Koo mambo imi munopedza mega sei nyaya ine kufa kwevanhu mukati inoda police makuda mombe ndimi makaurawa hre nyaya dzekufa kwevanhu dzoperera kupolice
The police had ample time to convict the murderers they couldn't because they had not enough evidence to go by. Headman has the traditional remedies to help him and put this case to rest.
Nyaya yakatoenda kumapurisa kare kubvira pakawanika body. Police haishande ne evidence ye word from ngozi, inodzosera nyaya kuna Headman. Headman is within his authority kutonga nyaya iyi.
Kana headman wacho havasi kubvunzisisa kuti vakange varangana here kuuraya. Vaifanira ku endesa vanhu ava ku police . This was planned murder. Handisi kuziva kuti sei vasirikuvundutswa ne nyaya iyi. Vanenge vane wavarikutya
Asi va Taura kuti nyaya ngaiende ku Police variright . Inofanira kuenda ku Criminal Court the Customary court yozobatsira pa nyaya yengozi chete . Criminals must be arrested . Alick must be arrested ozonyatsotaura mu court achibatsira kuti vamwe vasungwewo. Hama ndozosara dzichiripa ngozi ivo varimujheri. Headman must know that he cannot try murder cases alone.
Yeh ini ndirkuona sekut police yakapihwa mari apo kut vanyarare ndine ham yangu yakauraw tikatoziv vanhu vacho asi avan kan kumbosungwa izvezvi vakupeng
u arent upto date. High court said no evidence , post mortem was inconclusive. its only now the avenging spirit narratied how the postmortem missed the cut on bck of head and who killed him. so leave the traditional ngozi do justice, police yakaita payo
This is not a police case. The case was reported to police and police could not obtain any evidence to nail these guys. The evidence here is spiritual and traditional hense it is dealt with in a traditional court. This is the reason why that purple shirt guy is insisting on going to police and econet because he knows that no evidence will be found there. Only in this court can this issue be dealt with properly
Chigodora maybe good in delivering justice but is oppressive, disrespectful and pompous at times.He does milk his community.His court is his cashcow and his mafia.Zimbabweans need to realise that liking someone shouldn't cloud one's judgement!!! Remember how everyone her worshipped Mugabe until you woke up.Try to balance reason with emotion!
Mambo vakatonhora kuti tonho ava 🙌🙌🙌simudzai Mukotsanjera apedzera vakuramba avo
Mambo endesa vanhu avo vese kumaporisa vavharirwe ...why unochengeta mhondi Headman variwrong nxaaa
Sheedzai Mukotsanjera
Chokwadi Chokwadi shevedzai Mukotsanjera please please 😂😂😂😂😂
Koo mambo imi munopedza mega sei nyaya ine kufa kwevanhu mukati inoda police makuda mombe ndimi makaurawa hre nyaya dzekufa kwevanhu dzoperera kupolice
Ngozi hairipwe ku police,that's why vakatopihwa simba madzimambo kuti va charge zvinodiwa pangozi
Still panoda police presence vachibva muchitokisi nyaya ichigadziriswa
Aleck ngachenjerere zvikuru , ziso raanopihwa nemhondi ndzimwe izvo ummmm , vachamuuraira kupuritsa chokwadi.
The police had ample time to convict the murderers they couldn't because they had not enough evidence to go by. Headman has the traditional remedies to help him and put this case to rest.
Humambo hunoda wisdom uhu,zvinotoda malesson izvi..uyu akafita kutotonga nyaya yerape uyu..anoda kuponorwa uyu
Chinobhohwa ngozi haizobati akauraya wacho, Inotanga vasina chavanoziva
Hazviite, inotanga first line vakaita nyaya yacho
Iiiii Mambo avo🙌🙌 ndanyarara
Chiregai tinzwe kuti zvakamira sei kkkk camera yakazonge yotiratidza netsoka 😂😂😂😂😂😂
Nyaya iyi hameno zvairi soo,kahuchokwadi kacho karikukundirasa
Mambo must stand up kuchengetedza vanhu
Muroyi haaabvume
Mambo musati haapo pakuuraya wetsoka uyo Iye ariye ndiye akauya neturusi haa
Mambo ingosiyai ngozi iputitse vanhu vakauraya ndokuti vazive chokwadi vanhu pfumai zvekushanda kwete kudiridzira mufaro wako neropa revamwe its bad
Uyo ane purple ndiye master minder ane orange akauraya ane purple imhondi vasungisei
Mambo this is a police case dai madaidza police,itaiwo muchiona nyaya dzaMutasa,murder case ndeye police.
Nyaya yakatoenda kumapurisa kare kubvira pakawanika body. Police haishande ne evidence ye word from ngozi, inodzosera nyaya kuna Headman. Headman is within his authority kutonga nyaya iyi.
