4Years Achiita Bonde Musango Nemupurisa Wamambo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 14 янв 2025

Комментарии • 669

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 Год назад +7

    Well done Changamire . Tavengwa murwere wepfungwa

  • @Sue31013
    @Sue31013 Год назад +11

    Nyaya iyi yaida Kwa chief Nyamaropa vanhu Ava vaipedzerwa , chihure chavaiita

    • @nomatamanyanga1967
      @nomatamanyanga1967 Год назад

      Kana kwabushu

    • @Sue31013
      @Sue31013 Год назад

      Yaah Bhushu anogona shame

    • @ANDREWSAMHUNGU
      @ANDREWSAMHUNGU Месяц назад

      How come chief is being writing proceedings of the session as if there is no secretariat

    • @ANDREWSAMHUNGU
      @ANDREWSAMHUNGU Месяц назад

      Mukadzi ngaataure zviri pachena, vaviri ava vakawirirana vese right from the word go.

  • @lisamupfugami5022
    @lisamupfugami5022 Год назад +11

    Mupurisa wamambo aida chief Nyamaropa angadai akubvuraudza kare kare kare watukwa kunzi bhurashiti ibvaapo

    • @tichaonamachona-v8o
      @tichaonamachona-v8o 3 месяца назад

      Yah,na Chief Nyamaropa vanokupedzera.
      Chokwadi vadarw vanoda kuratidza marimba avo,vakaita zvekutamba nyaya haibude pachena

    • @takamirimi2297
      @takamirimi2297 2 месяца назад

      @@tichaonamachona-v8o ainzi sichupeti kkkkk

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Год назад +3

    Munodherera vanhu.Chief mupurisa wenyu anemhosva saka musafunga kuti yapera.A custodian of justice misbehaving!Anoda kumamiswa mupurisa uyu naMambo wacho.Zimbabwe belongs to all its citizens kwete Kuda kumbunyikidza vanhu.

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm Год назад

    Nyorokuzipa kutapira ichibuda hayo yakanuna nesupu nomuto asi kuzogwadza like zvakuitika now

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 Год назад +11

    Zvaida Chigodora izvo😊

  • @muzezuru
    @muzezuru Год назад +6

    Yes mukadzi ipfambu hungu bt mupurisa inhubu iyo huye kakutyisidzira karipo zvokuti madzimai mamwe akapusa like this type akanzi ndiri mupurisa wamambo itondipa bota haubudirire ukaita report vanoguma vabvuma, vanotoda education kwayo.

    • @VictorKundaiRuzvidzo
      @VictorKundaiRuzvidzo 5 месяцев назад

      Kutyiswa hapana apa vakadanana but yave defence chete yekuti dununu remurume ribvume chete

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo Год назад +4

    Mupurisa wamambo aristubborn mutemei nemutongo kuti vamwe vadziidze kubva kwaari

    • @nomatamanyanga1967
      @nomatamanyanga1967 Год назад

      Vanenge varikuzivana nevedare thsts why arikudai hanzi bata uuhm

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa Год назад +4

    Mambo isasikamu uyu ,ngatiendei kwaMambo Bushu kana mambo Nyamaropa

    • @tamimedia9904
      @tamimedia9904 7 месяцев назад

      nyaya ngaiitwe transfer kwa Headman Chigodora

  • @FunTownHQ
    @FunTownHQ Год назад +10

    Mupurisa anotora vakadzi vevanhu anofanira kuitwa example pakutonga....Plus anofanira kudzingwa basa.

    • @GervasGweshe
      @GervasGweshe Год назад +2

      And ataura ega Kuti vakadzi anovada. Ihure rinotemba dare. Anonyenga vakadzi Vevanhu achiziva Kuti hapana zvaanoitwa

  • @PhilipMbauya
    @PhilipMbauya 11 дней назад

    Mabousatunhudze chihure kumasabhuku ako ndikasiya mukadzi wangu pampa hazvineyi nekuti ndadzoka here kanahandina mukadzi ndewangu akatadzi itsotsiiro anobavakadzi vevanhu uyo

  • @katlegommope7862
    @katlegommope7862 Год назад +6

    iye muridzi wemukadzi rinenge beni kuzoti mukadzi wangu ndomuda maudzana nemukadzi kuti ngatiende kwamambo tipiwe mombe

