To watch the Video with the interview from a Zinatha secretary general saying Sekuru Kafera is not a member of Zinatha ruclips.net/video/XSFr9R1nzZ8/видео.htmlsi=rAyZEUQpEGQq6wzQ
Today I believe for sure kuti Ginimbi akaromba kwaKafera. All these people die only by car accident. Hakuna hard work Ginimbi put into this life. Kuromba chete.
Apa Kapfera is talking truth. When he first appeared a few years ago, he showed his papers. Some Zinatha administrators are cons and they robbed so many naive people under the name Zinatha. I only realised a few years ago they are not the only registration organisation for traditional healers. It was a credible organisation until Chabvunduka left then it went downhill. Talking from personal experience they took alot of money from ppl by claiming they too are healers or herbalists. Takabirwa mari. Don't blame Kapfera for ppl's individual decisions.
Uyo Ginimbi akaromba,heeee Ginimbi aiva nemari haaaaa what what apa munhu akaromba hake😂😂😂😂😂😂.Kwasara wana Java netumwe tusina basa tunongobwobwodeka zvisina basa-guys vanhu warikutomba especially muZimbabwe.Kuvana sikana wangu please musachive mari asi ida munhu wako ndzvaari kwete mari.
@@Wairasamfana4019 people are in denial because they hero worship these mushroomed celebrities, prophets & pastors. I can imagine those who have been putting on Magaya bands, water , oils. Haa kufamba, kuzora nekugeza nezvabva kumakuva 😂😂😂😂
Haa hazviite izvi apa vanoramba vachiti hazvina ropa asi zvine ropa izvi from what he is saying . Ginimbi na sisi vake vakadonhedzwa navo ,brother yake namai vake vakafa futi zvisina tsarukano,Nelia dai atoenda kunoudzwa zvekuita nekuti nyaya yacho haina kupera. Baba vaGinimbi vakataura kuti vaisada mari yake nekuti havainzwisise
If I understood well, mkuru haagare nezvekuromba,anotogadzira,,so please refrain from things zvisinga garwe nazvo , even nen'anga haigari nazvo,work hard people
Dziri loaded vane data base rombayi mega do it owner's risk. Tikavhura book ravo tinoonerera ma customer avo. Sekuru Kafera goes straight to the point havatenderere vanorevesa
1) pandinoenda kumakuva ndivamoneredza nyoka munenge musipo. 2) Ginimbi kana akaromba , auntie Zodzwa vari papi? Hanzi she is a business woman imika? Itai mushe!! 3) musapihwe pressure hama hamuziwe kunobva mari idzi. 4) This explains why Ginimbi & Zodwa never had a child. Mhiko dzehurombwa!!
@ haa Ginimbi was young lol. We watched Ginimbi white parties achiiita chingochani . Dzaive mhiko idzo dzehurombwa. If you listen carefully when Kafera was answering question about Ginimbi “ zvimwe hatitaure it’s secret “ it’s deep . Zodwa has one child & Ginimbi had one which they both had before they got to know each & involved muhurombwa. The time they lived together she was not old not to have a child . Yes we might try to hide behind choices as much as people have come with statements to dismiss hurombwa hwaGinimbi. But truth has its ways of coming out. Boom Kafera achibvondora, those who gave explanation of his accumulated unexplained wealth are left with egg on their face. Kafera said “ Mukoma takashanda tese lwenguva yakareba ….”.. Atopedza zvake. Kungoti vana vembwa havasvinure ZUVA rimwe Chete. But those who understand these statements would know..
There is one South African Gogo Manzini - he explains how they do it very informative and interesting. He even explains about how MEN OF GOD uses pig spirit and do as i say spirit in churches.
Sekuru Kafera, ndivo vekutanga kupinda muZinatha kuchina vana Dr Chavhunduka, saka apa chidhindo vanacho asi mitemo yakazochinja kuti gore negore munhu anofanirwa kuregister.
