Ndoshanda mu constraction...ndichaita same project iyoyo ku cape town ma 1 ndakaona vanhu vakafa vakawanda ne same nyaya iyoyi pane zvinoitwa musati mashanda
That lady is traumatised she needs therapy close friends and relatives pls help her talk to her love her calm her she should not be alone for long make her relax much maybe play music or mharidzo so she zvose zvaakaona Zvr mu mind yake zviite zvichibuda otherwise she may end up hallucinating. Counselling is needed asap
Very sorry. MHSRIP. No safety measures. Engineers should supervise these works kuti zviitwe nemazvo. Koo ma workers e Council arikupi? Sewer trenches are very deep and excavators should be used. Trenches should be braced where soil is susceptible to collapse. Those people overseeing this project have no plan to make sure that such accidents don't happen in future. They are only saying we are going to make contributions. Going forward what is going to happen.
@3:48 Haaaa ndabatikana chaizvo kuti the first instinct when you notice kuti your fellow workman atsitsirirwa was to take 2. I’d think kuti you’ll raise alarm and start doing something at least digging him out. 😢
John 7:6 Jesus Christ said my time has not yet come but yours is always ready. This is why we have to be ready at all times for we don't know when the son of God will come for us. A lot died while sitting on the train. I lost my friend last year she went for a family gathering. Mwana vehama airoorwa and she just stopped breathing while sitting in the corner. It's painful but we don't know how we're going to depart the world 🌍🌎
Ndarwadziwa veduwee waenda kunoshandira mhuri wopararirako
Dzimwe tsaona dziri preventable Andrew. Risk assessment haipo apo....kungodzi shandai .
Zvesure mabasa akungoitwa nevanhu vasiri qualified
💯 %
Pamwe pacho poverty ndiyo inokupinza in such situations.
Those are man's jobs madzimai verao basa Dai murumeuyu aishanda nevarume aigona kukasika kuona kana kubatsirika.
Afa atambura muzanga uyu shame😭😭😭😭😭
Zvakaoma zororai murugare
Zororayi murugare madzibaba tarwadziwa veduwe zvayiitika muline redu ende zvayitika takatarisa veduwe😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Ndineurombo hama neshamwari nekurasikirwa nehama yenyu ne chiitiko chinorwadza kudai .😭😭
Kana museve wada nyama ahupotse shuwa ....MHSRIP
Ndoshanda mu constraction...ndichaita same project iyoyo ku cape town ma 1 ndakaona vanhu vakafa vakawanda ne same nyaya iyoyi pane zvinoitwa musati mashanda
Zuva rengozi harizinwe😢MHSRIP nyaradzwai hama ne Shamwari nemhuri yake.
Comrade weiko nhai imi panguva yatinenge takasuva kudai zvino svota sei
Mubatsire nemhuri yake kusvika ipedze chikoro , nezvose zvinodiwa
Taura zvako hama, chavanogona kubatsira munhu afa, asi paanga achiri mupenyu ayizopihwa mari asvuuka.
Drewamas media itai sevnhu vakakwana mukaona mnhu achichema achitadza ktaura bvisai camera paari mhani ndochiii ichocho
Nhai zveñyu.akutoenderera mberi nemibvunzo
Nhai zvenyu ndabva ndato unsubcribe,shuwa kana uko kuda nyaya varikuona munhu akabatikana iye sikasika nechi mic,
yooh zvorwadza izvi
Tipeiwo kachoro mhiripiri inovava mukoma Andrew. Ndaneta nekuikumbira
That lady is traumatised she needs therapy close friends and relatives pls help her talk to her love her calm her she should not be alone for long make her relax much maybe play music or mharidzo so she zvose zvaakaona Zvr mu mind yake zviite zvichibuda otherwise she may end up hallucinating. Counselling is needed asap
Andrew anotoda mari kuti akupe, can you imagine
@@MbwidoAndrew Neshamba anonzi BaTaps here kkkk, BaTaps ndeve Karanganda TV
@@samuelngirazi9636 confusion yega yega shem
Kuchirikuchegwa nemaoko mukore uno ummm chinyakare chacho machine iripo
Haveko Harare ❤❤❤🎉
Haa zvinorwadza zorora murugare hama 😭😭😭
Gud afternoon Drewmas media yooooo zviri apa zviihombe vnhu vamwari mhepo dzosimuk zvkasiyan siyan azorora hke mwari vatanha ruva ravo hpna zvtingait ummmm ndarwadziwa ini😭😭😭😭😭😭😭
Hapana mhepo dzasimuka apa. Its just lack of safety systems in place.
What are they going to do in future to protect workers from same sort of accident?