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Год назад

      Hawatirina matyira xha
      Zvinorewei ko xha
      Waizvida iwe uchi sekerera xha ahhh phutseke
      Koo kuridza mhere wani

  • @brightmawoko4600
    @brightmawoko4600 Год назад +17

    Allegations of rape are supposed to be passed to the police. Learn from Headman Chigodora's court 😮😮😮

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko807 Год назад +4

    Yoooo mukadzi wababa ava mupurisa wamambo anonyarira pai nhaimi😢kusakura baba ava xaaa kutora advantage it's not easy kuti munhu kadzi aite zvaitwa namai ava pamberi pevanhu achinyepa .let's hope murume wacho haazomurambe futi after all this shame

  • @Lovemakoto
    @Lovemakoto Год назад +18

    1hour yese muchitenderera nyaya iri pachena xaaaa maiita favor hamuna kutonga zviri fare

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki Год назад +1

    IRI ihure ngarirambwe ridzoke kwarozvarwa nekuti akatonzwawo Kuda uyooo kwaaaa zvinhu zvachoo Sooo heyiii

  • @SarudzaiZishiri
    @SarudzaiZishiri Год назад +1

    Mambo vatadza kutonga apa mupurisa wavo akadanana nemukadzi wemunhu ini ndinoona mupurisa wamambo ane chitsotsi chamambo chaanoziva . Saka mambo vatadza kutonga mupurisa wavo . Ane chirough kudare

  • @dephinemanamike4990
    @dephinemanamike4990 Год назад +2

    Vanhu ava vese na chief wacho I Basa racho rekunyenga vakadzi vevanhu saka vanotoita sekunge varikutonga asi vasiri kutonga vachizivana mabasa avo saka murume aka nyengerwa mkadzi ahahwine

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 Год назад +5

    Chipfunde anoda mambo Nyamaropa. Chief manyama.

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Год назад +3

    Aaaaah 4 years vanhu vachidanana inyaya inoda kutongwa here iyoyo,kahure aka kakachenjeresa kamkadzi apa,plus madhara imi hamugone kutonga dare renyu rinobhowa

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Год назад +19

    Nhasi zvangu sure Baba Ava respect Havana hanzi bata chaipo Mambo uyu mupurisa achapedza vakadzi venyu

    • @makandioneipasipanodya460
      @makandioneipasipanodya460 Год назад +1

      He should be fired from his community policing.

    • @spencergonam9087
      @spencergonam9087 Год назад +1

      mambo aipa mtongo uyu here dai aiva mkadzi wake

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo Год назад

      Ko hanty vanogona vakarambana here mayb vaida kupabatwa kekupedzisira😂😂
      Zvakadhakwa kana mambo vacho havagoni kutonga

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад +1

    Iwe Makope uri dofo, Headman Nyachuru arinani

  • @melodymutsvairo
    @melodymutsvairo Год назад +2

    Nyaya iyi yashaya chimiro nenhau yekuti mukadzi uyu anonyepa .

    • @Marimba440
      @Marimba440 7 месяцев назад

      Worse zvichibva kune umwe munhukadzi kufunga kwako anonyeperei pavarume wose varipo kwakungonhonga iye chete.Anotaura zvakazara sei when you see kuti madhara ayo varikutovhara nyaya kare?How you ask a person akambunyikidzwa kuti tokutsvagira munhu uzviite imagine who does that?Usadaro uri munhukadzi mazirume awo they take advantage of women and that's true.Its very sad vakadzi ngatidzidze kurwirana.