Zinatha yeiko vana vasatan ava vese if satan cust out satan he's dividing his kingdom Jesus Christ is e only way the truth n e life matateguru akatadza kunamata aakuda host yekugara nekuti mweya yao irikudzungaira muspiritual realm there is the only one spirit Which is e spirit of God almighty zvimwe zvese kutsvaga mari,power nekucapture masouls avanhu just because they don't know e power n love God sercrifice for them that is e name of our Lord Jesus Christ of Nazareth believe it or not dai vadzimu vaitaura chikwadi waikuudzai kut siyai zvose zvekare zvakapfuura teedzai nzira yemwanakomana in truth n spirit.the bible says we don't wrestle against blood n flesh bt by e powers, principalities, spiritual weskednesses in e heavenly places n e rulers of darkness of this world those are presidents, government officials allowing evil to happen in our nations satan haana chemahara chaanokupa shem
Sekuru Kafera vandinakidza pakutaura nhau yaGinimbi kabisira. 😂😂😂😂😂 I suspected kuti hmmm mari yekubudira dikita you don’t spend it like that while your own parents look so impoverished comparative to you. Also mavambo acho are a bit shady and movanda nema gas stations kuti that’s where you get all this money 😅 Hanzi na Sekuru Akafera hama dzevanenge vazoona tsaona musandinetse cos paanga achimonerwa nenyoka mumasango menge muriko here? Vati zvekare Kune vanoda mari huyai ndikurombesei asi mukasabhadhara munorangwa nezvinhu zvavo. Imhosva yaani kana maramba kubhadhara chikwereti? Sekuru is a keen record keeper. So beware you customers kuti one day is one day and tichakuzivai zvedu. Vamwe tokuzivai zvedu but Sekuru will validate 😅 Asi munenge manyipuka henyu saka yekusvoda musaityira cos ipapo munenge marova marata. Ehe sekuru Kafera is holding your secrets, for now.
I think sekuru Kafera was a member but didn't keep up with his yearly subscription,and perhaps just needs to re-new his subscription with Zinatha kuti nyaya ye registration igadzirwe once and for all.😊
Zvirikuratidza kutii maasociation akawanda. Zinata haiisiriyo yoga. Probably my subscription akadhura plus politics within leadership munana Zinata just like any organisation
@oliviachikanda6634 💯,I think you have a very good point coz ma association acho awanda kunge ma opposition party munyika,and now a lot of people are opportunists,and kule vanogona kunge vakato vharwawo mari kune association yavaimbo bhadhara coz chidhindo looks just as good as the authentic one and yes I know people are capable of making anything look as authentic as the real or original thing these days coz even government letterheads are available for the right price even a letter signed by H.E.Vakuru,if you want it I'm sure you can get it for the right price and I hope kule and Eddie's family can come to an amicable solution given that it's not the remaining family members that went to seek out the services of kule be it kuromba or rimwe dambudziko,but whatever happened rato dambudziko rapinda mumusha and needs to be resolved properly without further loss of life.Eddy and Shylet are gone so nothing much they can do besides the living family members
Problem pazvinhu zvose chijira chavanofuka icho n'anga dzose idzi,,,hapana nyika inochifuka ine undustry ne currency iri viable.....We are suffering mweya wengozi ,,vachena vachinokora pfuma yenyika ava vachikuza makona nehuroyi chete
Sekuru ava havanyepi munhu ndiye anoenda ega kunotora mushonga kana zvaipa vanhu vakutukirira dai senyika kana usina kusimba hana ko kungosiya zvunhu zvevaridzi😊
😢😢😢But what we want akusi kurwa Asi kugadzirisa pasiri right atikuni kufushira Gomba nekuchera rimwe azvireve chinhu at all chatiri kuda kuti vanhu tigarisane zvakanaka saka togarisana Cy kana tichirombesa vamwe vamwe vachizofa we need to preach unity and love ❤❤❤❤❤
@@AfricatoAfricans-i9q Haaa kuti kudaro here? I think as people we make choices. Saka if you make a choice of being a lazy bum woda quick money it’s your fault and the risk is on you. Just remember in life there is the good and the bad. We all live with temptation around us. It’s you to make wise choices. Kana muchiverenga Bible, temptation has been present from the days of Adam. Jesus Christ was tempted at least twice. Temptation comes around looking so sweet and tasty. Hurombwa is temptation coming to you to make you filthy rich. Currently Zimbabwe is a playground cos people need money of which most chose not to work for it.