@Gogovamelusi hoo saka ndaibatira pamusoro
Asi vakaponda vacho vakutaura ka . Pane ma witness saka police inofanira kudzoka kunyaya
Dai police yapindira sezvo pane varikupa humboho uyu headman haagoni kutonga
Baba vane purple ne hat avo vari kuvhundutsira vanhu but kana ngozi yakuuya muchaiona henyu
Dai vari Mambo Mtasa vanhu vese vapinda muma Hindra kare 😂😂😂😂
Pakudiwa Mukotsanjera apo to confirm, then anomutsa magetsi kune varikuramba mhosva. Avo vabvuma mhosva ngavaende mberi nekuripa mhosva dambudziko ropera. Magetsi ngaarire ......plus avo vabvuma vanoda security mhondi idzi dzinogona kuita zvimwe....vakapfeka purple shirts vanoganza.....uyo muzvina business akapihwa nemhondi ropa.....anosvora dare kutaura kwake.....
Saka mambo doesn't take action kana munhu akasauya kudare yet akapiwa ma summons...pakuda mambo mutasa kana chigodora...unotongwa uchibva kuma cells
Mukotsanjera naSekuru Shumba vekumutsa Tencen vakudiwa
Ndiwo wari kudiwa apa parohwe yekwa Tensen
Uyu ane tracksuit top, aive nebachi rinenge raTytan waOlinda, last week haana kakufanana naPapa vaye varikuda kupinda muZifa here?
Vanhu avo muchamama henyu ,mozviti munemari vakawanda vataona varikupenga
Nfopaunoona vanhu hawasi kudzidza kuuraya varikutowedzera woshaya kuziva kuti sei kutsvagira vana matambudziko
Haaa pakaipa vanoda kumborohwaa chaikooo
Nyaya idzi dzinoda police
Police yakati hapana homicide hapana foul play ikanzi no evidence tarisai kubva ku1 kwayakatangira akafa akazotanga kubuda achitaura kuraiwa kwakaitwa zvazosvika nhasi pamakuoona
Purple shirt hauna kungwara wena ingozi iyi usade kupedza nguva dhemeti
Uyu we suit we last week, akazobvuma?? Zvaairamba wani
Correct procedure should have been to involve the police for the murder case. Mambo should only handle the ngozi part.
Muchazvirega zvenyu ,munhu haauraiwe hama dzangu,imarii yamaida kupihwa musazodaro zvachose honai ngozi iyoooooooo apa iwe washata kare mudunhu ,mumhuri
Mambo uyo haagone kutonga nyaya iyi police vanhu mukati
ko hapanawo rondedzero yenyaya yacho ere kuti vakaronga sei kuuraya munhu wacho. abvunzwa muchinda uyo patsikwatsikwa
Kana headman wacho havasi kubvunzisisa kuti vakange varangana here kuuraya. Vaifanira ku endesa vanhu ava ku police . This was planned murder. Handisi kuziva kuti sei vasirikuvundutswa ne nyaya iyi. Vanenge vane wavarikutya
@imath68 unotizvishayawo kuti wat kind of dare is this, their line of qstning z questionable
Part 1 iriko rondedzero@@imath68
Part 1 iriko rondedzero
@@TaniaMasuku watched part 1 and had the same qstn, unless pakandijamba, minute ani paakatsanagura kurongona kwavakaita
Nhai mwari woshata zvese nemoyo
Indai kuneuya wakamutsa Tenson uya vanouya vega chete neuyo wabvuma ngaanobikwa bvunzai neShamba anokupai shumba yengozi vamborohwa manyowa zvikasire
Mukotsanjera anopedza
Isai nyaya iyi kwamutasa dai apedza kare
Mambo torai Ereck mugare naye kumba kwenyu achengetedzeke.
Haa uyu mambo ndewekushaya uyu
Iwe Ku police ndiko kune verification yemacalls here hakuna mudzimu unonyepa nemo nemo kudaro ....
