Zvinoyera, Zvinotyisa, Zvinoda Kufumurwa: Vamwene varikuti ndiva vakadya vana 6 vemuroora

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 3 янв 2025

Комментарии • 494

  • @milliagatsi3284
    @milliagatsi3284 Год назад +26

    A reminder to always pray. We are fighting against people who dont know why they are fighting us.

  • @2206Rob
    @2206Rob Год назад +15

    Kindly ask kuti dai mbuya ava vambotsamwira Mnangagwa kana Zanu PF yose!

  • @slauschannel
    @slauschannel Год назад +3

    Atleast she is honest ,this must be an eye opener to most people. Huroi huna Mai avo ndewe generational ,huri dangerous vanenge vachingopanana generation after generation .I hope vanobatsirwa hupere.

  • @nenyashamarvis4934
    @nenyashamarvis4934 Год назад +23

    Shavi rouroyi hamusi kuriziva imi 🙌🙌🙌 I witness muroyi live and direct ndobva ndafunga hancu song yamai charamba yekuti hakuna chombo that Part inoti muroyi Chiiko 🙌🙌 our neighbor ndewekumberengwa kwaivava akauya live and direct akasutswa nawo Mweya weuroyi wakuti ndirikunzwa kuda kudya nyama yeMwana wenyu arimudumbu 😂😂 yakaita batai batai 3 days munhu akabatwa naro shavi, rava rechi 4 shavi Rika enda after Mwana we vamwe Mai vashaya mu community medu 🙌🙌🙌🙌 varoyi hayi atina kana mate navo vanhu ava

    • @shailetzhou5793
      @shailetzhou5793 Год назад

      Pakuzoti anobva mberengwa kkkk usazodaro

    • @CrenaHove
      @CrenaHove 4 месяца назад

      Sure varoyi vakaoma

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Год назад +1

    I'm happy sekuru Kanengo natete Tilder zvakushandidzana

  • @jamesbond1157
    @jamesbond1157 Год назад +12

    This is spiritual and it needs devine intervention

  • @queensaru6444
    @queensaru6444 Год назад +16

    Hie tete tipeiwo ka link ye wats up platform yenyu titewo part of the family please

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Год назад +15

    Kutsamwira vacheche hre imi mai imi mukwane

  • @samuel_sihlangu
    @samuel_sihlangu Год назад +2

    Tete Tilder Rose akazodini....Simba akazobuda mujeri here

  • @mavischigudu5435
    @mavischigudu5435 Год назад +23

    Mamoyo nyaya nzaunofambira dzinotyisa..youre a strong woman dear une kamwe ka speech kanonakidza

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 Год назад

    Mmmmm nyika yaakuenda kumawere varoi kutobvirotaura kudai pamhepo🙌🙌🙌🙌

  • @minglee4133
    @minglee4133 Год назад +3

    Varume murimbwa muchinyayawo kukumba marara, vanhu vechurch kudii muchiroora vanhu hobho hobho nxa, Bishop wekumama

  • @nenyashamarvis4934
    @nenyashamarvis4934 Год назад +5

    Mashavi ekuterwa Aya haainde zvekumhanya Aya unenge uri mudiki usina kna chaunoziva uchibikwa ne machembere 🙌🙌🙌

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 6 месяцев назад +1

    Mberengwa neMwenezi varoyi vacho. Ndokumusha kwangu hatitokufariri

  • @alicemakonyere7158
    @alicemakonyere7158 Год назад +1

    Tete Tilda Soo hanzi makadii henyu kuzvisungirira

  • @rutendodhema8043
    @rutendodhema8043 Год назад +1

    I never imagined kuti kuroyana it's real ndanzwa kutya mwari tichengeteivo nyika yaoma iyi😭😭

  • @ShelterMugadza
    @ShelterMugadza 8 месяцев назад

    Tete Tilda well-done makashinga am scared of this woman
    She's not even shy to narate her story it's so sad

  • @Mugzzz
    @Mugzzz 5 месяцев назад

    Unoridzirwa tsamwa uchiti urikufona on a show like this, people are brave.