But kana wafa wakaromba...covenant dzacho dzinenge dzine issues Plus pakuromba zvinenge operations zhinji dzinoitwa using dead spirits...Complicated issues
Ko imi ve slymedia sei musingaende kunovhunza the minister kana ku ministry yacho inoona nezve tradional healers ikupei chokwadi chaicho maererano ne ma organisations anekodzero dzekupa magwara kun'anga. Which one are the legal entities which ones are not?!! Without proper guidelines the jungle laws will prevail!!
To watch the Video with the interview from a Zinatha secretary general saying Sekuru Kafera is not a member of Zinatha
ruclips.net/video/XSFr9R1nzZ8/видео.htmlsi=rAyZEUQpEGQq6wzQ
Kafera is straight forward romba at your own risk
FACT
Nyaya yaGinimbi make it a separate episode on its own @Sly Media. Haaaa mungatokohwa pakuru kana sekuru Kafera vakapatsanura this Genius conundrum 😅
Kana wanzwa panzi "tisu ana satan wacho" naSekuru Kafera isa like pano
😂😂😂😂
Hanzi ndinoenda kuchurch kunonamata kuna mwari kuti vandikomborere kuti basa rangu riende mberi, handinotuki Satan sezvo isu tichinzi maSatan acho....LOL
And Satan anoziva kuti Mwari mukuru and fti haaa vajekesa sekuru
Today I believe for sure kuti Ginimbi akaromba kwaKafera. All these people die only by car accident. Hakuna hard work Ginimbi put into this life. Kuromba chete.
😂😂😂haa shuwa nezera rake riya nezvaive anazvo hazvipindirane
I knew it
Make sense
Shuwa ipapo aunyepe ichabuda hayo nyaya yacho
😂😂😂hanzi anosiya vana
Sekuru ava vanofanira kudzingwa muZimbabwe vanoitira un'anga hwavo kuMalawi.
Pafeya, sei vasingaitire zvinhu zvavo kunyika kwavo
I like Sekuru Kafera he talks straight to the point. Unoita at your own risk.
I love sekuru kafera he is a comedian
Apa Kapfera is talking truth. When he first appeared a few years ago, he showed his papers. Some Zinatha administrators are cons and they robbed so many naive people under the name Zinatha. I only realised a few years ago they are not the only registration organisation for traditional healers. It was a credible organisation until Chabvunduka left then it went downhill. Talking from personal experience they took alot of money from ppl by claiming they too are healers or herbalists. Takabirwa mari. Don't blame Kapfera for ppl's individual decisions.
Uyo Ginimbi akaromba,heeee Ginimbi aiva nemari haaaaa what what apa munhu akaromba hake😂😂😂😂😂😂.Kwasara wana Java netumwe tusina basa tunongobwobwodeka zvisina basa-guys vanhu warikutomba especially muZimbabwe.Kuvana sikana wangu please musachive mari asi ida munhu wako ndzvaari kwete mari.
@@Wairasamfana4019 people are in denial because they hero worship these mushroomed celebrities, prophets & pastors. I can imagine those who have been putting on Magaya bands, water , oils. Haa kufamba, kuzora nekugeza nezvabva kumakuva 😂😂😂😂
Udzai vanhu mudhara
Ndosaka aimwaya mari mumastreets ndozvinoiita mari yekuromba ginimbi zvaiitooneka
Guys endai henyu mega kun'anga ini hangu nhoooh🙌
Kkk
Haa hazviite izvi apa vanoramba vachiti hazvina ropa asi zvine ropa izvi from what he is saying .
Ginimbi na sisi vake vakadonhedzwa navo ,brother yake namai vake vakafa futi zvisina tsarukano,Nelia dai atoenda kunoudzwa zvekuita nekuti nyaya yacho haina kupera.
