CHIRUMANZU..... MHEPO YEMUNHU AKAPONDWA MAKORE 18 APFUURA YOBUDA VAKAPONDA VOBVUMA MHOSVA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 сен 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Комментарии • 232

  • @veeee7248
    @veeee7248 Месяц назад +16

    Mombe iyi reason yekuchekwa rurimi ndeyei.
    Mr Neshamba vapfana ava masvikiro akakwana ere vasapedzera vanhu nguva

    • @mtapemutape4047
      @mtapemutape4047 Месяц назад +6

      Matsotsi ayA only mukotsanjera can do it

    • @regreatdoreka
      @regreatdoreka Месяц назад

      ​@@mtapemutape4047you can say that again

    • @rosemaryjieman9302
      @rosemaryjieman9302 29 дней назад

      Aya matsotsi aya

    • @WELLAZFISHING
      @WELLAZFISHING 26 дней назад

      Haa pamombe apo.Inhau dzemhiko dzemakona awo zvaanoda .But manje hazvizobude straight mashandiro acho.
      In short ndivana Tsikamutanda awo.Vanongobhaiza bhaiza vachienda.Hope havasiye zvinhu imomo .

  • @user-cl9mu2dj2u
    @user-cl9mu2dj2u Месяц назад +15

    Mhuri iyi ngatsvage n.anga inoziva zvengozi not zve dzungu zvirikuitwa in.anga iyi irikumhanya , danai mukotsanjera idzi imbavha n.anga idzi ngozi inotaura yega n.anga inongomira sasahwira chete

  • @francisfarai6204
    @francisfarai6204 Месяц назад +21

    Please kucheka rurimi gwemombe apo utsinye hwakaipisa uhwo zvinosungisa izvo pliz stop that animal cruelty,mombe ndiyo yakaponda munhu here

    • @regreatdoreka
      @regreatdoreka Месяц назад +1

      😢😢Haa ndatya nazvo mmmm n'anga idzi ka

  • @tapiwachiguvare2605
    @tapiwachiguvare2605 Месяц назад +17

    Hakuna n'anga dzakadai

    • @mtapemutape4047
      @mtapemutape4047 Месяц назад +2

      Wafanha wemutoriro

    • @Kudzanai-w3
      @Kudzanai-w3 29 дней назад

      Sure

    • @marvelouszinyemba9736
      @marvelouszinyemba9736 29 дней назад

      Aah imi ndatodarowoo ko iyo noise, kuisa shena kumeso kusada kuzikanwa

    • @rumbidzaitarisai7282
      @rumbidzaitarisai7282 28 дней назад

      Ndotsigirana newe adzisi n'anga idzi saka mombe iri kuutiswei ichirwadzisiwao kuchekwa rurimi

  • @Lulue05
    @Lulue05 Месяц назад +11

    Mombe yaparei pangozi ,izvi zvoda Mukotsanjera chete

    • @user-ln9qj9mt7t
      @user-ln9qj9mt7t 29 дней назад +1

      Mukotsanjera chigame aka chi master ....ndiye 1 n'anga anopedza zvengozi izvi

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z Месяц назад +12

    Mombe yatadzei irikudyiwa iri mhenyu veduwe

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +9

    Zvigure izvi matsotsi zvawo akatodhakwa chiii chakadaro kuuraya mombe zvinorwadza Vaneshamba zvimwe zvinhu buritsai mafunga

    • @BravoChanaka
      @BravoChanaka 29 дней назад

      Mhosva yaNeshamba ndeyeiko apa? Vamuona akabata banga hre apo kana kubata mombe ita mushe iwe ," arikutoita kuti vanhu tione zviri kuitika munyika: iwe ndiwe unotofanira kusefa zvekutaura usati fambisa ma lips 💋 ako

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 29 дней назад

      @@BravoChanaka panyo pako Satan duzvi remunhu haundiudza zvekunyora mukosho une maronda

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 29 дней назад

      @@BravoChanaka pane pawaona patukwa Mr Neshamba her dofo enda udzidze kuverenga futi kamukosho

    • @BravoChanaka
      @BravoChanaka 29 дней назад

      @@JessicaMukora iwe kana uchiti buritsai mafunga uri kurevei

    • @BravoChanaka
      @BravoChanaka 29 дней назад

      @@JessicaMukora iwe utorine dambudziko chairo kana vanhu vaunogara nawo vari munhamo

  • @bchis8806
    @bchis8806 Месяц назад +5

    Muturikiri uri rabishi, plus aya anenge mahumbwe, kucheka mombe rurimi iri mhenyu hutsinye hwakazara,

  • @user-ch9kw6er5s
    @user-ch9kw6er5s Месяц назад +7

    Kutambudza chisikwa cha mwari kudaro nxaa

  • @charlesmoyo4826
    @charlesmoyo4826 Месяц назад +19

    Drewmas Media, we like you. But can you please kindly consider removing the part with the "mombe". In some cultures and countries, this is considered as cruelty to animals and the people may report this video to RUclips.

