Tha Lord bless you, keep you, Shine HIS FACE upon you and be Gracious to you Tete ve Zimbabwe 🇿🇼...How else can one describe the kind of Love Acts that you are doing. ❤❤❤❤❤❤❤
God have mercy on your people, deliver us from evil and wash us with your precious blood save our souls today. My brother your case is settled, with God all things are possible. God grant more love to tete Tildar and the bus driver who helped this man in the Name of Jesus Christ Amen. Let Love Lead ❤❤❤.
This is a very sad story .let him also visit doctors it might be skin disorder, cancer etc. Vana sekuru tasvu , kanengo ndonguwa yatodawo kuona muchipindira apa kana chiri chivanhu ...even family yemuface uyu ikamusema wachangoripa nekuti akafa zvichaenda pane umwe
Munhu wese anoba pabasa kunyange hurumende chaiyo inotoba ichibira nyika. Ma business ese aya akamira nekubira vamwe. Musamuseka. Iye akazoita hake munyama wekubira varoyi kana zwiri zweshuwa kuti ndivo varikumudai.
Shame ,it's so touching,he sounds like a good guy and very respectful,may God give him another change,we all make stupid mistakes sometimes,I believe he has repented already,,,,,,,, praying for you child of God,,all is well,just do what you are supposed to do and God will do the rest
I’ve a lot of pairs of shoes dzakare the oldest is almost 15yrs old and I have a suitcase full of my clothes which I have kept them for my son who’s 3 years old now.
My uncle vakabawo phone yemumwe mukomana 2004 vakaora seizvozvi for three years vakangodai kusvika vadzorera phone kumuridzi. I don't know hangu kuti vakangosunungurwa nekudzorera phone back chete here or pane zvimwe zvavakaita. Vakaenda kumaspecialist ese zvawo hapana chakabatsira. Daiwo family yemufi uyu yasunungurawo moyo. Takachema munhu mupenyu ndoiziva nhau iyi haina kuchipa
He who is without sin cast the first stone.hakuna mutsvene pasi pezuva we are all preparing to meet God tichitadza tichikumbira kuregererwa.Mwari vanoregerera munzwireiwo tsitsi
For all have sinned and short fall in the Glory of the Lord, it's not worthy it, forgiveness sets you free from bitterness guys,ngatidzidzei kuregererana anotonga nai Mwari
I feel sorry for this guy but let it serve a lesson to all of us that zvinhu zvemufi plus kukumbira nechemumoyo is not right but I think he should seek help from the likes of sekuru Tasvu,sekuru Achapola or sekuru Kanengo and he should definitely go and ask for forgiveness from the family of mushakabvu and not assume that they will not acc5his forgiveness without trying coz I am sure once they see him in that condition they might feel sorry for him and forgive him especially if he never took anything else,so tete Tilder I think as fellow Zimbos you can start a go fund me page so that even us who are overseas can also assist in any small way we can
Devil devil devil.He made a mistake and he is paying with his life sure! This family needs to talk to the dead person and help this man Vamwe vanobira vanhu zvikuru wani, thus man is just unfortunate
What kind of shoes can be kept for a generation family inezvainoziva nebhutsu idzi, isu tirikupfeka hembe dzemabhero dzakasiiwa nevafi wani pane nyaya apa ngavasunungure mwana.
Is a good lesson kumbavha dzose , Situation yauri is a good shamhu kumbavha dzose dzinoita ruchiva nezvinhu Zvisiri zvako kutadza kushanda to get or to buy Zvaunoda ,Haugariki newe itongogara mu street WY Uchiba ,dayi usina Kuita that problem ungadayi Uchichena nebhutsu dzokuba
Yooo same nezvakaitika kubrother yangu kusouth after accident police took his belongs he the deacesed fight for his things until they come to zim zvinoitika ngayende ikoko
Zvichabatsirei nhai. I am sure he is regretting already. There is no need to say that. Lets help this young man please. Kana pane asina kumbotadza in life ngaapindure tione. Its sad, l feel sorry for him
Keep this woman in your prayers she deals with sensitive issues God protect you
Praying for Tilda indeed...always...let us Pray
A big Amen
Amen and amen tilder. My GOD. PROTECT YOU
WITH THIS. PROGRAM
THATS. THE. WORK OF. GOOD SAMARITAN
Amen zvesua
Amen
Tha Lord bless you, keep you, Shine HIS FACE upon you and be Gracious to you Tete ve Zimbabwe 🇿🇼...How else can one describe the kind of Love Acts that you are doing. ❤❤❤❤❤❤❤
😢😢Mmmm mwari ngaamurangarire paati ndanogara zvangu kwangu ndega bcoz of hwema ndarwadziwa kusvika pakuchema. Kutadza kurimuvanhu veduwe chokwadi asina chivi ngaapotsere dombo rekutanga💔💔😥
God have mercy on your people, deliver us from evil and wash us with your precious blood save our souls today. My brother your case is settled, with God all things are possible. God grant more love to tete Tildar and the bus driver who helped this man in the Name of Jesus Christ Amen. Let Love Lead ❤❤❤.