Baba vaGinimbi vakataura kuti vaisada mari yake nekuti havainzwisise
If I understood well, mkuru haagare nezvekuromba,anotogadzira,,so please refrain from things zvisinga garwe nazvo , even nen'anga haigari nazvo,work hard people
Anozviva kuty zvinonetsa hazvigarike nazvo , anogadzira per order 😂😂😂
And Vana vavo vanotoshandawo 😅😅havanà
Dziri loaded vane data base rombayi mega do it owner's risk. Tikavhura book ravo tinoonerera ma customer avo. Sekuru Kafera goes straight to the point havatenderere vanorevesa
vema church ekuunganidza vanhu mavanzwawo vanoyenda kunopihwa simba vapanzwawo isai like pano ndakambo zvitaura ini kuti kumwe kuunganirwa i satanism chete
Profet miracle ndakasangana navo kwakafera ndangandaienda kunoisa lock mukadzi wangu
@ChipoMpofu-hl2ll uri kutaura chokwadi here ndavhunduka zvamunowona
Thats why midzimu yamadzisekuru edu isisadzoke they are used nevatorwa
Ngavarwise vadzimu ava,vatirasa chaizvo 😢
😂😂😂
Gaya Vadzimu vedu varikutoitisa vatorwa Mari 😂 kudokanda bute pasi kudira doro nhamo inongoramba yakakusona imajeni 🤔🤔
Mudzimu madhende 😂vanenge vakafuratidzwa
Mudzimu hautorwe ,ungatouvara kana urimunhu anegodo n hazvisi easy futy . Hakuna munhu anodeketera mudzimu wekwedu iye asiri wedzinzwa rangu . Hazvisande , ukaudonza unokubaya ,
1) pandinoenda kumakuva ndivamoneredza nyoka munenge musipo.
2) Ginimbi kana akaromba , auntie Zodzwa vari papi? Hanzi she is a business woman imika? Itai mushe!!
3) musapihwe pressure hama hamuziwe kunobva mari idzi.
4) This explains why Ginimbi & Zodwa never had a child. Mhiko dzehurombwa!!
Zviri zvekusazvarisana it's a choice...
Zodwa angaagara ane vana and way older than Ginimbi...Hapazi pose panovata vanhu panongoda kubudiswa musoro 😅
@@rejoicechishoka4463 ukaromba une mwana zvakwana kana usinawo hauchaite.
@ haa Ginimbi was young lol. We watched Ginimbi white parties achiiita chingochani . Dzaive mhiko idzo dzehurombwa. If you listen carefully when Kafera was answering question about Ginimbi “ zvimwe hatitaure it’s secret “ it’s deep . Zodwa has one child & Ginimbi had one which they both had before they got to know each & involved muhurombwa. The time they lived together she was not old not to have a child . Yes we might try to hide behind choices as much as people have come with statements to dismiss hurombwa hwaGinimbi. But truth has its ways of coming out. Boom Kafera achibvondora, those who gave explanation of his accumulated unexplained wealth are left with egg on their face. Kafera said “ Mukoma takashanda tese lwenguva yakareba ….”.. Atopedza zvake. Kungoti vana vembwa havasvinure ZUVA rimwe Chete. But those who understand these statements would know..
@@truthhurts4100 taura hako. Kungoti vanhu vanoda kunyepera kuzungaira . Ndosaka Kafera awapedzera kuti “ pandinoenda kumakuva nehama dzenyu dzichitii musazotaura, tichivamonera nyoka munenge muripo here.. ?) . Mudhara apedza masports kune vanoda kupa tuma explanations 😂😂😂
@@StellaBanda-u8v apa wanyepa Ginimbi anga asina mwana
Ndinotaura zita neropa ramambo Jesu pamudoro pehupenyu hwemunhu wese arikuona video iyi achiverenga comment iyi. Ndinokufukidza neropa raJesu satani haana simba pamusoro pehupenyu hwako.
Ndinoraira satanism irimuvidio iyi kuti iparadzwe neropa raJesu ropa rinoera 🙏🙏🙏
Hatide ropa rema Judha hatisi varoi
@mbizi4573 masatanist haambofi akarida nokuti anotsva naro
There is one South African Gogo Manzini - he explains how they do it very informative and interesting.
