Kutaura chokwadi Mai Tino haana chinomuwana. She is well protected, kutosimuka kwakaita Ana Mai Tino vachinosvika kwana Rebecca dzinza rikaita chivanhu chaidiwa Ana mai Tino vakaita zvavakaita. That means vave mwana wedzinza reko. Ivo vari kuzama zama kuda kubata dare iri vachiedza kupidigura mhiko dzakaitwa mu musha wana Rebecca munovanzwira. Ivo vekwana Rebecca vari kutozviziva zvese zviri kuitika. Hapana chekutya. It’s all spiritual zvinopedzerana mumhepo imomo.
Ana nyanduri here's a chance to write a best selling book of a first kind. Also a story that will teach a lot of pple kuti chivi hachi yeri music wacha rimwa. Weldone to everyone who took part.
The spirit of the living dead! Rebecca, you are so powerful! Mai Tino, you were just scared for nothing! Remember, the main starring person was Rebecca, not you guys at that particular moment, they were celebrating her hme coming! Those who took the soil, Rebecca is coming for you! Watch out! Nothing is going to happen to you Mai Tino!!
Don't be scared Mai Tino these pple who took soil are looking for trouble. As the Malawi crew told Yu they will be with you in times of problems so don't worry
The first caller is telling as is. Mai Tino just work with Rebecca’s family. Even mari yainzi iri pamupimbira they only needed to accept the offer even if visually they didn’t see anything. So I don’t understand why Madzibaba ava was now on the forefront to object or not to cooperate with the proceedings. Chakasutsa mai Tino and leading them to Malawi is bigger than all the anxieties they may have. Musatye n’anga dzatumwa kubva kumhuri yakaponda Rebecca cos makatochengetedzwa naMwari wenyu. That power you have to make such a connection with the deceased is the same power that will see you through everything. Don’t be afraid Mai Tino.
Madzibaba munotendwa nebasa guru remakaita rekuperekedza Mai Tino kunozadzikisa zvevakaudzwa na Rebecca. Dai maiva nehushereketwa Rebecca ahayi kutenderai kufamba na Mai Tino. Zvoreva Kuti maive makachena uye muripa Chokwadi chekuda kubatsira nemoyo unoda. Musateerera zvinotaurwa ne Vanhu vano shoropodza. You played a big roll amhuna kutungamidza mari asi kubatsira Mai Tino.
This journey was lead by Rebecca as she mentioned all those services where directed by her. I'm surprised Tete tilda you shocked that they got those services. Have you forgotten that she said the late l will direct you not to worry
Thank you guys am so happy that she is free. But I think who ever wants to mess with mai Tino I feel sorry for them . Zvakatoitwa so far vaneruoko panaRebecca 🔥
Tilda some questions you ask are not necessary you expose mai Tino to danger. Where she is and where kids are you are exposing her. All the same you did a good job. Try to be professional
Rebecca led the way she was very determined to get home without a glitch. That was her way of thanking them for getting her home. Wow, but these things do happen. Happy this lady free. Machewa are good people though, good hosts but don't mess with them spiritually. Mai Tino please cooperate with Rebecca's family they will protect you. Rebecca mudzimu kwavo uko. But that family is yet to collect their remains, despite the intimidation nothing will happen. Vana madzibaba vekuromba nembiya dzavo vanoktla ndosaka vakatiza. Tete Tilda spirits on a mission don't talk, eat ,change their paths or minds until their mission is completed. There are limits to what you can pry out of people for the sake of curiosity, putting people's lives at risk.
Mai Tino ka,,, don't be scared uRebecca unawe ngeke akutshiye,,, lenyanga lezi ngezamanga... Like leyana eyakupha imali yathi ngeke asabuya Rebecca enamanga so ungesabile
Mai Tino hapana kana chinhu chinowawana. Taita dambudziko revanhu vasinganzwisise chivanhu. N'anga idzo kutsipika mweya wemunhu it's too late. The spirit has already reached it's origin. Madzibaba can only lead in spirit, kana vari panyama hawanzwisise zvinhu izvi.
