Hembe dzaNyamufa (Dhevhi) Dare ra Chief Mutasa Karanganda TV

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 190

  • @AllenTatenda-li5vl
    @AllenTatenda-li5vl Месяц назад +33

    chigodora ngaape basa kuvaridzi picture quality and sound is perceptional

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi Месяц назад +29

    Thanks baba taps ne good quality picture and everything chigodora ave kutionesa matoto chaivo bcz he is too greedy akakudzingai asi ndimi makaita azivikanwe ... look sekuru tasvu havana kudzinga robert .nekuti vavhura channel he shows ubuntu big up sekuru tasvu .... chigodora too greedy

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa Месяц назад +3

      Aikaka chigodora akadzinga bataps kana kumboziva zvakaoma apa bataps ndivo vskamuitisa mbiri

    • @Owenkuwenyi
      @Owenkuwenyi Месяц назад +2

      @@Seamusmtepa Ehe ndoyakaita mu coward mudhara uye

    • @ChrisTianna458
      @ChrisTianna458 Месяц назад +4

      Ko iko kutionesa nyaya yava pakati,haa kuya hakuchina ka that

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 Месяц назад +2

      Nhai imi musataura zvekupesanisa vanhu bataps havana kudzingwa asi chakaitika ndechekusungiswa kwavakaita nevaye weWatchtower waiti musatiburitsa pasocial imika musadaro

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 Месяц назад

      ​@@ChrisTianna458musataura nhema zvimwe munavhunza kwete kutaura manyepo

  • @WinfildaKazetete-ts5xu
    @WinfildaKazetete-ts5xu Месяц назад +12

    Karanganda T.V. and chief Mutasa Shumba for the people ❤❤❤

  • @Karanganda
    @Karanganda  Месяц назад +47

    Don't Forget to Like , Share & Comment

  • @madzimaigetz6623
    @madzimaigetz6623 Месяц назад +25

    Ko mutwin wechipiri akazotevera kufa zvinhu zvake zvakagovewa nani? Akagova zvemutwin wepiri nganotora zveuyu wekufa chikurubhi.

  • @LorraineMukoyi
    @LorraineMukoyi Месяц назад +11

    Haàaaa ndamhanya weduweee ndanga ndanononoka munotamba here pano Mambo makasimba here neteam renyu

  • @ganyaz
    @ganyaz Месяц назад +4

    hama dzanyakufa dzaitofanira kutoripa Mai awa muridzi wemba for keeping these goods all these years,
    baba awa hawafaniri kuramba wane giragi nemufi ,he must just stand as a man !!

    • @businkala2554
      @businkala2554 17 дней назад

      Idi shuwa ngawacheneserhwe musha wavo otherwise this woman will grow old and die and affect these twins family hard

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Месяц назад +7

    Brother ya David yakadzungaira haana nyaya. Kuramba hama yake pachena idununu

  • @kervinmutasa9493
    @kervinmutasa9493 Месяц назад +5

    Wanhu wakaparadza nhumbi dzemutwin wechi2 ndiwo wanofanira kuparadza zvinhu izvo

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 Месяц назад +7

    Dhavhi arikutopfuka asi havasi kuziva

  • @AdmiringCakeSlice-jr1bf
    @AdmiringCakeSlice-jr1bf Месяц назад +5

    Chief vane Wisdom ava ❤..thanks ba Taps

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 Месяц назад +7

    Pano unoto kangwamwa kuti hauna chekudya palunch😊 Thank you Karanganda❤❤

  • @kumbirayimamombe3970
    @kumbirayimamombe3970 Месяц назад +1

    Chief Mutasa is brilliant apa mature sensible judgements no harrassment facts only.

  • @user-sr7zq9js9s
    @user-sr7zq9js9s Месяц назад +8

    Malandlord abvumidzewo vanhu kushanyirwa nehama dzedu vaziwewo hama dzedu

    • @user-mf7tb8vx7o
      @user-mf7tb8vx7o Месяц назад

      True vamwe vanoramba

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 Месяц назад +2

      Manje apa haisi nyaya yalandlord inyaya yekusatowirirana kwefamily ematwins

    • @user-bp9pg9xs1s
      @user-bp9pg9xs1s 29 дней назад

      Chokwadi malandlord bvumidza hama dzemalodger

  • @anthonymusarurwa9068
    @anthonymusarurwa9068 Месяц назад +1

    Mambo Mutasa ndibaba chaiwo. Dai ndainga mudoko ndainoakumbira pekugara mudumhu mawo. Chidzidzo chikuru “ Ziya weurikugarisa pamba pako nehama dzake . Chidziidzo chikuru maningi ichonaicho “ Ndatenda Shumba.