He even explains about how MEN OF GOD uses pig spirit and do as i say spirit in churches.
Smile yakafera yakanyanya
He is handsome kare kwake aitova akatonyanya ndofunga
😂😂😂😂 haa sekuru Havana secret kana Paine akateerera wakamboindako haa wabatira ura mumaoko kutya kufumurwa😂😂
Vane secret ginimbi akafa hazvichina basa
😂😂😂😂😂 Vakadya chifumuro and vanhu vachafumurwa
😂😂😂😂😂😂😂
Haa secret vanayo vakutaura now Ginimbi wacho akafa kare mazuva aitaura vanhu kut Ginimbi akaromba afa wat wat sekuru never said anything he was quite
@@enitatrust6933 I think kana customer yacho ikafa their shenanigans are not a secret no more na Sekuru Kafera 🤭
Hallo Sekuru Kafera 👏👏
Ndiri Bwino👏👏
kana achibata mishonga chaiyo ngaauraye vanonyepera kuti tisu sekuru kafera
Sekuru Kafera, ndivo vekutanga kupinda muZinatha kuchina vana Dr Chavhunduka, saka apa chidhindo vanacho asi mitemo yakazochinja kuti gore negore munhu anofanirwa kuregister.
Mdhara kafera ari right . Arikuti huyai murombe at your own risk. Dzimwe n'anga dzinoti hadzirombese asi vachita same madhiri.
FACT
YaGinimbi please please please 👏👏👏👏👏👏
Zinatha yeiko vana vasatan ava vese if satan cust out satan he's dividing his kingdom Jesus Christ is e only way the truth n e life matateguru akatadza kunamata aakuda host yekugara nekuti mweya yao irikudzungaira muspiritual realm there is the only one spirit Which is e spirit of God almighty zvimwe zvese kutsvaga mari,power nekucapture masouls avanhu just because they don't know e power n love God sercrifice for them that is e name of our Lord Jesus Christ of Nazareth believe it or not dai vadzimu vaitaura chikwadi waikuudzai kut siyai zvose zvekare zvakapfuura teedzai nzira yemwanakomana in truth n spirit.the bible says we don't wrestle against blood n flesh bt by e powers, principalities, spiritual weskednesses in e heavenly places n e rulers of darkness of this world those are presidents, government officials allowing evil to happen in our nations satan haana chemahara chaanokupa shem
@lindiwe dacoll raqo sataure zvausingazive
Kuenda kun'anga is at your own risk. Kasekuru aka ndi satani ari munhu.
😅ada kuti nditore license kumba kwa mai vake here ?
Sly media dayi ichitoita 1 hour chaiyo
Sekuru Kafera to the world
Well done sokositina basa renyu unoriginal mibvunzo yamunobvunza ndo yatinenge tinayo sevatereri ve TV yedu Ye Sly
I like this Sekuru
Ndopataiti Ginimbi akaromba vanhu vachiti akazvishandira mari yake. Hezvoka izvo
Hanzi kan'anga kakati handina ma particulars😂
Kkkkkkkkkkk
Sekuru Kafera vandinakidza pakutaura nhau yaGinimbi kabisira. 😂😂😂😂😂 I suspected kuti hmmm mari yekubudira dikita you don’t spend it like that while your own parents look so impoverished comparative to you. Also mavambo acho are a bit shady and movanda nema gas stations kuti that’s where you get all this money 😅 Hanzi na Sekuru Akafera hama dzevanenge vazoona tsaona musandinetse cos paanga achimonerwa nenyoka mumasango menge muriko here? Vati zvekare Kune vanoda mari huyai ndikurombesei asi mukasabhadhara munorangwa nezvinhu zvavo. Imhosva yaani kana maramba kubhadhara chikwereti? Sekuru is a keen record keeper. So beware you customers kuti one day is one day and tichakuzivai zvedu. Vamwe tokuzivai zvedu but Sekuru will validate 😅 Asi munenge manyipuka henyu saka yekusvoda musaityira cos ipapo munenge marova marata. Ehe sekuru Kafera is holding your secrets, for now.