Tete Tilda munobva mavhunduka apa zvinhu zviripachena kut chivanhu chagara chine muitirwo wacho plus apa munhu arikushandiwa naye munhu akafa saka itongozivai zviriko
So ava vanhu vakauraya Rebecca vanoroya kuda kutsipika Rebecca wacho for what reason.lnstead of being sorry and remorseful they are being a bunch of fools and witches.
But I think kt sezvo pane zvakanoita paguva ra Rebecca hapana chichaitika kwavari uye ngavarege kutya kudzoka pamba bcz all what they did on Rebecca 's grieve it is a protection to her
Twun'anga twemuzimbabwe ngatudzikame ,vatosiya dzungu renhamo yavo kuda kukohwa Pana mai Tino ...Please the Malawians uye vari vezvigure ..Please ask the history of these chewa people who worked in Zim mines eg- Rio Tinto ,Madziva mine ,Trojan mine ...This team can terminate your life at exactly given time ... Yoooooooo becareful solve nzara yedumbu zvakana..
Mai Tino looks so happy and free ende zvakaoma inenge drama ahhhh chivanhu chiriko please 🙃
Haa chokwadi
Kutaura chokwadi Mai Tino haana chinomuwana. She is well protected, kutosimuka kwakaita Ana Mai Tino vachinosvika kwana Rebecca dzinza rikaita chivanhu chaidiwa Ana mai Tino vakaita zvavakaita. That means vave mwana wedzinza reko. Ivo vari kuzama zama kuda kubata dare iri vachiedza kupidigura mhiko dzakaitwa mu musha wana Rebecca munovanzwira. Ivo vekwana Rebecca vari kutozviziva zvese zviri kuitika. Hapana chekutya. It’s all spiritual zvinopedzerana mumhepo imomo.
Haurevi nhemi. ndirikuona disaster kumusha wevakauraya Rebecca. Instead of just kuripa if need be vakutoda kurwisa. Vakasangwara vachapera vese. Shem
true spiritually mai tino her game is way ahead imagine kutaura nechipoko shes not an ordinary human being
Ana nyanduri here's a chance to write a best selling book of a first kind. Also a story that will teach a lot of pple kuti chivi hachi yeri music wacha rimwa. Weldone to everyone who took part.
This is good thought kizzyhec
Musashora Madzibaba avo vakatosiyawo mhuri yavo kuenda naMai Tino kuMalawi maivepi ndinotenda zvikuru mapurisa vakabhadhara mari dzebhazi paRoad Port
Zvakaoma
The spirit of the living dead! Rebecca, you are so powerful!
Mai Tino, you were just scared for nothing!
Remember, the main starring person was Rebecca, not you guys at that particular moment, they were celebrating her hme coming!
Those who took the soil, Rebecca is coming for you! Watch out! Nothing is going to happen to you Mai Tino!!
Don't be scared Mai Tino these pple who took soil are looking for trouble. As the Malawi crew told Yu they will be with you in times of problems so don't worry
Madzibaba batsirai mai Tino vadzoke kundogara paumba pawo iwe madzibaba you are a legend sando 🛠 kana madzibaba
The first caller is telling as is. Mai Tino just work with Rebecca’s family. Even mari yainzi iri pamupimbira they only needed to accept the offer even if visually they didn’t see anything. So I don’t understand why Madzibaba ava was now on the forefront to object or not to cooperate with the proceedings. Chakasutsa mai Tino and leading them to Malawi is bigger than all the anxieties they may have. Musatye n’anga dzatumwa kubva kumhuri yakaponda Rebecca cos makatochengetedzwa naMwari wenyu. That power you have to make such a connection with the deceased is the same power that will see you through everything. Don’t be afraid Mai Tino.
That's true 2 first caller's ndinemi Mai Tino must not fear
Praise God she's free. Thank you ana madzibaba, mai Tino you're brave, mafriends amai Tino, natete Tildar and the behind scenes. God bless you all.
