Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Neshamba ndiani akaimba this song, Sheedza mai vako tirangane
Kumusha kwangu kkk
Nhai saru sheedza maivako tirangane drewmas taking you to another level ❤
😂😂😂😂😂 varikuuya murangane
Ange amboripi baba uyu akushungurudza vanhu aaah. Vangati zvavo havana mari but vanofanirwa kutochiita chivanhu coz zvozoshatira varikuda kubarwa imi munenge mafa kare
Wonders shall never end
Sadza in Chivhu, Chikomba, Njanja,Fort Charter , Enkeldoorn tiri pano
Chidhara ichi chinorondedzera ndatenda hangu..ndozvivanhu zvokuita masabhuku ..asi ko kuzoramwa ramwa ngaataure nemwana waWestorn ..uye ndikuona sokuti Westorn pfungwa dzakatotamba nevana hapana chichatsanangurwa nezvenhau iyi kubva kwaari
Makagona vachauya voga kana zvavashupa. You did the right thing, siyai ariko
Nyc music chamutengure
Kumusha kwangu heyi ndafara
Nyaya iyi yakambobuda hre shuwa kumashute kana ndisingakangamwe mhani ndkamboiona Soo
Kumusha kwedu uku thanks neshamba
Drewmas sheedza ma followers ako t🎤🪘irangane
Dremaz kuseri tonzwa zvese zvirikuitika munyika
Ndiri mwna weNjanja
Papi hommi ini ndiripakati peMtekedza neZai rimwe
Asi wanopinda madzibaba ndowanowiga wanhu kuti wasaonane nehama
Ndafara kwedu kumusha thank dreamas medea
Inonzi Drewmas not Dreamas
😂😂😂😂
Wezhira
song iyo yakaimbwa nani
Ko zvamuri kumusha zvofadza ndiyobnzvimbo yatokudaw kit sekuru mukotsajera vambosvika ndava ummm
🎉
Mdara anotsanangura zvake....
Ihh vanorova chaiko. Vanoda award.
Uri sei mugovera
16 years
DNA
Ndafara kuona kumusha
Endai kuMahusvu kurwizi runoNyahoni panedziva rinemhepo indzingirira munhu apfuura nepo
kambo ako magy mkaranga kanonaka
Ndokuti Njanja ❤️❤️❤️❤️
But ivhu ravakaviga rinogona kunetsa mumhuri kune ramangwa
Zvakaoma
Mhuri iyi irikupinda muma expense nekuda kwe ma nurse akachinja hembe nekuisa chitupa panoda kuongororwa zvakanyanya apa
Ndokwangu kwangu kumusha
Tese tiri pano😂😂😂😂
Hi🎉🎉
Pamusha pangu
Hamuchaisi videos dzevanobatsira
Chemutengure
Maseva nei nhasi
Tunziyo tweDremas tunondisekenyedza
Haaaa pakaoma apa
Ko nhau yengozi yekucherwa mumba yakazofamba sei
😂 zvakatoperera ipapo
Munondigonera drewmas rambai makadaro
Makadii vanhu vashe
Makore awandisa
Ko vakafa baba vake achadii
Iýi ndochamutengure chaiyo
Zai regondo here chamutengure
Saka wevakawiga kwa Murambinda ndiyani
Pakaipa 16 makore
mutekedza
Hess Andrew
Kwangu kumusha chaiko
munobva ppi ini paMutekedza
@@rachaeljuru2892 padhuze nepa Zairimwe. Ndakadzidza paKwenda
Uripa chariga papi pafisher here pamhiri pataombera apo or uripachariga panamuchicho apo uchsngobva pazai rimwe@@cleopaschariga3306
Ko yekumusha kwangu iyi yanga yandijamba seizve
munobva kupi
@@rachaeljuru2892 ndobva kuNhangabwe
Ini padombo pedyo neipapa@@rachaeljuru2892
Kumatongo kwangu
Wakatizirei kumusha
Mkoma Andrew mhoroi guys handisi kuona your notifications ndingadii please
Iiiii zvakaoma
Mukwasha nemwanasikana varoi
Vaita sei
Sando dzenyu baba asi bvisai mutorwa mumusha
Ndebele yacho aya yave shanandebele
🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂Kwaaaacks
Endaka iwe unotaura zvisvinu nhai
Pa Domboremavara apo ,zibwe wakura manje
kumusha
Pedu chaipo
Akura wena
Shumba song iyi inondiitira
Neshamba ndipowo number ye baby rawunaro iro🎉
Yoooo
Pamwe akamuka kuvakafa😂😂
Yoweeer ko zvaparipamarain pangu nhaim ko zvakatijamba sei
Uripapi kana ini yakandijambao kutoionera ipapa
Pa domboramavara apo
@@Joycetadinyasha-q7i kwani ndri wekwarufu
Vane drama baba vekunz vakafa ava kp vaivigirwei nhaimi
Hapana drama pane nyaya hombe these pple are my neighbors mwanasikana ana baba vekunzi vakafa ndakakura tichitamba tese ane zvaari kutaurawo pamusoro penyaya iyoyi
Akadya mushonga we kufa kumuka

🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂
Kwaaaacks