Matauriro anoita sekuru anonakidza 😂😂😂😂and hez straight frwd hanzi huyai mega at own risk
Itsotsi iro
Apa vachitaura horror zvavo😂😂😂
@@muchenyuradorcas4538 kuvhunditsira
@@chingombedariesharisi Tsotsi nekuti anotaura kuti anorombesa arikuteura pachena basa rake
@netsaiduri5439 marketing strategy ginimbi hanambova client yake uchakakotsira why achingotaura vanhu vakafa hanzi sisi va ginimbi vakafa vanoziva machiraa ginimbi
Tamirira episode yavanenge vasvika zvavo kuZINATHA uku Mkuru Kafera😂😂😂😂😂varembera moyo seni kiss my comment
Mweya watateguru vangu wakaenda na sekuru Kafela😂😂😂😂😂😂 ... Ndosaka ndisina mari this life no balance
Shuwa
Muface uya ngatambire Kure naSekuru
Taura hko
Sekuru kafera u supper gud
I hope hapazorwisaniswe vanachiremba panyaya idzi.
Sekuru ava havana secret shemmmm kkkkkk I like him
He sends his message straight forward
Gininbi akafa akatadza papi tell us aka makuhwa tinoadaka isu toda kunzwa 🤣🦻🏼👂🏼😭
Hanzi wakafa wakazorora,vanozorora sei iwo warikunzi handei kubasa motitsvagira mari-bhaibheri please titsanangurireiwo mutibudire pachena please 😮😮😮😮😮😮😮😮😮.Imagine munhu kana saromba unenge uchishandirwa nemunhu akafa yuwi
Chikwambo mweya wemunhu afaka unopambwa
@@Wairasamfana4019 I also think haasi munhu wese anofa then mweya wake woshandiswa. Some souls you can’t touch that.
😢musatizire Kuma church muchiti makunamata rovai makuva enyu please
@@branbran9129sezvirikudakunoitwa nakafera kumakuva uko varikudakunopamba mweya yevanhu
It's the buda uonekwe nevanhu for me😊
I think sekuru Kafera was a member but didn't keep up with his yearly subscription,and perhaps just needs to re-new his subscription with Zinatha kuti nyaya ye registration igadzirwe once and for all.😊
Sekuru vakutoda zveku menya munhu. Zve subscription ndezvimwe😂
Zvirikuratidza kutii maasociation akawanda. Zinata haiisiriyo yoga.
Probably my subscription akadhura plus politics within leadership munana Zinata just like any organisation
@oliviachikanda6634 💯,I think you have a very good point coz ma association acho awanda kunge ma opposition party munyika,and now a lot of people are opportunists,and kule vanogona kunge vakato vharwawo mari kune association yavaimbo bhadhara coz chidhindo looks just as good as the authentic one and yes I know people are capable of making anything look as authentic as the real or original thing these days coz even government letterheads are available for the right price even a letter signed by H.E.Vakuru,if you want it I'm sure you can get it for the right price and I hope kule and Eddie's family can come to an amicable solution given that it's not the remaining family members that went to seek out the services of kule be it kuromba or rimwe dambudziko,but whatever happened rato dambudziko rapinda mumusha and needs to be resolved properly without further loss of life.Eddy and Shylet are gone so nothing much they can do besides the living family members
Iro bhuku ra Sekuru rikavhurwa tinoonerera 😂😂😂
Vamwe nzeve dzarembera maziso azvimba kuno😂😂😂😂
I like this old man
Baba vaamai vangu
Guys kuromba kwakashata unongoita mari for short time tarisai Ginibi ndipoo paunofanire kudzidza kti kuromba kwakashata
Wofa woisiya futi Mari ycho Haa zvakaoma
Haa uya anga akaromba hake zvino mhuri yakupera.
Zvese zvaaiita zvaioneka kuti haaiti clean money, mabira,kusaita mwana,kusaroora ,Haa zvakaoma.