😢
Mwari musunungureiwo🙏🙏🙏 mushambei neropa renyu Jesu agoponeswa
This is so sad
Saw this guy at OK Masvingo 2 weeks ago. MaZimbabweans let's help this guy ari panguva yakaoma.
Ane maronda here
@@theresamambara5923 yes muviri wese causing BOD
Aimbobirei boots dzacho Pasi nembavha
@@mzee5533 dzanga dziri dzemushonga asi
Saw him too paOK akagara padoor riri opposite filling station iri next to Mutangiri building
what a sad story all round , dai abetserwa chero akakanganisa after all we r all sinners under the sun
Sorry hanzvadzi. Thou shall not judge. Mwari ngavakurangarire vakuporese nezita remwanakonana.
Shem apa achiri mwana mudiki ngavamuregererewo veduwe 💔
Zvinorwadza izvi. Moyo wekubereka misodzi inobuda please musadaro vanhu tauriranai. Muporese mwana uyooo.
Keeping shoes from 1995 till 2021,thus scary 😢, those were not normal shoes,
Chokwadi ichocho exactly what’s running in my head 😢
Same thing I’m thinking! I’m assuming they were mouldy
Lord your son needs you. This is painful. This young man's story is very sad. He actually sounds quite intelligent.
𝐘𝐞𝐤𝐮𝐛𝐚 𝐡𝐞𝐫𝐞 𝐢𝐧𝐭𝐞𝐥𝐮𝐠𝐞𝐧𝐭 𝐲𝐚𝐜𝐡𝐨
Kkkk nhasi wandisetsa intelligent yekuba
Besides kuba, he's got senses in him naturally vanhu vemasvingo vari intelligent!
Can't hold my tears .... sorry my brother may you find help very soon
Thank you Stallion Crew for helping Livison
Thank you Stallion bus services, God bless
The toucher is just too much oh Lord remember your son l speak healing upon his life in the name of Jesus for He is the healer🙏ndarwadziwa ini
This is a very sad story .let him also visit doctors it might be skin disorder, cancer etc. Vana sekuru tasvu , kanengo ndonguwa yatodawo kuona muchipindira apa kana chiri chivanhu ...even family yemuface uyu ikamusema wachangoripa nekuti akafa zvichaenda pane umwe
Okay
Sekuru Tasvu nasekuru kanengo please betserai mukomana uyo awanewo kunotaurirane nemhuri yemufi ndakumbirawo 👏
Ndanzwa tsitsi haaaaa
Munhu wese anoba pabasa kunyange hurumende chaiyo inotoba ichibira nyika. Ma business ese aya akamira nekubira vamwe. Musamuseka. Iye akazoita hake munyama wekubira varoyi kana zwiri zweshuwa kuti ndivo varikumudai.
True isu anamadhumbe paJoni tirikungoba wani
@@onitahhorosi7324 ndiyoyo hama yangu ...kwai inodya payakasungirirwa .
Vamwe wanoba time chaiyo pabasa
Ehe akabira varoyi,vakafa havana chavanoziva ivo vapenyu ndivo vane zvavarikutoita
Eish too bad. Chero hazvo akakanganisa guyz this is not it. Mwari chaivo vanotiregerera zvatinovatadzira. Vakabirwa please help mwana uyu.
Shame ,it's so touching,he sounds like a good guy and very respectful,may God give him another change,we all make stupid mistakes sometimes,I believe he has repented already,,,,,,,, praying for you child of God,,all is well,just do what you are supposed to do and God will do the rest
Chance
Akangoitawo mistake but zvechokwadi he sound like a respectful and good guy
Ngaaende kwaProphet Magaya
Tiri vatadzi baba regererai mwana komana wenyu😭😭😭
Big up to Stallion Cruise.
