhu murikuziva kunenyoka yenyu nxaa mandimbowa

  • @blessingngoshi3082
    @blessingngoshi3082 2 года назад +2

    Ini maonero angu gogo ndovanemhosva dzese idzi dzirikuitisa moto sei vasina kunotsvaga chakaura mwana wavo musikana akangodhonha .saka mwana ndiye avekuita zvese zvikuitika izvi mai vanechekuita nekufa kwemwana

  • @herbertmusamabhena1354
    @herbertmusamabhena1354 2 года назад +4

    Btr kufa ndichichoworwa nehuku pakuenda kopiwa mishonga iyi umm Ma1 kutambudza vana vasina mhosva

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 года назад +1

      Haa taura hako it's much better kuva ndichiita maricho miminda ye angu than kusiira mhuri nhamo including vana vako

  • @chidokatandawa4746
    @chidokatandawa4746 2 года назад +3

    Masekero avarikuita mwana achibvunza ndirikutotyira mwana uyu zvakaoma

  • @nyakatonjemeggie184
    @nyakatonjemeggie184 2 года назад

    Andrew mbuya ava havana kudai dza sezvanoita vati vari kunyepa . Vanhu vakuone kwete aaah she is buying time. Handizvo apa vanonyepa pavaiidaidza yaida kuonekwa here vaida chikafu. Aaaah she is fun. Vachataura havo Mwari vakupindura.

  • @talentmakota1434
    @talentmakota1434 2 года назад +3

    Vanhu ngavasiye kuromba chokwadi, ndofunga vanhu vazhinji tadzidza kubva panyaya iyi, chinorwadza zvinhu zvavo zvinotambudza vana.

  • @tracymapurisa8679
    @tracymapurisa8679 2 года назад +18

    Confidence yambuya Ava ndeyekupenga chaiko.

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 2 года назад +3

      Mmm handifunge kuti kana kubatsirwa varikuda mbuya.Kana ganda kumeso.Apa varikuirambira nyoka iyi kuti haisisipo mmm i am shocked.Face kungwara.Uyu muroora zviwindi zvake ndezvei kusatya mwana mudiki ini ndaitiza zvakaipa.

    • @teclazobel1589
      @teclazobel1589 2 года назад +2

      Confidence yeVampire....kanodya vanhu aka...😏😒

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 2 года назад +2

      @@teclazobel1589 😂😂😂😂zvakaoma

    • @lukachapeyama
      @lukachapeyama 2 года назад +1

      @@teclazobel1589 she is a charming beast! Ukanzi nongedza munhu ane nyoka, gogo avo kana usina kuudzwa, you will never suspect her!

    • @getrdemhofu136
      @getrdemhofu136 Год назад

      Nyika ino ngatifarei nekupembera takapiwa mutumwa munyika yedu

  • @michaelint23
    @michaelint23 2 года назад +3

    Neshamba mibvunzo yako i number1 Pa 13:37 hanzi ko kana nyoka ichikunzwai muchiti zvemushonga hazvina kumbonaka kwese hamuoni kuti inogona kutsamwa here 🙌🤣🤣🤣

  • @maggiemuzongondi6654
    @maggiemuzongondi6654 2 года назад

    Gogo gogo ka imi gogo musadaro mufunge murikunzwenga kutaura chokwadi,bvumai mubatsirike imi musada kuoma musoro gogo,nwirai vans tsisi, taurai chokwadi gogo. Murikunakidzwa here nekutsva kwedzimba dzenyu,musadaro solo gogo. Musapa hasha kuvanhu vanoda kukubatsirai

  • @aidynkwakwa6768
    @aidynkwakwa6768 2 года назад +17

    Haa this gogo is something else

    • @hazelchihoro4465
      @hazelchihoro4465 2 года назад

      Pakadai apa ozochema kut vana varikundifuratirei..