Pane paakakanganisa mhiko.
Ndashama kuti sisi vacho vaitoendawo kwa sekuru ava unless kana ndatadza kunzwa
Iyo inyokq here yabakabata here
Sekuru Kafera straight hanzi zvinhu zvedu ndezvemishonga , saka romba at own risk.
Mudhara uyu anozvitemba
Yayekuratidzana masimba😂😂😂😂
Ndine friend yaka pedzerwa nayo team iyi Musa netsana naye uyu varume munhu akafa ndaka tarisa tarisa
Hazvisi kunzwisisika zvauri kutaura hama
@ZindogaZai1 ndati mudhara uyu anotemba kuti apana zvaanoitwa akasimba pamishonga yake
Saka he is registered fully registered for sure.
Problem pazvinhu zvose chijira chavanofuka icho n'anga dzose idzi,,,hapana nyika inochifuka ine undustry ne currency iri viable.....We are suffering mweya wengozi ,,vachena vachinokora pfuma yenyika ava vachikuza makona nehuroyi chete
Zvanzi mupfana ndinokumenya,ad kana wakasimba uya tionane kkkkkk
😂😂😂😂😂 Clash of the titans
😂😂😂
😅
Gloves are off ,tsvagai ma popcorn tionerere
😅😅😅😅😅😅😅😅😅chabwino
Haaa nyaya dzacho soooo yass
Tateguru Ndudzo❤❤❤❤
Sekuru kafera ndowadira chokwadi chete 😂😂❤
Tag of the titans has started
Amen
ED anoenda ikoko futi achifambira Nyaya Dzake Zve 2030 ,Kuti afire pachigaro
😂😂😂😂😂 tinogona kuita mubvunzo usina anopindura 😂😂 but ngatimbomirei kudero
😂😂😂😂😂😂motiuraya ne stress
Ana Shabangu avodzinga vanhu mabasa vanogadzirika here ..
😂bvunzawo shuwa but sekuru never Zanu manje saka pakaipa.
Dai Mwari mbune va dealer na Tshabangu
Ko inga Sekuru Tasvu vanobata varoyi wani,imi muchiti mutemo wenyika haubvumiri.
Pamutemo chaipo vanopomerwa huroyi vakaenda Kuma courts n'anga nevanopomera vanobatwa nemhosva. Kafira understands the law
Nyaya yaGinimbi pliz itai iri episode yayo yoga nasekuru😅
Ginimbi was a hustler musade kuzvita mbinga inorombesa munonyeba mdara hamuna chokwadi
Vati kukurombesa unofanira kunge unezvaunotengesa so zvino booster business
You didn't know ginimbi at any personal level saka usaite nharo dzisina basa nekuda kuzvifadza
Ginimbi 😮
There is no need to threaten people on social media. That’s overdoing it.
❤
Firstbook yachemwa nayo😅😅
FIRST book mukukanganisaaa please musadaroo😅😅😅
Facebook ndiyo first book
Sekuru ava havanyepi munhu ndiye anoenda ega kunotora mushonga kana zvaipa vanhu vakutukirira dai senyika kana usina kusimba hana ko kungosiya zvunhu zvevaridzi😊
😂😂😂 sokostino kanemakuhwa hanzi dzikisai pana Ginimbi haaaaa ende fut kaa 😂😂😂😂
😢😢😢But what we want akusi kurwa Asi kugadzirisa pasiri right atikuni kufushira Gomba nekuchera rimwe azvireve chinhu at all chatiri kuda kuti vanhu tigarisane zvakanaka saka togarisana Cy kana tichirombesa vamwe vamwe vachizofa we need to preach unity and love ❤❤❤❤❤
@@AfricatoAfricans-i9q Haaa kuti kudaro here? I think as people we make choices. Saka if you make a choice of being a lazy bum woda quick money it’s your fault and the risk is on you. Just remember in life there is the good and the bad. We all live with temptation around us. It’s you to make wise choices. Kana muchiverenga Bible, temptation has been present from the days of Adam. Jesus Christ was tempted at least twice. Temptation comes around looking so sweet and tasty. Hurombwa is temptation coming to you to make you filthy rich. Currently Zimbabwe is a playground cos people need money of which most chose not to work for it.