  • @delaanhungwe5433
    @delaanhungwe5433 Год назад +1

    Aah apa paitoda dare Ramapo Chigodora ndovaipedza mascots ese aya .chief ava vaita zvinekakutya mukati vakutoudzwa zvekuita nemunhu akaita mhosva aah

  • @BeaullahGohori
    @BeaullahGohori 6 месяцев назад

    Chief muridhodhi imi hamugoni nyaya imi

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +3

    Ndivo vanodiwa kwabushu mukadzi anobva anzi handidi nzenza munyika mangu pawaifamba kuenda kusango waimanikidzwa futi here pfambi bvisa mombe iwe mukadzi

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa Год назад +19

    😅😅😅😅😅😅zirume rinepenga iri ,kuramba nhema mukadzi haasi kunyepa uyu

  • @petertinashegarira1383
    @petertinashegarira1383 Год назад +8

    Ma qstns mamwe anobvunzwa nevarume vakuru haana kana musoro. Matare enyu ayaaaa 😂😂😂😂

  • @lillianndau1922
    @lillianndau1922 Год назад +7

    Baba ava vanoziva ibenzi remunhu vanoramba zvavanoziva

  • @maggiechiro8125
    @maggiechiro8125 Год назад +6

    Havanyari Varikupedzera Vanhu Nguva😂😂 Havana Respect

  • @lucksondewah3543
    @lucksondewah3543 Год назад

    19min ndipo panoda Tete nemiwono yavo semunhukadzi. Nhasi varipiko?

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Год назад

    Chipfunde anodherera,asvoresa mamwe mapurisa enyu Mambo pamwechete nemi , aaah anoda mboma chipfunde uyu vose namkadzi wacho,chero imi Mambo matadza zvenyu kutonga mhosva iyi,dzidzai kunaBushu, Chigodora &Nyamaropa😅😅😅😅😅

  • @WinWin-x6m
    @WinWin-x6m Год назад +1

    Hezvo 🙌🏾 hanzi itai reenact???? Nyaya dzacho 🤔 shuwa here

  • @InnocentMhedziso-zl7te
    @InnocentMhedziso-zl7te 3 месяца назад

    won’t waste my data watching this chief again 😢

  • @Lovemakoto
    @Lovemakoto Год назад

    Mambo awa iyi dako havagoni kutonga nyaya xaa, ngatore manotes Kuna chief Nyamaropa vanotonga zviri fire

  • @lisamupfugami5022
    @lisamupfugami5022 Год назад

    Nhai imi mambo chokwadi mungatore here 1hr muchitonga nyaya iri pachena kudaro aaaaah musadaro

  • @PreciousMutasa-ws9ve
    @PreciousMutasa-ws9ve Год назад +4

    Kamukadzi kabhishu ako😅😅

  • @JP.Mazorodze
    @JP.Mazorodze Год назад +2

    Ngavaite refer nyaya iyi kuneumwe chief if one of them is involved. chief Bushu or Mutasa would finish this issue in 10 mins

  • @mnicholus
    @mnicholus Год назад +1

    Mambo ava havagoni kutonga havaoni zvinoita vamwe hre tongai zvakanaka kwete kutora side

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Год назад +2

    Mambo Mutasa manicaland
    Rinotopfekedzwa mumusoro kuita hat kusvika dare rapera

  • @melodyzvimba7050
    @melodyzvimba7050 Год назад +1

    Tipei fone number dza mambo avo kana pane anadzo

  • @BeaularMoyo
    @BeaularMoyo Год назад +2

    Mur kuwomesera mkdzi uyu nemuvhunzo imi kuda kurerutsira mupurisa wenyu hr

  • @edgarblessednhokwara9690
    @edgarblessednhokwara9690 Год назад +5

    This is the worst court ever

  • @biatricetengwa7382
    @biatricetengwa7382 Год назад

    Munotonga nyaya musina kumbodzwa anything from arikupomerwa seiko😮

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Год назад +1

    Chipfunde is very rude for nothing bcz mpurisa wa mambo. We want justice chaiyo

  • @missmadas203
    @missmadas203 Год назад +13

    Mapurisa wa mambo uyu is a psychopath. He is sexually abusing this woman in view of the crowd na mambo vakatarisa. Chiii ichochi shuwa. 😢😢

  • @Lovemakoto
    @Lovemakoto Год назад +1

    Aaaaa😮saka murume akakwirirwa mkdz uyu nachipfunde ahana chawana xaaaaa mambo muri dako hamugoni kutonga

  • @NeedmoreMpofu
    @NeedmoreMpofu 6 месяцев назад

    Nyaya haina kutongwa mushe chief vanozivana nemupurisa wavo ngavaende kwachief makoni or chief nyamaropa plz

