MUDZI....... AURAYA BABA ACHITI ARIKUURAYA NJUZU
HTML-код
- Опубликовано: 8 сен 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Sekuona kwangu mumusha mune ngozi umu maitiro emukomana uyo ingozi fambai
Ini hangu hapasisina munhu wandicha trusta munhu wese angova mabhinya nevaroyi😂😂
😂😂😂
True nema hure futi
Taura hako
Usatibatanidzire iwe
Kkkkkkk
Guka Guka veduwee sungai vanotengesa Guka avo
Kupenga ingozi mumusha mukaona mumhuri maita kupenga kwavanhu ingozi hino imi vabereki hamurapisi vana munongotarisa
Amai va Takudzw mukadzifambira munogona kuona vaine chekuita
Shuwa kutaura kwavo ka
My brother Andrew murirudadiso love you ❤❤❤❤
Mugabe anopinda papi pamhuri iyi nhayi? Siyayi madrugs. Mugabe was not taking drugs at all. Solve yr home problems morega kungopomera vanhu vose . Musingagadzirisi ngozi dzemisha yenyu.
Taura hako
Nhayi ndatozvishayawo ini
Zvinhu zviri munhuri mavo ngavachenese padzimba dzavo
Munhu aiimba uyo tomuda kumusangano wezanu anoshaura fan
Baba avo ndivo vairoya mwana wavo
Shumba munogona basa❤❤❤❤
Ummmm zvakaoma zvinorwadza izvi veduwee,😢😢😢thank you sekuru Shumba
Va Mugabe vakasiya vataura kuti muchandifunga.its like these no president in Zimbabwe. since Mugabe died Zimbabwe makadeuka ropa nekuromba vanhu vakuurayana
@@mariazulu6805 raingodeuka varipo nekapini mugotsi
Chokwadi hako mafiro akuita vanhu ka
Apa apana kuti vaMugabe vanodeyi mumhuri mavo,ivo ngava chengete mudzimba dzavo chete
Unotopengawo chaungandiudza chaiaitwa na bobo chii ,
Vabereki please take action nguva ichiripo kutenderera njere hakuperere ipapo ndomagumo acho kana mukatarira zvinhu zvakadai muchapera hama dzanvu
Endrew mukoma wangu...munotigonera ..
Dewmas media taking us to another level,zvirikuitika muraramo zvinoda mwari apindire
Bhooo ere takudzwa kubaira tsvimbo kumashure aya ndoo mahwani chaiwo uuuuum
Madrugs hatisati tati baba, tichati baba nemuridzo 😢😢😢zvirikurwadza
Daidzai Doctor Mukotsanjera ingozi iyi makatorera hurwere pana Takudzwa vacho chionai kwazvasvika.
Komapfupa ekumountdaruwin akazowanikwa here shumba
Asi chii chaizvo chirikutika munyika medu veduwee izvi zvanyanya
Kana isiri ngozi madrugs
It's mental health nd haasungwe futhi kwana zvakadaro
Drugs
Zvanzi njuzu,tuvarungu now ma china 🇨🇳
Mumusha munengozi umu yaBig Brasen but baba vakaignoer ngozi kusvika pakuurayiwa nemwana,ngavafambire nyaya idzo mhani kune vasara vacho.
Mumhuri iyi munofanira kuva mune ngozi .uye huromba hwaida kusimbiswa ne ropa .
Mutoriro
Izvi hazvide anoturikira mwana uyu aiwe akagarwa . Uye hama tichinge taona sighn yekupenga munhu ndaarapiswe
Mmm inga zvakaoma nhy veduwe firo yacho inotyisa. Ma drugs chete Takudzwa uyu kuponda baba kudaro mmmm
Taura hako Sahwi kana kuti ingozi.