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Месяц назад +5

    Ende bvudzi rababa awo re Afro iro rakambaichena ende rakura chaiko

  • @user-md7fw2ds4b
    @user-md7fw2ds4b Месяц назад +1

    Chief Mutasa thank you for your good judgement. You have great wisdom like king Solomon

  • @user-bp9pg9xs1s
    @user-bp9pg9xs1s 29 дней назад

    Mambo Mutasa opa panyaya ndopandaona hunyinzvi hwenyu pakuenzanisa ,big up mambo ndodavo pokugara mudunhu renyu chivanhu chichirimo,❤❤❤❤❤King Solomon

  • @mazvitamazvita1333
    @mazvitamazvita1333 25 дней назад

    Very True zvitupa zvakangotoreswana kufamily kwedu zvitoriko

  • @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
    @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp Месяц назад

    Karanganda and Ba Tapis thanks for ur well done job muri kushanda basa hombe waiyepo ereeeee

  • @user-bp9pg9xs1s
    @user-bp9pg9xs1s 29 дней назад +1

    Ku Mozambique zvinhu zvake zvinoendeswa paguva rake zvopararira ipapo,ndakazviona Chimoyo cemetery,mbuya mune moyo murefu chivanhu munochiziva

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Месяц назад +1

    IGWEEEEEEEE zhadabu wasiya mwana zhadabu wasiya mwana ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Igweeeeee Igweeeeeeee Igweeeeee ❤❤❤

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад

    Thank you Mambo.

  • @briannauruma2015
    @briannauruma2015 Месяц назад +2

    Wise words from mambo Mutasa

  • @user-jb4xq3zg5z
    @user-jb4xq3zg5z Месяц назад +3

    Shumba munogona kutonga Ndinoitirwa zvakanaka nekutonga kwenyu.

  • @user-bh7rs3tl3c
    @user-bh7rs3tl3c Месяц назад

    ❤❤❤❤Mambo Mambo sando dzenyu mandipa lesson kuvana vedu

  • @user-yy2rm9hy9z
    @user-yy2rm9hy9z Месяц назад

    Tava pano karanganda woye watching frm Masvingo

  • @tsimaso
    @tsimaso Месяц назад

    Karanganda, you are the best ❤️

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад +1

    Ba Taps gadziŕirai Çhief Mutasa account. It's good to share revenue, vasazoitwa zvekuzoudzwa nevamwe.

  • @LovelyDarts-ic1fi
    @LovelyDarts-ic1fi Месяц назад

    Tawapo pa Mambo Mutasa thnx karanganda ❤ keep it up baba taps don't forget us please

  • @vunganaimapakame3072
    @vunganaimapakame3072 Месяц назад +1

    1 mambo anoziva kugadzirisa nyaya nekutonga neruzivo chairwo

  • @user-tf3qc5id5t
    @user-tf3qc5id5t Месяц назад +1

    Imba nemota mbiri😂😂😂😂😂

  • @melodymahlatini3378
    @melodymahlatini3378 Месяц назад +1

    Haaa nhasi chief vanesu vanhu kadzi ayehwa tatora manotes 😅

  • @user-de9vu8up8k
    @user-de9vu8up8k Месяц назад +1

    Mambo munoziva handina remuromo tirikuno kubuhera hakuna vanamambo vanogona kudai munogona mambo

  • @user-un6yj2ew8f
    @user-un6yj2ew8f Месяц назад +3

    Musandione kunonoka ndanga ndichiuya, Ndavepo pano

  • @maguramagura5335
    @maguramagura5335 Месяц назад

    Big up chief munogona

  • @DrKays
    @DrKays Месяц назад +1

    'Musahure vana' in the words of NaPhiri mukadzi wekatsambarapfuta kekuDNA show😂😂

  • @fadzaitaderera3929
    @fadzaitaderera3929 Месяц назад +1

    ko moms vaigonzi ndiri muroorwawo kunge imi sei vari landlord

    • @roniamukonda5520
      @roniamukonda5520 Месяц назад

      Maybe wanga wachida kti ndiri mutorwawo sewe

  • @morenmanhombori4800
    @morenmanhombori4800 23 дня назад

    Chokwadi ichocho isu kwedu tina Manhombori Maretawona na Mutungwe tese tiri one family

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x Месяц назад +1

    Kkkk hanzi dai mkomana wekufa akasiya imba nemota mbiri maiitasei kkk.

