That true Mambo chinhu chinonzi family is very important and Zita remubunhu rinoshatiswa pamunouya paplatform vanhu vanongoti inyaya dzevakadzi vanohura ungaramba murume nekuti waremara here asi mune Vana mose ngatitendeukei vakadzi zvakunyadzisa kuhurira murume vosvika pakenda kudare Mwari ngavatibatsire shoko rinoti vakadzi ivai pasi pevarume venyu but this days vakadzi vakutotonga varume
Its true dunhu renyu rakaora its too much chipfambi chacho chanyanya ikoko kuti inyaya yekuti kumaResettlements hre kumamines hre kune makorokoza or kuti nzvimbo yenyu inogara vanhu vakadii ndinozvishaiwira ini
Thanks so much Chief Bushu you are the best everyone get justice God chose you to be a Chief on that side you are there for a reason ❤❤❤
Maziso evanhu anoita Kuti vanhu vaonererwe zvisingaiti ndiri seni kunzwa munhu achiti ndakuitira safety yemwana zvochingorewa Kuti ane vamwe Mai zvichida Mwana Mai handisisipo nekuti baba vati ndakuitira safety yemwana
That true Mambo chinhu chinonzi family is very important and Zita remubunhu rinoshatiswa pamunouya paplatform vanhu vanongoti inyaya dzevakadzi vanohura ungaramba murume nekuti waremara here asi mune Vana mose ngatitendeukei vakadzi zvakunyadzisa kuhurira murume vosvika pakenda kudare Mwari ngavatibatsire shoko rinoti vakadzi ivai pasi pevarume venyu but this days vakadzi vakutotonga varume
Good mambo dunhu renyu raipa nyika yenyu haichanakidzi
😂😂😂😂 mambo wemabhishu
Its true dunhu renyu rakaora its too much chipfambi chacho chanyanya ikoko kuti inyaya yekuti kumaResettlements hre kumamines hre kune makorokoza or kuti nzvimbo yenyu inogara vanhu vakadii ndinozvishaiwira ini
Mambo udzai vkadzi vari kuhura vasapote vachisung madhuku ewhite
Chief vanodhererwa ava
Mukadzi wemunhu akahura ngaaripe sezvinongoita chikomba. Mambo mukangaita wemabishu here kkkkkk
Chihure chamai hachina ngozi
Mumba macho mumogarika sei mune jeti remukadzi rakadai ane ngozi mukadzi uyo haana kana respect yedare naChief
Ummm very sorry kumurume uyo kuhurirwa mukadzi uyo arikuzviona semusikana kuti achawana imwe marriage here😢😢zvakaoma
Vakadzi vacho vanohura ndevezvidhuku zvichena
Dhuku chena inongosungwa nemunhu wese chero hure chayiro rinongosunga saka dhuku chena ayisi nyaya
Ichokwadi mambo mahure ari mudzimba anyanya kudarika isu ma single
KwaBushu kunemabhishu ega
Makanyanya mambo nemakurukota enyu asi muri pabasa nyika ino yapanduka nenyaya yechipfambi
Mambo Bushu isai mushamhu chaiwo kutanga vanhu varohwa pfambi ngadzinerwe dzisati dzatongwa
ndarwadziwa
Murume ramba mukadzi ramba tsveta ramba bvira kuramba tsveta muroyi uyo anohura .
Mambo wemaBhishu mune basa
Iiiiiiii???
Chief is the best 👌
Amen mambo vakadzi ngavaripe
ma commentary enyu anobhowa let the content flow tanzwa nekujamba your commentary nxaa
Taneta henyu chief sando kwamuri ngavaripe vakadzi ava
Amai kana mambo vachitauta hamutauri munomirira kupiwa kuva yenyu. munodheerera mambo
akakura akadaro muskana uyu ndakadzidza naye
Zvekutyisa mwana pfambi ipfambi hakuna ngozi yekufumura hupenzi hwamai lies pfambi ipfambi
Ahh Bhushu kunyanya vakadzi vemadhuku ava?
Shuwa wena
Ngaauye hake kwandiri chirema icho vamwe tongoda hedu mumwe paside totomushayq
my school and classmate kkkkk askana musadaro
Mwana haana mhosva Zigo finish
Zigo unovanza nhoroondo iwe tipe nyaya zvinoita vamwe
Poor sound quality
Mukadzi uyu ibhinya chairo tarisai kugara kwakaita
Zvakaoma sure mwari tibatsirei vanonyanya kudai ndovanevabereki dzimwe nherera hadzisi kudaro
Zigo unotipedzera nguva usawanze nyaya
Zihure remai iri
zigo maziso ako bhoo here asi wambo rova brongo kani
Amai avo nasisi vacho ipfambi dzese
mambo wemabhishu
Vakadzi ma1
Zvakaoma
Varengerereiwo
Mambo vakachenjera zvavo avo
Ngozi kuvana