@@pertumuchemwa2590 Shuwa sahwi mmm mune ngozi mumusha umu
Ngozi yabig brasen
Zvakaoma izvi zvinotyisa
Baba vanga vakarombo avo
Une chiono chaicha
Ngozi iyi Hapana zvemadrugs apa vakarera chirwere kusvika zvasvika apa
Sad story😢..... gd msic at the first.ndiyn atirst😊
Haumuudzwe takamutsvaga tikagumbuka zvikashaya basa
Ma next door vakaregerera umwe wawo
Hezvo kubvisa nhengo kuisa tsvimbo mmmmm mhepo dzacho
😅😅😅
Dai zvaibvira vaitofamba munhu asati avingwa vonzwa zvikonzero ,plus musha uyu une zvirimo ende vedzidza vanozviziva vakungosundiran,mhuri imwe neimwe yongozvimiririra ,dai mhuri yabatana yaita chimwe chete.ndatenda..my condolences to the family
Panehurombwa
Asi vanhu munoramba kunonunura vanhu seiko nhai makaregerera munhu achifa varume vakuru kudero here
Airwa nenjuzu netwuvarungu nemaChina aaaaaah zvakaoma
Mai takudzwa mkadzungaira
Madrugs aya akuna anozviita asina kudhakwa aaah nyika kwayawe kuda kutisvitsa kukutyisa
Lorraine 🎉🎉🎉
Nyaya iyi hainakubatanidzwa zvinohwisisika
Shuwa
Community haaichina rudo shuwa ,munhu anofa wanhu wakatarisa,
Iyi nyaya ine hurombwa mkati
Nhy zvako
Munhu kufa vanhu vachitozvinzwa shuwa
Rima ndorakatovakonesa kutora mavideo
Vanhu havachina rudo
Yhoo kachimana ndakambopadzidza crèche yangu😂
Zvakaoma izvii .bba vafiraa nhamo
Handione kunge takudzwa anopenga ma drugs hakuna munhu anopenga anoziva ku charge phone
Haapenga or haasi madrugs ingozi iyi mudhara akaregerera zvinhu mumusha kusvika pakuurawa
Ummm haaa pakaitwa chisakaonekwa,kubviswa nhengo vopfekerwa tsvimbo mudumbu .Chiii chakadaro Chinenge ngozi
Saka ingozi ya big blasen ,avataridza mafiro aakaita...ngavaende kuna Mukotsanjera
Zvakaoma hazvo
Lolie 🎉🎉🎉❤❤
Takudzwa uyo akutoda anti psychotic medication. To calmn him down. Mishonga inopihwa vanomhanya pfungwa.😢😢😢😢😮😮😮😮
Maragado
The deceased ignored zvirikunetsa pamusha pake kusvika zvamuuraya. Instead of kubatsira mwana he chose kurova mwana netsvimbo yake kusvika akurirwa. You can't fight spiritual stuff nekurova munhu nemaoko. The family failed kugadzirisa zvinhu zvemumusha
Vanoignore madhara Aya vachiziva zviri kuitika pamwana nhas zvauraya iye
Yeah you can say that again kupenga kwemukomana uyu inogona kunge iri ngozi yemufi yakanogara paari but ivo vakuda kumurwisa
Ngozi pamusoro pengozi ... Hazvitsnangurike
Zvakaoma
EKo Ivo vaitangirei mupengo nhai
Neurombwa mumisha umu vabereki musabata mushonga
Makaromba veduwe kupenga kwemwana kuromba kwababa midzimu yemumusha yarwira hupenyu hwemwana
Iyi ndongozi chaiyo ya big brazen yemrume weku Mozambique anzi akapondwa.Zvakuda Dr Mukotsanjera izvi.Sumba ye ngozi nehurombwa. Imbwa ye Gorongoza. Inokupedzerai zvese.😮😮😮😢😢😢😢😢😮😮
Mai na baba vanofanira kuziva zvaiva pamwana. Nei vasina kufambira kutsakatika kwakaita umwe mwana.
Zvavekuda kufamba se mhuri. Inogona kunge zvakare iri ngozi.
Panengoz pamusha ipa
They is something fishy ngavafambe semhuri
Ingozi
Takudzwa ngaaendere futy mai wake
So heartbreaking 💔
Yuwiiii zvinotyisa izvi.koiye Takudzwa wacho aripi.