    • @PediusMayura-mu4hd
      @PediusMayura-mu4hd Месяц назад

      Gateway do you want to be a drewmas media manager??

    • @charlesmoyo4826
      @charlesmoyo4826 Месяц назад +2

      @@PediusMayura-mu4hd I hope your response to my above post is not a true reflection of how bright you were in school. Otherwise iwe neni tine basa, for sure!

    • @ruramainhowe
      @ruramainhowe Месяц назад +1

      ​@@PediusMayura-mu4hdko kutuka hanziko veduwe...

    • @nyaraingadella4924
      @nyaraingadella4924 29 дней назад

      they cant remove ka because thus is culture abd they give us as is i guess youtube itori nekapolicy ikako kekunincluder African culture

    • @nickywulffen552
      @nickywulffen552 26 дней назад

      Kuto tanga waverenga bio ye Drewmas Media zwinotobetsera fut so that usangohumana kunge warohwa nezwishiri

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Месяц назад +7

    Hapana chandirwadza kupfuura zvavaita mombe izvo yakatadzeiko mombe, dzimwe n'anga dzinototutsira hurombe mumhuri, dzimwe n'anga dzamunombodeedza so madrama chaiwo

  • @nokuthulasibandachiwanza
    @nokuthulasibandachiwanza 29 дней назад +2

    Vanhu vanofanirwa kuripa ngozi apavarikuurayirwa mombe futi family iyo ngaisheedze Mukotsanjera chete kwete mbanje idzo

  • @christineruzave1136
    @christineruzave1136 Месяц назад +3

    Nyaya munodzifambira mukoma Andrew, pa n'anga apa murikutiregerera

  • @emmanuelchaza2952
    @emmanuelchaza2952 Месяц назад +7

    kuturikira ndekweiko ipo pachitaurika zvinonzwika

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Месяц назад +4

    Ende ndarwadziwa zvaitwa mombe iyo😢😢

  • @RuthChikwengo
    @RuthChikwengo Месяц назад +7

    Nhai mombe munoirwadzisirei

    • @charlesmoyo4826
      @charlesmoyo4826 Месяц назад +1

      My concern exactly.

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 Месяц назад

      Tibvirei apa chivanhu chenyu hamuchizive here

    • @charlesmoyo4826
      @charlesmoyo4826 Месяц назад +1

      @@dorothymtetwa3844 Hatisi pano kutakana. One popular Zim DNA Show is on RUclips suspension because of a video that did not go down well with viewers in other parts of the world. RUclips does not belong to "chivanhu chedu", chete.
      Remember we live in a global village where we not only have to consider other cultures and traditions but also have to abide by the rules of the owners of platforms we use like RUclips.

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 Месяц назад

      @@charlesmoyo4826 Isu vamwe hatina kudzidzi ende futi handizi murungu aunonyerera nechirungu. Shona ndiwo rurimi rwamai.

  • @WELLAZFISHING
    @WELLAZFISHING 26 дней назад

    Thats is Vooodo.Lets hope vanhu ava havana kusiirwa chikwambo mumusha.Nekuti process yavaita pamombe ndizvo zvinoitwa pakuti chikwambo chitange kushanda.Kuiurayira pachivanze uko .
    Lets hope havana kusiirwa zvinhu mumusha.

  • @israelnapoleon-o4d
    @israelnapoleon-o4d 27 дней назад +1

    Zvoda sekuru Mukotsanjera zvengozi izvi endai paHonde Valley muone mega .

  • @mancuencube
    @mancuencube 26 дней назад

    Moiwurayireiko mombe, singing hangu bbaCHARAMBA song

  • @nokuthulasibandachiwanza
    @nokuthulasibandachiwanza 29 дней назад +1

    Drewmas munodziwanepi n'nga idzo kunedziya dzekumonya huku dzichidya irimbishi nhasi idzo dzoshungurudza mombe ndarwadziwa hangu mufunge saka mombe iyo inei nengozi

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 27 дней назад +1

    Nxaa n'anga iyi inoda kusungiswa demeti ko kuAbuser mombe yaita sei.