  • @masiza1samaz30
    @masiza1samaz30 Год назад +3

    Tete Tilder muri safe here ko mukatsamwirwa nhai

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. Год назад

      Vatanga vaconfirmer kuti ndikakuvharai mbama munganditsamwira mukandiroya? 😅🤣

  • @ShantelOliver-cl2jc
    @ShantelOliver-cl2jc Год назад

    She is so proud shem.......zvakaoma Mai avo Dai vawana revenge inoenderana navo

  • @86Bh701
    @86Bh701 Год назад +2

    Mmmm nyika yakuguma iyi. Munhu angatsanangura uroyi kudai kuita seanotaura ngano. 🙌🙌🙌

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +17

    Chimbere yakaoma moyo iyi aaa hanzi ndini ndakauraya Mai vemwana uyu 💔 zvinorwadza 😭😭😭

  • @lovenessphiri6118
    @lovenessphiri6118 Год назад +3

    Its heart breaking

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 Год назад +2

    I am glad my Tino is now better.Ngazvibate kumuzukuru ikoko ndo kuti vaite zvinhu nekusanganidza Mari fast fast

    • @mildredkasaira8386
      @mildredkasaira8386 Год назад +3

      Handiti vaiti mai Tino vari kunyepera ndafara ngazvibate ikoko kwaperera hupenyu hwake

    • @nikkimasuku8042
      @nikkimasuku8042 Год назад

      Mufunge zvenyu imwi , asi sekuru tasvu vakataura kuti mepo ngayinonetsa vekudzidza racho

    • @RueRue839
      @RueRue839 Год назад +2

      Ini I think it's Sekuru tasvu vakabatsira payaa mai Tino pavakabuda vari ikoko since paya Sekuru tasvu vakati zvidzokere kune mhuri yakazviita not mutorwa.

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 Год назад

      ​@@RueRue839 my thoughts as well

    • @joymafukidze6297
      @joymafukidze6297 Год назад

      ​@@RueRue839 i sec u too.

  • @rosemasu9706
    @rosemasu9706 Год назад

    Bishop vanoita vakadzi hobho here muchange murimoo muuroyi

  • @charitywarama2204
    @charitywarama2204 Год назад +9

    Mbuya yoda kumborohwa iyi nxaaaaa

  • @mekong7529
    @mekong7529 Год назад +9

    that old lady is lying. the "shavi" has to have a level of agreement with "the host". it's impossible to say ndinoroya ndisingazive.

  • @portianjerere8398
    @portianjerere8398 Месяц назад

    Kudenga kure hama mai Bishop zvakaoma

  • @Munyu_
    @Munyu_ Год назад +2

    For we do not fight against flesh and blood 🙏

  • @PaulMagaya-z6i
    @PaulMagaya-z6i Год назад

    😅😅😅😅hanzi koo makadii kuzvisungirira tete Tilder kaa

  • @malinga22
    @malinga22 Год назад +2

    Ndirowa kunyepera kuzungaira kusaziva kuti kuroya. Vanotsamwira mwana ari mudumbu kuti avatadzirei ngavakwane vakawana nguva.

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад +1

    Ihhhh makaoma mhai

  • @zvisineimeki6290
    @zvisineimeki6290 3 месяца назад

    Hawaii gogo avo...inyoka shamba zvayo.....ngavaendeswe kwamambo vanotingwa vareurire....

  • @NyashaManyumbu
    @NyashaManyumbu Год назад +8

    Mbuya iyi inonyepa, apa kutya kufa 😢

  • @tsitsikadzengerere4520
    @tsitsikadzengerere4520 Месяц назад

    Hamadzangu kutaurirwa hunyimwa zvoita sengano vanhu vakutambura nekuroiwa ,kani😢votohwanda nechurch zvakaoma.

  • @seniarungano8644
    @seniarungano8644 Год назад

    Umm tete tilder u are strong shuwa

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 Год назад +17

    This is so heartbreaking 💔 😢

    • @nomsaenias8383
      @nomsaenias8383 Год назад

      Mbuya inoroya iyi surrend

    • @dannymusimbira650
      @dannymusimbira650 Год назад +1

      Dai zvaitenderwa mai iyi yaifanira kungouraiwawo zvavo surrender guys

  • @forgetjenyura894
    @forgetjenyura894 Год назад +9

    I feel the pain coz ndakapfuurawo napo pekufirwa nekubva nhumbu

    • @yvonnebesa7854
      @yvonnebesa7854 Год назад

      Shame

    • @sabinahmapeta8655
      @sabinahmapeta8655 Год назад

      Ndimbuya nhikwi chaiwo

    • @carolinemadzudzo7395
      @carolinemadzudzo7395 Год назад +1

      Wakazobatsirwa here zvikaita ini ndine mpfanha wangu ave ne10 varipasi .hana kana mumwe wakabata

    • @makanakashemutasa
      @makanakashemutasa Год назад

      @Forget Jenyura, I can relate coz I went through the same. Muroora uyu, anogona asingaroyi saka itori offence when you have amwene naana tete vanoroya. Ndozvaari kuwengerwa Muroora uyu.