  • @evansshumba6552
    @evansshumba6552 Год назад +1

    Saka munhu orega kuenda kubasa nekuti mkdz achahura Chief musafevhera mupurusa nekurumbidza chihure

  • @Taff45
    @Taff45 Год назад +20

    The bias shown in this Court on this case is just astonishing. Mamutongerei mudare menyu if you knew you were going to expose yourselves? Mambo hamunyari here nejudgement yenyu asi? 😂😂 What other evidence do you need Chipfunde to present to you to prove his innocence? Clearly he is guilty but you and your panel were trying to protect him all day. You started interogation before plea, zvisati zvakamboitika mudare menyu. You tried by all means to unsettle mukadzi uyo zvikaramba with your line of questioning nemachinda enyu. Kangaroo Courts for real, basa kutora mombe dzavanhu chete

    • @EneressMatenga
      @EneressMatenga Год назад

      Ipapa acharamba achirara nevakadzi vamwe

    • @RuthMupfugami
      @RuthMupfugami Год назад

      Apa mambo uyu atadza kutonga anga ari kuside kwemupurisa wake seyi asina kuti mupurisa uyu abhadhare muridzi wemukadzi cos ayirara nemukadzi wake...uye mupurisa wake anga achiita zvaanoda mudare wachitomusiya but akatadza zviri pachena wandibhowa kana wachitonga nyaya ngawasatore side ...nonsense

    • @MamoyoMugari-mq6yv
      @MamoyoMugari-mq6yv Год назад

      Mupurisa wamambo 😅😅😅

    • @TapiwaTapson-p5b
      @TapiwaTapson-p5b Год назад

      Mambo why chikomba chisina kubvisiswa mombe

    • @williamtasaramutizirwa630
      @williamtasaramutizirwa630 Год назад

      May they are related.. haha muone here kuti pari biased

  • @JamesChivivite
    @JamesChivivite Год назад

    Mambo matongero enyu haana kururama itaiwo moyo unoda vanhu vose saChigodora, musatonga netsvete mupurisa wenyu uyu achakunyengerai wenyu mukadzi imii aaaaah

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Kouyo mupurisa aitendekerei varume vari mberi kudherera uko😮😮

  • @RodwinDeda
    @RodwinDeda Год назад +1

    Mambo uyu haagoni kutonga. The wife is wrong guilty. Chikomba is not guilty. Jure zvaro riri jutsvaga punfutdo together nemurume vake. Mambo ava must be perfect

  • @DoroGonzo
    @DoroGonzo 3 месяца назад +1

    Uyu mkadzi handimuzive uyu uyu ndowandisingazive mjolo uyu so😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @RoseNyabadza
    @RoseNyabadza 10 месяцев назад

    Iyi nyaya yapera zvinobhowa uuu kamwana aka.kahure ngakarambwe

  • @ForwardKafura-k2j
    @ForwardKafura-k2j Год назад +2

    Chief muri mhutter big time

  • @MrLazarus85
    @MrLazarus85 Год назад +2

    What a judgement!!!!! , I used to respect your court but on this case I am 100 % disappointed, why kutongera favor ku Muporisa wenyu, let him compensate Murume uyo

    • @IreneSb-j3g
      @IreneSb-j3g Год назад

      Ishe murikutongera chitororo imwi

    • @IreneSb-j3g
      @IreneSb-j3g Год назад

      Mupurisa wenyu imbwvha yevakadzi vevanhu uyu

  • @Bigfellahbryn
    @Bigfellahbryn 9 дней назад

    Chief uyu haana zvaanogona uyu nyaya idzi ingopai Nyamaropa kana Bushu

  • @EvelynNgombe-c2c
    @EvelynNgombe-c2c Год назад +1

    Mambo tongai mushe imi apa mashaisha

  • @WilliamBanana-l6k
    @WilliamBanana-l6k Год назад +3

    Dna needed on behalf of the child

  • @RodwinDeda
    @RodwinDeda Год назад

    Mukadzi uyu ihure akaringa nemurume vake kuita mari. Kuripiswa nechihure chaakawirirana nemurume vake. Chikomba hachina mhisva. Makore maa aya zvinorevakuti mukadzi uyu akatoronga kare nemurume vake jutsvaga upfumi nechihure munhu oripiswa. Its a deal to make money. Chikomba hachina mhisva. Mukadzi ndeye anemhosva