Ini l think nanga iye yekumalawi payaiti wamwana wedu maybe vanaye spiritually
Ko tete sei murikuvamanikidza kuti vataure icho chivanhu ka musavafumurisa zvavakanzi vasataura munodenha zvimwe
She is free because she respected and followed cultural/spiritual demans. African spirituality is no joke
.1
Thanks madzibaba nebasa ramakabata Mai Tino u are safe now
Madzibaba munotendwa nebasa guru remakaita rekuperekedza Mai Tino kunozadzikisa zvevakaudzwa na Rebecca.
Dai maiva nehushereketwa Rebecca ahayi kutenderai kufamba na Mai Tino. Zvoreva Kuti maive makachena uye muripa Chokwadi chekuda kubatsira nemoyo unoda. Musateerera zvinotaurwa ne Vanhu vano shoropodza. You played a big roll amhuna kutungamidza mari asi kubatsira Mai Tino.
MaTino must tell the Malawians whatever is happening to her they will protect her, havambomuregi vachitambudzwa
Tete Tilda, humble your manner of speaking, be kind and considerate of people's struggles.
Yaaa vanombobuda musaga hameno zvezvodini
Hamurevi nhema ipapo.
Ane kakubhohwa sometimes.
Ndotoita sendichavabata muromo kt ummm Tete makurasika manje😂😂
Very true 😂 imika zvinotonyadzisa sometimes 😂
Tinotenda madzibaba makabatsira Mai Tino god bless you
This journey was lead by Rebecca as she mentioned all those services where directed by her. I'm surprised Tete tilda you shocked that they got those services. Have you forgotten that she said the late l will direct you not to worry
Tilder ngazive pekugumira wen interviewing please!!!!!
Chokwadi
Kkkkkk
I didn't like paanga aakuda kubvunzisisa kut vakanz vaitei.Siyai zvakadaro
Tilda must respect the secret
True kutaura zvisina respect
Thank you madzibaba....ndosaka Rebecca akati kuuye n'anga aiziva chivanhu chiri mumusha mavo hezvooo madzibaba vakazoramba mari but anyway thanx madzibaba namai Tino makabvuma kutumwaa
Uyu Mai Tino must check her background too maybe she carries Malawian blood
I thought as much from way back, the way she speaks, looks and carries herself
Tete Tilda you are doing a great job. Mai Tino is glowing vakagona vakabvuma kutumwa
Mai tino is an asset for Zimbabwe
Let's not forget what Rebecca Said. She said if she goes back to her home those who killed her shall see!!!!
Saka family iya ichamama nhai😂😂😂
Thnx makainda nehama yedu kumusha kwedu Aisha milazi from Addo South Africa
Thanks hama for your appreciation
Am from Malawi I have seen it too..
Varume vaivabetsera ndiRebecca. Was taking different forms. Thus the help she spoke about
Thank you guys am so happy that she is free. But I think who ever wants to mess with mai Tino I feel sorry for them . Zvakatoitwa so far vaneruoko panaRebecca 🔥
Mai tino she iz beautiful 😊❤
Her side gep teeth 🤣
Mai Tino varikutofara zvavo bt Rebecca akakutungamirirai amai kupiwa pekurra pese pamakafamba thank God
Zvimwe zvinhu zviri confidential tete hazvingoda kutaura.Tete shuwa tingadezve kuti Rebecca adzoke nekurwarisa kwaaiita munhu uyu chokwadi.N'anga dzakanonoka Rebecca haachavharika akatoenda kumusha kwake.Ndine hurombo nekumhuri yakapara ngozi nekuti ngozi inongogoneka chete nekuripwa.Mai Tino vatopedza pavo.
Tilda some questions you ask are not necessary you expose mai Tino to danger. Where she is and where kids are you are exposing her. All the same you did a good job. Try to be professional
Tete muno zvinyanya mufunge, ukuda kunzweyi zvakataurwa kuti vaite. Zvimwe hazvinei nemi.
