Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa: Mweya wemufi akapondwa urikutaura pamuzukuru vari mu studio.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 фев 2025

Комментарии • 89

  • @JacobNdhlovu-v2g
    @JacobNdhlovu-v2g 6 месяцев назад +13

    Mutungamiri wenyika kudii kowo iwe tilder rega nyaya iturwe tete tilder munovhiringa munhu kana achitsanangura aaaa

    • @memorymasvikeni5062
      @memorymasvikeni5062 Месяц назад

      Hanzi musanganisebnezvisina basa... Tilder aribrude disrespect lful

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 6 месяцев назад +16

    I hope kuti mari ine ropa makaichengeta for DNA testing to see if the blood belongs to the deceased. Then for me he’ll answer to how the blood got there since it’s his money from his wallet. Hapana humbowo hunopfuura ipapa.

    • @Rumbidzai-c9b
      @Rumbidzai-c9b 6 месяцев назад +1

      @@SheStoicForLife77 atizivi kuti Mari vanayo here

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 6 месяцев назад +1

      ⁠ipapo manje. Let’s hope they have it cos it’s more admissible in the criminal justice than kubuda kwemufi pamunhu. Toxicology test should be done since he says he was forced to drink poison. Mhondi mujere and throw the keys outta the window. Hama dziri kupedza hama.😅

  • @unicornqueen8174
    @unicornqueen8174 6 месяцев назад +3

    Why are they not offered seats?

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 6 месяцев назад

    Thanks Tete Tilda

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 6 месяцев назад +9

    Kumasowe namatai mega

  • @lydiachibaya
    @lydiachibaya 6 месяцев назад +10

    Kuadvetiser sekuru Kanhengo

    • @Rumbidzai-c9b
      @Rumbidzai-c9b 6 месяцев назад

      @@lydiachibaya no that's real life asi uri wekucheshumba kaiiii

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 6 месяцев назад

      Even imi kna mune zvamunoda ku advertiser thru star fm u can do that bt unobhadhara mari hazviitwi mahara ska musashamisika

    • @A_JM585
      @A_JM585 6 месяцев назад

      Real story check it Ku Karanganda TV been following it kubva payakatanga

    • @Rumbidzai-c9b
      @Rumbidzai-c9b 6 месяцев назад

      @@lydiachibaya ndimi vekucheshumba imi makasungirira munhu

    • @Rumbidzai-c9b
      @Rumbidzai-c9b 6 месяцев назад

      @@A_JM585 ndevekucheshumba avo they don't support kanhengo ndekuti vakatorerwa gonha nene nyanga

  • @muzukuruwaambuya
    @muzukuruwaambuya 6 месяцев назад +2

    Washorayi Roman Catholic of Zimbabwe we are a Christian Church we pray to our Father Son and Holy spirit k reeling is a form of respect and adoration, before we point fingers we need to go the churches and understand saying we worship not our lord is saying that you do not believe in God the father the son and the holy spirit. I will pray for you Amen

    • @mekong7529
      @mekong7529 6 месяцев назад +4

      4 Thou shalt not make unto thee any graven image, or any likeness of any thing that is in heaven above, or that is in the earth beneath, or that is in the water under the earth.
      5 Thou shalt not bow down thyself to them, nor serve them: for I the Lord thy God am a jealous God, visiting the iniquity of the fathers upon the children unto the third and fourth generation of them that hate me;

    • @veeee7248
      @veeee7248 6 месяцев назад

      Taura hako and our priest always available for prayers

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo 6 месяцев назад

      Am a Catholic, born and bred
      Apa wanyora rubbish cz kuRoma ndochurch ine vese. N'anga nevaroyi vazere, vapikiri mhombwe

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 6 месяцев назад +4

    Hanzi imbomirai. Henyu zvokudero kkkkkkk tete Tilder

  • @bmupinga
    @bmupinga 6 месяцев назад +1

    Ummm😢

  • @PreciousSita-b6u
    @PreciousSita-b6u 6 месяцев назад +2

    Umm it's sad but mafungiro angu chakanyanya kuti munhu uyu afe chando apa vomudira futi mvura

  • @judx34
    @judx34 6 месяцев назад +12

    Kkkk Kanengo aka bhadhara svinu Kut advertizwe pa Star fm

  • @julietchikanya5527
    @julietchikanya5527 6 месяцев назад +3

    Nyaya ndakainzwa kwaBhozho iyi zvakaoma wena

  • @mildredmukwenyq396
    @mildredmukwenyq396 6 месяцев назад +2

    😅😅😅ndoita sendiseka hngu asi Musi muzukuru uyo kaaa

  • @hiltonnjenje3383
    @hiltonnjenje3383 6 месяцев назад

    Pakashata❤

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 6 месяцев назад +4

    Inini i think dai sekuru vasina kusunungura Ekedi kusvikira abudisa ropa remufi, kubvuma akabvuma but haasi kunyatsobvuma kuti ari behind all this shenanigans, anotoda punishment iri strong kuti abudise Ropa