  • @macprojects5658
    @macprojects5658 Год назад

    Eish tete vangu ndavaona

  • @TakawiraChikaponya
    @TakawiraChikaponya 6 месяцев назад

    Nyaya iyi yaingoda chibaba chief Nyamaropa

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Год назад +2

    Vakadzi next time musahure muripamurume zvinoshoresa ramba murume unohura hako

  • @freemanmapfumo4177
    @freemanmapfumo4177 Год назад +1

    Mambo ma s poes

  • @trymorekopa
    @trymorekopa 6 месяцев назад

    Mambo mambo nnnnnnnnn ma1.

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +1

    Haaa vanhu vane noise ava uuum ndazvtadza hangu🎉🎉

  • @janetneganje9464
    @janetneganje9464 Год назад +1

    Chi court ichi hachina order , noise vanhu vakuru, plus mambo hamugone henyu kutonga siirai vana vadiki

  • @trustzuze
    @trustzuze Год назад

    Haaa iyu chief nyaya dzake handiterere apa ndavhura nemitsake

  • @TsitsiKanojerera-zx6ds
    @TsitsiKanojerera-zx6ds Год назад +3

    Haaaa ndafenda nekuseka,iye mukadzi anga akunogara pasi akabata bhurugwa mumaoko tsveee kudzokera koripfeka,nekuti bata pakakuita pacho😂😂😂😂😂😂

  • @patiencemujuru296
    @patiencemujuru296 Год назад +3

    😂😂😂mukadzi uyu haana kumbobhinywa uyu akaita moment of weekness chaiyo.

    • @MarvellousMuzuva
      @MarvellousMuzuva Год назад

      Dai asina kurwara angadai asina kuudza murume wake nekt hatingati kubhinywa 2yrs apa uchibuda kuyenda kusango aiti arikuenda kupiìi?

    • @patiencemujuru296
      @patiencemujuru296 Год назад

      Nhai henyu haiwa 4years angaakutonakidzwa nechihure

    • @mamoyopee8246
      @mamoyopee8246 Год назад

      Azobvuma kuti handina kubhinywa

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Год назад

      Ki wi yea or kuda hi yea, she was taken advantage of

  • @AnnahTichabaiwa
    @AnnahTichabaiwa 10 месяцев назад +1

    Mwari pindirayi

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde Год назад

    Mpurisa uyu anodheerera ,zviri pachena kt wanhu awa waidanana ,Mpurisa uyu ane experience dzedare and wanoziwana na chief wavo

  • @Earthmerregihmahiya
    @Earthmerregihmahiya Год назад +1

    😢murume uyu aifanira Kuno tongwa nevamwe mambo kwete vaanoshandira unodherera mambo

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 Год назад +3

    Orega kusevenza nokuti mukadzi uyu ihure

  • @LoraineMapiye
    @LoraineMapiye 7 месяцев назад

    Mambo avagoni kutonga mupurisa wavo ane mhosva hombe chero mamwe mapurisa achizviita nekt vanoziva kt avaripiswe hongu atirambi mkadzi ipfambi bt mupurisa anofanira kuripa murume uyo,apa apana zvavatonga mambo

  • @vongaimalunga4649
    @vongaimalunga4649 Год назад

    Mapurisa pindirai nyaya iyi pliz.mambo nevanhu vane matuzvi enyu

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Год назад

    Amai munonyadzisa Imi, muri kure😊veterans murume wenyu mhombwe atotaura ega kuti vakadzi anovada.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Год назад +2

    Mukadzi uyu akaudza ani.Musakurudzira chihure!