  • @nataliamurambinda1544
    @nataliamurambinda1544 Год назад +3

    Ini hangu mai ava varikundipa hukasha sure makadiyi kuzvisungirira

  • @amandaannamperuka6205
    @amandaannamperuka6205 Год назад +9

    Zvinonzwisa tsitsi kuzvarira pasi shame 😭😭

    • @christinakanyemba2797
      @christinakanyemba2797 Год назад +1

      6 mimba nokurwadza kunoita dzimwe kubva ichibata unenge uri murwere

  • @albertmpofu777
    @albertmpofu777 Год назад

    Imimi Tete hamutye here basa ramunobata mustudio rakawoma munosangana nezvinotyisa

  • @AMUNYORO
    @AMUNYORO Год назад

    Tete Tilda munohubatira huroyi kukada kutevera mbuya iyo muchida kunzwisisa zvekumusha

  • @patricianyanhongo3736
    @patricianyanhongo3736 Год назад

    Ndapera power Iko kuzotya kuda iyo yapedza wamwe

  • @previledgezimatye9335
    @previledgezimatye9335 Год назад +13

    Tete tilder hanzi ko makadiiko kuzvisungirira 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @lodneyzindumure8238
    @lodneyzindumure8238 Год назад +3

    Tete muri sei.
    Nyika yedu iyi kaa hameno kuti Mwari vachationawo here veduwee

    • @alicybakeki9803
      @alicybakeki9803 Год назад

      Uumm hamheno nyika yedu chokwadi,Mwari vatifuratira

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Год назад +2

    Ndanzwira hangu mukoma uyu tsitsi na gules 😭😭, zvinorwadza

  • @WayneChirongo
    @WayneChirongo 9 месяцев назад

    Godo rinounza huroyi tete tilder kune vaya vanotivenga muchapedzisira matiuraya zvokwad munin'ina wangu tete arikurwara kutaura kuno kutamba nhova mnhu ane 22 years tete tilder varoyi vanorwadzisa mhani ava

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 Год назад +1

    Hello tetez and fam

  • @auntymamoyo
    @auntymamoyo Год назад

    Hello tete tilda mursey

  • @Selmar701
    @Selmar701 Год назад +2

    Tete Tilder ummm tambai nezvimwe tichikukudai panyika munouraiwa nechembere iyi did you sleep well hre. Mapedza show please let us know we care for you

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Год назад +4

    kana zvakubuda ikoko kuvanhu vanemhosva zvinoitawo kuti maino vabatsirike kupedzisa nyaya iyi nekuti zvinenge zvanehu mbowoo

  • @faithchiwanga3744
    @faithchiwanga3744 Год назад

    Aunty tilder hamutyi here mbuya iyi

  • @florencerufu1032
    @florencerufu1032 Год назад +3

    Ngavaende kwa sekuru tasvu,kanengo zvinopera

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Год назад

    Tilder mwanangu uchatsamwisa muroyi ukatisiya

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Mai Bishop vei shuwa

  • @alvinachimedza2964
    @alvinachimedza2964 Год назад

    She is proud i must say

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Год назад +4

    HEART BREAKING......Mbuya imi unoda shamhu shuwa

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Год назад +2

    Baba vakadyiswa changova chimufananidzo

  • @Edesbong35
    @Edesbong35 Год назад +1

    Mai vakaoma havo avo but havasi kutaura kuti vakaisei pamuroora kuti vana vafe its not kungotsamwa kwavo chete handina kumbonzwa vachibvunzwa kuti vane mishonga here or zvidhoma zvavanoshandisa ...ngavabvise zvavakaisa pamuroora

    • @WayneChirongo
      @WayneChirongo 9 месяцев назад

      Yaaaaa pane chakaiswa muroora kwete kuti kutsamwa ummmmmm zvakaoma

  • @alicegoredema465
    @alicegoredema465 9 месяцев назад

    Vanenge vatori emotionless and vanoziva zvavanoita kunyepera kusaziva

  • @givenmunyuki6235
    @givenmunyuki6235 Год назад

    Bishop changamukai imii nhayii

  • @angelinesigauke4707
    @angelinesigauke4707 Год назад +1

    Iyi mbuya iyi haigone kugumbukira president wedu wo here 🙄🙄🙄

  • @sithgasa2063
    @sithgasa2063 Год назад +6

    Ahh how can this be possible that some one can be angry for no reason while in deep sleep this is insane. This woman is not telling all .why no ask this muroyi what sort of dreams does she have before killing?