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 2 года назад

      Zvakaoma Kai manje vanobetsereka SEI dei team rese raenda rasiya gogo Vega ipapa vapedzerane nezvinhu zvavo vachiri vambishi ava hahq

  • @lemmelemme313
    @lemmelemme313 2 года назад +13

    Mkoma Andrew, nyoka iyi haisi flesh; it's a spirit that's why ichionekwa nemuridzi wayo. It could not have been destroyed by a mere fire. The spirit is still around.

  • @miriammapinga9535
    @miriammapinga9535 2 года назад +11

    Dhuku jena irooo

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 2 года назад

      Kurasisa vanhu ngavaribvise kuda kusvibisa masowe

  • @iam_mamoyo
    @iam_mamoyo 2 года назад +1

    Zvakaoma zvakaitwa nagogo awa kubata mushonga hakuna kunaka veduwee apo kuzopa zita madhuwe ummm mai awa wanotoroya chokwadi nekanharo kawanako ummm pane nyaya

  • @christopherburgess5464
    @christopherburgess5464 2 года назад +1

    Musoja umwe haaende kuhondo. Haaa mkoma neshamba mbuya vanehushingi avo honai kutarisa kwavarikuta kana kumbotya havo vanehushingi avo

    • @aqua4497
      @aqua4497 2 года назад

      Ichokwadi.. Mbuya vave kuseka zvavange vasingaite pekutanga. Vane pari kuvaudza kuti hapana chinovabata. Murume now tsining'ni, achiti izvo zvave kwavari mai nenyoka yavo.. As long as they still get donated food and clothes, their main trouble is discomfort and shame. Nyoka itorimo mudish, because she didn't insist that it was just a demo which won't work due to lack of the muti.

  • @Helpingthewholeworld
    @Helpingthewholeworld 2 года назад +8

    Zvaka oma mhuri yezimbabwe siyayi mushonga please

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 2 года назад +4

    Ava mbuya dai moto ukabvira mumusoro ,cz vane nharo zvavanotaura hazvinzwisisiki

  • @maggiemuzongondi6654
    @maggiemuzongondi6654 2 года назад +1

    Gogo musaseka sheedzei nyoka yenyu,APA murikuoma musoro nhema,haina kutsakatika nyoka yenyu munayo,tell the truth. APA murikutowana nguva yekutoseka, hamusati matanga imi

  • @tatendagede8788
    @tatendagede8788 2 года назад

    Gogo vanonyepa ava,kana waiva mushonga wakapanduka saka mushonga wekuidadza vakazoutorepi ivo vasina kudzokera kun'anga kwacho

  • @nyaraimudzamiri1409
    @nyaraimudzamiri1409 2 года назад +3

    Mkoma Andrew...gogo varukuti mushonga wakarasika saka mvura inoReplacer mushonga iwoyo here.kutambisirwa nguva nembuya iyi

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 2 года назад +4

    Mwana uyu anonyarira kupiko nhaimi🙆🤷

  • @tendaimutema3878
    @tendaimutema3878 2 года назад +2

    Uuuum Gogo ava havataure chokwadi zvombonzi mushonga wakatsvira mumba nhas vakut wakarasika chokwadi varikuchiziva havo asi havasi kuda kutaura.

    • @nomalangamarongwe790
      @nomalangamarongwe790 2 года назад

      Chokwadi ndechekuti avasi kuda nenyoka yavo dai vanamadzibaba vakavapa hoko yekupisa muridzi kusvika vataura vakupedzera vanhu nguva mbuya ava vachinyepera kuzungaira

  • @willardndoro2471
    @willardndoro2471 4 дня назад

    Nhai Endrue Nyoka inogara Paiko Munhu Angangogara nenyoka Pakuitasei ko Nhai imi Amai imi Murimuroyi imi .

  • @princessmamthe7043
    @princessmamthe7043 2 года назад +14

    Madube 😭😭🙆🙆🏽‍♀️🙆🏽‍♀️🙆🏽‍♀️God have mercy

  • @nokuthulaphiri2139
    @nokuthulaphiri2139 2 года назад +8

    Yooh when she started calling her snake i was sitting on the adge of my seat 😳😳

  • @preciousmachaka7148
    @preciousmachaka7148 2 года назад

    Gogo mungadai makataura kare kwete kunyepera kuzungaira matisvodesa chose isu vekwaMusami.