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 Год назад

    Asi zvimwe zvinhu sooka . Madzimambo varikusangana nezvakaoma . Mwari vakangotisika takasiyana yooo😮 Mukadzi uyu ipfambi chaiyo😮

  • @oniassithole9335
    @oniassithole9335 Год назад

    Haaaa dzimwe nyaya so haaaaa surrend

  • @aliegesi7876
    @aliegesi7876 Год назад

    Chief Nyaomaropa huyai

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Год назад +4

    Hakanyari kuhurira murume kusanyara kurondedzera hupfambi pazere vanhu

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Год назад

      Zvirinani kutaura chokwadi pane kutenderedza vanhu msoro mutongo wacho unobva wakura

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +2

    Mai avo vashamiswawo kut kubatwa batwa😂😂😂, mmm amai makaita chihure ukabatwa usingadi wakadii kutiza panze woridza mhere

    • @mamoyopee8246
      @mamoyopee8246 Год назад

      Kkkkkk hanzi high voltage yabva yatanga kukwirazve kkkkk

    • @muzezuru
      @muzezuru Год назад

      Hungu akabatwa mumba nemurume asingade kumupa musi iwowo anoramba asi ne mupurisa wamambo akabvuma 🙈🙈🙈

  • @veem6547
    @veem6547 Год назад +3

    Ummmm tongai zvakanaka ,hongu mupirisa wenyu asi imhombwe.Ndosaka varume vava kushandisa rukawo.

  • @rufaromorosi8249
    @rufaromorosi8249 Год назад +9

    zimbabwe nyika yangu ndoida hangu❤❤❤❤

  • @JamesMhute-ib7jy
    @JamesMhute-ib7jy Год назад

    Mai avo vanonyepa vakabvumirana. Ihure

  • @MercyChipunza
    @MercyChipunza Год назад

    Mai avo Havana hungu ,ibushu havazi mwana mudiki vatodawo mupurisa wamambo,asatipedzera nguvai

  • @berrycharuma710
    @berrycharuma710 Год назад +2

    Mambo is an interested party . Nyaya yaifanirwa kutongwa nerimwe dare. Biased verdict

  • @tatendakudakwashechiweshe3506
    @tatendakudakwashechiweshe3506 Год назад

    kkkk mambo vakuziva here bonde rikuitwa mumasango avo? mombe dzinopera vakada kuti aita bonde ngaaripe mombe kkk

  • @ronniekademaunga
    @ronniekademaunga 2 месяца назад

    Ummm changamire itai sezvinoita mambo Nyamaropa vanogona basa

    • @PaulineMuchochomi
      @PaulineMuchochomi 19 дней назад

      Zvamunombovashora wani .vatori bhoo vaya ndomunhu anogonesa mnje cz kunotove nedhururani dzinoramba mhosva seapa vachipedzera dare nguva

  • @poncianamkanuki4779
    @poncianamkanuki4779 Год назад +1

    Mukadzi uyu akagara achidanana nemurume uyu saka avakunyepera kubhinyiwa achitya kuzvitaura kumurume wake

  • @robertmusekiwa-gz5yx
    @robertmusekiwa-gz5yx Год назад +1

    Chief uyo ibenzi

  • @GervasGweshe
    @GervasGweshe Год назад

    Kamambo kakatadza kutonga apa. Katya Kuti kakatonga chaizvo kanofumurwawo zvakanoita. Mahure vese mambo nemapurisa ake ,vanozivana

  • @sallyshiri6128
    @sallyshiri6128 11 месяцев назад

    Hamuna kubhinywa bcz munhu anonzwa kuda munenge maiwirirana wakutya kurambwa nemurume 4yrs uchibhinywa usina waunoudza unenhema munin'ina ingobvuma kuti maka danana naTavengwa nyaya ipere 4years here ummm ityai mwari imi Mai imi kana kuudza chero munhu

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 Год назад

    Mupurisa waMambo anodheera nxaaa

    • @PeterMudenha-l4p
      @PeterMudenha-l4p 8 месяцев назад

      Matongera fever munhu ngaasungiswe inyaya ye policye iyo chipfunde arikuramba wy saka nyaya kumapurisa

    • @PeterMudenha-l4p
      @PeterMudenha-l4p 8 месяцев назад

      Chief makope munohuri Imi nyaya iyi matongera fever

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Handei kwamutasa guys chief ava ndavatadza vamwe vanoripiswa sei😢😢

  • @macdonaldmoyo6569
    @macdonaldmoyo6569 Год назад +4

    Ayiwa mhosva ngaitongwe zvakanaka

  • @marygotora7842
    @marygotora7842 Год назад +1

    😂😂😂asi zvakaoma hazvo

  • @innocentnsingo6447
    @innocentnsingo6447 Год назад +3

    Mambo vabirira pajudgement