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 6 месяцев назад +1

    So sad, ngasungwe aende kujere

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 6 месяцев назад +2

    Hanzi Kanengo

  • @kudzanaichamboko1686
    @kudzanaichamboko1686 6 месяцев назад +4

    The devil is so cunning kusvikira to lead these people kumasowe where the deceased was suppose to be slaughtered

    • @mekong7529
      @mekong7529 6 месяцев назад +2

      In the first place zvinoitirwei zvekuenda nemurwere kumasowe

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 6 месяцев назад +4

    Tilder’s ignorance is astounding😮. Munhu anosungwa nemhosva yeyi? Where is the evidence? with main witness Kanengo. Police’s involvement is just procedural.

    • @eddyeddy4286
      @eddyeddy4286 6 месяцев назад +2

      She likes drama. This is just for views🙄

    • @emmanuelmarashwa2697
      @emmanuelmarashwa2697 6 месяцев назад +1

      Go and watch nyakuuraya achibvuma enga mhosva yake. Problem yako wamhanya to comment usina kunzwa kwakatangira nyaya. Enda undoona Dare raMambo Makope.

    • @Enesco1
      @Enesco1 6 месяцев назад

      Nyaya yakatanga kare iyi,wamwe wakatozviposter kare

    • @dhavetembo7654
      @dhavetembo7654 6 месяцев назад

      @@emmanuelmarashwa2697 Haaaa iwe Dare raMakope iro was a drama and an exercise to humiliate Ekhedi and provide Kanengo with prime time advertisement. Kubvuma kupi? akaramba do you think anyone will listen to him. Hapana nyaya apa the winner is Kanengo

    • @emmanuelmarashwa2697
      @emmanuelmarashwa2697 6 месяцев назад +1

      @@dhavetembo7654 how can you allow someone to humiliate you pachinhu chawusina kuyita or something you don't know about? He was supposed to stand his ground, but he failed to do so.

  • @shantelkangai813
    @shantelkangai813 5 месяцев назад

    Masowe akutyisa ,kwoti vataurwa apa tozoti madzibaba Ishmael

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 6 месяцев назад

    Yooo bakithi mayeee

  • @PamelaNgosana-jl6fz
    @PamelaNgosana-jl6fz 6 месяцев назад +1

    Munhu anogona akafa nechando June akatonhora veduwee

  • @tinashenyamazazari3628
    @tinashenyamazazari3628 6 месяцев назад +2

    Advertising iyi, Tete Tiridha ma kuti verenga brain manje atete

  • @WekwaChimbera
    @WekwaChimbera 6 месяцев назад +1

    Zvakaoma

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 6 месяцев назад +2

    Saka kudzokorora here uku ....chiiko chrikuiitika

    • @judx34
      @judx34 6 месяцев назад +1

      Asi yakamboitwa?

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 6 месяцев назад +1

      Ekedhi family yaakungoda kubuda pamacamera

    • @Mabandanenzane-ji5zp
      @Mabandanenzane-ji5zp 6 месяцев назад

      ​@@honestrufu5354vanhu mongoda kunzi ndacommenter ava vanhu vaita zvokudeidziwa kwaTilder zvotaurwa nemunhu asina kumbosangana nematambudziko

  • @amandaannamperuka6205
    @amandaannamperuka6205 6 месяцев назад +2

    Pazongotaurwa zita rasekuru kanengo ndabva ndatozviva kuti inhema idzi nxaaa

    • @chionisomushambi3959
      @chionisomushambi3959 6 месяцев назад +2

      Ndakamboinzwa pabhozhongora nyaya iyi

    • @ebestertsangu
      @ebestertsangu 6 месяцев назад +1

      i dont think sooo ichiInvolver naMamboo shuwaaa

    • @dorothykudai5182
      @dorothykudai5182 6 месяцев назад

    • @BhandaWilson-kb2xw
      @BhandaWilson-kb2xw 6 месяцев назад

      𝐾𝑎𝑛𝑒𝑛𝑔𝑜 𝑎𝑛𝑜𝑔𝑜𝑛𝑎 𝑏𝑎𝑠𝑎 𝑘𝑎𝑛𝑒𝑛𝑔𝑜 𝑐ℎ𝑖𝑏𝑎𝑏𝑎 𝑖𝑐ℎ𝑜 𝑎𝑛𝑜𝑝𝑒𝑑𝑧𝑎 kanengo

  • @Ellen-z8e
    @Ellen-z8e 6 месяцев назад +2

    Taiti kupfeka zvichena utsvene kwete inhumhe dza satan

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 6 месяцев назад +1

    Masowe aya vanhu ngwarai satanizim chaiyo

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij 6 месяцев назад

    Ana madzibaba igouyai tibatane kuno kuchivanhu tokugamuchirai musavanda nekunamata