Idzo ibhutsu rudziko dzinochengetwa kubva 1995 dzchr Mumba kusvka izvezvi dzne nyaya ndosaka vazukuru vasina kudztora aita munyama mukomana uyo😢😢
Bhutsu dzedzinza pane chiri pabhutsu hadzisi dzega
I’ve a lot of pairs of shoes dzakare the oldest is almost 15yrs old and I have a suitcase full of my clothes which I have kept them for my son who’s 3 years old now.
😢kana ndiwewo
𝐊𝐤𝐤𝐤 𝐭𝐚𝐮𝐫𝐚 𝐳𝐯𝐚𝐤𝐨
@@mzee5533 zvnonzwisisika uripo muridzi ko dzemufi dzchr kutsvagei zvnonz pachvanhu zvnhu zvemufi ukapiwa hazvchengetwe shandsa zvsakare vani
Livson receive healing my son may the Lord God forgive you
He's so mature hey comparing nevamwe vatinoona ipapa
May he find help and may God guide his journey to healing
Mhuri yemufi ngavataure nemhuri asunungure mukoma uyu veduwe 💔
My uncle vakabawo phone yemumwe mukomana 2004 vakaora seizvozvi for three years vakangodai kusvika vadzorera phone kumuridzi. I don't know hangu kuti vakangosunungurwa nekudzorera phone back chete here or pane zvimwe zvavakaita. Vakaenda kumaspecialist ese zvawo hapana chakabatsira. Daiwo family yemufi uyu yasunungurawo moyo. Takachema munhu mupenyu ndoiziva nhau iyi haina kuchipa
vanhu ngavasadaro hongu kutadza akatadza hake asi uyu huroyi wakanyanya munhu kuitwa chitunha achifamba soo mmmm😢😢😢
Imagine sazy
Bhutsu chete here veduwee dzosvitsa munhu pakadai.... We are all sinners we learn thru our mistakes mhuri yakabirwa ngaichimusunungura atodzidza.💔💔💔
Lord have mercy on that boy
Get well soon Livingston, mnhu vose anotadza , dai avana medical help again
Dai mwari mabatsiravo chokwadi mukomana uyu
I’m in tears God have mercy mukomana atambura uyu because of just a pair of shoes iko kune varikutadza kudarika zvakaita
Ndabatikana veduweee ummmmm 😭😭😭😭😭😭...Hakuna munhu asingatadze my thoughts gogo ava vanenge vakatomushandisa kusvika azotora Shangu zvine kamwe kakusanzwisisika chokwadi...God him self will heal you brother hpna nguva isingasvike
Saka vazukuru vaifanira kuzopihwa bhutsu idzi varikunzwa sei nemashura awa?
Bhutsu dzanga dzakaipa idzi chero kunani aizodzipfeka
..what even killed the then Owner of those stolen shoes...???
Plus dzanga dzasakara dzaipfekwa nani pavana vemazuvaano nhai zvakaoma
Dzaimbochengeterweyi dzaidii kupihwa vaivepo pkaipa
Ndarwadziwa hangu 😥💔 yes kuba kwakashata but hupenyu hwatiri kurarama zvirikuwanika izvi vamwe varikuba gold renyika yose
can i have contacts of this person please ASAP he needs help
ummm am in tears, my prayers are with him.
Its so sad, very sad.. Upenyu. May God guide you and fight for you. Who am i to judge😢
Ngama tsvage 12 bonds. Anga enda ku Bulawayo, Old Lobengula, pedyo ne Sizane High school. Old Lobengula Township near church ya Sengwayo.
He who is without sin cast the first stone.hakuna mutsvene pasi pezuva we are all preparing to meet God tichitadza tichikumbira kuregererwa.Mwari vanoregerera munzwireiwo tsitsi
Mwari tibatsire Iwo veduwee Tete Tilder moyo wenyu ka mwari ngava kukomborerei zvikuru ne chipo cheupenyu
Mmmmhhh I’m speechless Mwari pindirai
Go TO THE LAST BUS STOP Sekuru TASVU 🔥🔥🔥🔥🔥
Taura hko zvimaPastors and nemaporofita hazvina simba
Yaaah ndarwadziwa, haasi kunyara kubvuma mhosva yake, zvinowanikwa mukushanda kwatinoita, zveshuwa tinochiva, dai Mwari akuporesa, Jesu anoti, " Asina kumbotadza ngaatore dombo ateme"
Iiiiiii moyo wangu warwadza dai Mwari vamubatsira sure thanx tete Tilda nerudo rwenyu vazhinji hatizvigone izvi 😭😭😭
So sad ndarwadziwa 😢 mwari ngavamuitire nyasha
Ummmm vakomana chivanhu musachitorera Pasi mface anoda serious help 😢😢😢😢😢
So sad.