Daidzai sekuru mukotsanjera deal robva rapera
Varamba vese siyai kana iri ngozi inoshanda yega
Nyadowa makatanga kurai mhani imi nhai ,iwe une chi worksuit usadaro iwe bvuma nhau shamwari ngozi hauziwe ichauya zvayooo,uyoooo wekuti ndine zvnhu zvangu ,ndiwe wakatuma vanhu asi iweeee waiwe kuside kusmart side chete
Nyaya yakadayi inotsvageyi kwaHardman iyo inyaya yepolice
Bcz yakauya iri pamgozi saka chivanhu polic afta
Haisi criminal offence here iyi
Mambo avo ndevekumama ava,nyaya iyi ndeyekuporisi iyi,dai kurikuporisi information dai yatobuda kare iyo nxaaa mambo mandisvota size,
Vakambosungwa Wani Handi vanotemba mushonga hr vakabuda vanhu ava
Vanhu we zanhu ummmmmmmm
Munhu anongotenga rimwe line oshandisa orasa but ngozi inouya chete nenguva yavo
mukotsanjera ndiye anopedza zvese izvi
Kooo chief mutasa havachatonge hre chii chakaitika ndiudzeiwo vane ruziwo please
Bvunza hako nhai
Hedman Ganje mupote muchitarisawo matongero anoita amwe maHedman biya wenyu nemadzimambo
follow Hedman chigodora ,Chief Mutasa naChief Bushu
murume ataura nyaya yekuziwisa mapurisa kt mhondi dziya tadzibata was 100% correct
proof yawepo those people must go to jail straight why making zig zag 🤷🤷
🎉🎉🎉🎉 Karanganda
Sungisai vanhu mamboo
zvakaoma hazvo
Sofa rese dheshe ndaitawo number 3 nhasi
Waiyepo ere
Munhu wamakauraya ndiye achakusunuungurai mudhara
Iyo police painonzwa nyaya dzakadai sei isingapindire Vega mambo uyu ngaadaidze mukotsanjera
Yakatoenda kupolice vakati hapana homicide hapana foul play ikanzi no evidence , tarisai kubva ku1 kwayakatangira akafa akazotanga kubuda achitaura kuraiwa kwakaitwa zvazosvika nhasi pamakuoona
Ngozi inopedzwa nekuiripa
ndinotenda ngozi dzamazuva ano dzinopedza masports. Unongobvuma wobva wauya wega kuvaridzi vemunhu
Why aren’t they in jail
Headman nyaya iyi ndeye mapurisa this is a murder case ine docket riripo.
kupolice kwacho konetsa uku vanopa mari mukotsanjera ari nane mmmmm
Panenyaya yajambiwa apo pakatukwa munhu kuti panyo pake ..ngaabvunzwe kuti haana kufona here ...mabhinya aya hapana zvinozikanwa
Headman arikutya businessman
Why this duality in our justice system.Just serves to confuse matters!
Asi va Taura kuti nyaya ngaiende ku Police variright . Inofanira kuenda ku Criminal Court the Customary court yozobatsira pa nyaya yengozi chete . Criminals must be arrested . Alick must be arrested ozonyatsotaura mu court achibatsira kuti vamwe vasungwewo. Hama ndozosara dzichiripa ngozi ivo varimujheri. Headman must know that he cannot try murder cases alone.
Asi kwamutasa hakuchina dare here pindurai baba taps
Taura zvako baba Taps havapindure mafans hameno kuti sei.
Police case iyi
Uyo anetowel muhuro hokoyo yako irikuuya
Murume ane shirt ye purple business man ari kuvhundisira vanhu hazvitenderwi izvozvi. Please Mwari itai zvatencian chaizvo kutanga kuring leader wacho. Munomurega achiita bulling pamberi penyu nhai chokwadi
Anenge ndiye arikutyiwa na Headman . Anenge wemusangano
Vanhu avo vanoda kurohwa varikuramb zvavanoziv iiiiii mambo danhai police
Mukuwasha ataura mhondi ku remand
Yeh ini ndirkuona sekut police yakapihwa mari apo kut vanyarare ndine ham yangu yakauraw tikatoziv vanhu vacho asi avan kan kumbosungwa izvezvi vakupeng
Headman varikuda kupedza vega .vakuda mombe
danayi mkotsanjera panyaya iyi ape ngozi iyi simba pakutsipikwa kwayo varume ava vanojairira ava
Parikuda mukotsanjera apa
Panoda porisi apo
Mazibhinya
This is a police case Headman
Uuuum
This should be police cases how primitive are these societies.
u arent upto date. High court said no evidence , post mortem was inconclusive. its only now the avenging spirit narratied how the postmortem missed the cut on bck of head and who killed him. so leave the traditional ngozi do justice, police yakaita payo
@ bro there is a witness testifying thats enough evidence to convict
This is not a police case. The case was reported to police and police could not obtain any evidence to nail these guys. The evidence here is spiritual and traditional hense it is dealt with in a traditional court. This is the reason why that purple shirt guy is insisting on going to police and econet because he knows that no evidence will be found there. Only in this court can this issue be dealt with properly
Nowadays Karanganda you're taking too long to upload videos. Sei muri kunonoka we love you but muri kutangirwa nevamwe.
This Headman is good and wise
Handisi kuona chokwadi panyaya yengozi iyi zvasangana ruvengo negodo zvenyama muzukuru arikurwadziwa nekunyimwa Mari yaida kukwereta
Good reyi apa zvinhu zviri pachena
@Kanos02 ngozi ndoziva ichiita basa rayo SA tensen not kuti munhu anotaura hearsay.ngano Madhiri ekuda kurowa Mari vanhu vane bag rawo
Shuwa ngozi haidi izvi
Ngava ende kwa chigodora
Chigodora maybe good in delivering justice but is oppressive, disrespectful and pompous at times.He does milk his community.His court is his cashcow and his mafia.Zimbabweans need to realise that liking someone shouldn't cloud one's judgement!!! Remember how everyone her worshipped Mugabe until you woke up.Try to balance reason with emotion!
Chigodora is old news, he is no longer Headman. Akadzingwa achishandisirwa technicality yekuti his 2 years of acting is up.