    • @matchmorekalizi7635
      @matchmorekalizi7635 Год назад

      Sure munhu haungotange kuroya chete unototanga uchirota

    • @salomat3748
      @salomat3748 Год назад

      Vanonyepa amai ava kungovenga munhu asina chaakuitira ummmmmmmm

    • @tendaichambara6498
      @tendaichambara6498 Год назад

      Ummm vana 6 sure amai ava vasadero shem

    • @brendashandmade
      @brendashandmade Год назад

      @@salomat3748 ndohuroi hwacho kkkkk

  • @julietmushayagwazo8473
    @julietmushayagwazo8473 Год назад +2

    Tete munourayiwa nemuroyi uyo 😥😥

  • @ntombizodwa4435
    @ntombizodwa4435 Год назад

    What does she use during kuroya?

  • @nenyashamarvis4934
    @nenyashamarvis4934 Год назад +8

    MA callers afona nzwisisai nyaya imi how do you want her to explain zvinhu zvaasina kubata ne maoko demon munanyatsoriziva here imi ma caller as much as I'm heartbroken with this story I really feel sad for our brother and makhoti but at the same time somehow I understand this situation yagogo yekuti zvinongoerekana zvaitika and it. Seems like naivo havatozvidewo Dai vakanobata hubatwa batwa taiti haaa I ndomene but in this case I'm 🙌🙌🙌🙌 Dai vawana rusunguro

    • @tracyncube3798
      @tracyncube3798 Год назад

      Ok o

    • @Selmar701
      @Selmar701 Год назад

      Varikuda kuti vataure zvekuti vanemarusero nemazizi uye varikuzovadya hre vanhu vese vavarikuuraya hre avaa Havana kunyatsopachenesa ipapo varikunyepera kudzungaira so hapana masununguriro avachaita muroora uyu caz Havasi kupachenesa maroyeroo avanoita

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад +2

      Asimunoroya mese

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад +1

      Waratidzakuti murimese haunakana moyoo

    • @nenyashamarvis4934
      @nenyashamarvis4934 Год назад

      @@josephlupiya6626 ok

  • @ngonichiwara7507
    @ngonichiwara7507 Год назад +6

    Nhikwi akuratidza kuvanza zvakawanda uyu....And face inotaura

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. Год назад

    Hanzi naAunti T
    “Zvino makaregerereiko kungozviuraya kwacho... Apa varoyi munotya kufa futi...”

  • @misherlkurasha5375
    @misherlkurasha5375 Год назад +1

    Mbuy ava vanopenga chte ska vanoreva kut vanoroya nemoyo hr kut moyo ukangosviba munhu otosviba ofa vanotova nenyoka chte Kna zvidhoma vanoda kupiswa nemoto endai kwasekuru tasvu or Kanenge

  • @yemurayingwarayi1627
    @yemurayingwarayi1627 Год назад +3

    Gogo vanoroya vari one Ari ega no back up team🤔

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад

    Gogo muroyi arikunyepera kt ndinenge ndatsamwa ,arikureva here kt pavana vake vese nevaroora vake haana kimbovatsamwira here ??

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Год назад +2

    Un wavering support! Learn from the effort!

  • @stennyc5118
    @stennyc5118 Год назад +4

    Kamudhara kakakuvadzwa ne Natural Royco ako 😂

  • @similosibanda2388
    @similosibanda2388 Год назад +3

    Inga akagona Reebeca imali sihlanganiswa kodwa babethi ayikho

  • @rosedemo-hz3bl
    @rosedemo-hz3bl Год назад +1

    Zimbuya Uri zimbuya moroyi Uri arife taka tendeuka 😭tete musavarove mbama mofa

  • @ipairimbi7162
    @ipairimbi7162 Год назад +3

    Saka vanodya here vanhu vacho vavanouraya

  • @jessicakanoyerera3587
    @jessicakanoyerera3587 Год назад +2

    Hero Shavi rabata kupepedza huroyi

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 Год назад +1

    Ambuya vekuroya sei musingaendi kunganga munobviswa huroyi kwete zvenyu zwema Sowe zwechiporofita zwisina nebasa rose. Imi mbuya murimuroi munotodya vanhu vamovuraya kwete zvekuti kungotsamwa chete. Vanhu bviswai zwakaipa kuchivanhu first kana mafunga kunamata chi postori nokuti chipostori achina simba rekudzinga zvakaipa.