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Месяц назад +2

    Uumm ízvo zvosungisa kuabuser mhuka.veParks hero basa

  • @user-rp3tn4zh4s
    @user-rp3tn4zh4s 27 дней назад +1

    Ngozi inobata munhu wese anga aripo kana akaona akatadza kutaura ndosaka ndati mukotsanjera anobvunza pane arikubudirwa vacho anotaura zvese zvakaitika ndirikuona vachizodaidza umwe cheremba mumusha umo apo mari yaenda mahara nematsotsi ayo

  • @TryphineMuchezana
    @TryphineMuchezana Месяц назад +4

    😂😂😂 vachenjere kudyirwa mari l. Idzo n' nga dzacho inganiko tikuona vakawanda vakapfeka machira + vanenge vakadhakwa fut iko kucheka mombe ichinzwa veduwee chii chakadaro chinenge ngozi + dzungu rakawandisa😂😂😂😂yoweee

  • @rumbidzaitarisai7282
    @rumbidzaitarisai7282 28 дней назад +1

    Mukudyirwa mari zvengozi ndezva Mukotsanjera izvi

  • @user-yt5jy7vg5d
    @user-yt5jy7vg5d Месяц назад +2

    I don't believe this N'anga panyaya dzengozi.Mukonzanjera the best.

  • @waynechirava5752
    @waynechirava5752 28 дней назад +1

    Handizivi hangu zvimwe ndaka jaira sekuru mukotsanjera ASI mashandiro arikuitwa apa anekaku ponderana musagi

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v 28 дней назад +1

    Tiri vadiki hedu asi izvi hatisati tazviona anogona zvengozi ndisekuru Mukotsanjera kwete zvatiri kuona mari yoenda mahara

  • @florencechidzi3970
    @florencechidzi3970 Месяц назад +3

    Dzikamai imi n,anga munobhowa munenoise

  • @AbigailSabora
    @AbigailSabora 29 дней назад +1

    Anatsika mutanda vanokupedzerai mari mombe nepfuma ngozi isina kugadzirwa torai chikwapuro chengozi Mukosanjera

  • @israelnapoleon-o4d
    @israelnapoleon-o4d 27 дней назад +1

    Aya mapenzi anodakutosungisa hakuna n'anga dzakadai.

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 Месяц назад +2

    Please pa Mombe Apa bvisai henyu that part

  • @AapheleleMleengwana
    @AapheleleMleengwana 26 дней назад

    Bhooo ere iyi

  • @constancemagadlela5143
    @constancemagadlela5143 Месяц назад +5

    Justice for that cow.

  • @lilianmadzore9043
    @lilianmadzore9043 Месяц назад +1

    haaa gyz maita hutsinye kucheka mombe mhenyu rurimi munonzwa sei musadaro imi ummmm ndarwadziw hangu

  • @NyashaMakuti
    @NyashaMakuti 25 дней назад

    Haaa ngava dane DR Mukatsanjera imbwa yegorongoza vanopedza ma sorts

  • @user-ed1bo2wj4p
    @user-ed1bo2wj4p 27 дней назад +1

    Haaaaaa chiiiiko chakadai nhai ndedzepi na'nga dzinoita zvakadhakwa kudai kucheka mombe rurimi ndokudiii manje

  • @MiriamNdongwe-my5pn
    @MiriamNdongwe-my5pn Месяц назад +2

    Aaah zvinoda mukosanjera bvefe asekuru

  • @SandraJessyMatsika
    @SandraJessyMatsika 28 дней назад +1

    Danai mukotsanjera anopedza ma sport's

  • @florencechidzi3970
    @florencechidzi3970 Месяц назад +3

    Nyanga iyi inenoise toda mukotsanjera

    • @jerinahmukaratigwa6553
      @jerinahmukaratigwa6553 Месяц назад

      Mukotsanjera ndiye shumba yengozi kwete ava vari pa kutsvaka mari kwete kubatsira

  • @KudziMaranga-mc5ce
    @KudziMaranga-mc5ce Месяц назад +2

    drewmas n'anga dzenyu modziwana kupi zvirikoo hre izvooo

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 26 дней назад

    Ya surely the part yekuchecka rurimi rwemombe iri menyu zvandibata Andrew.
    However I appreciate the news you are bringing us.