Asi umnn, Nhingirika akanditsotsa mari yeborehole ari kungojabula. Vengeance is the Lord’s.
This is very sad....Dai Mwari vekudenga vagona kumuregererawo....Asi idzo bhutsu idzi dzaita mubvunzo mukuru kwazvo kubva 1995 ndisati ndaberekwa dzakangochengetwa chete????pane nyaya apa
For all have sinned and short fall in the Glory of the Lord, it's not worthy it, forgiveness sets you free from bitterness guys,ngatidzidzei kuregererana anotonga nai Mwari
Ini ndini umwe wevanhu vanongotora zvinhu zvese zvese ndisina kukumbira🙌I've learnt my lesson
😂😂😂😂😂iti ndoba
😢upenyu hwakaomaa sure so sad urombo huroi chokwadii all shall be well bro 🫂
Veduwe, kana zviri zvevanhu please God deliver him and forgive the person doing this.
Ummm zvakaoma ndarwadziwa Mwari murangarireivo mukoma Livson
We need this to happen to gold smugglers vadzore gold renyika🙏🏾
I am cutting onions tears are flowing
Akaba hake ...ASI ndarwadziwa Ini ....baba vomuramba fut vanhu ngatiwanei Moyo we tsitsi 😭
😢ndofunga dzaiva nemhiko idzi.
I feel sorry for this guy but let it serve a lesson to all of us that zvinhu zvemufi plus kukumbira nechemumoyo is not right but I think he should seek help from the likes of sekuru Tasvu,sekuru Achapola or sekuru Kanengo and he should definitely go and ask for forgiveness from the family of mushakabvu and not assume that they will not acc5his forgiveness without trying coz I am sure once they see him in that condition they might feel sorry for him and forgive him especially if he never took anything else,so tete Tilder I think as fellow Zimbos you can start a go fund me page so that even us who are overseas can also assist in any small way we can
Tilda you are a general God protect her in Jesus's name
I don't think kuti dzanga dziri bhutsu ini ; mumaziso dzaiva bhutsu but wanga uri mushonga wanga wakatsigira musha ; bhutsu ya 1995 still exist never ; bhutsu dzaiva chikwambo icho ndosaka akugara achiona chimunhu icho
Ndiwo mafungiro anguwo
trur
Bhutsu idzo dzine chirevo ,Gaya munhu akafa 1995 but nhumbi dzake dzichiripo ,pane zvihombe pamba ipapo
Devil devil devil.He made a mistake and he is paying with his life sure! This family needs to talk to the dead person and help this man Vamwe vanobira vanhu zvikuru wani, thus man is just unfortunate
Can you imagine.akangotorawo bhutsu dzaaiona dzakagara dzisingapfekwe dzakanga dzatosakarawo.he is unfortunate shame.Mwari vamubatsire aware help
Ndarwadziwa hangu😢😢😢 mukomana uyu anoda help nekukasira
Aaaaaaa this is a sad story I'm touched Mwari pindirai nekutadza kwatinoita obva watambudzwa nekungomba bhutsu dzasakara
Hi tete basa ngariyende mberi thank you so much
ndarwadziwa ndabaikana😭😭😭 ngavachimuregerera atambudzika shem
Uyu dambudziko rake mufi
Havasi vapenyu
Saka zviri tricky zvinhu zvacho
Pamushapo hapana vanhu
Tete Tilda nyaya yemukomana uyu inonzwisa tsitsi, mupeiwo mask kuitira paanofamba.
My God protect you Aunt uye ngavasadzise zvishuwo zvemoyo weyu
Kna murimi mwari i declare testimony to ds guy
May God bless you
What kind of shoes can be kept for a generation family inezvainoziva nebhutsu idzi, isu tirikupfeka hembe dzemabhero dzakasiiwa nevafi wani pane nyaya apa ngavasunungure mwana.