Chokwadi
😂😂😂😂
Rebecca led the way she was very determined to get home without a glitch. That was her way of thanking them for getting her home. Wow, but these things do happen. Happy this lady free. Machewa are good people though, good hosts but don't mess with them spiritually. Mai Tino please cooperate with Rebecca's family they will protect you. Rebecca mudzimu kwavo uko. But that family is yet to collect their remains, despite the intimidation nothing will happen. Vana madzibaba vekuromba nembiya dzavo vanoktla ndosaka vakatiza. Tete Tilda spirits on a mission don't talk, eat ,change their paths or minds until their mission is completed. There are limits to what you can pry out of people for the sake of curiosity, putting people's lives at risk.
Ng'anga idzo dzine ma connection nemhuri yakaponda Rebecca saka Mai Tino nyaya yavo iri kuzivikanwa nenyika yose ngava taure kuma Purisa vachengetedzwe
Am.from Malawi mai Tino you will relocate to Malawi or America uchagarazvakanaka
I'm happy for you Mai tino chivanhu chiriko chokwadi ndabvuma hangu
Mai Tino ka,,, don't be scared uRebecca unawe ngeke akutshiye,,, lenyanga lezi ngezamanga... Like leyana eyakupha imali yathi ngeke asabuya Rebecca enamanga so ungesabile
We thank God mai Tino vakafamba zvakanaka vasatye hapachiitika hama vekuMalawi vachaina zvekuita
Tilder fix the sound issue, hire new sound engineers your volume is always too low
Yazoita wani🙄
Mai Tino is glowing
Saka mati chipoko choitisa glowing 😂😂😂
Tun'anga twakapusa utwo hatwuna dhiri. Mai Tino ngawasatye all will be fine and well.
Pamusoro pemunhu pana Mwari.
Tilda you're very rude and condescending. Matauriro ako ane kudzikisira mukati
Very true!
Inga anoita basa rakanaka wani
Adzika midzi ndofunga mari yawanda
Mai tino thank yuu so much,musatye henyu Rebecca animi pesee
Iwe unemakore mangani unoti iwe kuna mai vakuru unezera natete tilder iwe
Tinotenda Mwari makafamba zvakanaka. Mai Tino don't worry Rebecca achakurwira haambokusiye uchitambudzwa kunyepa chaiko
Nyaya iripo maitino ngavafone kumalawi vabatsirwe nehama dzaRebecca
Tilda is rude. Kupindura kwacho kunge kushora kuzvitutumadza hameno. Hazvina kunaka
Achadarikwa ne sly media vanobvunz bho
Ipapo ndapaona uye kuda kuti vataure zvavakaita vadzoka zvose nezvakavanzika handiti kunenge kwave kufumura here Tete Tilder vanofanira kuteerera chete kwete kushora or criticise chivanhu
I concur hazvisi bho
Zera rake nebasa rake mashamisikiro aanoita anobhowa sometimes.Apa ari kunyatsoziva zvanga zvichiitika kubvira vachiri kuno asi anoramba achiita kunge mu Keke asingazive shona 😅
The guests were even grounded and respectful than the host
Thanks to madzibaba makagona chose
I think you should let them explain zvakanaka without kuvhiringa vhiringa so that zvinzwisisike
Taura hako kushamisikae kwavo from day 1 vachi interview mai Tino nxt time dai ndirini mai Tinoe ndaisavapa ma updates
Chokwadi
Brilliantly scintillating and unambiguously so. Deep deep deep rooted Afrika. I'm floored.
Uuumm what exactly mean
Zvotyisa zvochemesa mmmm I respect chivanhu
Thanks being a social media presenter and Journalist hey....You don't do what people want to hear
Mai Tino hapana kana chinhu chinowawana. Taita dambudziko revanhu vasinganzwisise chivanhu.
N'anga idzo kutsipika mweya wemunhu it's too late. The spirit has already reached it's origin.
Madzibaba can only lead in spirit, kana vari panyama hawanzwisise zvinhu izvi.