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 29 дней назад +1

    Dzuñgu rega rega riri kuitwa nen'anga idzo

  • @CharumbiraWhatmore
    @CharumbiraWhatmore Месяц назад +1

    Ndekupi uku

  • @tendaikarubwa4600
    @tendaikarubwa4600 Месяц назад +2

    Mupei hembe apfeke uyo, adzikame

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 Месяц назад +3

    Zvinoda mukotsanjera

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 27 дней назад

    saka mukadzi uyu ndiye akanyepera mufi shuwa apa achiri kungonyepa zvekare hokoyoo nengozi

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 Месяц назад +2

    Kuhwa nekugwadza yaaah masvika kuGwendo chaigwoo gwekwedu kkkkkk Masvingo

  • @user-so9ql4hy9z
    @user-so9ql4hy9z 26 дней назад

    Zvakaoma

  • @tawongatsvangirai8014
    @tawongatsvangirai8014 29 дней назад

    mmmmmmm.....parurimi apo bhoo here

  • @user-rp3tn4zh4s
    @user-rp3tn4zh4s 27 дней назад +1

    Vane matsamba here ekurapa vanhu awo Mutotsanjera anobuditsa mufi achitaura zvakaitika achibva ataura zvaarikuda . Sabhuku na Mambo vatoripo here pachiitwa weti pakazara vanhu kudaro

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5u Месяц назад +1

    Mwana anemakore 4 anotaura hr kuti ndabatwa or imi vabereku ndimi munoona kt mwana wedu hazvisizvo zvaanogara ari panezvaitika chete zvimwe zvinhu tangai madzeya nyaya dzenyu vanhuwe

  • @tunjeamakhosikapiya6936
    @tunjeamakhosikapiya6936 Месяц назад +1

    Kasvikirokenyu kakadhakwa katorikabenzi

  • @gladystanyanyiwa9851
    @gladystanyanyiwa9851 Месяц назад +1

    Yoweee shuwa here mombe kuchekwa kudaro ummm ndarwadziwa

  • @AndrewsPbc
    @AndrewsPbc Месяц назад +1

    Kkkk. Parisei paJofa

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 28 дней назад

    Ngundu for the tateguru kkkk Neshamba unebasa

  • @user-pc2sg2fc8j
    @user-pc2sg2fc8j 25 дней назад

    Sekuru avo ndevenhema chaivo

  • @princerakaboka
    @princerakaboka 24 дня назад

    Ndochii ichocho hutsinye hakuna n'anga yakadai kutamba nepfungwa dzevanhu

  • @NomsaMadzore-go9eh
    @NomsaMadzore-go9eh 23 дня назад

    Zvakaoma izvi

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 29 дней назад

    Madiii kutsvaga nanga hombe pamakore chaiwo

  • @mancuencube
    @mancuencube 26 дней назад

    Ko siyai n'anga itaure yega since chiri chishona chinonzwika

  • @user-vq9ro2cd7d
    @user-vq9ro2cd7d 29 дней назад

    Mmmmmmmmmmm pamombe apo. Yooooooooo9

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +1

    Uuuuuu nhamo inotiita kuti tiite zvese zvese vana sekuru ava uuuu

  • @nyaraingadella4924
    @nyaraingadella4924 29 дней назад

    saka Smairi akaurawirwa mashoko ekunyepa

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 27 дней назад +1

    Boys remutoriro mukavarova vanoira order nhema dzega dzega. Batai zvigure izvo murove

  • @willynkomo4056
    @willynkomo4056 Месяц назад +1

    Aah that's gross cruelty to animals.....RUclips might not like that Neshamba.

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll Месяц назад +2

    Neshamba ko mapfupa aye akazowanikwa here makati murikumbopa madzibaba n,anga vaye zvakaxodiii

  • @FlorenceMuchaona-mk9mn
    @FlorenceMuchaona-mk9mn 28 дней назад

    Mmmmm. Ndarwdziwa ne mombe iyo shem 😢

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako 29 дней назад

    Vanhu venhema ava vana tsoka mutanda mucharipa mukati chuzi danai mukotsanjera musati marojwa pfuma