Mabasa akaitwa 2008 aakubuda sei zvirikuitika nyika yose
Yoooooo sorry shuwa yooo
Uuuuu zvotyisa mufunge
Ingozi iyoo fambaii
Zvakavawana baba ava nekuti haana kuzvitanga ipapo dai paakatanga kupenga dai vakafamba naye mhepo dzaimuteera idzo
Rest in peace
Mr chivayo please give this lady combi to start business, 🙏
Mupeka iwe kupa hakusi kwachivhayo chete
Kkkkkk😂😂😂😂😂
@@petronellachiyangwa6766asi ndiwe Mai chivayo vacho here wadii kungonyarara unoti dai anga ainazvo ayisavapa here vanhu dzidzai kunyarara if you are not the person who's nominated
😂😂😂@@petronellachiyangwa6766
Ko kubvisa nhengo nekubayirira tsvimbo kudhodho kusvika mudumbu uuuuummm zvakaoma Kani 😢
Ummm zvinoitika mukurrama zvikuru chokwadi kuuraya munhu woti ndandichiona senjuzu iiiii Mwari pindirai
Ummmmmm iyì ndiyo ngozi chaiyo iri mumhuri yakaberekwa Takudzwa.Zvakaoma hazvo.😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😮😮
Nyika yedu yashata this so sad
Maihwee
Mwana ashaika how asi ndinepandajamba
Yaiva iri ngozi
1st
Panehutsi pane Moto hanzi dzangadziri njuzu nhatu
Mai ava havasi kutaura chokwadi.sei vairara nemukomana Baba varipo?.even statement yawo Hainan kujeka .Vai miracle vachiona nekunzwa kurohwa zvavabatsirei.haaa zvakaoma
Post mortem yei pamunhu auraiwa
Vanenge vachida kutora huropi nemimwe mitezo
Nematambudziko ,zvorwadza i think madrugs
Saka nhengo yakawanikwa here umm zvinenharo kuzovigwa maparts akashota zvakangooma
Misha yakarema iyi
Hama iguka hakuna chimwe
Agwidiwa pagumbo
Ko zvivindi zvekuita mnh afirwa mnozviwanepiko
Uku hakusi kupenga, asi kutoti inogona kunge iri ngozi kana mhepo. Ane zvivindi, umm kucheka nhengo yababa pedzezvo kwakubayirira tsvimbo kumashure. I think ingozi yemunhu akaurayiwa akatorwa maPrivate parts.
Ripai ngozi mosiyana nekuromba plus zvinodhaka.....Ngozo kunyanya though
Ngaanotestwa madrugs uyo
Shuwa
Mukomana anga asingapenge but aitosvikirwa nemweya yevafi
Zvakaoma hazvo ngozi or hurombwa
Guka zvakaoma dombo
Pane zvinhu 2 or 3 zviripo
1- Baba vaibata mushonga
2-Mwana aichengetwa mumusha musiri make
3-Guka zvichida.
Number 2 inhema dai wati ngozi
@@nomsanyika151Aaah ukunzwa kuti mukomana akaudza mai avo kuti mabereka tunhu twenyu.Plus composure ina mai avo munhu afirwa haa imi.Mai vakarema avo.
Koiwonwaitangireyinmusindovnekukura ikoko haaaaaa angaabatwa nemweya wekuuraya chaiwoo vasara gadzirisai mumushaab
So sad💔
Very sorry baba kuuraiwa nemwana wakabereka eish
Ngozi chaiyo iyo
Ingozi iyi
Kana Isu Shiri dzehondo 🦅 tazvitadza
Haa hama yangu vamugabe vakatouraisa matuti evanhu bba Vaya ndizvozvo vakadzidzisa kkutonga nedemo kt pachigaro panogara uchishungurudza vanhu
Zvinotyisa 😢
Ndahwadziwa hangu inini,chiiii chakadaro idihwi