  • @alim3611
    @alim3611 Год назад +1

    saka zvekuroya ndezve shuwa ? damn !

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад

    Hey Baba ava ndiBishop muchurch, apa vakaroora mukadzi shangwiti yemuroyi. Mweya hauna kuona, Havana Simba raMwari. And mbuya Ava vanotonzwisa tsitsi. Mberengwa I surrender taimboti Zaka rinopisa hey

  • @NomatterNgunduMurawuMoyo
    @NomatterNgunduMurawuMoyo Год назад

    Ugoona Mai vanoroya ,vana vavo vanodefender zvekuti kusaziva shame

  • @ShamisoMuzavazi
    @ShamisoMuzavazi Год назад

    Makadii kungozvisungirira kwacho mbuya iyi kaaa

  • @shyletmutsago622
    @shyletmutsago622 Год назад

    Tete tokumbirao update yarose simba akazodii

  • @accuratepatrickspartricia7907
    @accuratepatrickspartricia7907 Год назад

    Amasiziba ndakutyai iiiiih makaoma 🙌

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад +1

    Haaaa very sad 😔....zvinogwadza moyo izvi

  • @bahlemaqeda1105
    @bahlemaqeda1105 Год назад +1

    Eish kunzima 6 here ahhh ma1

  • @Teelovesgod
    @Teelovesgod Год назад

    Tete Tilda ,hanzi makadii kuzvisungirira pamaida kuzvisungirira 😅😢

  • @chibanguzasharon9383
    @chibanguzasharon9383 Год назад +1

    Nhai Tilda ukuda kuti wazvisungirire,, she came there for help,,She is saying I did buy the witchcraft,,it just happens uncontrollably,,,Hanzi munhu makamudzoserei,,She is even saying ndiri kunamata ndichiti zvichapera

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Год назад

    Zivai kwekuroorwa nekuroora veduwe zvinorwadza izvi. Dai nyaya dzakadai dzikaitika mumhuri tombogara pasi semhuri dzese togadzirisa zvinhu uye kubatirana neari kuwirwa nedambudziko. Zvisinei ky ndimai vako ehe vakange vachishaisha ngatingamuchirei taibatsirana kwete ky mai vangu havaiiti.

  • @nestermatunja84
    @nestermatunja84 Год назад +1

    😂🤣😂🤣hanzi mweya wakaipa wakadii, imi mbuya drama munoriwanza haikona 😂🤣😂haiwa munotsamwisa fani

  • @caspersithole3875
    @caspersithole3875 Год назад +1

    It's now high tym kuti varoi auraya munhu ngaasunge full stop

  • @ceemondoka8095
    @ceemondoka8095 Год назад +2

    Mmmmmm ndabatikana veduweee 💔💔💔💔💔💔💔

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 Год назад +1

    Lol asi Aunty Tilder, hanzi makadii kuzvisungirira, makadii kuroya vana venyu?😂

  • @karenmukuku3899
    @karenmukuku3899 Год назад

    Kkkk Tete ...hanzi makadiiko kuzvisungirira makafa

  • @charitywarama2204
    @charitywarama2204 Год назад +2

    Shame soo sad 6😭Pasi here .very sorry henyu

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure Год назад

    As much as I blame that heartless old woman sekuru avo is the main problem. Munhu atomboenda wakumudzosa? For what! They are in it together. Bishop wematoto

  • @samuelmusengi2266
    @samuelmusengi2266 Год назад

    Mbuya imi mune utsinye chaihwo nekurwadza, kunoita nhumbu kuya, uumm ndabvuma hangu, munhukadzi anoita moyo wakaoma kudaro sre, inga makapindawo muLabour wani, hamuna kunzwa, pain yemo hre, haa moyo wangu warwadza shem, ndanga ndichidya ndabva ndatosiya chikafu ndisat ndaguta, ndarwadziwa nezvamunoita😭😭very sorry to makot shem

  • @albertmpofu777
    @albertmpofu777 Год назад

    Mai avo vakaoma plus matsananguriro avo arikuvanza zvimwe havasi kunyatsotaura zvavanoita chazvo

  • @sandramoshipe8875
    @sandramoshipe8875 Год назад

    Haaa tete shuwa, vakadii kusvisungirira.. apa team varoyi rinotya kufa chokwadi

  • @estinahmichael2250
    @estinahmichael2250 Год назад +2

    Saka vana vacheche vaitsamwirwa vainge vatadzei dhemeti ndonzwa hasha nevaroyi ini