  • @mhofu02
    @mhofu02 6 месяцев назад

    Mazita A Ekede, musataura mazita😝

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 6 месяцев назад +5

    Masowe ummmmm kwazara vanoromba varoyi

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 6 месяцев назад

    Ihwo hutsinye hwacho hwa madzibaba it doesn't make sense. I wonder akafa seyi mukoma wavo. Something is not adding up. Witchcraft kumasowe

  • @kundaingwarai9121
    @kundaingwarai9121 6 месяцев назад

    Pachivanhu chedu muzukuru ari kupoterwa yu haafanire kuripwa hre?😢

  • @A_JM585
    @A_JM585 6 месяцев назад

    Pachokwadi chaipo kuchivanhu ndiko kwatochena kuchikristu kwazara rima ,hutsinye ,Chivanhu chedu bhoo zvekuti as long usingabati mishonga zvemasowe izvi bodo

  • @Rajeenamadeena
    @Rajeenamadeena 6 месяцев назад

    Hi

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij 6 месяцев назад

    Pachirongwa chinonzi Madiimambofamba kakabuda futi kakiti aka pamasowe pavo

  • @machakairechakey9970
    @machakairechakey9970 6 месяцев назад

    Mukuru wenyika upi iwe tiridha kwana nxaaaa

  • @randylltarlly7021
    @randylltarlly7021 6 месяцев назад

    basically mapostori varoyi

  • @LynetteChakabuda
    @LynetteChakabuda 6 месяцев назад

    Obvious rakatomixer ropa arichadzoki ratova chikwambo😂

  • @johnkamusare
    @johnkamusare 6 месяцев назад

    Sekuru kangengo ava vanikwa kupi

  • @MaslineNonoe
    @MaslineNonoe 5 месяцев назад

    Ekedi story

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 6 месяцев назад

    Koiye achirikungobuda hre kovakadini kuchimusorodza nhy

  • @margaretbilliat5763
    @margaretbilliat5763 6 месяцев назад

    Hatidi mazita

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 6 месяцев назад

    kumochari kwakaiswa munhu kune nyaya futi vanobhadharwa kungokanda vanhu vasina kufa zvakatsarukana

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 6 месяцев назад

    I wish vanhu vanzwisiseThe arrival of the Anti-Christ when satanism exposed in churches Especially RCZ Catholic, kneeling on the Altar yausingazive the secret behind

    • @muzukuruwaambuya
      @muzukuruwaambuya 6 месяцев назад

      Washorayi Roman Catholic of Zimbabwe we are a Christian Church we pray to our Father Son and Holy spirit k reeling is a form of respect and adoration, before we point fingers we need to go the churches and understand saying we worship not our lord is saying that you do not believe in God the father the son and the holy spirit. I will pray for you Amen

    • @mikemaestromangara5176
      @mikemaestromangara5176 6 месяцев назад +1

      @@muzukuruwaambuya kkkkkkk,I was raised a Catholic,ndikasimbiswa ndinoverenga damarakanaka I know everything about that church,i distanced myself because of what I witnessed

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 6 месяцев назад

    Tinder achasungwa

  • @cynthiakashiri3013
    @cynthiakashiri3013 6 месяцев назад

    Ko zita ra sekuru ririkutaurwa wani ,asi apasikudiwa mazita ,ayisi advertising here iyi

  • @lydianhakwi7934
    @lydianhakwi7934 6 месяцев назад +2

    Tete maakutya manje maimboti hamutye

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 6 месяцев назад +1

    Ngapiwe ropa rake

  • @chiherajeka8793
    @chiherajeka8793 6 месяцев назад

    Zvakaoma pabva promotion ye n'anga pouya ya muprofita

    • @LovenessIsa
      @LovenessIsa 6 месяцев назад

      Mufunge confusion chaiyo

  • @ElsieMillion
    @ElsieMillion 6 месяцев назад

    Muzukuru urumbodiiiko 😅😅😅

    • @permanenttshuma7676
      @permanenttshuma7676 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂wawona tete paakabvundza Kuti ndiwe wakaputirwa matarisiro acho

  • @margaretkarirangombe
    @margaretkarirangombe 6 месяцев назад

    Mapostori ahoyi

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 6 месяцев назад

    Ana madzibaba waroyi

  • @EgnesMaviki
    @EgnesMaviki 6 месяцев назад

    Zvakaoma