  • @pilymukarati
    @pilymukarati Месяц назад

    Please tell the chief I love him

  • @medina3002
    @medina3002 Месяц назад +2

    Kune nge kusina zviriko dai kune zviriko tisina kumboungana pano

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Месяц назад +1

    The twins didn't like each other. It happens with twins. This brother doesn't want trouble. If they cut off ties, he really can't collect? The mother's family should collect the items.

  • @matildamatare1415
    @matildamatare1415 Месяц назад

    Chief Mutasa to the people ❤❤

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 Месяц назад +2

    Aaah imi mambo tisiyeyi tizvare hedu mwana chipo chinobva kuna mwari

  • @patrickmusekiwa6683
    @patrickmusekiwa6683 Месяц назад

    What a lesson vanhu havangotorwe kugara navo

  • @giftmaoneni1204
    @giftmaoneni1204 Месяц назад

    Ipaiwo secretary table

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 Месяц назад +1

    Ngavasape vanhu mutoro

  • @ruvahmukura8551
    @ruvahmukura8551 Месяц назад

    Good one Chief

  • @tanakamapindu9310
    @tanakamapindu9310 Месяц назад

    Chief Mutasa vane wisdom yandinofarira

  • @WellingtonBudzi
    @WellingtonBudzi Месяц назад

    Varairei Mambo

  • @user-lw9fq6kv2j
    @user-lw9fq6kv2j Месяц назад

    Haa chief mune moyo munyoro lkkkkk iri ibenzi ramurikutaura naro instead yekuti angotaura kune dzimwe hama avekutaura ngano

  • @pedzisaimapfuti
    @pedzisaimapfuti Месяц назад

    Thanks for sharing but cameraman umh no make sure

  • @user-jg2vh2ir2c
    @user-jg2vh2ir2c Месяц назад +2

    Ndasvika,ndaneta nekumhanya 😂😂😂😂😂

  • @rudomadzivire2512
    @rudomadzivire2512 Месяц назад

    Amen fara hako asi usabarira vana nhamo

  • @mandishorasaruchera6307
    @mandishorasaruchera6307 Месяц назад

    Baba vangu shumba mutasa wakachekwa zuwa rikaora 😢😢😢 munhu wepi asingaziwi pakawigwa Mai 😢😢

  • @xmanrivers
    @xmanrivers 8 дней назад

    Chief awa is the chief of chiefs full stop

  • @user-su9sf7rn7e
    @user-su9sf7rn7e Месяц назад

    Wise chief

  • @AdmiringCakeSlice-jr1bf
    @AdmiringCakeSlice-jr1bf Месяц назад

    Monday inosindibhowa zvekut ndonzwa kunge ndrikushandira mahara kkkkkkkkkkk bt ya nhas Ba Taps maidira sugar ...thank u so much

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 Месяц назад

    Ehoo

  • @it3788
    @it3788 Месяц назад

    Sure mambo back ground checkto lodgers😮

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 Месяц назад +1

    Mambo udzaiwo varume vachengetedzewo vakadzi vavo . Apana munhu anoramba zvakana in marriage. Varume ngava chengete mhuri dzawo

  • @businkala2554
    @businkala2554 17 дней назад

    Hakuna shamhu here muchapure dhara yerusikipa rhwe blue kani dofo can't help himself and he's full of disrespect

  • @tsitsigobakavhukatemaextre143
    @tsitsigobakavhukatemaextre143 Месяц назад

    Regai nditodzingewo ana Penzura ari kumba kwangu ndadzidza

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 Месяц назад +1

    Mambo vataura one word rakakosha , zhadabhu apa zhadabhu farai asi musasiye vana , kutambudza vana uku kuita game park mumba one 😂😂