  • @edsonnembo5130
    @edsonnembo5130 2 года назад

    Nayo nyaya iyi...... mbuya ava vaisideedza vakashama kanakuti vasinakupfeka ndokusaka vavimbisa kuti haiuyi. Chimwe chinhu chiri apa nyoka iyi haisi mwana, murume wavo gogo. so go dipper you will find it out. Remain blessed.

  • @tafadzwainnocentkhamu2991
    @tafadzwainnocentkhamu2991 2 года назад +11

    Educational programs, keep it up...but why vairamba sei? Gogo muroyi avo,kupedzera vanhu nguva ne Pauma.

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 2 года назад +2

      Ndakazvitadza kuti pane munhu akavapingurira huroi havasati vatanga havo musi wavachataura chokwadi vobvuma kuti huroi handichade vachapona

  • @peterqwaszxnm5591
    @peterqwaszxnm5591 2 года назад +9

    u are doing a fantastic job Andrew n hope help will come along

  • @netsai3290
    @netsai3290 2 года назад +11

    Gogo won't be the first and last person to have a snake. I feel sorry for the family.

  • @chennaimhaka2983
    @chennaimhaka2983 2 года назад +14

    Gogo must tell nothing but the whole truth

  • @vitaliszvinavashe3860
    @vitaliszvinavashe3860 2 года назад +4

    mukadzi nemurume zvitopota, zvikara chaizvo

  • @admirari1
    @admirari1 2 года назад +4

    This woman is one of those who will never change.....muroyi anodya vana vake.kutosekerera as if vakuita zvakanaka.They deserve everything coming their way.

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 2 года назад

      AAA nhai kutya kuibata vachigara nayo kutya kubata mwana wavo 😂😂😂apa kumukira chimunya chasiiwa nenyoka nyuka yakatakura zvorema,vanoda chipikiri musoro

  • @middydube3219
    @middydube3219 2 года назад +2

    Asi vari mai vako Andrew bhoo here. Inyaya zvadzo bt this is extreme

  • @godknowsdembure1572
    @godknowsdembure1572 2 года назад

    Madzibaba Joha avo I think ndovanofanira kidaidzwa since varivo vakaburitsa nyaya idzi vakavapa hoko yakaita kuti nyoka ipanduke ndivo ngavachipedza dare iri,,,hoko yekutanga ndiyo yakaita kuti nyoka ipanduke naizvozvo nyoka iyo ndiyo irikuuya Moto ichipisa gogo,,,gogo vakurwiswa nezvinhu zvavo vana vese vakafa Vaya vakauraiwa nenyoka iyoyi

  • @gertrudekaseke9713
    @gertrudekaseke9713 2 года назад +4

    Zvinhu zvakabatwa na sekuru na mbuya mumusha uyo are not unusual things. Vanhu vazhinji vezera iroro vaizviita. It is unfortunate kuti vakapiwa miti inoita zvikwambo. Those two just need forgiveness and deliverance kuti vazive kuti Mwari ndivo mupi wezvese zvakanaka.

  • @judysana7230
    @judysana7230 2 года назад +6

    Gogo ngavatsvage mwari achikuwanika

  • @kudzaimoyo5884
    @kudzaimoyo5884 2 года назад

    Kumwe kuromba hakuna neshumo yose tarisai pamba panogara gogo ava ende havana kana hope nehuroyi hwavo ende vakangwarisa zvekuti mwari tibetserei nyika yedu yashata vakagona madzibaba avo vakaita kuti itize nekuda kwemoto asi kuona kwangu vane zvavarikuvanza zvakawanda gogo ava

  • @rueewhite
    @rueewhite 2 года назад

    Ndopaunoona kuti vabereki vanoziva havo zvinenge zvichitambudza vana.....iwe uri busy kunamata and sharing your problems with your parents Ivo vatove step ahead havo