  • @tabethrutendomaziofa5950
    @tabethrutendomaziofa5950 29 дней назад

    Mombe yaita sei pangozi chii chakadaro

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako 29 дней назад +1

    MOTi pedzera data nezvisina bas izvi noise yoga mazozvinyanya

  • @user-mt5wn4jm6k
    @user-mt5wn4jm6k 29 дней назад

    tun'anga utu ndetwekunyebera tunoda kumamisa

  • @nyaraingadella4924
    @nyaraingadella4924 29 дней назад

    titambire Shumba pfachaa maChurumhanzi kumusha kwangu mopfuura ne Mugonawapotera mumboona hukoshwa hurimo

  • @DemisterMusah-f9j
    @DemisterMusah-f9j 29 дней назад

    It's so sad how this issue was swept under the carpet without anyone going to the jail 😭💔😭this is my family

  • @user-cl9mu2dj2u
    @user-cl9mu2dj2u Месяц назад +1

    Ngozi inhau hombe inoda kudzamisa pfungwa zvibhakera zvemurima mukaziva kuti ngozi yamumusha

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 28 дней назад +1

    stay away from all appearances of evil 1 Thessalonians 5:22 Hakuna zvakadayi these dudes charades taking placee taking strong staff & at their age think bought familiar spirits,

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 29 дней назад

    Haaa mahumbwe awo vkatodhakwa zvavo

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 29 дней назад

    Dzimwe n'anga mucharega kudzitsvaka, hazviko izvi

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 29 дней назад

    So scary aaah

  • @langtonmuchena5303
    @langtonmuchena5303 23 дня назад

    Vanhu ngavasungwe ava SPCA muripi

  • @ClodiaLenicia
    @ClodiaLenicia Месяц назад +1

    Very sorry mombe vofira yausina zvavatadza

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 29 дней назад +1

    If it wasn't the fact that drewmas you were there to observe what was going on i would have reported this video to RUclips

  • @IsaacMatsvaire
    @IsaacMatsvaire 29 дней назад

    Zvinopisatsi.ndoti.ne.matambudziko.kwapiri.mai.thembi

  • @user-uw8jk1ps2s
    @user-uw8jk1ps2s 29 дней назад

    Nhaimi zvoreveyi kugura mombe rurimi

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Месяц назад +1

    Ko mombe yadii 💔

  • @user-wd8mp8kt5o
    @user-wd8mp8kt5o 10 дней назад

    Hazvina order

  • @user-yv3ex9cy3l
    @user-yv3ex9cy3l 29 дней назад

    Manje mukati mhepo irikitaura imi motaurawo yatove noise azvichanzwiki

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 Месяц назад

    Vana sekuru havana kunyatsorongeka order hamuna murikuwanza mhamba

  • @user-hb4cl2lm4o
    @user-hb4cl2lm4o Месяц назад

    Ndepapi apa chirumhanzu

  • @rachaelmanganda4475
    @rachaelmanganda4475 27 дней назад

    Ndangandisata ndamboona mbavha dzanq sekuru ..ko kusarongeka chii apa ruzhaa..family yatoita confusion

  • @user-oo2bx8wb7j
    @user-oo2bx8wb7j Месяц назад

    Mwari honai uuuuumombe yadii😢😢😢

  • @Tendai02-f8v
    @Tendai02-f8v Месяц назад

    This is outrageous 😢

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 29 дней назад

    N"anga yacho yakatobatwa wani

  • @dadiraigomera1708
    @dadiraigomera1708 28 дней назад

    I feel sorry kumombe nhyimi

  • @ShillahMaganga-si4yi
    @ShillahMaganga-si4yi 29 дней назад

    Hpana zvavarikuita apa manyepo aya kutsvaga cash chte Andrew vharisa nhema idzi

  • @chinakatracy187
    @chinakatracy187 29 дней назад

    N'anga dzacho dzakapera nedoro zvadzo, Mr Neshamba be serious please, mombe mairwadzisireiko kudaro zvinopindirana papi nengozi

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 28 дней назад

    Ko mombe rurimi hanziko nhaimi mmmmmm masvikiro aya veduweka ,andisati ndakazviona ini🙆

  • @user-ol8mh7vl7p
    @user-ol8mh7vl7p 29 дней назад

    Nhasi ndaona mapenzi zvidhakwa hapana zvozikanwa apa

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 26 дней назад

    Haaa n'anga idzi dzinoita zvisina kujeka. I think shave ravo nderekutenga. Mufi haatukwi like that. Hanzi handikunyengerere, ummm.
    Ko kuturikira shona.

  • @MiriamNdongwe-my5pn
    @MiriamNdongwe-my5pn Месяц назад

    Kuita matare vakadhakwa aaah