Haaa zvakaoma hazvo ,zvinorwadza
Zvorwadza izvi
No risk assessment Zim yenyu iyi ma1
Eish so sad 😢💔
Zvorwadza😢😢😢😢 pakafamba satani
Ummmm zvakaoma chokwadi,makwaniro enguva ndiwo anosiyana hawo zvakaoma ndarwadziwa 😢😢😢
Mwari vakunyaradzei munguva inorwadza kudayi hama neshamwari
😢😢😢ummmm veduwee nyaradzwai nashe
Rest in peace mukoma but zvinorwadxa hazvitambirike
May his souls rest in peace
Comrade kudini mbavha
Zvakaoma it's a sad story. My his soul rest in peace Afa achitambura
Mwari zvakaoma😢😢
R.I.P😭🙏
Zvakaoma zorora murugare zvinorwadza😭😭
😢😢😢😢😢😢zvakaomawo shuwa haaaa ndufu dzacho
Uumm Shem zvakaoma 😢😢😢😢
Ndarwadziwa ummmm kufa uchishandira mhuri yako💔💔
Ndasvika now more likely kwandri
Eiissh 😢 ths is very sad😢
May his soul rest in peace😢😢😢😢
Uuuumm so sad nguva ikakwana shuwa hazvirambike
Hurombo huroi shuwa
😭😭zvakaoma
Very sorry. MHSRIP.
No safety measures. Engineers should supervise these works kuti zviitwe nemazvo. Koo ma workers e Council arikupi? Sewer trenches are very deep and excavators should be used. Trenches should be braced where soil is susceptible to collapse.
Those people overseeing this project have no plan to make sure that such accidents don't happen in future. They are only saying we are going to make contributions. Going forward what is going to happen.
Saddening MHSRIP
November marwadzo 😢😢😢😢😢
😭😭zororai murugare
Heyi zvinorwadza veduwee
Zvorwadza izvi aa
So sad hey. May his soul rest in peace 😭
Maona zvinhu xvakaoma vatete Tine hurombo😮😢
Zvinorwadza
Kanzuru musazodaro modii kushandisa Escavator nhai
Shame vedu veekani. 😢 so heartbreaking 💔
How deep was this trench not easy .Ma engineers tiudzeiwo kuti how how many meters is supposed to be the sewer drainage
Zvinorwadza weduweee 😢
So sad hey
😭😭😭
Zvinorwadza veduwe
Zvinorwadza mufunge
Ummmm so sad 😢
MHDSRIP so sad indeed. What should be done to prevent such accidents?
Ndabaiwapamoyo
Duzvi rako iwe komuredhi
@3:48 Haaaa ndabatikana chaizvo kuti the first instinct when you notice kuti your fellow workman atsitsirirwa was to take 2. I’d think kuti you’ll raise alarm and start doing something at least digging him out. 😢
Zvakaoma sure
Shame ,zvorwadza veduwee.May his soul rest in peace
Sad 😢😢😢😭
Zvakaoma hazvo 😢😢😢
Neshamba ndipoo link ye song yako iyo mhiripiri inovava kachoro neiye yekuti tonderai dzoka nehari toda kubike doro
ini ndakasvika pachikamu chekuzorora ndaneta nekungo kumbira masongs iyayo
Zvakaoma
Pakaoma
John 7:6 Jesus Christ said my time has not yet come but yours is always ready. This is why we have to be ready at all times for we don't know when the son of God will come for us. A lot died while sitting on the train. I lost my friend last year she went for a family gathering. Mwana vehama airoorwa and she just stopped breathing while sitting in the corner. It's painful but we don't know how we're going to depart the world 🌍🌎
😭😭😭
So sad😢
Inguva hayo asi ndarwadziwa hangu asi pakati penyu vakuru imwii machekeresa mwana kani kuti project ifambe hazvina hazvo mhosva
May his soul rest inPeace😢
Shem zvakaoma shuwa 😢
Eshy zvinorwadza chose may your soul rest in peace
Zvakunonzi afirwa hatariswe kumeso nhai , how do you interview munhu ari pakuchema asi 😢
Why do you keep the camera fixed on someone crying? Hamunzwi kana tsitsi shuwa?
😢😢 sad in deed
Pfutseki wako urwo rwunozviti comrade. Makatiunzira nhamo. Dai makafirako mhani
Zvakaoma hazvo
Haaaa zvakaoma our Poor Zimbabwe No Risk Management afira nhamo murume uyu
Haaaaa zvakaoma nhayi mwari
Uuuuu
Mhuri ichiti baba vanodzoka manheru😢
Ngaazorore murugare mwari vanyaradze mhuri yake
Mhepo November ino dzasimuka vadeketera varoyi vevanhu
Maswera sei drewmas media
Kufa achitambura chibatsiraiwo mhuri yasiiwa pliz
Chii chinonzi Komuredhi ibvai apa
Aaa shame sorry sorry 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Very sorry may her soul rest in peace
Rlp
Nematambudziko
Ummm so sad
Shame so sad😢😢
Council is to blame, zvese izvi zvinofanirwa kuitwa necouncil