  • @user-ps6gx3tq1e
    @user-ps6gx3tq1e Месяц назад

    Chokwadi Shumba brother yangu inonzi Ziteya inin ndiri Mutasa

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d Месяц назад

    Inga parikutaurwa nyaya yevanhu vanga vatochembera

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 Месяц назад +1

    Mirai mirai aaaaaaa a aa

  • @mercymungombe4102
    @mercymungombe4102 Месяц назад +1

    First

  • @kervinmutasa9493
    @kervinmutasa9493 Месяц назад +1

    Zviripachena izvi

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Месяц назад +1

    Mota mbiri ne imba zviripi hapashaiwe ndichokwadi wena kkkkkķkkkkkkk vanhu tisadaro wena

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад

    Hanzi ngavatozviita mangwana kkk

  • @user-mm4vt9ez8b
    @user-mm4vt9ez8b Месяц назад

    Nhumbi ngadziendeswe kumadzisekuru

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Месяц назад

    Eish. Dzimwe mhuri dzakaoma hadzo

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Месяц назад

    Kkkkk shadabu shadabu hayaaaa

  • @mphonyanguru8660
    @mphonyanguru8660 Месяц назад

    Tanga tasuwa dare iri .keep it up

  • @user-mg8ec3vv2y
    @user-mg8ec3vv2y Месяц назад

    Iye wainzi Penzura 😅

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад

    Zhadabu, 😂😂😂😂😂 Mambo Mutasa.

  • @amosgonye2085
    @amosgonye2085 Месяц назад

    Binga Guru ❤

  • @michaelgweru6871
    @michaelgweru6871 Месяц назад

    Chief Mutasa is the best

  • @lindagwarega5901
    @lindagwarega5901 Месяц назад

    This chief is the only chief that's supposed to be chiefing in Zimbabwe😂😂he is not like all those greed chiefs🚮🚮🚮

  • @princemushayi8836
    @princemushayi8836 Месяц назад

    Thanks chief on my side we have different surnames but we're together just to save the situation, my mother and my father they do have different surnames and i have to go and sign so that they can take passport's, including my aunt's same father same mother but different surnames

  • @DrKays
    @DrKays Месяц назад

    Wakadzi musazhadaburaa🙈. A very big lesson to us women.

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 Месяц назад

      Mmmmm the word kuzhadabura 😮

    • @DrKays
      @DrKays Месяц назад

      @@mollineshato8442 derived verb from nyaudzosingwi yokuti zhadabuzve🫣🙈

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Месяц назад

    Nhasi dare iri rakanyatsoterama harina dis order ba

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 Месяц назад

    Izwai bambo in chiefs voice

  • @rambertgezera9224
    @rambertgezera9224 Месяц назад

    Mudhara imhata uyo yooo kurrmba mwana wamai vako

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад

    Dare ndinorifarira iri. Munogona imi. Haaa ndapa kutenda hangu.

  • @solomonsolo6692
    @solomonsolo6692 Месяц назад

    Morning 🌄

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 Месяц назад

    Bambo ava vanenge ndivo vakadzinga mai nema twins pamba

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 Месяц назад

    Hanzi namambo regai kuzhadabura pese pese kkkkkkk

  • @DRRZOE09
    @DRRZOE09 29 дней назад

    Kana kwedu zviriko we have 3 surnames

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 Месяц назад

    Chief babaavo vanogona variyo varikutokonzeresa kufa kwamai nematwins

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 Месяц назад +3

    Nyaya iripo ndeyekuti uyu haadi zvinhu coz mukomana aidiwa namai

  • @essymadziwa-yq2bs
    @essymadziwa-yq2bs Месяц назад

    Kkkk zhandabu zvandabhu bvuuuuu

  • @DRRZOE09
    @DRRZOE09 29 дней назад +1

    Twins need to be seperated ku church or chivanhu

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 Месяц назад

    Yaaaa uyo akatsamwa ndoosaka asiri kuda nezvazvo
    Anenge ari right hake asi

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 Месяц назад

    Zhadabu wasiya vana zhadabu wasiya mwana apo zhadabu wasiya vana

  • @user-tf3qc5id5t
    @user-tf3qc5id5t Месяц назад

    😂😂😂😂zhadabuu nekusiya mwana

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw Месяц назад

    Ngavatore zvinhu zvavo

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw Месяц назад

    Chife mune hasha kkkkkkkkkkkk kungodya bota pese pese