Kana paine afa vakaromba toda list please timbosekerera nekuseka hedu
First book🤦♀️🤦♀️🙊
Hama dzevanhu munodzitsomereiko sekuru irwai mega nemabiyenyu
Anonyepa uyo anochikidzira vanhu arikuti anesimba kudarika mwari here
Anopenga uyo taura hako ndisatani arikudakunyenga Jesu kt asvore mwari
Vanhu vekuMalawi vanofunga.kuuraya chete
😂😂😂
Haa zvakaoma
Kwete vese zvavo.
Anyway maZimba acho anourayawo😢
Vanoroya or vanorapa ungati kuuraya vanhu kodadisa veduwe nyika ino yakuguma
Apana chisina magumo. Shiri ikazongofa wani
Kutoganza nekuuraya vanhu as if iye haafi 😢😢
Nyaya ya Ginimbi 😂😂😂
😂😂😂😂iyi sekuru ngaingodzingwa kuzim aaah hanzi Buda uonekwe nevanhu😂😂😂😂
Haaa nyaya dzacho dzichazotitangira zvimwe zvekupikisana izvi. Ini ndinorara free kana ndichirara I imimi nezvinhu zvenyu kugara makateerera madziro handifi ndakachiva vanhu vane mazimari asinganwisisiki nemazimota. Muchiti shainira asi muri munhamo 😂hokoyo
The dead are being disrespected kumakuva hakuendwe endwe in our culture yeZimbabwe now i believe the message of Jeff Judah
Kana wakafa usina Jesu. Unoda respect yei. Hauna zororo wangu!
Ngatitsvakei denga zvitinakire mberi bhururu!
But kana wafa wakaromba...covenant dzacho dzinenge dzine issues
Plus pakuromba zvinenge operations zhinji dzinoitwa using dead spirits...Complicated issues
@@SimonChikobvu Exactly
Ndoowarikudzoka kunyepakut trivadzimu vatambura kugehena uko @@SimonChikobvu
Yes true!@@letitiamudzingaidzwa7790
😮munhu haamirii nekty avenge akutadzirakkkkkk
saka sekuru kafera vakati ndinouraya handitambi ndinopweteka vaireva ginimbi
2000 back to sender mmmm😢😢
Sekuru munogona henyu asi pakuzopidigura anonoka apo i love you
Sekuru Kafera kooo chimbovhurai bhuku renyu timboona wamuri kurombesa
😮😮😮achihoro? Hanzi natyte vakatumwa namwari 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ndarionawo vidz
@TammiaTsekeri kkkkk unozotorora wani
Sekuru bhoo zvekuti vanozvitemba 😂😂😂
Woyooooo💪💪
Ini ndakakanyanya 😂😂😂😂😂 sekuru kafela
😮
😂😂😂😂 pressure inouraya vanhu rombai tione
Moral lesson ngatikutsikaneyi nezvatinazvo tisachive life dzevamwe
Kana akasimba ngaasimbe nehama dzake dzose. Ini ndomu menya anosiya vana handidi kutambwa neni 💯🤣🤣🤣
Uno kicker bucket zvedi 😂😂😂😂😂😂
N'anga dzinodada nemasimba adzo 🤠
Mukuremedzei vanhu vakafa sei.vasiyei vazorore aaah
Ko sekuru imbotipai 2 or 3 vapenyu vakaromba
Aaah hokoyo na sekuru kafera hama 5 pakashata
Ko imi ve slymedia sei musingaende kunovhunza the minister kana ku ministry yacho inoona nezve tradional healers ikupei chokwadi chaicho maererano ne ma organisations anekodzero dzekupa magwara kun'anga. Which one are the legal entities which ones are not?!! Without proper guidelines the jungle laws will prevail!!
Noted
You will find kuti minister wacho akatorombeswa na kule, saka chokwadi chaicho hachibude. Sekuru varikuti zvimwe I private saka batisisai ipapo.