She looks a lot better now
Tete Tilda munobva mavhunduka apa zvinhu zviripachena kut chivanhu chagara chine muitirwo wacho plus apa munhu arikushandiwa naye munhu akafa saka itongozivai zviriko
Hongu
Ingano idzi.
Dai akanonoka kuenda hondo yacho yaipfuta Moto. But she is protected.
Inoita kunge movie chokwadi bt chivanhu chiriko. At least Mai Tino is free now vakuenderera mberi noupenyu hwavo
Tete makutadza basa kana zvanzi azvitaurwe siyai kwete kubva maita sekuti mauya office yangu saka ndiudzei zvese makuwanza kuzvikudza cc
Story yamai Tino from 6:00
Thanks dear kkkkk
Thank you
Thanks love
Yooo 😢 now I believe kut not all ghosts are evil n bad
Mai Tino varikuratidzika live varikufara uye varifree zveshuwa
If Mai Tino can get help from these people from Malawi ngavafone vavaudze zvirikuitika.
Good point, u are correct
We thank God she's free
Ngavafonere kumusha kwaRebecca vataure zvakaitwa pamba pamai Tinoe , vachabatsirwa
Mai tino fonera vanhu vekumalawi vaudze zvirikuitika
Chivanhu chino era guys Mweya we munhu hau kufanana ne mhuka
Amen fona kuMalawi chaiko mai Tino zvopera izvo
Kana vakanzi vasataure ngavarege nkti mukavamamikidza vanotyora pmwe imhiko
Rebecca achagara namai Tino kusvika mukufa. Now n'anga hadzina zvadzichagona kutsipika Rebecca because zvaaida zvakatoita akumusha kwake avanesimba. N'anga dzichafirapo. Mai Tino hauna chsunowona iva neconfidence chete
Yes yr father is correct move from there
Vanhu vemumhuri iyo the next step wachakumbira ruregerero, watch space.
N'anga idzi dzekumhuri iyo i wish dzimbosvkirwa ne team remalawi
Yaa dzinokuvara neTeam Malawi 🇲🇼
Nhamo yasara ndeye mhuri yakauraya .mweya wemufi ucakupedza nepwere dzisina chadzinoziva.vakuru varikumhanya kumagodobori hamuna hanya nemhuri yenyu .kuwedzera Moto pamusoro peumwe xxxx
So ava vanhu vakauraya Rebecca vanoroya kuda kutsipika Rebecca wacho for what reason.lnstead of being sorry and remorseful they are being a bunch of fools and witches.
mhosva hairove makore acho akawandisa imi veduwe
my thoughts exactly kuti isnt it waay better to apologize and trybto appease than make things worse
I think since Rebecca akasara kuMAlawi n'anga idzi Mweya waRebecca havachawanisa kuutsipika vakatononoka
Tete bhoo here kamudaviriro kenyu nezera hazvipindirani
Mai Tino feel free hapana chekutya apa.
Tilda ziva pekugumira kubvunza kwete kubvunza kunge muabhejerwa
But I think kt sezvo pane zvakanoita paguva ra Rebecca hapana chichaitika kwavari uye ngavarege kutya kudzoka pamba bcz all what they did on Rebecca 's grieve it is a protection to her
Ummm Rebecca from Malawi to Zimbabwe zvakaoma imi Jesu.Chivanhu chiripo ndabvuma
Ummm zvakaoma. I hope mai Tino will be safe since vakuteerwa.
Mai Tino jst update vanhu veku Malawi I don't think Rabecca anokusiya
Muchitya kutambira mari kudaro inini I wish kutosvika kuMusha kwangu ikoko Malawi.