😮Jesu oti asina kumbobatwa nechivi chorudzo urwu ngaatange kutora dombo ateme ,zvorwadza hazvo but zvainaka dai vabereki vari pamwe chete ,vaindozvirereka kumhuri yakabirwa zvaireruka ,semwana akaparira vabereki
Its so touching my God please God help him.
Achiri kukuziva here kwaaishanda kwacho ngaangoenda anokumbira ruregerero anoita zvakanaka
Haizi eczema here iyi guys..that eczema iri serious serious nekushayawo zvikwanisiro zvekuzora zvekunwa that's why skin yacheneruka kudai zvamuropa... just saying 🤔
My thoughts as well
Muregerereiwo akatadza mwana mupeyiwo second chance
Tete murisei makitwa neyellow zvekuti. Yellow yellowish 💛
Makafitwa 💛☝️
Yellow fits all
Nyama😂
I am very sorry dear brother,dai wachishinga kuenda kumbere gwa kwacho usunungurwe bhudhi you have suffered enough
Uuuummmm Zvakaoma hazvo Mwari ngaatiitire nyasha
Is a good lesson kumbavha dzose , Situation yauri is a good shamhu kumbavha dzose dzinoita ruchiva nezvinhu Zvisiri zvako kutadza kushanda to get or to buy Zvaunoda ,Haugariki newe itongogara mu street WY Uchiba ,dayi usina Kuita that problem ungadayi Uchichena nebhutsu dzokuba
Imi hamubi but zvitadzo zvamunoita zvingani zuva rega rega? Zvimwe zvacho zvinongodawo kuita moyo so kwete kuita kunge wakagadzikwa dombo muchipfuva
Nooooo dnt say dat
Shame ndarwadziwa hangu , kutsiva ndekwamwari u really don't deserve what you are going through...dai mwari vakuporesa
Munhu anenge ava kusiya basa oti yaa ndoda kuvabira ndoenda 😢
But bhutsu here, zviripachena kushaya uku ungaba bhutsu yekuma90s
Nhai zvako ko kungobva murunyararo
Kushaya imi,yes kuba kwakaipa but mari dzinopihwa vakomana vemombe ava hadzitenge chinhu. Hurombo chaihwo mufunge
Its sad because bhutsu idzo dzogona kuti dzaive newurombwa mukati nyaya yekuba iyi😢
😢😢 zvinorwadza
Situation yake inorwadza but lets not forget kuti he is a thief who is today paying for his sin
Taura hako
Exactly because chiii chaizoita kuti bhutsu idzi dzichengetwe kubva kuna 1995 kusvika kuna 2022 dzakangochengetwa chete chiii
Vazukuru vakatonzwa nezvadzo ndosaka vasina kudztora panga pakatoteiwa munhu ipapa aita munyama
Ngayende krainbow ministries warren park1 appostle phiri vanobatsira havo back to sender❤❤❤
Ngaazame kundokumbira sorry kumhuri yacho nekuti zvamwari mukoma uchiri mudiki mwari dai vakunzwira ngoni😢
Stealing will never be good but hope God will redeem you
It's so sad Mwari pindirai
akatii aizviziva Wani akatii dzvakachengeterwa. Muzukuru
Yooo same nezvakaitika kubrother yangu kusouth after accident police took his belongs he the deacesed fight for his things until they come to zim zvinoitika ngayende ikoko
This is so sad.mwari ngavamuporesewo
Ndarwadziwa 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 apa mwana mudiki sei
Go to GOGO Shumba 💥💥💥💥
Very sorry my brother mwari havarambe vakanyarara vachakurangarira w ar going to pray fo yu ah ndrwadziwa mwar itai munana pamukomanana❤❤❤❤
This guy is suffering no matter what he did
Umm shem 😐. It's very sad and touching 😢
Enda kwa sekuru Tasvu
My brother Jesus Christ Loves you and He is ready to forgive you seek Him with all your heart and you shall find Him
Amen
Amen may God remember him
Amen
Wakadini kukumbira tarisa zvawawe mwanangu
Zvichabatsirei nhai. I am sure he is regretting already. There is no need to say that. Lets help this young man please. Kana pane asina kumbotadza in life ngaapindure tione. Its sad, l feel sorry for him
Ngaende kwasabhuku wedunhu raakaba bhutsu abatsirike
Ndezvake izvo ngamame akadaro 😂
Ehee ngaasvikire kwaSabhuku, otsananguranyaya nyaya yake.. Even chief chaiye anopinda pakukumbira kune mhuri yaakabira bhutsu