But vabereki vaRebecca vanofanira kubatsira cz hanty varikuda kutsipika Rebecca ndivo vakamuuraya hre so you can tell them like that
Marudzi anosiyana veduwee ichokwadi Malawi yotyisa asi tinotenda nyaya yakafamba zvakanaka kudzwai ishe.Mai Tino Mwari akuitirei zvakanaka
Zvimwe tete hazvitaurwe pamhepo remember mhuri yakaita izvi vari kuzama kutsipika futi so kana kutotaura kwavaita kuti pane zvatakanzi tiite paguva vaisafanira kutaura
Munekakurwara kamuinako
Tete
i can imagine mai tino vave chigure vachibhururuka kkk nemamhanyiro avaiita aye
Rebecca havamugoni uye mai Tino muhombe uyo ndoo saka Rabecca akapotera pavari, havachamutsipiki uyo nyaya yava kuvaridzi
They were just scared you should have stayed for a day or so enjoying their food and their culture.
Maingotya zvenyu but vaitofara kuti midzimu wasvika pa musha but thanks Mai tino
Make a film of that
Twun'anga twemuzimbabwe ngatudzikame ,vatosiya dzungu renhamo yavo kuda kukohwa Pana mai Tino ...Please the Malawians uye vari vezvigure ..Please ask the history of these chewa people who worked in Zim mines eg- Rio Tinto ,Madziva mine ,Trojan mine ...This team can terminate your life at exactly given time ... Yoooooooo becareful solve nzara yedumbu zvakana..
bti vanhu vakaenda musaramba zvamunenge mapihwa plz zvinokunetsai mangwana
Tete Tilda murikuita kunge murikushora toziva kuti muri mutori wenhau but ityai nekuremekedza chivanhu
Tete kumwe kushamisika kwamunoita kunoita kuti munhu avhunduke kutsanangura munofanirwa kurega munhu otaura opedza
True very true she sounds doubtful
True sometimes Tete vanonyepers kuzungaira kunge mwana mudiki
Kkkkkk tatelicious akazviramba izvi zvekunyebedzera kushamisika kwavo
@@lovenessdenhere9198 🤣🤣🤣🤣
True
She looks happy chivanhu chiriko
Chivanhu chiriko ari vamwe vazhinji havazvizivi
Izvi ndizvo zvishamiso zvechokwadi. Rebecca waita mbiri
BIG UP MADZIBABA EVEN SEKURU TASVU COULDNT HELP
True coz vakatombouya kwa sekuru Tasvu vakanzi Rebecca abviswa pavari ave kunetsa vakamuponda.
munhu haazo gone basa rese remweya mukaziva izvi munokura pamabasa ekurapwa kwevanhu
Makaita basa madzibaba nekubatsira zvese nepfuma komborerwayi
Mai Tino ngavazvigarire pamba pavo hapana chakaipa chingavabata
I DON'T KNOW HOW BEST YOU CAN IMPROVE THE SOUND SYSTEM.
Aiwa tete tilder idzo n'anga dzaakuuya ndidzimwe dzakauraya rebecca manzwa here kuti hanzi vaida kutsipika mapanzwa here
Mai tino endai kumba kwenyu, hapana chinoitika .rebecca atove kudzinza rake. Kwamakabva ndokure.
Tete Tilder, the way you respond sometimes though….ummm kuti ooh finish like it sounds wrong lol…
Kkkk ehe zvine kakushora mukati
Ahh nhai hako.
Tete Tilder vanoita sevasingazivi chivanhu ahh
Its good sometimes these people vanonyepa zvakanyanyisa like seriously tho
Vanga vasingatombodi kunzwa zvamadzibaba kuti kufinish kutishora zvakakurisa
@@espinamugabe379 ehe nhai everyone should be entitled in his or her own belief pasina kushora vamwe
Haaaaa Tilder une dambudziko. Kana kuri kukura kaaaa Siya basa iri. Unosanganisa nyaya, mimwe mibvunzo Yako haaaaaa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂 haurevi nhema munyori
Asanganisa papiko
Lesson kunevaya vanouraya vanhu vachizotsipiowa mweya yacho,pamberi nemi mhuri yekwaMabungwe,mhosva hairovi shuwa,chivanhu chiriko veduwe,ngatiremekedzei chivanhu chedu